Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mweya mutsvene tichengetei nguva yapera tamirira Jerusarema musha wakanaka, musha unogarwa nevanoera vaMwari vakateerera vakatenda nekuita manzwi amakatumirwa kubvira gore ra1912 kusvikira pamagumo.
Vatsvene vkatungamira knotigadzirira pekugara..baba noah
St Noah Muponesi Wangu, mugare nane always. Ndinokudaidzira Simba renyu baba. Itayi mapipi pa moyo wangu all the time. Ndinokutendaiwo baba asina magumo. Amen!🙏🙏🙏🙏🙏🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳
Amen! Amen! Amen!!!
❤❤❤
Missing my father 😭😭😭
He lives in St Nimrod Baba. Ndivo ndivo zvavo.
Ah ah !!! Mwari wedu mutume Noah ane Simba ,voroyi vanoona here .
My heavenly father ❤❤
Gore iri ndaivapo ndichiri mutendi handishoori church iyi ndaiva pabarika haaaa ndakakundikana uyu mutumwa wamwari zvechishuwa
Kkkkkk boe here?
Mukuru wemazuva
Hallelujah hossana
Amen and Amen
Yera yera baba munoyera
🙏❤️
Amen Amen 🙏
nice our church
Varoyi makaoma
Grioz za múari❤😊
Dai mamusiya
Vakataura zvirokwazvo kut wose une shavi richabuda
Haleluya😅
Ipapo vanenge vachitaimira tuvana tudiki
Don't humiliate one's denomination ko im zvamur kurepa tuvan tudiki makanzi chii
Chitima chikuru icho usadaro
Too bad f 2:05 or her
Chiii chakaitika apaaa tiudzei kaa munhu uyo aiinda kuna changamire kunodii
Mukadzi akabatwa neshavi saka akasvetuka kuda kuenda kunobata magetsi.
@@nyanhuriketv kkkkk anorohwa nemagetsi akaoma kk