AKAFIRA PAMBA PE GIRL- FRIEND

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 09. 2024
  • GIRL-FRIEND SUSPECTS FOUL PLAY

Komentáře • 358

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 Před 3 lety +63

    The girlfriend is very natural beauty.And yes this lady is innocent.I look straight in her eyes and my heart is telling me that she is telling the truth deep down from her heart.
    May his soul Rest In Peace.

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety +1

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 Před 3 lety +46

    The lady girl friend she is innocent for the fact kubvuma to be interviewed on camera, love these days two weeks vanhu vatodanana zvekutono rara vese zvakaoma rudo rwema zuwa ano

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

    • @phillipsonmbofana572
      @phillipsonmbofana572 Před 3 lety +1

      Zvazvevanhu vakuru izvo

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 3 lety +3

      Rangova bonde chete hapana nguva yekuzivana nekuronga remangwana

    • @tinasherukundu4730
      @tinasherukundu4730 Před 3 lety

      Zvinoshamisa izvi yaiva first time yake hre kurara kumba kwenyu

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 Před 3 lety +1

      @@lindahmatunga2343 imagine two weeks vakutoita bonde apa munhu aive nemhuri kuKwekwe .

  • @Actrosst
    @Actrosst Před 3 lety +26

    The woman(girlfriend) is beatiful 🔥

  • @lamecknicodemusmawelankomo2724

    Death is natural, the problem of us Blacks we forget that we living to die. So death comes anytime regardless were you are

  • @gwav1a
    @gwav1a Před 3 lety +23

    Innocent lady straight away. Zvinhu zvinongoonekwa pachena

  • @lasfordchiguvu
    @lasfordchiguvu Před 3 lety +1

    great zimbabwe, nemanwa mapanzure xool .......kusvika mapakomhere kumusha kwangu uko

  • @giregrace1599
    @giregrace1599 Před 3 lety +11

    Thanks for taking us to another level

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 Před 3 lety +4

    Iyi level guys iri sirius aiwa ndayitadza inoda makurukota asi mukoma Neshamba kana zvichiita tizivisei kuti mujaya wakatorwa nei

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před 3 lety +41

    That's heart attack. Vanhu kuzim vanongorwara vachifamba nekuti vashoma vanoenda kunookwa nachiremba. It's important to be checked by the medical professionals

    • @lll4599
      @lll4599 Před 3 lety +1

      Sure it sounds like a heart attack. People should be taught CPR because this man could have been saved.

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Před 3 lety +1

      @@lll4599 in countries like the western countries people learn from the advertisement on TV stations, here on CZcams. Zimbabwe needs to take advantage of these social media sites and teach people on what to do if something like this happened. Not to rush to think that someone is beyond help after they have stopped breathing. And people should learn about their partners medical history. If you don't yourself, try to find out what killed Sekuru and others who went home before you. It will help you to assess if you are likely to die the same way. Family medical history is equally important in life

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 3 lety

      Hooo..kuzimbabwe chete nhai ndokune vanorwara vachifamba?

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Před 3 lety +2

      @@shingiraitrevormboto2105 how can I speak about the people of Mozambique or Malawi where I never been. I don't know how they live their lives even if I might assume that they may not get regular medical checks.

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 Před 3 lety

      @@shingiraitrevormboto2105 😂😂😂

  • @nomatamanyanga2842
    @nomatamanyanga2842 Před 3 lety +18

    Shame may his soul rest in peace ngatisa fungai zvakawanda about kwaakafira inguva yanga yakwana

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 Před 3 lety +4

    My sister you are very beautiful, munhu wako uyo anogona kunge akakunwira mishonga yebonde (vanodaro vanhurume) usanyanyogumbukire ex wako nokuti zvichida haanawo chaakaita kudai mamirira results frm Hosp
    Munyika yedu ye Zim pafiwa hapashaikwe muroi ex wako aita muroi nokuti ndi ex chete nothing else

  • @anisamuganga2074
    @anisamuganga2074 Před 3 lety +1

    Thans bro Andrew ndozvataida kutimusvike kunemamwa welldone zvinorwadza

  • @innocence8044
    @innocence8044 Před 3 lety +22

    Imi musavengese ex-husband.. This man is likely to have had severe myocardial infarction (heart attack). It sometimes just kills without warning. Smoking is a predisposing factor.

