Chirungu is part of diet in Manicaland.Wise and fair chief.Very respectful and not greedy like Makoni and Chigodora who think presiding over disputes in the community is a cash cow!!Long live Mutasa!!❤.
Ari pa side naMambo uyo arikudya stumbo ndomufarira uyo. Anopa support kuna Mambo at e same time arikuratidza kudzidza from Mambo Mtasa. Very intelligent Mambo
Wangu chimanyika chitorine mamwe mawords ekuti most vanotozomaziva muchishona vasangana nemamwe marudzi. All I am saying is mumanyika anozviexpressa better akaisa chingezi mukati
Haaa guys you all witnessed mambo vachivhara nyaya ye corruption iyo yataurwa zviri clear, kuti uhwine nyaya hunza 250 mari, haaaaa mambo vanozviziva.... Haaaa.. 😂😂
Mambo mutasa munogona kutonga asi kutaura chokwadi tongai nevamwe iyi nyaya yakukurirai ,,,,,munhu ane 20 years achigarapo,,,or renting bcz his landlord wake akazofa then from 2021 onhanhira imwe minda moti taurai naye zvakanaka for what ,,,,,,hudyire uhu ,,,,,maonero angu baba vemudhara uyo ane minda yakawanda zvisiri kudiwa na Mutasa.... Mufakose ngaaende kumba kwake not kutonga zvaunoziva
Chief Mutasa is smart but makes mistakes.On this issue Noone has written title of ownership record is passed on from generation to generation and Sabhuku knows it.Mufakose can't take over as Noone is allowed by law to sell or buy Tribal Trust land
Thank you so much ukanzwa nyaya iyi this guy was like renting munhu atori ne musha wake haana kana paaka nyorerana na mushakabvu kuti akutenga land ashamdisa simba sa mambo akomiwa uyu land belongs to that family and vatori bhoo otherwise anokutuka apo
Vanhu vekwa Mutasa you're truly blessed to have such a level headed chief,who is fair,wise,and very educated.
Zvinokwadzisa
The best ever chief of our life time Chigodora should take time and listen to this gifted well equipped chief Mutasa
Out of all zim chiefs, this one is the best he uses logic, not emotions . He is totally different from that thief like chigodora.
I agree with you
Believe you me . Chigodora is abusing human rights. I never see such in my life it all about money in Chigodora cases and taking side.
If only you knew kuti kutongwa kwaMutasa it's more expensive than kwaChigodora munobatsirika.
Chigodora is not a chief imi bambo
@@hosiahkubare5976Verenga zvakanaka Chigodora anzi thief not chief zvinhu zviviri zvakasiyana.😂
He is just and intelligent,, full of wisdom,, chief mutasa vane njere,, when he tackles cases, he does it with no bias and no favour
Ths chief anondichemedza,hez our Solomon of today
The best Chief in Zimbabwe. Chief Mutasa may you live longer
Dai Mambo Mutasa ariye mutungamiri wenyika hake Dambu3roita zvaro sabhuku
Chief Mutasa ndimi mega munogona kutonga
Shuwa ava vakaoma vaneruzivo rwakadzama ndotoshamisika vanhu vachiti hee chigodora what what 😅
Chigodora anogona vese vanogona kugadzirisa nzvimbo
The Chief is down to earth and intelligently superb
Chirungu is part of diet in Manicaland.Wise and fair chief.Very respectful and not greedy like Makoni and Chigodora who think presiding over disputes in the community is a cash cow!!Long live Mutasa!!❤.
