Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Zondie ndiSinger Dhuterere ndiPreacher uyu mufes uyu kuGospel hapana anomukunda blessed bro ndonzwa kukomborerwa nemusic yenyu Amen.
At a time like this next year I'm going to testify 19/06/22 Jehovah rwirai Zita renyu
Powerful song I play it everyday well done guys Zondie you such a talented man God bless you
Nziyo dzenyu dzose 🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙆🏾♂️👏🏽👏🏽✅🇧🇼🇧🇼🇧🇼
Mmmm nice song haaa munogona henyu kuimba
Nziyo dzenyu dzinondidzora pana Mwari. Mwari vakuitirey zvakanaka 🙏❤
This music inoswededza Pana mwari ❤
For real my father uuum your music haaaa ndikaswera ndichiiteerera ndoswera ndakazadzwa nenyssha uuum for real God bless you Amen
Rwirai zita renyu Mwari kuti hukuru hwenyu huonekwe hallelujah powerful 🙌🙌
Neminamato tinokunda zvese zvinorema pano panyika 🙏🙏Cape twn hatisanganei pano tiitirwe nyasha
Very powerful 🙏🙏🙏🙏🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲
Shuwa shuwa vanababa vangu Amen dai Mwari warwira Zita ravo vanhu vaziye kunamata vabve muzvivi, sanika nguva ino yatave kurarama mmm yakutotyisa nyika yaenda kumawere Amen and Amen
Zondie Une chipo hama yangu ,Mwari Ngavarambe vachikusimudzira pabasa rake
Ndasimudzirwa moyo kuna Mwari with this song, strong message"Kana Mwari akasazviratidza vanhu vake vanoramba kudzoka" May God Bless.
Kna tazogara toudzana udzana kuti zondi anogona hake
Mune Chipo akoma, God bless you
Ndakomborerwa ini nekuimba kwenyu varume keep doing the good work
This song really touches my soul❤️🙏
Well done guys your song are powerful they bless
Nziyo dzenyu dzondikomborera next year this im bringing a testimony by faith 🙏
Grace of god munondiitira
liyangibusisa guys good job
They just bless my soul and make me so emotional at tymz...
Zondi makapenga mdara, been long ndichitsvaga ma songs enyu now ndazowana channel🥳🥳🥳🥳❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥💯💯
good song Papa keep telling the word chokwadi
I feel the present of God whenever l m listening to this song ❤ May the lord almighty it keep on blessing you with more words to sing for us in Jesus name
Well done mukoma zondie
Feeling blessed after listening to this song
Song inondikomborera iyi 🤝🙇👏
Amen & amen
Amen kuimba kwakanaka
Zondi uyangibusisa.This man has a powerful voice of God
Keep it up guys
replaying it mmm
Rwirai zita renyu Mwari muhupenyu hwedu 🙏 tatambura and our faith is shaken
Hallelujah
powerfull gospel amen and amen thanks
BOUT TO CATCH THE HEAVENS WITH MY HANDS CUZ OF THIS SONG
Good music Zondi
Nyc song famba naro shoko
Ndatenda hangu mambo
Nziyo dzenyu dzakazara mazwi ane masimba dai Mwari aramba achikuwedzerai zivio
Thank you for good music Zondi
Ameeeeeeeeeeeen
Vanhu venyu vanamate
Very powerful br
ndinokomborerwa nemimhanzi yenyu God bless you guyz
🙏🙏🙏
Amen , thank you Zondi
powerful
Thanks for good music
very powerful song
Zondie unogona wangu
Iko kuhaka zvinoreveiko, koiko ku dzura zvinoreveiko, back to sender inoreveiko. Questions most Mapositori can't answer
BABA ZONDI MURI SUGAR CHENA 👏👏👏👏👏👏
I love this song
Amen
Varume munondiitira ini no jealous
vaparidzirei vanamate mambo
Amen 🙏
Thanks for the message, ,
Ndatenda hangu
Amen and Amen
😭😭😭😭🙌🙌
Rambai muchichiti dzora nenziyo ndinokomborera nkt nyika haichina kumira zvakanaka. Mwari varambe vachikupai simba
7:01
Kraabar!
Musik inoropafadza .rambai makadaro guys ..ane kababy voice uyo ndeupi uyoo?
Drama Yana ziyoyo keep it up brother
Unesipho zondi
Aiwa Zondi unondiimbira nyasha dzoburuka amen amen
Famba Zondi
Well done Partwell
Well tried
❤❤❤❤❤ more love 😮
How can I contact this group please
0773955758
Zondi ndikafunga uchiita drama nana zondi