    • @lloyddambaza
      @lloyddambaza Před 3 lety +2

      U are right

    • @princesstee6483
      @princesstee6483 Před 2 lety

      He was a smoker, akasiya akwereta everest from that lady so evidence is there, heart attack caused his death MHSRIP

  • @shortiegatsi565
    @shortiegatsi565 Před 3 lety +15

    This was chest pain so this man had cardiac condition. Akaita heart attack. Musatsvaga muroyi.

  • @shelazmhofela6840
    @shelazmhofela6840 Před 3 lety +10

    Pamwe akaurawa ne vaccine 😎😎😎

  • @sheillarazao12
    @sheillarazao12 Před 3 lety +5

    Varume gutsikanai nemadzima enyu zvetinotadza pabonde zvacho titaurirei togadzirisa pane kuzofira kugirl friend unemhuri zvinotaureyi . Ndosara ndichinetseka nevana

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před 3 lety +1

      Kkkkk!! Wataura zvine sense bt nyangwe mukagadzirisa tinobuda chete. Pamwe ukandibvunza kut sei ndichidaro..ndoshaya chekudaira. Kkkkk

  • @carltonchikerema4755
    @carltonchikerema4755 Před 2 lety +1

    I think ahadhonzwa msChende chete atadza kubhadhara hakuna zvakadaro 2 weeks munhu akutorara pamba

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 Před 3 lety +1

    Rufu inzira yaMwari,,, be strong my sistet ,, tese tiriparwendo

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise3602 Před 3 lety +6

    Maiweee, mwana akanaka uyu; ndabvuma hangu.

    • @tinom869
      @tinom869 Před 3 lety +3

      Ipapo ndapaona wo hngu chero anga atora hake murume wemunhu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 3 lety +2

      @@tinom869 murume wemunhu haataorwe please 😂😂😂. Anosiya ega mudzimai wake out of free will and choice to cheat.

    • @tinom869
      @tinom869 Před 3 lety

      @@chiyenyumba7135 tinenge tichi taura pachikuru😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 3 lety +1

      @@tinom869 kikkkk hachisi chikuru kupa munhukadzi mhosva kuti "atora murume wemunhu" 😂 😂 😂 anenge ambomutora pai huye sei???? Murume ane gumbo mumba gumbo panze is the problem

  • @tamirirashemushayavanhu525

    kkkkkkkkk ini ndonakidzwa neka song kekupedzesera ako haaa kuvharisa masipotsi chaiko

  • @Pazvagwamunhumashokoanowanda

    Kuita ex-husband ma1; unopinzirwa panyaya dzakaitika usipo lol

  • @kuzivabaila9880
    @kuzivabaila9880 Před 2 lety

    Hanzii Anga atondikwereta Everest

  • @gertrudekaseke9713
    @gertrudekaseke9713 Před 3 lety +32

    Those were symptoms of myocardial infarction or heart attack. MHSRIP.

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

  • @user-os2jv7vc5m
    @user-os2jv7vc5m Před 4 měsíci

    Agnes Chishiri,unobva kuNyanga here?sorry hako apa you are so cutee

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf Před 2 lety

    Drewmas makaoma nyaya ye munhu wa kafira mu girlfriends ah shame sando 🛠 Idzo drewmas

  • @nickb1875
    @nickb1875 Před 3 lety +34

    It sounds like a left side stroke which can also attack the heart and stops it. Don't rush to conclusions

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Před 3 lety +3

      Heart attack

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 Před 3 lety +4

      Ndizvo zvandanga ndichidawo kutaura. Pfungwa dzedu dzemazimba dzichiri dzakasaririra. Vanhu vanofarirwa kudzidziswa kwete kungoita zvekufungidzira.

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 Před 3 lety +2

      Which conclusions? Interviewer is investigating, and that's how an investigation is done, and apparently, it is such questions and probing that has enabled you to make the conclusion you have given. So, it's a job well-done, no conclusions by the reporter and interviewees, but they have helped you to GIVE a conclusion.

