Part 2 Murume wemukadzi bofu oramba kt mukadzi ibofu mudare ma Sekuru Kanengo

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024

Komentáře • 192

  • @colenbouyedtembo5827
    @colenbouyedtembo5827 Před 4 měsíci +3

    Kushaya peace inhau ichihure chake murume uyo

    • @JojoGambiza
      @JojoGambiza Před 3 měsíci

      Thanks hanzvadzi uyu mwana wemukoma wangu ari kutorambudzwa nemurume uyu.chihure onyepa kuti mukadzi anoona.haaone mwana uyu

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 4 měsíci +8

    Thank God iam out of this drama ,better be a single and peace than kugara mu noise

  • @aleckchiriro951
    @aleckchiriro951 Před 4 měsíci +6

    Anoona mkadzi uyu, anekahutsotsi

    • @ktm9853
      @ktm9853 Před 4 měsíci +1

      Iwe chononzi partially blind.Nyarara kana usingazive.

    • @user-iy8ie8zx3q
      @user-iy8ie8zx3q Před 4 měsíci

      Ummmm zvakuda kuma courts izvo maonero angu

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 Před 4 měsíci +1

    Amaivangu ava Mukoma Robert vaendeseyi kwaSekuru Tasvi vabatsirwe dambudziko ravo chaizvo izvo. Vanoda tsitsi . Kwete apa handina kufara nedare ravo

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 Před 4 měsíci +5

    Mkadz uyo itsots handimu believe

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 4 měsíci +6

    Nyaya dzamawe kuita idzi Wana mkoma Robert dzekuita matare emudzimba nemisha yevanhu zvakuenda zvichishata dai mangorapa warwere

  • @belindakwanaite4024
    @belindakwanaite4024 Před 4 měsíci +3

    I used to love kanengo but on this issue mabhaiza sekuru

  • @miriamnindi3964
    @miriamnindi3964 Před 4 měsíci +2

    Tasvu anotasvura dai mkadzi uyo otoona kare musatamba naTasvu maboss aya

  • @AnnaniasNyoni-br5vm
    @AnnaniasNyoni-br5vm Před 4 měsíci

    Robert you are spot on, vanhu tinofanirwa kuziva utsotsi we vanhu musango mhanya ku defender munhu, mberi kwazvo uko muchanyara

  • @joyEdibles6587
    @joyEdibles6587 Před 3 měsíci +1

    Kana uchigarwa neManjuzi itai right move mubude pachena musati mati ma ekuda zvevarume izvi , kaive ka marriage kemahumbwe aka

  • @djkingyadahchamangurangura2979
    @djkingyadahchamangurangura2979 Před 3 měsíci +1

    Tete havasi bofu avo vanonyepedzera vachazviwana zvavari kukumbira ndagara ndazviona kuti she is a good actor at first she was so humbled then all of a sudden she show her colour Mai ndevemadrama Ava hanzi sekuru pane bepa randisiri kuona arikuda kuona sei Aya mapepa Aya akaba amaziva sei and she is good at selecting those papers from that black bag kkkkkk Tete muritsotsi

    • @JojoGambiza
      @JojoGambiza Před 3 měsíci

      No hanzvadzi uyu mwana wemukoma wangu haaone.zvemaproblems akutaurwa apa anowanikwa muma marriage eşe.and haanei nekusachengeta vana kwaari kuita.proof sekuru ngavataure chokwadi chavaonawo mudare kuti anoona here or anoona.murume itsotsi iri nechihure

  • @itaisimbi839
    @itaisimbi839 Před 4 měsíci +6

    This so sad amai ava havana kuwana rubatsiro masiya murume achimushungurudza sekuru na Robert muchiseka haaa mari yakaipa ndabatikana

    • @JojoGambiza
      @JojoGambiza Před 3 měsíci

      Taurai henyu nyaya dzaari kutaura dzinei nekushungurudza mukadzi.mwana wangu mufunge haaone mwana uyu aaaaa.murume uyu chiiko achinyepa kudaro

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh Před 4 měsíci +3

    Zvariri dununu remurume kutaura zvisina basa haunyare mirume anotaurisa sekunge mukadzi ibenzi remunhu Sekuru sotai munhu uyu adzidze

