Interesting. Tinashe Mugabe offers Mtukudzi alleged son free DNA
Vložit
- čas přidán 8. 09. 2024
- The story of Aaron Chaka continues as DNA man offers free service
mnangagwa #madzibabaishmael #Zimbabwegwa #chamisa #zbctvonline #sadc # #zimbabwenews #zanupf #zanupfparty #zec #ccc #jahprayzah #winkyd #starfm #maititi #madamboszim #naizaboom #magtom #comicpastor #zimcomedy #zimmusic #tinashemugabe #garrymapanzure #killert #freemanhkd #saintfloew #silentkiller #babaharare #macheso #tilda #sehcalaz #zimdancehall #mashura #zimconfessions #sungura #macheso #enzolshal #chilspot #jobsikhala #zambia #hopewellchin'ono #southafrica #hichilema #zambia #zimyoutubers #zimcricket #passionjava #zimcelebs #nashtv #voltsjt #blot #hmetro #zimgossip #trending #tshabangu #byelection2023 #banga#
#jobsikhala #ccc #macheso #zambia #babaharare #goldmafia #sadc #blot #southafrica #byelection2024. #Passionjava
Mwana haafiri mhosva dzevabereki ... Thank you Tinashe
Thank you Tinashe coz vamwe vanhu vanoda kungopinda pese pese ndikuda kutoona episode iyoyo
Thank youfor for sharing ❤
You are so welcome
Inhamo chete mwana ndewa tuku uyu
Hongu
Confirm "muchitonakirana" muzukuru wavadyegora kkkkk
99.9%
Imi nyaya iripo ndeyekuti, being tuku as a public finger, it doesn't stop him, to propose love from any attractive woman, murume zvese, aiunganirwa nemadzimai woita saraude, zvirizvo zvakazoputsa imba yake, namai vana Sandra. If people would stop using title s, and address tuku as an ordinary man, not his celeb or famous.
I chokwadi Varume more than 99% vakadzi vavanavo havasirivo vega vavakadanana navo ndokuroora
Musikana anoita vakomana 2 or 3 ozosarudza waanoda kuroorwa naye anotogona kutizira asiri muridzi we nhumbu. Inyaya yehurombo chete pakaitwa free ma DNA dzimba zhinji dzinoparara kune Ngamura Mbinga dzirikurerera vamwe varume VANA and many poor men varikurera VANA vevamwe nokushaya Mari ye DNA
Yambiro yangu iri kunana mayi please udzayi VANA their true father's as early as possible
Taura hako ipapo chokwadi
00.00% haana kana kufanana naTuku
99.99%
Man must be responsible to look after the kids they fathered outside marriage coz rese iropa waesita mu marriage nekunze chenge ose manhanga haoana risina mhodzi
iye na mai wake wainyararirei konguva yose iyi
Hazvireve rudo handina it ws for Ereck Night
Pakuti vanaMai deprieve vanaBaba you are being naive and unfair. Van baba have it at their disposal to fight for their rights to fatherhood. However, havadi they run away from responsibility. Some fathers pay bribe and get lawyers to fight paying child maintenance.
Oh really
Newacheso futi ndaaitwewo
Asi waCheso vakafanana
WaCheso ndiye uya