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Před 3 lety +5

      @@dorothymtetwa3844 remember in Africa there's no natural death ka. Afa vese auraiwa na someone. People forget that our lifestyle can contribute to our demise. Maybe he was an over weight person coupled by BP and diabetes zvinouraya masikati machena

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Před 3 lety +1

      @@makanakamaenzanise3602 maybe because some people are assuming that the woman ane runyoka and all that people were saying. I might be wrong

  • @abednicomauto3616
    @abednicomauto3616 Před 3 lety +6

    Stroke ,or sugar , hapana uroyi apa

  • @ashleighprincessa1979
    @ashleighprincessa1979 Před 3 lety +10

    Left arm pain usually heart attack

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 Před 3 lety +3

    So sad nguva yaMwari haina kt uripi

  • @princewilliam2823
    @princewilliam2823 Před 3 lety

    Eshyyyy ndabva ndafunga kumba thanks Neshamba nekusvikawo kwedu, ,,, ndabva ndafunga kumusha 6 years ndisina kumbosvikako.

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 Před 3 lety +2

    Song yavharisa is too emotional. May his soul rest in peace

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 Před 3 lety +10

    Iiii vaZimunya varwadza kunyanya vanhukadzi zvinechirevo izvi

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 3 lety

    Thnx nekundiratidza Nememwa (pamusha pangu) - I miss the place!

  • @hessietavarwisa9774
    @hessietavarwisa9774 Před 3 lety +1

    Vakadzi ngatidzidzei hakuna murume anokunyenga achiti anemkadzi vanongoti handina apa vanemhuri zvavo tisamhanyira kupinda murudo tisinganyatsoziva munhu zvinematambudziko ramangwana

  • @ruva678
    @ruva678 Před 3 lety +21

    He had a massive heart attack by the look for it no conspiracy theories.

    • @mammag4868
      @mammag4868 Před 3 lety +1

      Inenge vaccine takutanga basa rayo chairo effects overpowering benefits

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

  • @nyaradzomangome9076
    @nyaradzomangome9076 Před 3 lety +3

    She is so innocent

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Před 3 lety +17

    Zvinogwadza, may his soul rest in peace. Zvinoonekwa kt munhu aifara nevanhu.

  • @tracymagadu3098
    @tracymagadu3098 Před 3 lety +1

    Kwamapanzure na mambo Zimunya ma one chaiwo

  • @albertmdabuka4480
    @albertmdabuka4480 Před 3 lety +1

    True Agness Chishiri is pretty

  • @blackwidower4283
    @blackwidower4283 Před 3 lety +6

    My personal opinion, l think this guy suffered from a heart condition and that is exactly what it does so zvimwe zvese izvo zvana runyoka ndezve kungotaura izvo.
    Heart problem inobvira kure and it gives some warnings through stages asi vanhu vazhinji vaningoti ahhhhhh iyo ipain so ichangopfuura vasingazive kuti ma1.
    Hazvireve kuti kana uine heart problem unongonzwa paheart chete kwete, unonzwa ruoko or even left side chairo and it's a warning.

  • @tap2impact
    @tap2impact Před 3 lety +8

    The little information points to cardiac arrest or heart attack

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 Před 3 lety

      I would have thought you would sy ;points at hand-iac arrest or hand attack'?

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 Před 3 lety +1

    PA 2 weeks madzimai unenge wava kutorara nemunhu ko kumbo dzidza munhu wako uuuummm Apa pakamhanyiwa chionai zvama zo sangana nazvo Apa murume wacho abva afira mumba mako nenguva pfupi

  • @cleverchibaya1735
    @cleverchibaya1735 Před 3 lety

    I like Andrew Neshamba, Chibaba chakarongeka zvacho jealous down

  • @frankieman1611
    @frankieman1611 Před 3 lety +33

    Nothing here he had a stroke..she did him good, and his heart gave out

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před 3 lety +3

      Kikkkk 😂 😂 😂 Pakayipa

    • @tinyikontsako6387
      @tinyikontsako6387 Před 3 lety +7

      I dont think its stroke ...i think its what we call STEMI ...which is myocardial infarction or heart attack.The symptoms are chest pain which radiates to the arm or shoulder .Some people can have pain in the jaw or neck .He was at risk because he was a smoker maybe & undiagnosed comobidities. If they had done Cardiac resuscitation soon after angadai akararama ....nyika dzedu dzinoda awareness of these diseases

    • @frankieman1611
      @frankieman1611 Před 3 lety +2

      @@tinyikontsako6387 yes, on a serious note, with the limited information, the symptoms are indicative of cardic failure .
      Also he was a crappy man cheating on his spouse.

