Uuumm nyarie in real life Umbori munhu akadii coz every skit unenge uchiita zvinohwisa hasha
Haaa nyarie ndirini Dan wairara wave kumba kwenyu
Ndanga ndaona Nyarie atakura mabag kudzokera kumusha kwake Mukoma Danny pavataura zvebarika
Tinova supporta zvikuru 😂
Nyarie iwe ka ana bamnini vamirire mukoma wavo panze ummm
Nyarie ngaatorerwe mainini😂😂
Tamba mushe ne hama dze murume iwe Nyarie
Kadiki my former student at Sandringham high school. I am proud of you mafana.
So interesting and good combination 😂😂😂😂
Nyarie anopa hasha chaidzo
Pareal chaipo Nyarie forogonya yako hayitore mushe ba ,wakawana murume akanak chaizvo wainzwa nekurohwa
Ari kuenderera Nyarie. Kurohwa kana kunzirwa mainini. She's been doing this futi kuna mai Tata 😂😂.
@@ree1993 kkkkkkk ahhhh zvinonzwisa hasha pamwe pacho wombokanganwa kt iacting
The camera work seems a bit shaky and unnecessarily erratic. Stability and smoother transitions between frames would greatly enhance the viewing experience. Otherwise great acting from nyarie and Dan
Nyarie ndamutadza zvangu,, hanzi vafa here😀😀Dan imboendesa Nyarie kumba kwavo ambonodzidziswa magariro😀😀Excellent work guys, u make it so real, ini Nyarie ndaakutomutya kkkkkkkkk
Haaa nyari akuda barika shuwa aku relaxer too much
Nyari is soo good out forget kuti she's acting. Worse na Danny wake it's 🔥🔥🔥🔥
Haaaa ndayobatikana as if it's real zvekuti ndogona kungosvika kumba ndikaita hondo na madam.
Haaa Nyari anojairira, vana bamnini vanonzi vamirire mukoma wavo panze 😅😂
Kkkkķkkk you guys are killing it.
Nyari vana tete ndovanogariswa panze kwete vana babamunini😂😂😂
Dan wakaomera hasha iiii ungasiye munhu achienderera kudai😂😂😂 😂
Danny takumirira barika kkkk Well done guys
Nyarie kuchiri kuActor chte here or hutsinye unahwoo😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 hanzi chipari chiri kuuya Nyarie
Nyarie wakuzvinyanya chro usina kuudzwa vanhu vangamirire hama yavo panze sure pasina kna chikafu uuum zviriko hre izvi hama dzanc
😂😂😂😂😂😂 Ñyarie taurira pasi
Ava ndi mai azuka ava😂😂🤣
Mukoma dan ka haaa naNyari makasanganiswa shuwa …muri huchi
Nyarie , Nyarie , Nyarie ,how many times did I call you 😂😂
😂😂😂😂Nyarie Nyarie Nyarie chiii
Barika straight akudherera too much Nyarie
Tnx guys
I wish to see Nyarie achimborohwa chaiko naDany one day nekuda kwehunhu hwake
Mmm Nyarie unobhowa its too much
Rooranai chte imi kkkkkk❤❤❤❤❤ love you guys ❤❤❤
Ndoshanda ku court here ini i😅😅😅😅😅😅
Asi munhu ngaataureo kty anabmnn vachauya nhaimi
Hama dzemrume dzakapareyiko nyarie...
Haaa pakaipa ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kkk taurira pasi
Yeah Dan tora barika i am 💯 behind you nyarie anozviitisa
Kkkkkk nyarie 😂😂😂
Danie rova urikumudyaidza ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Haaa Nyari wafarisa aaaah
Nyari anongoda mainini
Iiiiii amana kaaa
Nyari hake can act but if innreal life she does even just a tenth of this then eish ma1. Lol.
