Ndaka Bira Chipoko Mari Please Help Me

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Ndaka Bira Chipoko Mari Please Help Me

Komentáře • 44

  • @christabelhakunavanhu
    @christabelhakunavanhu Před rokem +5

    Fambai mubatsirwe hide hapachatodi kugara apa chitofambai chaiko kana akafa chiri chipoko hapana kurombeswa kwaunoitwa arikungopfukawo hake achiita mabasa ake aaita achiri mupenyu fambai mubatsirwe nguva iripo

  • @elizabethmusingarabwi399

    Mazimba nyaya yekuba pabasa itori spirit chaiyo..dai musina kuba pamwe zvaive nani.

  • @chalensayenda8840
    @chalensayenda8840 Před rokem +5

    Pliz munhu ngaagutsikane nemuripo wawapiwa hanti munenge mawirirana here

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl Před rokem +3

    haaaa unopera strong nezviri kuitika munyika mmmm😢.....amana ngatidzidzei kuzvishndira veduweeee ....try kunobatsirwa kuzim kunana sekuru vatinoona payoutube pano zvogona kuita nepamwe

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 Před rokem +5

    Chenjerai zvitanda zviviri izvozvo zvinogona kuzo turner into snakes, muchinyanya

  • @nomsaprosper6385
    @nomsaprosper6385 Před 5 měsíci

    Nyika yakatakura...but iye hidey haanawo mushonga here coz kuti uwone chipoko unenge uri munhu ane mushonga

  • @unarinematshomo2841
    @unarinematshomo2841 Před rokem

    MR NASHI YOU ARE A BEST MN YOU SPEAK EVEN SHONA THIS IS AMAZING.❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉.

  • @sarahmadzima4894
    @sarahmadzima4894 Před rokem +4

    Yoooooh 😮handina remouth 😢

  • @vamediaproductions08
    @vamediaproductions08 Před rokem +2

    Very scary. Ndapera mate ini. Ngaande kwana sekuru Tasvu or sekuru Kanengo kunochenurwa. Imi munhu akafa anogona kutouya in human body kutotaura nemunhu akagara mu night club

  • @user-nj5wu3dw5l
    @user-nj5wu3dw5l Před rokem

    Tendekai shamwari kuchurch ya jesu inonzi jesus Revretion MINISTRIES. Setcher payoutube.. Urambe muchiterera masermon ivayo unobatsirika zvokuti kuchazonditenda

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 Před rokem

    Ummm pakaipa chipoko straight

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Před rokem +1

    Makatadza zvisingaiti vahazvanzi makataura kuti aikupai mari irinani mazobireizve ,zvitanda zviviri zvamurikutaura kutoromba.kwamakaita

  • @edwardkiraku-jk1hs
    @edwardkiraku-jk1hs Před rokem

    Nyaudzosingwi

  • @nokueganya6258
    @nokueganya6258 Před rokem +1

    Ds z horra yooo ko kwawaienda naye ndekupi nhai broo

  • @christabelhakunavanhu
    @christabelhakunavanhu Před rokem +2

    Yowee chipoko icho

  • @user-qy8tg8ze4w
    @user-qy8tg8ze4w Před rokem

    Yah kunzima

  • @ashelmasendu1562
    @ashelmasendu1562 Před rokem

    Mashura akagochiwa

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Před rokem +2

    Tswaka rimwe line utumire sister yacho massage kut uritax driver urikuhaiwa nemhunu iyeye everynight

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 Před rokem

    Hey Nashy

  • @indramakumbirofa162
    @indramakumbirofa162 Před rokem +1

    Ndofarira Ku commenta asi apa ndasimudza maoko😮

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Před 8 měsíci

    Haikona kuba zvinhu zvavanhu onai mava kupinda muna taisireva

  • @ntombi3669
    @ntombi3669 Před rokem +2

    😊

  • @tholalnkomo2648
    @tholalnkomo2648 Před rokem

    Eyiii kunzima bakithi

  • @preciouskarimunhenga5357

    endeka mmmm

  • @randomzvu2497
    @randomzvu2497 Před rokem

    Hello mukoma Nashe

  • @simbamoyo9802
    @simbamoyo9802 Před rokem

    Yohhh zvakaoma

  • @carolinegozo6541
    @carolinegozo6541 Před rokem +1

    Veduwe zvakaoma

  • @tafadzwamuwandi1869
    @tafadzwamuwandi1869 Před rokem

    Ndatya nazvo

  • @user-eq3uz3qw9d
    @user-eq3uz3qw9d Před rokem

    Unopera power

  • @tinashehamandishe569
    @tinashehamandishe569 Před rokem

    Hi veduwe

  • @user-nj5wu3dw5l
    @user-nj5wu3dw5l Před rokem

    Enda payoutube setcher kt Apostle tf chiwenga. Uteerere masermon awo zvinopera zvamurikutaura. Kuterera vakafara mumba mako

  • @user-dx9ju6xy9r
    @user-dx9ju6xy9r Před rokem

    Umm zvotyisa izvi vanhu ngatishandei veduweee kwete kuda zvakacheaper

  • @pillyncube3544
    @pillyncube3544 Před rokem

    Zvinoyera zvinoshamisa mina zwi

  • @amandatopo-ov8er
    @amandatopo-ov8er Před rokem

    Handina chekutaura 😭😭😭

  • @KellyBNdlovu
    @KellyBNdlovu Před rokem

    Zvakaoma

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Před rokem

    First

  • @noreenkureva1021
    @noreenkureva1021 Před rokem

    Yooooo😢😢😢

  • @ruvarashenatasha9785
    @ruvarashenatasha9785 Před rokem

    0

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 Před rokem

    Haibo! Kunzima

  • @smurfet98
    @smurfet98 Před rokem

    ndatya

  • @user-ky5dg2me7q
    @user-ky5dg2me7q Před rokem

    Zvitanda zviviri zvichachinja kuita mazinyoka maviri makuru and mazinyoka iwawo achada kurama neropa revana vako iwe 😂😂 uchapedza hama dai usina kuba mari dai izvozvi uchingorarama zvakanakisa pamwe waitozotengerwa imba chaiyo nechipoko ichocho