headman ava i really wana bless him kana 20$ hayo ndoda kuvapa baba taps ndovatumira seyi Chigodora Ani mazita avo i really admire his love and care for his people. We need more of him in a county like Zimbabwe❤❤❤
I like headman Chigodora he is fair and he is the only one who doesn’t shout or make someone feel too low he just focus on the problem and solve , keep it up Headman
The Best Headman in the World. I like the Gentleman in glasses. He is always ahead, he can read your brains before you say something. Headman anozongoti gaa gaa. Well done chief, justice is your Policy 👍🏿
Rasta might have learning disability but it is our duty in the society to protect him .apa magona Headman .vanhu ngavasabatiririra vanhu nekuda kwe mental capacity yavo
Tinoshora pakuti Headman and his team vati making photocopies it's an offence. Everyone has a right to keep documentary proof whether guilty or not. According to you, is it an offence to photocopy ma summons?
Tikaita varume vakadai munyika nyika yedu inosimuka headman tinodada nemi chigodora Mwari vakatipa baba ava kuti zvinhu zvimire mushe ndinoti Mwari varambe vachikuchengetai headman ne team rese ❤❤❤ my headman my hero i salute you guys.
It's not an offence to make copies of summons. Headman do your duty without abusing people. Which law prohibits people from making copies for personal record keeping? Gwara might be wrong asi your points on photocopying documents you're wrong
If you can compare the cases that were tried before the coming of these two overexcited gentlemen, justice was being delivered well. When these guys came whoever reports automatically wins the case because the defendant is not given an chance by the two assessors. They need to listen to Mambo Mutasa cases, Mambo Makope. You can see that the headman is no longer in charge. It has been highjacked by unwise people. He needs to bring back those elders who were using their brains like the case of Chabodo and Matutsa. What kind of dare which people openly campaign to be assessors. My opinion the last assessor to join is far better than Alan and that other bully one.
You are right. They are overzealous , full of self praising and think they are very clever and wise. Panodikwa assessors who are humble and objective. People should be given fair opportunity to express themselves clearly kwete kungovhiringidza vhiringidza vanhu mhani. People have feelings and emotions and should be treated with dignity. Vanhu ngavabvumidzwe kupa background to their cases but machind aya anongovhiringidza vanhu not wanting to listen but jump to unwise conclusions. Headman Chigodora get rid of those overzealous men of yours.
Headman need to bring back his old assessors kwete ana magirazi vadhakwisa dare ava , this court is now popular just for the drama but for justice izero chaiyo. They don't listen to both sides of the story, ipapa vatopedza nyaya without the old man explaining his side kuti zvakafamba sei. That's why at this court whoever reports the case will win coz the other side is never given chance to explain. And it's full of intimidation by the assessors imagine trying to make it a case kuti why did you make copies of the summon. How is that an offense. There are just serving drama not justice!!!!
Office kkkk end of 2023 Ya bag ipopo udyire fut sabhuku batai munhu 😂😂😂😂😂😂😂😂 chigodora village akomaaa ka laaaa yaa Penga chigodora Haaa iyi sugar dre kkkk
asi munhu angarambidzwa kuita maphoto copies here. dzimwe mind set hadzina kana musoro as much as munhu aine mhosva toll gate toll gate lawyer pache zvangu tone down umwe mutauro hedhimeni
mudzoke pano mbai mbai tine zvimwe zvatakakugadzirirai
2pm na 6 :45pm
Tinogarira hedu
Hatitobvi troo
Tripo
Takamirira dzemunharaunda mangu andidi kudzipotsaba ummmmm....tisu anhu acho
Thank yu thank yu
I love how Mr Gucci has improved in hos approach.he used to be so harsh but now machinja mukuru,zvinokudzwa.lm sure mukuverenga ma comments edu pano
Gucci magrazi may your leave long, chero achipenga vanoita advantage yekumushandisa ere komborerwai Headmen wevarombo shirikadzi nenherera
Because of our comments here headman Chigodora you're improving in delivering justice every day.
For as long as Versace naAllan vari mberi ziya kuti hapana
We Allan and Versace, they bring in other perspectives. Nyaya haingotongwi nemunhu 1. We also love Headman's judgments
Headman thank you for supporting the vulnerable people in our society. Mese munogona mwari akutungamirei ❤
Headman of the year Chigodora man of the moment
Headman manyama
Mutongi wegore hadman chigodora we love u, karanganda kip it up
Our leaders must take notes from Headman Chigodora full of wisdom.2028 dai akaita President
I'm addicted to Karanganda tv❤❤❤
headman ava i really wana bless him kana 20$ hayo ndoda kuvapa baba taps ndovatumira seyi Chigodora Ani mazita avo i really admire his love and care for his people. We need more of him in a county like Zimbabwe❤❤❤
@cassandraker
Matipanyasha ndiwe ani zviya?
