We visit Cheshumba in search of the truth behind the story of Ekedi and the death at Cheshumba. Madzibaba Innocent also wants Sekuru Kanengo at Cheshumba.
The more these guys talk the more they expose themselves 1 they all agree kuti kwana Ekedi kune ngozi how come they never helped him (clan) 2 they said Ekedi aidzivirira mhuru yake (his own) suggesting kuti he knew the problem in the clan 3 n'nga or muporofita upi who reports client iri musowe or dare kune munhu asipo? 4 Musada kuti nyepera as if shrine yenyu ibasa stereki une power over weather hamuna kana i challenge you kuti, itai kuti winter iite warm tione since you clain kuti unonamatira mvura kuti inaye 5 internet izere people who analyse and vasiri bound by your your church thinking and narrative of things therefore we can expose your cult
All these prophets and n'angas are thieves agents of Satan.Coz Kanhengo akazongoti Ekedhi akabvisisa zvinhu neimwe n'anga as simple like that.Nemishongavyainzi Ekedhi wacho anayo.Kanhengo even failed to mention zvinhu zvakabatwa why?.All these guys are magicians in the name of spirits
The more these guys talk the more they expose themselves 1 they all agree kuti kwana Ekedi kune ngozi how come they never helped him (clan) 2 they said Ekedi aidzivirira mhuru yake (his own) suggesting kuti he knew the problem in the clan 3 n'nga or muporofita upi who reports client iri musowe or dare kune munhu asipo? 4 Musada kuti nyepera as if shrine yenyu ibasa stereki une power over weather hamuna kana i challenge you kuti, itai kuti winter iite warm tione since you clain kuti unonamatira mvura kuti inaye 5 internet izere people who analyse and vasiri bound by your your church thinking and narrative of things therefore we can expose your cult
Nhaimi ko kiti ndeyei kumunhu anonamata mkuru wechechi kuvhumbamira kiti😂😂
Ekedhi akabvuma nyaya kwa mambo, mudhara uyu oti haana mhosva matauriro ake mudhara uyu might also be involved
Zimhazha renyu baba imi ..musadaro
😂😂😂
Iye ekedi wacho akabvuma wani ,iwe unorambei
wakamboona ana manhambara here mashandiro navaita kuti vaipa rimwe bota ravaipa vanhu rekuti unozvimba dumbu mhiko yekuti dumbu risererendeyekuti unofanira kubvuma kuti urimuroyi ukasabvuma unofa nyangwe usiri asi vaita target ane mombe kare
Haaa hamunyareo here imi nekukwegura kwese uku, Ekedi mkumbo nyanyo mumirira Seiko kdaro as if itori member ye SADC or pamwe ye E.U ???😮😮
Vanozivana
Kana mzukuru achinyepa kubudirwa endai kwamukotsanjera izvezvi ndiyo shasha yengozi kwete kupomerana
Baba nyararai Ekedhi wakabudisa nyanga uye wakauraya vanhu vakawanda kudaro waitsvakirei n'anga
Inga gore rino hakuna kunaya mvura wani nyamhanza unonyepa mudhara iwe
Musoro usina bvudzi imbwa Iwe 😢😢😢😢😢 nyarara kudai uriwe wainzwa seiko
Kokiti iyoyo ndiye yekuiswa musaga😅
Just imagine from 2016 muchingotenderedza vanhu instead of telling them kunoripa ngozi
Ekedi vakamumanikidza vanhu nyosoikutevera nyaya iyi musaona side one
Ko tiudzeiwo nezve kiti iyo bonga iro kumasowe
nyaya ingatodiwe apa yakuda hurumende nevakuru vezinata nevakuru vemasvondo nekuti zvose izvi zviri munyika yinotongwa saka panoda kuti paitwe dare zinata yakamirira ana kanengo nevanomirira vapotsiri vacho nekuti nyaya iyi haipere zvakanaka zvagara chivanhu chana kanengo hachisi chemweya asi ndeche kugadzirwa anyone akaenda kumoza anodzoka akuita zvekubata .midzimu chaiyo inoziva chinamato nekuti midziumu vanhu nakamborarar vachitoziva kuti kuna mwari saka muchina kuti pane musiyano wana tsikamutanda nemudzimu madzimambo haasi kushanda nemudzimu kana mhepo dzenyika varikushnada nevanhu vakaromba vachitsvaga mari havo saka imimi ve nrtv endai kuna mambo uyo nekuti ndana tsikamutanda vanoita mashiripiti ekuti kana matombo anochinja masweets so matare haade ana tsikamutanda nzira dzemashandiro avo anozikanwa