  • @SiphoNdlovu-of3fb
    @SiphoNdlovu-of3fb Před 4 měsíci +5

    Mai Ava andivachenese

    • @babrachakawata5992
      @babrachakawata5992 Před 4 měsíci

      Mai Ava Havana kumira mushe nyaya yavo yema juzu nfoisina kumira mushe Ava

  • @user-dq1bk2cz1t
    @user-dq1bk2cz1t Před 4 měsíci

    Mmmmm baba ava moyo wavainavoka 🙌🙌🙌🙌mwari shamhu yaacharohwa nayoka hokoyo

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d Před 4 měsíci +13

    Wena Robert this issue is not for Kanengo to handle itai zvewu N’anga chete,some cases like this one refer to relevant department

    • @Owenkuwenyi
      @Owenkuwenyi Před 4 měsíci

      Panyaya yemaziso apa vari muright track

    • @ganyaz
      @ganyaz Před 4 měsíci

      panechakashata here kuyananisa vanhu?

    • @princessmamthe
      @princessmamthe Před 4 měsíci

      Utsho kahle 🙏🙏🙏uyazi so

  • @bettymako7191
    @bettymako7191 Před 4 měsíci +3

    Imiweee akuona here .anepamuromo mkadzi uyu 😂

  • @paulinenhamomusagwiza3728
    @paulinenhamomusagwiza3728 Před 4 měsíci +2

    Vauya ku counseling or wat ko madii kuenda kwasekuru Tasvu panekutipedzera nguva

  • @lovenesstshuma1298
    @lovenesstshuma1298 Před 4 měsíci +7

    Kugara nemukadzi akadai unenge uchipika jeri

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Před 4 měsíci

      😂😂😂😂

    • @user-tn2bk6ui1r
      @user-tn2bk6ui1r Před 4 měsíci

      😂😂😂😂😂

    • @cassandraker
      @cassandraker Před 4 měsíci

      😂😂😂😂😂😂

    • @JojoGambiza
      @JojoGambiza Před 3 měsíci

      Hapana chamuri kuseka murume uyu anonyepa tsotsi hure remi hi.zvaari kutaura zvese izvo zvinei nekurwara kwachipo.imbwa yemurume iyi

  • @MandlaSimanga-iz9jn
    @MandlaSimanga-iz9jn Před 4 měsíci +2

    Sekuru kanengo hamuone dai maiona dai matiudza kuti mukadzi uyu anoona here or anonyepa

  • @user-dq1bk2cz1t
    @user-dq1bk2cz1t Před 4 měsíci +2

    Chivaramba vana nhasi murume iwe hokoyo neshamhu iwe murume iwe

  • @user-yu3ye8vs3u
    @user-yu3ye8vs3u Před 4 měsíci +1

    Vakomana murume uyo baba brento ngavasatengesa imba vakambosiirei mukadzi anyangadza vanhukadzi vakawanda

  • @JojoGambiza
    @JojoGambiza Před 3 měsíci

    I think nyaya yamai brandon vakaenda vachida kurapwa.nyaya dzese dzakutaurwa nababa b hadzina basa.baba brandon taurai chokwadi musanyepe imi.chipo haaone uyu ndiri mainini vake.hausi kuchengeta vana now wakuda kutengesa stand uda kuti mhuri igare kupi. Chipo haaone ndiri mainini vake taura chokwadi iwe.

  • @user-dq1bk2cz1t
    @user-dq1bk2cz1t Před 4 měsíci +2

    Saka murume uyu anoziva zvaakaita kumukadzi wake

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5u Před 4 měsíci +3

    Matsotsi akasangana APA 😂😂

  • @DRRZOE
    @DRRZOE Před 4 měsíci +5

    That lady is a gold digger

  • @JojoGambiza
    @JojoGambiza Před 3 měsíci

    Iwe Robert ndipewo no yako please chipo haaone uyu.murume uyu ndiye akaroya mwana wangu kuti asaone.

  • @evelynmuzira5344
    @evelynmuzira5344 Před 4 měsíci +1

    Vanhu vemanjuzu i cant trust hangu

  • @colenbouyedtembo5827
    @colenbouyedtembo5827 Před 4 měsíci +1

    That Man called More which company does he work for,

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 4 měsíci +1

    Zviri mudzimba ma1 wena hey,manjuzu ummmmm zvakaoma chokwadi

  • @GraciousZunzanyika
    @GraciousZunzanyika Před 2 měsíci

    Mai Brandon pekutanga vaiita kunge vasingaone ndazoshamisika vakuverenga mapaper apa tovaziva zvekudaro

