A look of the story of Dickson and his wife of 70 years #macheso #zambia #jobsikhala #ccc #babaharare #sadc #southafrica #blot #byelection2023 #chamisa
He came to the rescue.😅 Inga vakati murume wavo akaita breakdown zvinhu zvavo hazvisi kushanda. Kwanzizve chembere mukadzi hazvienzani nekufira mugota😅. Dhiki the menace😅😅😅
Kokana ambuya ava varichipoko🧐 since muchiti hamusati makambovaona muvillage menyu? But kana chipoko chake chichimudzikamisa then pamwe ingirozi yakatumwa namwari🤔
Haa dhikondo. Watora mukombe. Kanjani obva atsvaga mumwe ane 62 years futi. Vobva vaita 2
Gogo Havana Mumba chek Mikaka yavo bt pabrain dzavo pane imwe yakasuduruka panedzimwe😂😂😂
Beauty is in the eyes of the beholder....😂😂😂
Handina stema nabo zwabo
Sahwira waDeck naDeck ndofunga ndovamwe😂😂😂
Pane pavangamise Gogo ivo vatadza kumisa Dicki mdikidiki😂😂
😂😂😂😂 nhy amana
Rudo haruna zera vamwe venyu tokuonai muchinyora wow kunana regina daniel vekunigeria kana ave wedu munhu moti mushonga siyai vanhu vadanane munhu anoshandisa mushonga anofunga vanhu vese vanoushandisa siya mama vaenjoye hezvo chii chakadaro
😂😂😂😂😂😂mandiuraya nhasi
Dickie vakapihwa resee kkkkk hnzi dickie mwana iye achibvisa mbuya vake brugwaa kkkkk hamuna kuromba naye hree zvkty anoti akaona chmbere annge achitoona mhndara 😂😂😂sandivo vakatonynga mwana hre mbuya avo vakatomudzdzsa fty toda kuona Dickie veduwe 😂😂😂😂 preginendi testic kkkkkk
Kkkkk Weduwe imbotipai chi 1hr chenyaya yaDicky, pliz 🙏🏼
Kkk totangira papi
@@JCTVAfrica Pamakasiira ipapo morebesawo ma episodes
Vane dumbuteku havana nhumbu awo
Kkkkkkk dhiki mudiki diki
Kkkk kkkk Dicky will not kill me 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk imagine
Mbuya vanenge avekutopenga zvavo havangatizire mwana ane 23years ndiwo hushereketwa chaiwo
Amanaka baba vaDhiki vanonzi Tiraburu Chisale kkkkkkk iyi mhuri ndatenda hangu
Vangosanganawo zvavo dzakadambuka vese😂😂😂😂
Mmmmm Dicky anoda deliverance....mutsanyo neminamato kana kumugeza Dicky tsoka dzake mumubikire tea nemvura yacho mushonga wese unofumuka...
Can't wait
Team riri kubvunza iri hamusati mawe kunyatsoziva kubvunza
Kkkkk thank you for sharing such a funny story ❤
You are welcome 🤗🤗
😂😂😂😂yo this guy kill me hanzi brain havana gogas ava 😮😮😮 this is hilarious
Sound please
Vakuru venzvimbo garai Pasi mugadzirise nyaya yomukomana Uyo ,ndicho chinonzi chinyadzi munzvimbo ,kushaisa nyika chiremerera ,gogo avo vatariswewo Kuti dzakati kwesere here ,Chero zvazvo arimadrugs KO Ivo gogo vakadii kuramba
You are right
Dhiki Dhiki iweka rega kuita mashura muZim please
Kkkkk zvekuzotsiga bhara yoooo
Mbuya iyi ikudeiko kumwana nhayi vedueee dhiki siyambuya iyi yachemberaiyo
Chambere inemishonga chaiyo yairikuitira,ngaisungwe inotaura mushe.
Dicky anoda kunyikwa mugungwa dzvuku ndati 😂😂😂
Saka apa zvirikujeka manje coz kiprofita saka akaitirwa miteuro vamuputira muhari mwana uyu saka ngavayende Nate Kwa sekuru tasvu
Friend yadickie surrend
😂😂😂😂😂😂😂Pregnant testic damn this episode is killing me Dhiki for president yemapenzi
Ndasekawo yooo
😂hanzi asangana mapenzi ega ega😅😅😅
Shuva wese dick nagogo mapenzi chaiwo
Haaas shamwari yaDhiki yakapenga😂😂😂
Izvi zvinotyisa zvinoyera zvinoshamisa zvinodakufumurwa,anoda kunorutsiswa mukoma avo vakadyiswa zvakaipa nagogo avo hazisi zvega mufunge tingaseke hedu vanhu asihapana kumbomira mushe apa
Uyu arikutaura dhiki , anenge asinawooo kunyatsoti kwesere
Amai avo vanoroya endai navo kwa sekuru tasvu mozondibvunza...