All these prophets and n'angas are thieves agents of Satan.Coz Kanhengo akazongoti Ekedhi akabvisisa zvinhu neimwe n'anga as simple like that.Nemishongavyainzi Ekedhi wacho anayo.Kanhengo even failed to mention zvinhu zvakabatwa why?.All these guys are magicians in the name of spirits
Murikunyepera vanhu kanengo ishasha anopedza endai kwakanengo
Yaaa ngationei kuchawira tsvimbo nedohwe wakadii kuenda kwamaodzwa kwacho urimusatanist iwe
Zzvekuzotaura vatungamiri vako kunge uri kutauara zera rako ipapo makutdza madzibaba adickson hamuna zera navo panyama nepamweya '''dzokai pane vamwe musapinze hurumende ropa rakauisa nyika riripo pamureza wezimbabwe
Imbomusiyai madzibaba innocent mumbotaura naEkedi tinzwewo side rake
Good pic quality zibaba rine rasta innocent rabudawo riri nane patsvina
😂😂😂😂😂😂
Kokatsi hanzii😅
Menjetisi.. Ndamirara vaka nengo vacbo
Imi semuporofita makaregererei kubatsira murwere? Mune chimwe cht naEkedi wenyu
kana ve nrtv makuda nhoroondo yesangano re nyenyedzi nomwe inowanika kwete pacheshumba munoenda kuchiweshe guruve,,,,variko vasharukwa vakafamba naamutumwa kubva kare mukatarisa chitupa chake murume wamuanye munoona hachidarike 1970 saka nemakore ane sangano iri apa hamuna chamunowana munowana stafff yema 2k inofunga kuti kunmata kufamba nehelicopter if its is about church sangano rinozikanwa kubva kuvachena nekufamba kwemutrumwa nemagandanga akawanda akasngana nemutumwa nguva yehondo vakapihwa micheka mitsvuku yeisa papfuti dzavo
Saka iwe urifunga kuti Kane ngo anonyepa hr iwe ndiwe unotaura chokwadi hr Hauna kukwana iwe urimiriri wasatan zvakare
Why akabvuma Ekedi wacho
batsirayi vanhu vemachechi aya vakabiwa pfungwa hapana chamwari apa innocent uyo is a ritualist
madzimambo ashande nana tsikamutanda mhepo chaidzo dzematunhu dzakaenda kupi ndihwo hurombwa hwavari kuswera vakaunganira mumatunhu avo hamuna here mhepo iye kanengo mambo anomirira kuti mhepo yake tinoiziva mudunhu anonzi mambo ani iyeye anoti mhepo inonzi kanengo ndeyangu tsaka yayo ndeyepakati kuswera kupedzerwa nguva nevanhu vakaromba kumoza avo havana mhepo dzakabata masuo mumatunhu kana iri mhepo yemuharare chief seke anoiziva mudunhu make here ytakabuda imba ipi yacho padzimba dzaseke nema sahwira emaseke yaimnbogara kupi mhepo inonzi kanengo ana tsikamutanda vanofanira kuto itwa banned munhu havana mweya waKANAKA KUTSVAGA KUDYA UKO
haasi mutumwa kana makutaura taurai mushe haasi mutumwa atoriwo munamati musangano vakawanda vanenge iye vanenge vachinzi va priest
hakuna chinonzi rain making shrine kunyenyedzi nomwe pese pakaungana vanhu vachinamata mwari vanetendero yekunamata vachikumbira mvura dunhu nedunhu nzvimbo ne nzvimbo mutumwa nzvimbo yaaitira muteuro unobata nyika yese zvemvura kunonzi kwachinehasha kuna ruya uko
Hayewawo tibvire apo turasta handiti body irikupfukunyurwa tichaonaka kunyepa kwemuzukuru
Vanyepi ava ngavasungwe
Nyamanza une moyo wakaipa,, saka Ekedhi obvuma nhau yake iwe nemanza yako hamuna chokwadi
Ekhedhi akauraya
Ndokumbirawo kubatsirwa inonzi chiii church iyii vanonamata ne kiti
Inenge yenguwo tsvuku
Vanyepi avoid honai mbavha idzo dzemagemenzi
Munga zvibvume sei imi muchishanda mese neropa revanhu
Nhai zvenyu
Chimbomirai.madzibaba.muridzi.wenyaya.aripanyaya.yake
Ko iye akabuda akabata kiti zviriko here
Ngozi haimiswe inoripwa.mazwi enyu arikushota
Hhaaa inoccent iwe ko ekedhi wako chaakanobvisa nen,anga usiku chii
Ava varikurwa nachinhengo
Vamwe vanhu masoro munomawanepi😅😅😅😅
Shamwari dzorai ropa remunhu ramakatora
Variko varoyi ndimi
Kushanda neropa rewanhu tsek
This is a cult
Kasoro damba twurasta
Masowe rudziiko anenge ndunge
Ngozi haimiswe anyamhanza inoripwa
bvunzai futi kuti amicho vaita nezvei uye vana vavo vanoita nezvei kune ngozi isisina nhoroondo nemi vapenyu asi ichitambudza vanhu iyoyo inopetwa kuna jehovha kuburikidza nesimba renyenyedzi nomwe
He is a liar