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 Před 4 měsíci +2

    Manjuzu Acho kana adai oshata koz bonde ronaka zvaro

    • @PeaceTakudzwaBvochora-oo1mt
      @PeaceTakudzwaBvochora-oo1mt Před 4 měsíci

      Vanoda kuziva chokwadi endai kumba kwavo kwavarikuda kubira munhu stand kufidelity ndovaziva mai avo endai munobvunza 4403 kuti mai magate vanogara papi ndi manjuzu mai avo she's a Thief anoona mukadzi uyo

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 4 měsíci +3

    Ladies cry to God for marriage kana mavemo moramba ne bonde😂ndo pamakairasa ipapo

    • @user-eg2ge8le2g
      @user-eg2ge8le2g Před 4 měsíci

      No ukaona wakuramba bonde Unenge wakutya kupihwa chirwere

    • @lizzyg7283
      @lizzyg7283 Před 4 měsíci +1

      saka tofa nezvirwere nekuda imba

  • @gladmoremasiwa7953
    @gladmoremasiwa7953 Před 4 měsíci +3

    Anoona àrikuona sei mapepa ayo arikuona sei sekuru nekunongedza

  • @user-yu3ye8vs3u
    @user-yu3ye8vs3u Před 4 měsíci +1

    Mai brento ngavagare nevana pamba munovadzingirei

  • @nntonevilabusih6142
    @nntonevilabusih6142 Před 4 měsíci +2

    Anoonei iwe kwana iwe think twicely

  • @lizzyg7283
    @lizzyg7283 Před 4 měsíci +1

    mukoma Robert marasika.why taking such issues to sekuru . he is not qualified for issues like this . this man called this woman hure and he is saying she is not blind but also saying", i spend money trying to get help for this woman ,ndakapera ndichida kimurapisa maziso".Why was he using his money on someone asina eye problem .this man arikuda shaisano .Blind people can feel and know what they are touching. i work with blind people also blind people can differentiate among bills of various denomination by size alone.They can even know documents using their sense of touch .their sense of touching ,smelling and feeling is stronger than ours. This will only make that woman lose her confidence rather than helping her. That man was very aggressive . Advising women not to go to the police when they feel they need help was not good advise . sekuru even said vamwe vanorohwa but they do not report . bhoo here kule. I feel instead of restoring peace you have made her situation worse . My uncle Robert ,i always believe in you but on this one . i am 50/50

  • @BlessingTafadzwa-ru1up
    @BlessingTafadzwa-ru1up Před 4 měsíci +1

    Matsotsi maviri😂😂😂😂😂😂

  • @NothandoMkwebu-qc2xt
    @NothandoMkwebu-qc2xt Před 4 měsíci

    Sekuru batsirai mukadzi uyu chinorwadza awone dai manunura nekuti murume uyu ahana tsitsi sure ungadaro munhu asingaone.Mwari pindirai.

  • @JojoGambiza
    @JojoGambiza Před 3 měsíci

    And e other thing why camera irikungiburitsa chipo mwana wangu.seiko musiri kubuditsa baba brandon. Itsotsi iri hure remurume ari kudanana nemunin’ina wamai brandon.iye aifanira kutoti sekuru tibatsirei muone kuti ndini here ndakapofomadza mai brandon or handisirini.vaifanira kupinda mumatare pajekeswe ipapo.zvedomestic issue yavo inei nekurwara kwamai brandon.aaaa murume uyu ngaataure chokwadi mhani.mari ane $6000 yamai brandon nevana zvese arikuti havasi vake. They must go kuma dna chete chokwadi chibude pachena

  • @evansMakwarimba-de1ju
    @evansMakwarimba-de1ju Před 4 měsíci +4

    Mai ava itsotsi kana mazogara kuona vanoona tsotsi remukadzi

  • @MandlaSimanga-iz9jn
    @MandlaSimanga-iz9jn Před 4 měsíci +1

    Koimi sekuru hamuone here zvamunoti muri ing,anga than kuitirwa noise

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf Před 4 měsíci +1

    Kkkkkkkk kamai kane drama aka....asi Kanengo mudzimu wakaenda wakuita basa re social work

    • @user-xh9et9iu3z
      @user-xh9et9iu3z Před 4 měsíci

      Vanhu ngatisadaro isu tisu tinoenda kunotsvaka help kana takuona hama dzedu dzave apo toting vana sekuru nana Robert vakuita basa risiri ravo