Sound quality plz
This ma gogo is killing me 😅😅😅 gogo is in love
😂😂😂😂😂😂😂😂sahwira dai ariye ataura hake kubva kwekutanga 😂😂😂😂
Mbuya ava ewo
Benzi chairo pamudzimai rinoshanduka 🎉🎉🎉🎉
Zita racho dickiee😂zvinoenderana
He came to the rescue.😅 Inga vakati murume wavo akaita breakdown zvinhu zvavo hazvisi kushanda. Kwanzizve chembere mukadzi hazvienzani nekufira mugota😅. Dhiki the menace😅😅😅
Ngavaende kwasekuru Tasvu or Kanengo vanobatsirwa vese
Gogo ngaede Kuma Sekuru vezera ravo siyayi mwana apana nyaya musakanganise maswikiro enyika Gogo ngaede kuvarume ve zeta ravo ndarwadziwa ndarwadziwa ndarwadziwa ndarwadziwa ndarwadziwa ndarwadziwa madzishe masabhuku dzingayi mbuya vanonyadzida ndunhu renyu kurara ne muzukuru zwinonyadzisa tofambirepi Gogo avavanokonzera kuti isu chembere tishungurudzwe Neva zukuru yowe yowe vasadaro ndayi arimurume ayisiwa ku jeri zwonzi wakarepa Gogo musambunyikidze muzukuru musiyeyi arore zera rake ndarwadziwa ndarwadziwa
Part 1 yacho hanzii chiiko
Umm hazvakaoma muroorawo uyo dzakadambukawo ft aaa tarisai kunyenama kwavo aah
Dhiki dhiki dhiki dhiki dhiki dhiki dhiki wakanyanya woyeee
Handiti maiti chembere mukadzi ezvo ka
Sahwi nadick wese ndewe madrug
Sahwira to the fullest hahahaaaaa
Zva Dicky Veduwee 🤣🤣🤣🤣
Dicky kamudiro kaunoita Beans dzarara mufridge dzarohwa nehashishi
Vakuru vakati chembere mukadzi😂😂😂ameno
Pakaipa
Inga vakati vakati vari kunoturner 60 ko 70 makuiwanepiko
Iwe ungabvunze zvekuteera kwemuroora kuna atezvara shuwa
Mukomana uyu urikutaura sure kuti dicky akashandisirwa mushonga
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂muroora naDhiki dzakadambuka vose
Kkkkk hanzi ndirikuda zvese ini 😅
Mwana komana asina mari, anoshupika that's the ending,
NDODA CHIKATAPIRA😮
Chembere haidi zvizhinji, ndodawo yangu
Muitisei chirora anotiza oga
Trouble and Dickson 😂😂😂
😅😅😅
Kokana ambuya ava varichipoko🧐 since muchiti hamusati makambovaona muvillage menyu?
But kana chipoko chake chichimudzikamisa then pamwe ingirozi yakatumwa namwari🤔
Ndabatikana
Mwana Uyo ummmmm sarenda
Handina stema navo
Dhiki ka😂😂😂😂😂
Your mic 🎤 next time
Nyaya yadhiki ihombe anoda rubatsiro
Nhumbu hapana, gogo vanofanira vakatosvika menopause, mimba hapana gogo ndivo varikutopenga she needs psychiatric management
Dhikisoni pane basa chairo
Mbuya iwawa anowadiiko chokwadi
Mimba chaiyo ere nhai tenzi werunyararo
Chisale hama yangu mulibwanji
Dhiki akatsvakira baba vake girlfriend
Dhiki sarenda mutoriro too much. Kuzotiwo chimoko chake chinoda zvinhu dzinenge dzakutopenga 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vana vedu ava sarendq
Kana mazogara kaaa chirikupisa
Dhiki Dhiki dhiki hoyeeeeeeeeee
Agona dhiki agona kusarura hahurirwe ndewake ega mukadzi musandipikise😂😂
Sarura wako siyanai nadhiki
😂😂😂😂
😢😢😢
Sahwira mukuru😂😂😂 wavanza dickie
Yeah 😂😂
Makoti wenyika 😂😂😂😂
Kkkk makhoti
😂😂😂😂😂😂
70yrs ichirikutoda murume zvamanje manje here
Shot reipapo
Mbuya iyi ngaivjarirwe nxaa
Mazita aya kkk Trouble
Hahaha Trouble Chisale
Ndakambozvitaura kuti chembere ngaisungwe iyo
Hazviite shuwa ndivo anonzi mashura the whole world is shocking
She say she love age is just a number big to exq
Dhikisi uyu ndiye anechimuty kkkk😂😂😂😂 regai vakadaro chero mukataura ndozviripo chambere.mkdz
Red t/shirt wakanyanya
Haaa Dicky regai adzungaire cz aakamomoterwa😂
Maone
Kkkkkkk musikana uyo arikubvunza akambobereka here kkkk pane mubereki angada mwana aroorwe nechembere kkkkk ungabvunza kut chi chamunoshoora23 ne 60 kkkk hazvibude veduwe zvimwe zvoda jeso
Chembere iyi ngaisungiswe
Gogo vane imwe iri kunyima dzimwe moto. Havatogoni kupukuta miromo chaiko kkkkk ibenzi avo no mimba.
Kkkkkk handidi kunyepa pamweya havasi kuona.. plus takaenda ku pregblom testic ....😂😂😂😂😂😂
Pamweya havasi kuona 😂😂😂😂😂😂
Gogo ve70years avo vanenge vakashandisira Dicky mushonga,kana iri mujolo yooooo.
Pakaipa mushonga irikushanda ngavabatsirwe plz kunevanogona
Vadii kunoman'ara kwamambo 😅😅😅