Inzwaiwo Ku Zvariswa Kwandakaitwa Ne Vamwe NurseV aiva Chipoko Pa Missionary Hospital

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Inzwaiwo Kuzvariswa Kwandakaitwa Ne Chipoko Cha Nurse Pa Missionary Hospital

Komentáře • 44

  • @marychabva8748
    @marychabva8748 Před 11 měsíci +9

    That chipoko she's become a Holly Angel of GOD
    She cares and serving people's life
    Unlike awo vanorara pabasa

  • @nzwirashedehwa2887
    @nzwirashedehwa2887 Před 11 měsíci +8

    Vakashaya vachida basa ravo nurse ava rekubatsira vanhu ❤ zvee sure vakabatsira vakawanda

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Před 11 měsíci +7

    Zvimwe zvinhu zvatino sangana nazvo zvatinoti zvotyisa sometimes they’re actually blessings

  • @gladstonegarakara5924
    @gladstonegarakara5924 Před 9 měsíci +2

    A fairy tale come true, such a wonderful story.Sister you are blessed to hv engaged with an Angel , holyer than holy!Kwete those negligent, abusive nurses zvinorara all night breaking the health care protocols.

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON Před 10 měsíci +3

    Inini pandakanobhatsirwa ndatoku room kwagu kuma am ikoko mwana ayingonetsa mudumbu ndakaridza bhero kunge ka2 hapanaakauya ndarara ndaka bhatwa bhendekete rangu na nurse wechirume achiti ndaona hapana auya do u need anything ndikataura kuti I needed ka warm pillow kuisa mwana padumbu he went minutes later he came bk ndikamuti ko vana sister varipi ahkati varikubhatsira wamwe varimu labour he was young with white hair when I think of it ndinongofunga kuti ndiyoyo nyaya same na vatete I thank God I was polite naye greeted him and thanked him pamwe it's just my imagination

  • @bigmama973
    @bigmama973 Před 11 měsíci +7

    Yoo ndangofarira kuti chipoko chacho hachina kuuraya vana😅

  • @pillyncube3544
    @pillyncube3544 Před 11 měsíci +2

    Tnx sister Chipoko sweety lady

  • @Leonie-95
    @Leonie-95 Před 10 měsíci +2

    Zviriko vamwe vanoshandira zvipoko wani over night vachitotambira mar kutonoraramisa mhur

  • @Militarya549
    @Militarya549 Před 11 měsíci +1

    Uuuum mwana iyeye aneMudzimu mukuru isvikiro reNyika

  • @user-yq5bl4ec9x
    @user-yq5bl4ec9x Před 9 měsíci

    She became an Angel sent from God

  • @RuvarasheTalent
    @RuvarasheTalent Před 19 dny

    Chipoko ichi chakatotumwa namwari

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Před 11 měsíci +2

    Eish

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před 11 měsíci +1

    So the whole night these nurses did not do a ward round until morning. How negligent.

    • @sophiagabaza6510
      @sophiagabaza6510 Před 9 měsíci +1

      Vanenge vakatotsikirirwa nechipoko ichocho.Havatokwanisi kumuka time yachinenge chichifamba

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Před 9 měsíci

      @@sophiagabaza6510 you are right

  • @user-qe7pf6js7i
    @user-qe7pf6js7i Před 10 měsíci +1

    At least chipoko chacho hachina kuuraya mwana

  • @MamaAfricaVacho
    @MamaAfricaVacho Před 8 měsíci +1

    I feel like it’s St Theresa Chirumanzu

  • @user-xs2dl5me3s
    @user-xs2dl5me3s Před 5 měsíci

    Zvakaoma unopererwa

  • @user-ip2ho6kp7l
    @user-ip2ho6kp7l Před 11 měsíci +1

    Mmmmmmm inga zvakaoma asikana

  • @carolinechirima
    @carolinechirima Před 11 měsíci

    Vakafa nguva isati yakwana kani nw vakudzungaira pa basa may she rest in peace at least akabatsira kwete vanorara pabaasa wouya kuseni nhaimi aiwana vana vafira mudumbu ma nurse aya

  • @FlorenceCount-nl1uc
    @FlorenceCount-nl1uc Před 11 měsíci +1

    Shame ichi chipoko yayiva ngirozi

  • @nokueganya6258
    @nokueganya6258 Před 11 měsíci +1

    My lovely aunt how r u

    • @auntymamoyo
      @auntymamoyo  Před 11 měsíci

      Im good dear how are you😊😊

  • @PatienceMudadi-gy3ff
    @PatienceMudadi-gy3ff Před 11 měsíci +1

    Zvinotyisa asi motochitenda coz maizozvara muri mega pada kutozouraya vana nehu careless ne ignorant yemanesi aiva pa duty

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb Před 11 měsíci +1

    Yooo haa zvakaoma chokwadi

  • @noreenkureva1021
    @noreenkureva1021 Před 11 měsíci +2

    Zviriko izvi😅

  • @swishajenje6655
    @swishajenje6655 Před 11 měsíci +2

    But Aunty inonzi Missionary here kwete Mission here

  • @sallygumbo3291
    @sallygumbo3291 Před 10 měsíci +1

    Shame vainge vain moyo wakanaka pavainge vachiri vapenyu

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Před 11 měsíci +1

    Hie auntie mamo

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 Před 11 měsíci +1

    Yooh

  • @user-op4kp1ij4v
    @user-op4kp1ij4v Před 9 měsíci

    Zvoratidza.kut Nurse uyu.ahana kufa nenzira yakanaka.akafa ari munhu aneShungu rebasa rake rehu nurse

  • @netsaikaja-sn9vv
    @netsaikaja-sn9vv Před 11 měsíci +1

    It's so scary yoh

  • @walesonline9753
    @walesonline9753 Před 11 měsíci +1

    So scary for real

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Před 11 měsíci +1

    So scary.

  • @user-xm7ie8ur6t
    @user-xm7ie8ur6t Před 11 měsíci +1

    😅😅😅😅

  • @choicendoro7937
    @choicendoro7937 Před 11 měsíci +1

    Zvaitori firimu

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 Před 11 měsíci +1

      Zvoitika mudikani 2009 I was admitted pane imwe General hospital ndaiinge ndafira mwana mudumbu saka ndkaiswa kwaiva nevanhu vanevana kwaitotyisa madays iwawo coz painge paine umwe anga azvariswa manurse chipoko vainge vashaika but she was still in the motuary at that hospital saka kuseni manje mukadzi uya akubvunza kuti komwana wangu akaiswa kupi manurse vakati kowakasunungutswa nani akabva ataura mwana iyeye akawanikwa aripachest ya nurse vaya kumotuary atofa no kuti vanga vakaisa zvigunwe zvavo mumhino dzemwana vakabva vatobviswa kumotuary day iroro hama dzavo dzakanzi dziuuye dzivatore zvowanikwa hama yangu

    • @choicendoro7937
      @choicendoro7937 Před 11 měsíci +1

      @@shamisomatsvaire5925 yuhwi, means wevaridzi! This world is full of mysteries. Tichafa tichingodzidza.

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 Před 11 měsíci

      @@choicendoro7937 Mufunge I think that nurse was evil kuzvari munhu wouraya mwana wevanhu wa usina rudzii naye

    • @choicendoro7937
      @choicendoro7937 Před 11 měsíci

      @@shamisomatsvaire5925 sure, mwana ndiye anga ardii ,ko the trauma the child s mother went through. Unonozvitaura sei waenda kumba? Kuzvarira mashangurapata.

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 Před 11 měsíci

      @@choicendoro7937 zvakaoma kani uye zvinorwadza dear