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Před 4 měsíci

      😂😂😂😂😂

  • @tereziangwenya5791
    @tereziangwenya5791 Před 4 měsíci

    Vanhu avo ngava respecte nzvimbo yavari akuzi kuna chief apo purizi

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vu Před 4 měsíci

    Mhunu uyu ngaende kwasekuru tasvu

  • @GraciousZunzanyika
    @GraciousZunzanyika Před 2 měsíci

    Tangai maenda nevana kaTinashe Mugabe

  • @user-th2xc5bd8w
    @user-th2xc5bd8w Před 4 měsíci

    Uuuummm murume uyu anonyepa zvisingaite ibenzi stand haitengeswi ngaaende kumahure ake

  • @user-cl9mu2dj2u
    @user-cl9mu2dj2u Před 4 měsíci +1

    Amai awa vanoona sei vaona kuti vauyanaye haasi muzukuru

    • @wellingtonruzvidzo3040
      @wellingtonruzvidzo3040 Před 4 měsíci

      Vanoona avo

    • @RosemaryMabuto
      @RosemaryMabuto Před 3 měsíci

      Vanhu teererai nyaya Robert ndiye ataura audza mukadzi uyu kuti murume wake auya ne muzukuru

    • @user-cl9mu2dj2u
      @user-cl9mu2dj2u Před 3 měsíci

      @@RosemaryMabuto but iye maitiro ake kwandiri something is 🐟 anoona uyo

  • @user-dq1bk2cz1t
    @user-dq1bk2cz1t Před 4 měsíci

    Baba avaka ndovanemweya utori pavari wekutochinjanisa vakadzi ndiye atori nemadhimon asingade imba murume arikutoshandiswa vana kuita vekudyara pese pese

  • @BhandaWilson-kb2xw
    @BhandaWilson-kb2xw Před 3 měsíci

    Kanengo ishasha anogona basa iro

  • @nickywulffen552
    @nickywulffen552 Před 4 měsíci +1

    Ini im now confused like 😮😮😮

  • @JojoGambiza
    @JojoGambiza Před 3 měsíci

    Baba brandon taurai chokwadi ndakapihwa $6000 nachipo stand yakuda kutorwa.ipa mwana wangu mari yake please.imbwa iwe

  • @wellingtonruzvidzo3040
    @wellingtonruzvidzo3040 Před 4 měsíci

    Mukadzi uyo ibenzi remukadzi ihure iro

  • @user-wj9ei4br7x
    @user-wj9ei4br7x Před 4 měsíci +1

    Sekuru rowai bsa mufukunure zvakawanzika

  • @kixmattv5374
    @kixmattv5374 Před 3 měsíci

    Wrong place please Robert next time don't go to such places with issues like this what's that

  • @trymorechiringa6711
    @trymorechiringa6711 Před 4 měsíci

    azokwanisa kuona bepa re maintenance iye ari bofu

  • @CTongs
    @CTongs Před 4 měsíci

    Baba Brandon to the World 😂😂😂

  • @KelvinEdzai
    @KelvinEdzai Před 4 měsíci +1

    Mmmmmmmm noise iyi murikuvhiringidza sekuru pliz

  • @MandlaSimanga-iz9jn
    @MandlaSimanga-iz9jn Před 4 měsíci

    Nhai sekuru kanengo basa renyu nderei

  • @user-dn2qr2ux4l
    @user-dn2qr2ux4l Před 4 měsíci

    Mukadzi uyo itsotso anoona uyooo

  • @MegnoriaJumbi
    @MegnoriaJumbi Před 3 měsíci +1

    Mukadzi uyu should be ashamed.

  • @anishaDzingirai
    @anishaDzingirai Před 4 měsíci +1

    Guys mukadzi uyu ngaagare pamba pake

  • @WQ-Africanews
    @WQ-Africanews Před 4 měsíci

    Siyana naro gadzi iro ndovanenge vachishaina kana vaineMari ,zvaiwana Ngwarati

  • @BhuruRemusindo
    @BhuruRemusindo Před 4 měsíci

    Rudo ngarwugadziriswe vanhu vagare muxe avoooo ngavasiye mahumbwe

  • @cassandraker
    @cassandraker Před 4 měsíci

    Wonders shall never end I am confused now🤔

  • @bonniemagumo1943
    @bonniemagumo1943 Před 4 měsíci

    Mvana hairoorwe . Mumwe murume akasiya iwe ozviita superman . Unochema chete

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 Před 4 měsíci

    Manjuzu echihure hure ukangoona munhu oti oita zvemanjuzu ziva kuti ratova hure hure chairo.