@@Matipanyasha okay Alice
Guys all of us let's support and share kanganda TV to friends and beyond. Watching from here in Lupani enkanini Matebeland north my home town
Team ya Headman Chigodora muri rudadiso you are full of wisdom ❤❤❤❤❤
I like headman Chigodora he is fair and he is the only one who doesn’t shout or make someone feel too low he just focus on the problem and solve , keep it up Headman
Headmen mandichemedza ne justice yenyu may your live long
Ameeeen
The Best Headman in the World. I like the Gentleman in glasses. He is always ahead, he can read your brains before you say something. Headman anozongoti gaa gaa.
Well done chief, justice is your Policy 👍🏿
Happy new year head man and team mwari vakuitirei nyasha
Rasta might have learning disability but it is our duty in the society to protect him .apa magona Headman .vanhu ngavasabatiririra vanhu nekuda kwe mental capacity yavo
I completely agree. He is failing to articulate his case but machinda Headman ngavasazviite vazivisisi vemut3mo vachiukanya kanya
Big-up Honorable Headman! Pasiiiii nadzo; MBAVHA! Chindoambayi ngekundotora uSabhuku hwacho - hatidi Sabhuku mbavha.
Hakuna nyaya inosiiwa mudare ra headman chigodora😂
Headman Chigodora is the man of the year. This man vamwe vanomushoora havo asi anomboedza kuenzanisa dunhu rake.
Tinoshora pakuti Headman and his team vati making photocopies it's an offence. Everyone has a right to keep documentary proof whether guilty or not. According to you, is it an offence to photocopy ma summons?
@@wilf_moyo you do not make photocopies wouya nayo ,also pane kakuzvidza dare,pane mbavha dzakaenda ku Court vane mhosva vakabuda nekuti vane malawyer ....dare rechivanhu vanoenzanisa zvakanaka zvine hunhu...
Yaa
Dambudziko.wagari wanyanya.marudzi uuumm
Mazvake m zvake asi wari kuwaumbiridza unhu hwakanaka
Ndofunga ndoo saka kuchita.nyaya dzema.bhinya
Tikaita varume vakadai munyika nyika yedu inosimuka headman tinodada nemi chigodora Mwari vakatipa baba ava kuti zvinhu zvimire mushe ndinoti Mwari varambe vachikuchengetai headman ne team rese ❤❤❤ my headman my hero i salute you guys.
Headman chigodora to the world,u qualify to be a president ❤❤❤❤
Thanks for sharing ba Taps. You’re doing a great job on covering such stories. God bless you
Eehhh dare rine vanhu vanotonga sezvazvairi...headman and crew renyu makanyanya..happy new year
That's not true
Tawe pano pamudzinga nyota pachigodora, the most smartest headman eve
Headman Chigodora award ,,,Headman of the year ,,varukubata basa kugadzirisa nyika 🎉🎉🎉❤😊😊
It's not an offence to make copies of summons. Headman do your duty without abusing people. Which law prohibits people from making copies for personal record keeping? Gwara might be wrong asi your points on photocopying documents you're wrong
Photo copying it's not an offence but he did wrong by keeping the origal he was suppose to keep he's photo copies to him
True
Monotora tayimuzi in Magirazi's voice😂😂😂😂
Headman of the year 🎉
Gadzirisai munhu ishe Chigodora shuwa magindagoriya hatiwadi mudunhu redu
Goddy my brother.good to see you.last saw you ku Devonshire takananga hedu paSt Josefa.
Iyi yatongwa zvandafarira.baba avo itsotsi.totenda dare raona chitsotsi chavo chese.
Heardman makapenga kwasara YECHIPIKIRI ISATI YAITWA HANDINYARARE 😂
Well done chief. Chigodora you are a star keep on the good work. Mwari vakuitireyi zvakanaka
May God bless you guys and the Herdman 🎉🎉🎉
Man of the year 2023 Headman Chigora
Kkkkkkkk❤ Headman of the year Igweeeeeeee Igweeeeeeeeeeeeeeeee
Headman Chigodora to the fullest
Karanganda tv, thank you 🙏🙏
24:52 Inga purpose yema copies yazobuda wani? Handiti matozoshanda nawo here apo? So mhosva hake pakuiita ma copies haana. Tongai musinga vhundutse vanhu. Munhu anovhunduka ka”😢😢😢😢😢
So far ndimi munechimuti headman big up . ndodawo stand ikoko please ndinzweiwo🥰
I am always watching you guys keep it up .Mwari akupei wisdom murambe makadero
That is true and justice effects from headma
Bataps ndipeiwo number ya headman ndoda kumupa chair yekugara
Weldone Chigodora and the company ❤
If you can compare the cases that were tried before the coming of these two overexcited gentlemen, justice was being delivered well. When these guys came whoever reports automatically wins the case because the defendant is not given an chance by the two assessors. They need to listen to Mambo Mutasa cases, Mambo Makope. You can see that the headman is no longer in charge. It has been highjacked by unwise people. He needs to bring back those elders who were using their brains like the case of Chabodo and Matutsa. What kind of dare which people openly campaign to be assessors. My opinion the last assessor to join is far better than Alan and that other bully one.