Chief mutasa haaa munechipo hazvisi zvenyu izvo ndezva mwari
You have knwoledge mambo Mtasa
I like the way chief Mutasa handle cases chikoro vanacho uye wisdom vanayo
He's a qualified engineer
Chief wangu Mutasa l love you nyaya munoziva zvenyu
This Chief is very educated sando dzake
Ari pa side naMambo uyo arikudya stumbo ndomufarira uyo. Anopa support kuna Mambo at e same time arikuratidza kudzidza from Mambo Mtasa. Very intelligent Mambo
At the same time ari very unprofessional kudya lolly during court proceedings
I'm the first one to come today hello Karangandatv ❤❤❤❤
Chief mutasa may you live longer
I love my chief Mutasa am from Manyau village
Kaiwani
We need more people like Shumba ❤❤❤❤
Ini hangu ndiri kufarira uyo Ari pa side pa mambo akafanana navo.
A good leader is defined by grooming his subordinates
Mambo mutasa senyika tinokudai❤
This chef Mutasa you are a very intelligent sir I'dont know if some ather chefs can learn how to be a good chef well done sir Mutasa
He was a magistrate😂
No. He was an engineer.
He's a good chief but you must also give your accessors a chance
I'm the 19th today to watch this tomorrow I will be the first
Sekuru Mutasa munonhonga tsono makadzidza uye kutonga munogona ❤❤❤❤❤
Yaaa chief Mtasa munotonga zvinondigutsa zvineuchenjeri
Mambo vangu ndokumbiravo munda kana musha👏🏻👏🏻👏🏻
This chief is one of the best in Zimbabwe
God bless you chief Mutasa, you are one of a kind.
Mambo give people chances to explain ....mukanyanya full of I know munozobondera
Headman chigodora should take time and listen to these court sessions anodzidza zvakawanda…kwete jakara jakara inoitwa kudare kwake
Sekuru avo needs anew belt bambo❤❤😂😂
Bambo tengai bhande😅
Kuwana kunosiyana handioni chinosekesa.
Chief Mutasa sando dzenyu. I salute you. You're excellent. ❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉❤❤❤😂😂
We're proud of you Shumbaaaa
I salute you Mr Mutasa.
Matonga zvakaringana mambo tinokutendai shumba
The best Chief forever
Muri Kubata Basa Baba Taps❤🎉🎉
Mutasa deserved to be minister of justice
Lollipop ranaka kkkk
😂😂😂😂😂
❤❤❤
Udzai sadare avo kti padare apadyiwe lollipop 😂😂
Chief Mutasa zvimwe zvese munoongorora as itai muchiwanza mutauro wedu pane chingezi.
Wangu chimanyika chitorine mamwe mawords ekuti most vanotozomaziva muchishona vasangana nemamwe marudzi. All I am saying is mumanyika anozviexpressa better akaisa chingezi mukati
This Chief has Law background matongero acho wisdom yakanyanya
Zvivanhu izvi mambo zvi maromberombe😂😂😂😂
I wish to be chief justice of our judiciary
Julius was a killer and the family was afraid of him. Sekuru's only time for survival is now that the family "mhonya" is over.