    • @tinyikontsako6387
      @tinyikontsako6387 Před 3 lety +10

      @@frankieman1611 i am.a cardiac nurse with Masters in Cardiovascular nursing .22 years experience .I work.with these patients everyday ....4o hrs mate .Have worked in Cath lab where such patients can be saved neprocedure inonnzi angiplasty if they can be in cathlab within 90 min or lysis kana kusina cathlab like in Zim . Bro .Cardiac Failure is not that acute n does not usually cause instant deaths bur Myocardial Infarction ...patient presents with referred pain which is left hand .....and it usually progresses into cardiac arrest or immediate death . One other thing that can save most Zimbabweans who are at risk from.such incidences is to take Aspirin or Disprin 1 tablet everyday

    • @tinyikontsako6387
      @tinyikontsako6387 Před 3 lety +2

      Cheating on his wife .....yes the wages of sin is death .On the other note ....most men use viagra or we call it Sildenafil cause it can be used in other cardiac diseases .I once nursed a 65 man with no cardiovascular risk
      factors such as smoking, hypertension, hyperlipidemia and diabetes.He was admitted to our Cardiac Unit brought in by paramedics via
      ambulance. There was no history of cardiopulmonary symptoms
      and no family history of heart disease or sudden death. Patient states that he
      felt dizzy, had palpitation and chest pain. When we did (ECG)lectrocardiography it
      yakaoneka kuti baba ava was in ventricular tachycardia (VT). VT can inokonzerwa nemubatanidzwa wechirwere chemoyo chandati myocardial infarction chinokonzerwa neclot/ too much mafuta or kuomarara (calcification) kwetsinga dzinofambisa ropa mumuviri .Saka Aspirin helps to disolve that clot ( which the most common cause )

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Před 3 lety +2

    Ma 1

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/XV2u5zKYypo/video.html

  • @haiwatigere6202
    @haiwatigere6202 Před 3 lety +5

    Girlfriend neat and clean and smart

  • @patiencebare
    @patiencebare Před 2 lety

    Zvakaoma

  • @movementforsuccess23
    @movementforsuccess23 Před 3 lety +3

    🤦🏽‍♂️🤦🏽‍♂️ Still looking for the song in the background.

  • @asahsamuel4565
    @asahsamuel4565 Před 3 lety +6

    haaa pakaipa mai vakanaka avo

  • @deemtambaz9273
    @deemtambaz9273 Před 3 lety

    Yoooo rufu haruna kuti uripi

  • @georgephiri7839
    @georgephiri7839 Před 2 lety

    Vanhu vanotaura kwavasina kuswera

  • @eddelmukamba5705
    @eddelmukamba5705 Před 2 lety

    Makarara nemurume vemunhu unoziva nyaya dzako.

  • @blessedmhere4438
    @blessedmhere4438 Před 3 lety

    Uuuuuu zvakaoma hupenyu bt mdzimai uyu haana mhosva hake bt smytymz istroke kmurume uyu

  • @PardyQibiDziya
    @PardyQibiDziya Před 3 lety +12

    Andrew thanks for this episode. Did you eventually get to follow up on the outcome of the post mortem?
    Chivanhu chiriko yes but explore also the effects of unmanaged hypertension and diabetes by talking to professionals

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 Před 2 lety

      BP iyo, the silent killer.

    • @billtev9846
      @billtev9846 Před 2 lety

      If one has those underlying things you talked about and then add red bull or any energy drink plus bedroom activities the result is fatal.

