Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mai Ropa varikuda kuyedza yedza mamwe ma relationship sezvo vakasiyana nabaRopa. Manje zvirikuramba. Dzokai kuna baRopa uko.
haaaaaa isu FRETS tomuda akadhakwa isu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Good one guys but hona ka frets apa chienda kubhawa womidzokera wakadhakwa ahasi kukuziya zvakanaka kuti unouya naye mwana wabamkuru iyeye😅
Patricia anotonetsa tikumuona hezvo nijo akamutiza kkkkkkk kanoshusha kamai Maoko
kkk kwanzi ukati Mercy (Messi) ndendakufunga zvebhora.
Pat dzora moyo wako ndo type yevakomana vaunoowana vekungochengeta 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndirimbwa pamberi pako 😂😂😂😂😂😂😂
Ndiri imbwa pamberi pako😂😂😂😂
Iih ndirimbwa pamberi pako🤣🤣🤣Mairopa rega baropa akutizewo une karushusho
Frets ngaamboita skit with his guitar 😂
😂😂😂 ndrimbwa pamberi pako
Haa ndiri mbwa 😂😂😂
Frets ngaadhakwe😂
Kwahi kubva ndiri bhoki 😂😂😂😂😂
First skit nekubva vatorambwa only because of this ❤ ❤
Kkkkkk ko Nigel aripi ndye aida ipapo maipedzerana
Kana iyeyu anogona wani
Ini ndosaka ndisinadi kutengerwa chinh nemukadzi kkkkkkkkk
Ini ndakazozvitengera ndahwa nekumbotoregwa hazvina gender
@@carolineshoko2857😂😂😂
Kutengerwa hakuna kushata kuzoita ma extra cirriculum ndokwakashata
Mwari waAburahama Mwari waIsaka.. mati Patricia aitr sei nekuwana vakoma vemhando iyi.. kana mari ueCombi vese vanouya vasina.Mai Ropa Mwari ngavakuoneiwo please. Kkkk ndaseka nhasi
😂😂😂haaaaaaaaa Frets tomuda akadhakwa jokes aside
Frets haafanirwe kugara arisobber trust me 🤣
😂😂combination iyi👐👐
😂😂😂 Sorry kani Patria unongozivawo varume so wongoitawo moyo murefu
Ndirimbwa pamberi pako😂
Patricia vanenge vachibvunza chaipo chaipo pane nyaya 😂😂😂😂😂😂
Nhai Patricia chiii chakaitika pa House Keepers??????
😂😂😂Messi webhora kkkkk
😂😂😂frets haana hana yakabvaruka
yeyi chisako masimba mashoma iyo haite iyo kuuraya munhu nyaya yacho yakuita kunge live ndovimba hazvina kuitika
Ndiri ku Malawi
King Messi😂
Patricia ndiri imbwa pamberi pako kkkk apa handina kana mari yecomb
lesson learnt...usatengerwe chinhu nebabe kkkk
Exactly 💯💯
Frets tangai mamupa black label mozotaura muone 😂
😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥
FRETS anonakidza akadhakwa kkk
Mibvunzo yaPatricia kana ari mu high court anosara pasi😂😂😂😂
Ndangofarira pakutanga mnhu hider kunge pasina nyaya zvavo
King Leo😂😂
mukomana ngaaende anomwa doro
One lov pati
Ndirimbwa pamberi penyu hangu
Numero Uno❤
Izviii zvaida nigel
Vanhu majaira Nigel bt ane kahu Nigel
King Leo here? 😂
Kkkkkk king Leo
😂😂😂😂😂
Dis gy looks like NIJO ,vanhu vava avasi ma brothers her Paty pindura mhani😂
House keeper please Patricia
Blaz ava vakadzoka vadakwa uchavaziva zvakanaka😂😂😂
Frets anonakidza akadhakwaa yoooooooo not sobber
Wapinda mucourt chaimo naPat kkkkkk
Dai mamboita Frets akadhakwa
Kufambira kuzorambwa nekutorerwa fon
Ndrimbwa pamberi pako....
Haaa ungabva wadaro muface wako hre asi nhy
Frets kokuzopusa 😂😂
Mukadz mukadz sure
😂😂😂 sorry Patricia
😂😂😂😂😂😂😂
kkkkkkkkkkkkkkkk dai ari NIJO waguta hako nema response amai
Frets ma1😂😂😂😂
Ahh vanozviita vanhu ava vanokuitisa
Yaaa gudhu
sekuru chamu vakaipaaaaa
Men who sfeba apa vachichengetwa what's your goal in life
Superstars
Sorry hako ahh response yacho 😂
Frets toda wakadakwa isu
Frets
Dzotomboitawo sober idzo
Patricia kanda number dzako shaaaz
Fretss
King leo
❤ we love you patrisha
Regererai murume imi hamusi kuona kuti azvininipisa here
😂😂😂😂😂murudo murudo 😂😂😂😂
Ndirimbwa pamberi pako, mkomana adzikisa gejo
Musiye abaye unobvei zvekutora maSin kudhara ikoko😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ndendakufunga zvebhora
King Leo😂
😂😂😂😂😂😂
Mai Ropa varikuda kuyedza yedza mamwe ma relationship sezvo vakasiyana nabaRopa. Manje zvirikuramba. Dzokai kuna baRopa uko.
haaaaaa isu FRETS tomuda akadhakwa isu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Good one guys but hona ka frets apa chienda kubhawa womidzokera wakadhakwa ahasi kukuziya zvakanaka kuti unouya naye mwana wabamkuru iyeye😅
Patricia anotonetsa tikumuona hezvo nijo akamutiza kkkkkkk kanoshusha kamai Maoko
kkk kwanzi ukati Mercy (Messi) ndendakufunga zvebhora.
Pat dzora moyo wako ndo type yevakomana vaunoowana vekungochengeta 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndirimbwa pamberi pako 😂😂😂😂😂😂😂
Ndiri imbwa pamberi pako😂😂😂😂
Iih ndirimbwa pamberi pako🤣🤣🤣
Mairopa rega baropa akutizewo une karushusho