(Marange) Priest Abel 1985 apostolic Gospel

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Chirevo pamusoro pe Ijipiti
    Tarirai jehovha akatasva gore rinomhanya, uye ari kuuya kuIjipita.
    Zvifananidzo zve Ijipita zvikudedera pamberi pake,uye mwoyo yavaIjipita yonyungudikamukati mavo.

Komentáře • 9

  • @user-el5kn6hm2b
    @user-el5kn6hm2b Před 4 měsíci +1

    Tikomborere Mambo Jeso!

  • @chidhakwasvosve1121
    @chidhakwasvosve1121 Před rokem +1

    Yaaaaaaa

  • @nesterchishanu7642
    @nesterchishanu7642 Před rokem

    Kereke yasekuru vangu vaMabhiritiana vakazoshaika havo asi ndoifarira nokuda kwasekuru 😢

    • @1912.
      @1912.  Před rokem

      tinotenda nebasa rakakura kudai ramwari.... ishe vanokokera vanhu kunhimbe yake....

  • @1912.
    @1912.  Před rokem

    FANTASTIC

  • @1912.
    @1912.  Před rokem

    RUGARE NGARUVE NEMWI VCANHU VASHE KUNE VAZHINJI VAKAREGA CHURCH MUSHURE MEKUNGE ZVAIITWA ZVACHINJWA UYE NEKU GADZWA KWA NOAH KUITWA MU PRISITA........ TINOKOKERA VANHU VAKADERO TICHIVAUDZA KUTI ARIKO MWANA MAMUTUMWA PRIEST CLEMENCY NETSIKA DZAMUTUMWA DZIRIPO DZISINGADZVANYRIRI VANHU PAKUNAMATA.... VANODA KUKURUKURA KANA KUSUNUNGURWA KANA CHAVANGADA KUZIVA VAKASUNUNGUKA KUBVUNZA...... TSVAKURUDZO YATAKAITA TAKAONA KUTI VANHU HAVANA RUZIVO RWEKUTI CHURCH INONZI JOHAN MARANGE IMBIRI IMWE INEKUITAWO KWAYO NEIMWE IRIKUFAMBA MUMAKWARA A ST JOHN..... HAMA VADIKANI MUSATORWA MOYO NEMAPFEKERO KANA MAIMBIRO AKAFANANA ONGORORAI MUINE TSIKA NEMHARIDZO DZEVANHU MOZOTI MOTEVERA ..... TENDEUKAI MUIDI MUBHAPATIDZWE NEKUT UMAMBO HWAISHE WEDU TENZI JESO HWAVA PEDYO

    • @1912.
      @1912.  Před 5 měsíci +1

      @@tickysonmukanjari2984 munodhuva kushandisa mafeelings pazvinhu zvinongoda reference chete why hatred?

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 Před 2 měsíci

      ​@@1912.Tingabatane sei baba wangu. Ndine shungu zvikuru nekuda kudzidza rungano rwesango iri, kubva pakutanga. Ndafarira matauriro amuri kuita pano. Ndatenda. Please ngatibatane hama yangu. Mogona kana kusiya number kana email. Ndatenda

    • @1912.
      @1912.  Před 2 měsíci

      @@mbizi4573 ndibatei pa number idzi tibatsirane 0778576209/0712225923