  • @user-mw3ti8ii3s
    @user-mw3ti8ii3s Před 4 měsíci

    Zvakuda denga cz vepanyama vazvikoniwa 😂😂❤❤

  • @Nightgamer5_13
    @Nightgamer5_13 Před 3 měsíci

    Anoona mukadzi uyu kkkkkkk

  • @mavisdzikite4931
    @mavisdzikite4931 Před 4 měsíci +1

    Iyi nyaya yakaoma iyi sekuru Kanengo gadzirai munhu murume uyu ane hutsinye

  • @EllenGarawega-fn5sd
    @EllenGarawega-fn5sd Před 4 měsíci +1

    Nyaya iyi maendesa kusiko

  • @ChristinaSerewa-xn6qg
    @ChristinaSerewa-xn6qg Před 4 měsíci

    Imi mai Brandon kana vanhu rudo rwapera musatsvagire munhu nyaya, itai zvinoita kuti mangwana mumhoresane. Unonyepesa iwe haubatsirike ko nguva yese wainyararirei. Iweka chimboita zvemanjuzu uri kuda kuti murume afe nenzara yebhinzeni

  • @user-qf5ym3dp2w
    @user-qf5ym3dp2w Před 4 měsíci

    Mai imi musatsotswa ndirikuona kuti even kanengo wacho ariku side remurume uyu

  • @user-jl8vg8se7o
    @user-jl8vg8se7o Před 4 měsíci +1

    Mai ava zvesure vanenproblem but nzira dzavashandisa mmmm vanogona kuruza zvese maonero angu pavaiyaura part 1 chero face yavo yairrvesa nhasi haa havana kana confidence rape 2022 uozoraurwa nhasi 2024 apa pabir6hday mukomana wemwana wacho aivepo mmmm hapanankujeka jongu murume anogona arirwong but mai ava mmmm ngavaongotorwe havangatauri zvemahure ivo vakatibvisisawo umwe mukadzi ane vana vaviri

    • @RosemaryMabuto
      @RosemaryMabuto Před 3 měsíci

      Maziva sei kuti ndiye akabvisa mukadzi wemurume uyu

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 4 měsíci

    Mai Brendo makadii kuita simba rese iroro kuna baba Brendo makawana pekugara nana Brendo.asi vanga vasina zviwanikwa kani .muri gold digger mainini 😂😂😂

  • @SithembekileMoyo-ws4up
    @SithembekileMoyo-ws4up Před 4 měsíci +1

    Mmmm muupenyu kana uchida kuti zwikunakire chero munhu matadzirana sei usapomere munhu chinhu chaasina kuita zwanyanya kupomerana mhoswa yerape haaaa

    • @user-sl8uo9wy2h
      @user-sl8uo9wy2h Před 4 měsíci +1

      Kutsvakira munhu nyaya kwakaipa mufunge henyu

  • @user-tt5fw5ud1x
    @user-tt5fw5ud1x Před 4 měsíci

    Mmmmmm vanotaura vanhu ava yoo

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5u Před 4 měsíci

    Kkk😂😂 ndapererwa ummmm

  • @eisagreatplacetoworkzang-uy6nt
    @eisagreatplacetoworkzang-uy6nt Před 4 měsíci +1

    Murume Uyu iduzvi remumunhu bhuratishiti dhemeti mhani nxaa mwari ngaamutonge vadzimu vamupise nemoto fut ngaadonhe nemota anehutsinye mhani

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Před 4 měsíci

    Haaaa vakomana kaaa nyaya iyi iri sensitive zvekuti ende imba iyi haigadzirisike. Apana imba imba apa. Vanhu vachaurayana ava

  • @user-cj9pm6cg3u
    @user-cj9pm6cg3u Před 4 měsíci

    Robert nakanengo mave vatongi gava here tizive kuti zvekubatsirwa zvakapera kwakutongwa nyaya?

  • @CTongs
    @CTongs Před 4 měsíci

    Hongu mkoma More vaneka error but pamaziso apa maiBrando vanoona chete ava😂😂😂

  • @freechipom
    @freechipom Před 4 měsíci

    Zvakaoma zviri mudzimba shuwa

  • @patiencemarara7721
    @patiencemarara7721 Před 4 měsíci

    How can sekuru advise kuti munhu asa reporte abuse seriously? Ngavazive zvekurapa chete, izvi hazvisi zvavo izvi.

