It's not only in Africa,but in Africa it is more amplified because most people around have a darker skin tone.Africa itori nevanhu vatori mberi kudarika vaunofunga kuti varinani.Unotorwarawo zvako nepfungwa unozvisvora.Svinura iwe uone!
This is sad I can’t believe vanhu vachiri nehudofo hwekusarudza vanhu according to physical features … May God bless this little boy may he be a big person in life
Dai tagona kudzidzisa vana wedu kuti vaziye kuti angoriwo munhu sesu, vaziye chokwadi ne manyepo. Mukatarisisa vanhukadzi ndiwo vanonyanya kutaura zvakashata ne manyepo. Mukore uno here? Dzidzisayi vana ndapota!
Aaa mamma the truth is isu vanhu vane albinism hatidiwi zvekudaro but variko vashoma vanotambira Mwana sezvaari. We. Ve come to the point yekutambira kusatambirirka kune vasingadi thenn vanotidawo tinotenda Mwari. As for me I thank God for my parents myangwe zvavo vasiinawo chavanacho asi vaakattitambira ini nnemasisters angu sezvatiri
I think mai awa zvirimupfungwa mawo kuti vanorambwa nekuda kweusope hwemwana asi chokwadi hapana anozvitarisa uye kunzi musope hakusi kutukwa zvakafanana nekunzi black person
A blessing my commerce and accounts teacher Mr Mtemachani was an albino but he teaches sylabus of two years in one month their student passes with distinction dont worry only God knows
Dai Mwari amutungamira agone chikoro to be a doctor vanoseka vanyare, you are precious boy keep going ❤
Dai Mwari vamupa njere abudirira paupenyu
Amen mataura chokwadi
Amen mataura chokwadi
Chokwadi Mwari vamurangarire mwana uyu
Muri kugona amai , mwana chipo chinobva kuna Mwari
Apa ngaa nake mwana wacho arikuchengetwa bhoo chaizvo
Apa ari cute sei Larry❤❤
Larry is a cute baby. May God bless Larry and his mother vawane zvikwanikiso zvese zvemwana. It is well mai Larry.
He’s a blessing for all of us. Larry is handsome and so innocent.
Your boy is cute mum thank you for standing for your child mukamuchengeta machengetawo nesu.
Mommy you are doing such good job on our little brother Larry . May the Lord bless you more and more ❤
Ari handsome hake Larry uyu
Handsome boy Larry ❤Mwana mwana mufunge henyu
Chengetai mwana wenyu mwana mwana
Mwana mwana dai Mwari vatungamira vanhu ava vachanyara mangwana akura zvake
Yuwiiiii mwana mwana veduweeeee
Mwana chipo chinobva kunamwari thanks nekuchengeta Larry his handsome doctor , president, pilot wemangwana
Mwana chipo chinobva kuna mwari keep it up my sister
Baba vaLarry varipi nhy,vabetserewo
Mwana mwana mupei rudo Larry uyo achakuchengetai mangwana ❤❤
Dai Mwari vakupai mazuva akawanda ekurarama panyika Amai Larry ,muchengete Mwana wenyu Akure 🙏🙏🙏
Mum ngavatibate tongopanana mafuta atinawo iwayo tozora nemwana please
Madii kuvabatq panumber dzavo kana dziripo pano nekuti pamwe ivo havaoni comment yenyu
Mwari ngaalubatsirei cc mwari aiyite njere uye mwana mwana chete
Uuum vanhu vane moyo yakaoma
Kungosiyana kwe Ganda asi munhu akangofananawo nevamwe
Lary is handsome ❤
Tinokutendai amainini murikugona kumuchengeta he is so handsome musaterere mazwi evanhu
Akazvinakira Larry mogona henyu Mai kuchengeta mwana wenyu❤❤❤❤
And so clean
We're twice a mother indeed, unotosimba.Tanzva nekuwanzirwa navo vana vedu aa IF we applied for them to come nema conditions avanawo.
Kuchine vanhu vanepfungwa dzakadai????👀💝🙏🏿.Musasare zvakadai hama!!!
Very handsome boy...❤
Mwari rangariraiwo lary mazuva age ekurarama nyasha ngadziwedzerwe
Haaaaa veduwee mashoko ataurwa namai ava andibata kuti Mwari vakandipa mwana uyu kuti vanhu vandiseke😭😭😭
Veduwee vanhu tisadero mwana uyo munhu akafanana naye
Larry ari cute zvekuti. mama vano mugona chayizvo.