Vamwe bambo though vakazoti chero Nyarie akange akadaro hake in real life vanongomuda zvakadaro
😂😂😂 Dan chitongoroora umwe apa zvipere
Inini personally ndinongotora mari nditsvagira vapfana vangu Wi-Fi vari kwavari or data varenge kusangana nemiedzo yandakaroora kama zvichidai. Tingatodyanana isusu mari yaenda ku Wi-Fi
Great camera work.Love the quality!
Kkkkk hanzi taurira pasi
Nyari anonzwisa hasha 😊
Danida ita barika anodzikama Nyarie uyo but usatora Bee wezhira, unokuvara inenge yatova tag team, 😅😅😅😅
Mukadzi akadai anofanira kumbodzokera kumba kwavo.
Haaa chitime time Nyarie ukuactor kna kuti ndozvauri 😂😂🎉
Pane imwe interview yaakati atori nehasha in real life, so she's just portraying her character in disguise.
Umm,Nyarie wazonyanya manje.
Vakadzi vakadai anenge achingoda kusapiwa Mari then worega kutenga chikafu woita 3 months usina kumbodzoka kumba ambogara ega achibhadhara mabills vana wovaendesa kwaGogo Mai vemukadzi uchivachengeta vatiikoko mkadzi womu
Taurira pasi 😂 haaa Nyari ka ini ndirini ndombokugarisa pa corner ipapo pavanga vari ndodzima wifi yacho
Asi Nyarie ka
The best episode😂
Nyarie ndiyo gender based violence here yawaitira vana bamunini 😂😂😂 Dan usati waita barika rova munhu 😅😅
Nyarie unotoda kumborohwa iwe chii chakadaro😂
🔥🔥🔥😂🙌🏽
Tauriraa pasii😅😅
Nyarie anofinyama hake ah
There should be part 2 to this
Hama dzako mkoma Danie dzakawandisa 😂😂
Its not like vafaka😂😂😂😂😂 Aaaa munondipedza strong😂😂😂
Nyarie is always the best.
Ana bamnini vakunyanyawo 😂😂😂😂 hanzi ku wifi
Nyari ka. Kkkkkkkk
Kkkk une chipo hako zviri kubuda
Nyari usadaro dai ari wamai wko wainzwa seyi nhayiii
Kano actor utsinye kakadzi ako
I know its acting but umwe musi uchapiwa gwati
Parika Danny hakuna mkadzi akadai kunetsa so Chipare chotasanura munhu kkkkkk
Kutongesana kunge magistrate😂
Pakadai mukadzi anodzokera kumba kwavo this is unacceptable
Reality though
Barika ndokupedza masports, andizive hangu nezvekudenga asi vakadzi amusi kuzopinda
Nyarie I surrender pamuromo zvapo
I guess Nyarie hazvisirizvo zvaari in real life
Danny dzemhura munhu nembama uyo adzikame
Ah kujairira kwaaita nyarie , ndirini unoenda kumba kwenyu , you don't deserve like a wife material uchibata hama dzangu uchidaro semurume
Tora mumwe mukadzi Dany that's the only solution
Haaa Nyarie ma1 kuendesa vana babamudiki panze vachitsva nezuva
Good one but mavarairwa pazvipfeko. Mukoma vane jacket vafana varikudikitira.
😂😂😂😂😂
Chipari chiri kuuya rega uone
😂😂😂🤣🤣🤣🤣
Ko ivo kuzogara pazuvao nhaimi
Dan na nyari
Okay but bamunini avo vakanaka
Tisadaro
Nyarie u are wrong
Ma hwan atanga. kkkkkkkkkk
I'm beginning to hate Nyaries character
nhasi ndarota nyarie tirikumusha kwedu nhasi handina comment❤
😂😂😂😂😂😂
Kkkk haaa kana neni ndatonzwawo hasha ini haa Nyarie uri mkadz wangu ndombokurarisa pa verandah kwe 1 week...msoro wako hautori mushe kkkkk good work team