Boys Dzangu - Gasoline Scandal
Vložit
- čas přidán 6. 08. 2024
- Boys Dzangu - Gasoline Scandal
fficial fan group - chat.whatsapp.com/CUhFUrZl2qi...
Tik Tok - vm.tiktok.com/ZMJosD62D/
Instagram - / t_and__t_animation_stu...
Facebook- / tt-animation-studios-1...
For any enquires email - tt.animationstudios@gmail.com
#nbfilms #boysdzangu #zimcomedy #pundocomedy #Naizaboomcomedylatest2022 #matsangazimcomedy - Komedie
Panapa ndotanga Ndaisa like ndozotanga kuona😂
The return of KDB
No the return of Cardi b 😂😂😂😂
@@rubenkuchera5664😂😂😂😂 Makanyanya
Uyo anokakamira akubhowesa zvinhu nxaaaaaaa,
Sasa hako
Mupfana wekukakamira uyo haana future
fair anotobhohwa
Fact
HAHAHAHAH ahhhh boiz, chokwadi 😂
The character iri kukakama iyo please ihhhhh😂😂😂😂😂bvisai henyu boys dzangu
"Itori advantage ka mafana. Unobva wangodzimwa mweya ka wobva wazitoziva kuti kadhiri kwe asthma watokasiya pano pasi. Kudenga hakuna zvema asthma izvi" 😂😂😂
Barca kutamba bhora kunge Hwange😂😂POWER💥
Iyo ndiye wepa dna here wekukakama😂😂
Mukadzosa mfanha uyu ndichakudeedzerai mdara wa power 😂😂
Am team power🔥😂
Pachidziro apo hanzi Dako raPundo 😂😂😂
Mfana wekukakama mubvisei ......team makapenga mpfana akukanganisa sinhi
Kukakama bho hre ,,we need this next episode 😂😂😅😅😂
Nawanadem papower❤
Ko tikangovatora tonovasira mafia pamutorashanga😂😂😂
U made my day Boyz was bored😂😂😂😂😂
Kudenga hakuna zvema asthma 😂😂😂
Batai basa yanetsa iyo 💣💣💣💣💥💥
Haaa rasta vanokakama avo kah 😂😂😂
The return of KDB😂😂😂😂
Haaaaaa ava vahombe ava😂😂😂😂😂
Ko mafia inokakama bho here 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉 great guys
Arugurwa power 😂😂😂
power never disappoints hahaha
Pane vamwe vanongorwadziwq nevanhu vavasingachengete soo😂😂. Haaa guys mukugona well done
Munogona imwii regai ndikupei like muchiriii vapenyu
Twala paViego 😂
Power to the World mupfana webhora
Power 🔋 never disappoint 😂😂😂😂
Powerful Suarez 😂
Haaaaaaaaa ndazoseka manje 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kk Power ma1😂
Kkk blaa powe ma1 Mai pee varipi
Powerful Suarez
Aaah vanopedza ana boys avaa
Kutamba bhora kunge hwange😂
Pundo tyson😂😂
Hanziii
Thu.. tha tha thus why tisina kuisa ana muchembere vako in this matter bcozz haa vanonzwa nemaBriiiii nemaChekseri 😂😂😂😂😂😂😂
The creator of this loves his footbal....NdiPower🤣
Iove you guys❤
Thanx
We want more episodes please
Love the consistency , keep dropping 🥳🥳🥳
😂😂😂😂😂haaa Boyz musadaro kkkkk
😂😂😂 Power
FIFA boy ma1😂😂😂😂😂 @power majebhu ney ney
Mufana wekukamira ndouya wekwaTinashe Mugabe
😂😂😂😂😂😂Ava vanondiitira
Mufana wekukakama uyo dai akasira hake kudzokera ku Gokwe coz akuuraya bhasikoro
Good job
nawanadem this guys are lit
Haaah pane avo varikakama vrikubhowesa zvinhu haaah makabhaiza apoo zvimwe zvese bhoo
Power adzoka you can't replace that guy anonakidza
Episode yatanga bhoo but team re gas romara bug time
Uyo anokakamira anobhowa zvekt
Powerless power😂
Aaaaaaa muface wekukakama uyu anoda shamu
Kdb vauya
Pkutongoda 3 matemo 😂😂😂
Twala paViego Baba lao
😅 the return of KDB
Ko vakukakama ava 😂😂😂
Team mogonesa haa nawananem. Iro team repa gas request yangu ngarirambe richibatikira rakaipa
Uyo mupfana wekukakama ari kudyisa nguva 1min one word hazvibudi
Aaah plus irritation haasi kukakama uyo 😢
Power to the fullest
Uyo anobhowa wekukakama
Pundo❤❤
Mafana wekukakama ngaasadzokeba
Uyo wekukakamira uyo anobhowa
Maku actor nyemba manje
yeah wekukakama haasi kunakidza....
Pundo varikupinda personal, coz of Nawadem (Nzara)😂😂
Hanzi
Haaaa madii mandiudza ndauya nemaShooters bcoz ipapo ndandichida kuzhazhura vanhu
Imagine kuwanzirwa nemunhu anoka ka ka ka ka ha ka maaaaa anokakamaaa
Anokakama uyo hapana zvamaita
Dzinokakama dzakaneta
Mufesi wekukakama abhowesa
Haaa uyo wekukakama bvisai please ummm no no no no
Haaaa mfana wekukakama musamuise futii anoita kubhowaaaq
😂😂kudzoresa trouse rikukumbira unorohwa
Makanyanya boiz
Mfanha anokakama anobohwa 😢😢
Power 😂😂😂
Zhano ari mixed na Messi 😂😂😂
Kkkkkk haaa power ma1
Kusvika zvaita Boe boys rangu
😂😂😂😂 Hanzi wazonakidza munhu anokakama
nhasi vakoma bhaibheri muri kurava
Bvunguru bvangara
Haa rinobhowa rimwe team iro aaargh
😂😂😂power
Wekukakama uyo dai mabvisa plizz, kwakawandisa kukama kwacho
Haa bvisai voice remumpfana wekugas uyo rinobhowa
Power
Bla Pundo... Mpfana uyo ngaasa blowe mic
Otherwise bhoo here mafia
P swarez😂😂😂😂
Team regas rikubhowa
Wekukama uyo ngaabve hake
Blaz vanokakama
Hanzi tangai iwewe
Dzokakamira idzo dzouraya mutambo idzo
😂😂😂😂 BTB
B. T. B both to be beaten