It's only that some people of Africa don't understand genes. Mbuya the gene🧬 is the family of the father or mother you can not run away from it
It's not only in Africa,but in Africa it is more amplified because most people around have a darker skin tone.Africa itori nevanhu vatori mberi kudarika vaunofunga kuti varinani.Unotorwarawo zvako nepfungwa unozvisvora.Svinura iwe uone!
Stella you are looking good.Keep it up!Did you know that you are my crush???💝🙏🏿😂😂😂🇿🇼
Tingadarano here pahukama
What a handsome boy ❤
Handsome boy boy ❤
Musatye mwari wane mhindiro yakakura pamwana iyeye
Vanhu zvavanorwarazve mukore uno havasati vagashira vanhu vakadai shuwa
Handsome boy Larry 👦 💙 😍
This is sad I can’t believe vanhu vachiri nehudofo hwekusarudza vanhu according to physical features … May God bless this little boy may he be a big person in life
I'm shocked too this day and age shuwa
Dai tagona kudzidzisa vana wedu kuti vaziye kuti angoriwo munhu sesu, vaziye chokwadi ne manyepo. Mukatarisisa vanhukadzi ndiwo vanonyanya kutaura zvakashata ne manyepo. Mukore uno here? Dzidzisayi vana ndapota!
Murikugona kumuchengeta Larry
He is a beautiful boy ❤❤
Chengeta mwana wako mwana wamai pfeka magirazi eblack muma ziso nzeve isa matombo munzeve dzako dzose wose ari kuseka uno kohwa zvaari kurima
AMEN
Anofanira kushandisa maglass
Ndotenda kuti varikubata mushe
Mwana mwana akoma musabatikane nevanotaura
Mum join Albino organisations for empowerment programs , lotions etc
Larry ❤❤❤
All is well mma mwana mwana
Aaa mamma the truth is isu vanhu vane albinism hatidiwi zvekudaro but variko vashoma vanotambira Mwana sezvaari. We. Ve come to the point yekutambira kusatambirirka kune vasingadi thenn vanotidawo tinotenda Mwari. As for me I thank God for my parents myangwe zvavo vasiinawo chavanacho asi vaakattitambira ini nnemasisters angu sezvatiri
God be with you Prosper urikupi
Usazvidzikisira mwanangu wakangofanana nani zvake
Zvkaoma hazvo
Handsome Larry ❤
Umm zvakaoma but Mwari hanyadzise vose vari kuseka zvichasanganavo navo
Mwana mwana rambayi maine rudo na lary amai , denga rine mhinduro
Mwana Chipo chinobva Kuna mwari mufamily medu warimo zvknk zvakadaro amai vngu
Ummm hazvinei sisi Mwari ndiye anopa hazvinei chengatai mwana wenyu
Dai vatitaridza mafuta acho
😢 sorry hako ndinoti mufaro urikuuya
Hello ST
Vanhu vasadaro so
Ummm usacheme .musope munhu kwedu kunavo 4 chaivo
Where z Larry's Daddy
Handsome boy 😘❤️
I think mai awa zvirimupfungwa mawo kuti vanorambwa nekuda kweusope hwemwana asi chokwadi hapana anozvitarisa uye kunzi musope hakusi kutukwa zvakafanana nekunzi black person
Variko vanhu vasina ruzivo nemacondition dear kwedu kune murume wakaota vitiligo but nharaunda yaiti wakauraya musope waakupgukirwa vanhu vasingamude pedo but zvisirizvo lack of knowledge
I@@tanyarue
Sorry to reply but kunzi Musope kutukwa ccoz isu tine mazita so people should call us nemazita edu not ne condition.
Varipo vanosema or kuseka ichokwadi havasi kunyepa
A blessing my commerce and accounts teacher Mr Mtemachani was an albino but he teaches sylabus of two years in one month their student passes with distinction dont worry only God knows
Where is Larry's father .. Is the father involved in his life .
Ummmm zvakaoma hazvoo vanhu chiiko kubva watodsinga Munhu pamba zva 1940 zvekut wazvara musope saka ngauraiye
Mmm gogo ivavo vakaoma moyo yoh ungadzinga munhu nekut abara albino😢
Ummm vanhu zvavane hutsinye kunze uko nhaimi
Vanhu vakaoma sure
Vanogona kumuchengeta 100%
Yaa chokwadi mwana chipo chinobva kuna mwari chengetayi mwana mai
Yaa chokwadi mwana chipo chinobva kuna mwari chengetayi mwana mai