  • @joyleenchibanda8346
    @joyleenchibanda8346 Před 3 lety +3

    Ummm another level chaiyo

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

  • @Gogo-mu8uk
    @Gogo-mu8uk Před 3 lety +8

    Pamberi ne Drewmas media 💪

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

    • @t.m1222
      @t.m1222 Před 3 lety

      Poor questioning skills.

  • @sharonndhlovu2531
    @sharonndhlovu2531 Před 3 lety +3

    Tingatsvaka zvizhinji hedu but nguva yanga yakwana ndomufiro wake

  • @godwellkunedzimwe8761
    @godwellkunedzimwe8761 Před 3 lety +1

    deno vayera shumba mose maita zvekutapa nhau ndochipo chenyu, zvekutonga kana kutungamira matunhu kana nyika ino muri mutoro kuzimbahwe

  • @hotjiga
    @hotjiga Před 3 lety

    Tinotenda Drewmas munokwanisa here kuita follow up tinzwewo kuti kumba kwake vanotii nazvo,RIP Solo Zimunya

  • @sithakazelomnkandla8125

    Umuhle Agnes ntomboo bakwenzela umona nje ubhudi wami ufuna umfazi ngiyakuthanda mina

  • @kudzaiglory8445
    @kudzaiglory8445 Před 3 lety +3

    Blaz vaneblack avo bhoo here veduwe vamwe varipakuchema

  • @preciouszvinatseu4755
    @preciouszvinatseu4755 Před 3 lety +1

    Yaa sando dzako mufi,kana denga unopinda kufira kugirlfriend

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/XV2u5zKYypo/video.html

    • @amaiyeukai2310
      @amaiyeukai2310 Před 3 lety

      Yowee....denga tipi raanopinda munhu aiita upombwe iye ane mukkadzi nevana? Plus girlfriend kunyepa uko. Ndiro hure manje..vatove ne6 months vachirara vese. Hell fire 🔥

  • @maxwelltachiona491
    @maxwelltachiona491 Před 3 lety

    Kuvafree kuvanhu vemusika achihurira mukadzi aaaaaa

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 Před 3 lety

    zmunya waive wema babe kkkk

  • @williammafupa1970
    @williammafupa1970 Před 2 lety

    Man of women ayifara zvikuru

  • @admirebhasera4434
    @admirebhasera4434 Před rokem

    Ko ndiani akarambidza mapics nhy vaneshamba pagadzirisei ipapo toda mifananidzo isu

  • @simonmuzungu2225
    @simonmuzungu2225 Před 3 lety

    Rukaro rwakauraya vakawanda tichiona,"John Chibadura"

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Před 3 lety +2

    2 weeks vakutokembaba ...vazhinji vanoti ndaisazviziva kuti ane mkadzi asi vachiziva havo

  • @MATAKOish
    @MATAKOish Před 3 lety +1

    Wafa wanaka,pliz tipei babe raasiya iro

  • @blindandthriving101
    @blindandthriving101 Před 3 lety +5

    this was a heart attack

  • @mbingaldomunemolity5036
    @mbingaldomunemolity5036 Před 3 lety +3

    Drewmas ndikarara ndisina kuona something ndongomuka muka kkkk thanx Mr Neshamba waiting for u in Capetown

  • @cynthiamuyambo1167
    @cynthiamuyambo1167 Před 2 lety

    Chero pasiri peGirlfriend kufa kufa nzira ndoino siyana chete. Girlfriend munhu saka yakakwana nguva ari ipapo. May his Soul rest in peace.

  • @naisonchiore2548
    @naisonchiore2548 Před 3 lety +4

    So sad

  • @admirebhasera4434
    @admirebhasera4434 Před rokem

    Hanzi mdhara akafa achingonakigwa I don't know why 😂

  • @pedzisaihove7861
    @pedzisaihove7861 Před 3 lety +1

    Ndopazi paMapanzure apo.

  • @theoracleofthenorth2870
    @theoracleofthenorth2870 Před 3 lety +3

    Arwadza mahure murume uyu.

  • @annahgangiragangira4260

    Mahure muchinyanya

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Před 3 lety +3

    The lady is innocent. The man died of natural causes. It is very unfortunate kuti murume akafira mumba make.I feel sorry for her.

