Ko iwe unoshanda Mai tt pa Facebook here. Why are you after Mai tt. Vakakutadzireiko iwe pachako. Uchamera chimai tt pamuromo. Usaudzire Mai tt zvekuita.Stop making Mai tt your content. You are taking turns with Ketina to talk about Mai tt. Basa nderekutsvaga nyaya dzamai tt. Stop
Where is Ketina? 😭😭😭
Bo wondee ichipenga. 😅😅😅
Ngozi ofeeeeeeeee
KO kungo kapesa zvipere
nonsense manhi zvako wabhadhara here
Vabhadharerewo iwe zvikwereti zvacho wakabvira kare uchingotaura nyaya iyi
Inototaurwa kusvika aita pay back
Kkkkkkk
Uyu nenyaya dzamai tt wakuti bhowa tsvaga bsa shaa
Ibva ka pano. Enda kubasa iwewe kkkkk
Ko iwe unoshanda Mai tt pa Facebook here. Why are you after Mai tt. Vakakutadzireiko iwe pachako. Uchamera chimai tt pamuromo. Usaudzire Mai tt zvekuita.Stop making Mai tt your content. You are taking turns with Ketina to talk about Mai tt. Basa nderekutsvaga nyaya dzamai tt. Stop
Get a life. Hapana akushedza pano
Rubbish!! Empty vessel!
Chivoice chakaora tsvaga Mari yacho bhadhare iwee tsvaga bsa iwee unongoswero taura ne,zvamaitt putseki ndobsa kutsvaga vanhu akafa murimbwa yomunhu putseki
Munhu ngaabhadhare Mari dzevanhu. Anokweretereyi ? Muchingomu supporter zvisina basa. Kana vakuenda kujeri voenda Vega asi muchivapesvedzera zvakaipa