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi Před 4 měsíci +1

    Dai ndirini kungosiya stand wotsvaga zvimwe

    • @PeaceTakudzwaBvochora-oo1mt
      @PeaceTakudzwaBvochora-oo1mt Před 4 měsíci

      Uyo anonzi tecla munhu wauzingazive wanzwa mhata yako mhani kana uchida kuziva kuti munhu iyeye anoona enda kufidelity kumbudzi fase 2 panumber 4403 unobata chonsense imbwa yemunhu

    • @dove5584
      @dove5584 Před 4 měsíci

      Munenge mune mapersonals​@@PeaceTakudzwaBvochora-oo1mt

  • @gladmoremasiwa7953
    @gladmoremasiwa7953 Před 4 měsíci

    Mukadzi uyo akoromba ane hurombwa sekueu vhenekai kana kuti blaz uyo aka royal mukadzi

    • @rikarudomanwere4213
      @rikarudomanwere4213 Před 4 měsíci

      Why would you say something as terrible as that. You don't even know these people. Kune hurwere out there yekuti you can become blind. I am loosing my sight right now people like you needs education.

  • @user-tn2bk6ui1r
    @user-tn2bk6ui1r Před 4 měsíci

    Madam motaurisawo imi,pliz respect matare mubatsiike😢

  • @kixmattv5374
    @kixmattv5374 Před 3 měsíci

    😢 so sad n mukoma Robert am not happy about this all murume uyu anotaurisa n he is taking advantages of this lady and you guys you are just silent of which you are laugh guys you must think about this lady as someone who did come to you n to make matters worse you are even saying she was not supposed to go to police and reporting this issue why are you saying that Sekuru ndevekurapa vanhu not kugadzirisa nyaya please

  • @AffectionateRabbit-tq7kz
    @AffectionateRabbit-tq7kz Před 4 měsíci

    Garayi zvenyu nevarume yoooo

  • @trymorechiringa6711
    @trymorechiringa6711 Před 4 měsíci

    mahure akangwarisa kuda kudya zvemahara mukadzi uyu haasi bofu kuda kunzwirwa tsitsi ne povo

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 4 měsíci

    Mainini vari kuda kunydza bamunini kuti vawane matorero stand,hazvina kunaka kana maive nemari chaizvo makadii kugara maita stand yana Brendo musati maroorwa nabamunini dai makazviitira zvinhu zvenyu mega musina noise yese iyi.

    • @joyEdibles6587
      @joyEdibles6587 Před 3 měsíci

      Mainini itsotsi kotiwo mukoma mamwe ma marriage akafoira was a red flag.

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Před 4 měsíci

    Pane audio yakaitwa na Jeff Judah achiti mvana inokunyudza. Nyamba mai ava vanevamwe vana vavakaita vasati vasangana na baba ava? Ko icho chakatadza kumedzwa ne dhadha huku inochigona here? Mai ava kaaa chii chakaitika pamurume wavo wekutanga? Uchivaona soo vakanyorovera kutana kunge nyama yemasoro. Dai vaiona hmmm avo kana kuromba vaiita bcz nharo dzavainadzo nehu 3% bofu hwavo haaaa hazvipere mushe. Unobva waona kuti nhau yavaiti varume varikuti kuti tikubatsire tipewo bonde vaizviita nekuti murume ataura vanhu vairi if not 3 vaiuya vachitsvaga mai ava pamba. Zvagara huku dzakapiswa miromo dzinonetsa.

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vu Před 4 měsíci

    😏😏this is not fair guys

  • @emilyhiya2678
    @emilyhiya2678 Před 4 měsíci

    Pamberi nebasa Sekuru Kanengo

  • @user-dq1bk2cz1t
    @user-dq1bk2cz1t Před 4 měsíci

    Baba avaka nguva ichakwana vachrikumbozvirova dundundu now muchaona magumo azvo

  • @cassandraker
    @cassandraker Před 4 měsíci

    mai ava handivachenese vanhu vemanjuzu tokuzivayi? Maonero angu hangu asi amai ava vanenge vaoona havo.

  • @gladysxaba5863
    @gladysxaba5863 Před 4 měsíci

    Baba vakazoroora here 😂

  • @user-oj6dt3is5y
    @user-oj6dt3is5y Před 4 měsíci

    Vanzwisisei amai ava she just identity as a blind person.😂😂😂

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 Před 4 měsíci

    Zvema juzu ndeZve masatanizimu😅

  • @KnowledgeMuchayi
    @KnowledgeMuchayi Před 4 měsíci

    Chimboitai zvekuti munhu uone