  • @rodwellmahary2545
    @rodwellmahary2545 Před 2 lety

    Ma images evanhu show henyu asiri kuda kuona ngasiye

  • @pelvypeeymtyakz3392
    @pelvypeeymtyakz3392 Před 3 lety +1

    Two weeks kwakufirwa nemunhu maiweee shame

  • @priscillamandeya6189
    @priscillamandeya6189 Před 3 lety

    Haa zviro zvacho zvakaoma

  • @lindahzhanje7925
    @lindahzhanje7925 Před 3 lety +2

    So sad ....anyway MHSRIP

  • @bekezelasibanda9077
    @bekezelasibanda9077 Před 3 lety

    Ndavingawo good by my friends

  • @Betty-zm7zm
    @Betty-zm7zm Před rokem

    Munhu uyu anogona akatokuvadzwa nevanhu vekubasa nekuruoko ndorunobata steering plus mukadzi wake wekumba kana akaziva kuti kune girlfriend anenge akafamba pakufamba opihwa zvotunga munhu it's complicated

  • @absolommhiripiri6446
    @absolommhiripiri6446 Před 3 lety +9

    Vanhu vachiyenda kumagirl friends vanenge vakamwa viagra. Overdose yeviagra can cause heart attack munhu akafa. Very sad indeed!!!!

  • @solidaritychinyani6372

    Mubairo wezvivi ndirwo rwufu ku Mwari

  • @mithamehar3242
    @mithamehar3242 Před rokem

    heart failure

  • @joyleenchibanda8346
    @joyleenchibanda8346 Před 3 lety +2

    Hi Andrew

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety

      czcams.com/video/XV2u5zKYypo/video.html

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 Před 2 lety

    Simple heart attack. Motsvakiridza nyaya dzisina nebasa rese. Dzangove shungu idzi.

  • @rojamillerover
    @rojamillerover Před 2 lety

    Just 2weeks ummm waita munyama muskana, next time haunze boyfriend kumba after 2weeks

  • @johnmutunhi5608
    @johnmutunhi5608 Před 3 lety

    Pamusha pangu apo panonzi panemamwa pamusandigara nhaka

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 Před 3 lety

    Mukadzi akayiswa chikwambo nevaka romba kumhuri kwawo

  • @pedzisaihove7861
    @pedzisaihove7861 Před 3 lety +1

    Stroke or zvinhu zvevanhu.

  • @esiewezhirateammasvingo8603

    Ndokumba

  • @chezidiaries322
    @chezidiaries322 Před 3 lety +2

    Zvakaoma, thanks mukoma.

  • @simbanayvictorinosandesand2754

    Pakaoma wedu we , mwari akati usaita upomdge, Eksodo 20:14

  • @lufunoncube9885
    @lufunoncube9885 Před 3 lety +1

    Wakaisirwa runyoka padoorstep

  • @lydiachikudzula7077
    @lydiachikudzula7077 Před 3 lety

    Aa nematambudziko zvowanikwa hazvo mwari ndiye anozivachokodzerlo

  • @joycepingu9254
    @joycepingu9254 Před 3 lety +3

    Arohwa nechikapa moyo ukamira

    • @josephined8931
      @josephined8931 Před 3 lety +4

      Joyce usatisetsa, apa pakafamba satani, kuti vachazviita futi zvekukecha haaa vototya

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 Před 3 lety +2

      Kufa nechikapa kunehuyemuro, pane kufa kwakawanda kusina chaunowana, fanika kurumwa nezvitunga.

    • @onelove8677
      @onelove8677 Před 3 lety +1

      czcams.com/video/TF-qaZg6s3w/video.html

    • @makanakamaenzanise3602
      @makanakamaenzanise3602 Před 3 lety

      @@onelove8677 Vamwe vanozvionera mumaDrama iwawa pano paCZcams, ini zvakaitika kwandiri izvozvi EXACTLY seizvi THREE times muupenyu hwangu.

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 3 lety +1

      @@makanakamaenzanise3602 🤣🤣🤣👐

  • @melakwacha9843
    @melakwacha9843 Před 3 lety +4

    Guy died from heart attack.