Mdara we afro uyo mupeiwo laptop, anokuva nekunyora nemawoko
Very intelligent mdara Mutasa
Kuchemera zvevafi wy dint they approach vafi😂😂😂😂😂
Chivhayo may you pls do something to chief Mutasa he is the best
Ndodavapa kahonda fit
Vasiyei vakadaro zvekupiwa zzvinonetsa zvawo vachazviwana
It's true mutasa
Lion lager Dangerous
Chief mutasa to the world
Chiunza hope muri kutigonera kwasara kachimutsa neda ………………ko 😂😂
Ummmmm well educated Chief Mutasa. Panoti chirungu sandp dzenyu. 😂😂😂😂😂❤❤❤❤😮😮😮😮
He was a magistrate😂
Haasi Tawanda here uyo
Shumba Mutasa vange vagumbuka kkkkkk
Mamuona here mudhara arikunetsana neStambo 😂😂😂
😂😂😂😂
Ha murikugona bada shumba
Samanyika udofunda wakomana Mutasa people hello
BaTaps why you allow other small journalists like Zigo and Chibanda broadcast this dare
Hashtag chief Mutasa for Zim Presidency
Is the chief not same as mambo, always thought it’s the same thing. Enlighten me
Chief ndiye Ishe
King ndiye mambo
Vaivapo here 😂
CHIVHAYO MURIPI MUPE MAMBO MOTA VANOZIVA ZVAVANOITA
Dare rachief mutasa rine oder zvekuti
Dai chief ava vaita president wenyika Zim yaienda mberi
Chief Mutasa chibaba chinorema
Yaaa tirikudzidza
Vanogonesa kutonga Mambo Mutasa sando dzawo
Mdhara ane Mason glass looks like prez y zuma😂😂😂😂
Nhasi mambo matadza kutonga dai mabvunzawo maaccessor enyu manzwawo pfungwa dzavo
Mambo ngavepe vanhu mukana
Ko munodzimireiko isati yapera nhai baTaps
ipai vanhu nguva yekutaura aaah
Ava vanopedza ava
Ba taps picture qlty 100%
Machief ese anogona except marange
😂😂😂😂
Makoni ane query
Mambo makunyanya kubata nezvimwe zvisiri zvenyu. Kugona munombogona asi makuwanzisa.
Munhu uyo akatora munda usiri wake.
Zvazviri kungotaurwa clear wani even judiciary court proves his ownership
Saka munhu akatengeserwa naani munda, ungatengeserwe munda kubhawa
Nmbr yachief ndingaiwana sei
Amai avo vakangwarisa chii chakadaro ndavanyarira
karanganda usanonoke ku uploader nyaya tinenge takakumirira
Ya panyaya yeminda apo murikugona chaizvo tirikudzidza
Wegugara 20yrs ngaapuhwe kamari arove pasi
Baba Taps Jacob Zuma arikutongawo here?
Haaa guys you all witnessed mambo vachivhara nyaya ye corruption iyo yataurwa zviri clear, kuti uhwine nyaya hunza 250 mari, haaaaa mambo vanozviziva.... Haaaa.. 😂😂
mambo mutasa arutaurwa ndeupi futi apa
The late
Addiction chaiyo
Mambo mutasa munogona kutonga asi kutaura chokwadi tongai nevamwe iyi nyaya yakukurirai ,,,,,munhu ane 20 years achigarapo,,,or renting bcz his landlord wake akazofa then from 2021 onhanhira imwe minda moti taurai naye zvakanaka for what ,,,,,,hudyire uhu ,,,,,maonero angu baba vemudhara uyo ane minda yakawanda zvisiri kudiwa na Mutasa.... Mufakose ngaaende kumba kwake not kutonga zvaunoziva
Mambo vatonga mehasha
Zvakuri kunzi akatenga wani not renting from a mental disturb person plus those fighting for that land havasivo beneficiaries of the land
Mambo uyu anofanirwa kt vamwe vake vambotaurawo vaakagara navo mberi kwete kungotonga ega
Mambo basa rake nderekutonga
@@FelixMupfawi-go3bw anofanirwa kumbodzwawo vamwe vake vachitaura hazvirev kt haapotse pakutaura nekt ndimambo kwete
Inoperera kwa mambo harisi dare remasabhuku mambo ndiye mutongi
It's true ukatarisa Mutasa dzinozombomukunda bcz haadi kunzwa pfungwa dzevanhu ,,, this mufakose was like renting Munda munhu ane musha wake kare asi akuda kutora Munda uya waaitengera munhu hwahwa for,,,,,,iyi haana kuitonga mushe ,,,,,,,,Munda hausi wake
@@tatiratsawa7981 ndinowirirana newe hama ngaape vamwe time iye ozopedzisa sezvinoitwa kwa chief Chigodora
Bambo vari pedo na Mambo zvekudya zvihwitsi padare zvabvepi
Karanganda woye tovata pano
😂😂 tichimirira zveee kachimutsa nedako