hamurevi nhema..those two guys are useless.varikudzvanyirira vamwe ini avo ndozosungwa ndasiya ndavamamisa avo .basa kutyisidzira vanhu nhema..Fanike dzimwe idzo kunyepera kuda kuita hasha zvisina basa and dzinorasika futy pakubvunza mubvunzo headman votozozviona vogadzirisa
You are right. They are overzealous , full of self praising and think they are very clever and wise. Panodikwa assessors who are humble and objective. People should be given fair opportunity to express themselves clearly kwete kungovhiringidza vhiringidza vanhu mhani. People have feelings and emotions and should be treated with dignity. Vanhu ngavabvumidzwe kupa background to their cases but machind aya anongovhiringidza vanhu not wanting to listen but jump to unwise conclusions. Headman Chigodora get rid of those overzealous men of yours.
Gucci and magirazi vanovhundutsira vasungwa uye vanovharira panze kuti vasapa umbvo hwakakwana.
Long live Headman Chigodora🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Good vanogona headman chigodora happy new year
Inini hangu I have realise kuti chief nedare ravo vari kuita zvakanaka chose, asi pane Chichemo changu chandiinacho pamatare avo ese kwete pano chete, ini ndinoona sekuti havapi nguva yakakwana kumunhu anenge amhan'arirwa, asi kuti anopihwa nguva yekutaura ndeanenge amhan'ara nyaya yake. UYU amha'naririwa it's like vanotomuona seasinawo basa kuti atsangurewo divi rake zvakakonzerawo kuti azoitawo zvaanenge akaita kuti zvinzwikewo kuti iye nyakumhan'ara anenge ariwo wrong. Saka vanongodimbura panzira munhu asati apedzawo kutaura shungu dzake.nekuti munhu akamhan'arirwa kwamambo mwoyo vake unorwadza chose ongoti regai ndichandotaurawo divi rangu, asi paanosvikawo kuti ataurewo divi rake ndipo paanoganhurirwa konzi taura pane nyaya chete, yet kuti.nyaya yake inzwike inofanira kubva kwayakatanga kusvika panenya. Saka please ini ndinofunga kuti kana mambo vatouya kudare vatouya ngavatoita moyo murefu havo, amhan'ara nyaya ngaataure uyu amhan'arirwa ngaataure, vanhu ngavarege kuvhiringidzwa ngavataure zvinobva pamoyo yavo nekuti vatouya kudare ndapota hangu please. Munhu ngaarege kunzi taura pane nyaya nekuti nyaya pane kwainenge yakabva saka ikoko ngakutaurwe nguva iripo dare rakagara, musabvisa chigutsa pamusoro dzurai nemidzi kwazvakabva ikoko,..munozvionawo sei hama dzangu, munhu end up ave confused oita Seane mhosva pamwe Asina, nekuti mumwe anobva atya to express his/her self.
3million views within an hour,sando dzenyu team chigodora mayenda nechimuti
Headman need to bring back his old assessors kwete ana magirazi vadhakwisa dare ava , this court is now popular just for the drama but for justice izero chaiyo. They don't listen to both sides of the story, ipapa vatopedza nyaya without the old man explaining his side kuti zvakafamba sei. That's why at this court whoever reports the case will win coz the other side is never given chance to explain. And it's full of intimidation by the assessors imagine trying to make it a case kuti why did you make copies of the summon. How is that an offense. There are just serving drama not justice!!!!
If you follow Chigodora's court u wl c kut not every1 who reports wins. I agree hangu kut pple shld be given time to tell their side of the story.
Pakupika mhiko apa panenya vanhu avadi kutaura chokwadi padhare but pachigodora everday mporisa wamambo anovacorecter everyday
Imagine 😂😂😂. If I were to be summoned kudare ko, I would know exactly how to say that mhiko correctly
Baba ava istotsi zvemashiwa vanhu ngavasadero
Mutongi of the year ❤
Vakatadza Baba avo.kutora advantage of goddy,
Headman Chigodora thak you for the great job you are doing and I hope many are learning from you.
Headman thank you happy new year in advance looking forward to more stories.
Karanganda family thank you baba taps.
Rambai mune moyo wenyu Headman,honai vanhu kwazimunya hawachada kuenda ikoko koyananiswa
Idzo dzimuface dzeversace dzoneeder kalesson kepublic relations, rafu yacho so ka
Thank you headman sanity still leaves somewhere in zim
Happy new year headman watching from Greece 🎉
Headman chigodora and Karanganda TV I you always bless my day
I thank you
Headman Chigodora ❤❤❤of the year
Headman vane chipo ava chekugadzirisa vanhu 👏👏
yaah term yaHeadman chigodora inebrain haigoneke iyi l surrend you guys👊👊
Varume vaneuchenjeri saHeadman Chigodora vanowanikwepiko veduwe??
Karanganda TV ndimi mune chimuti inyika hayo ine godo ASI chimuti makachiti dzvii
Happy new year in advance 🎉 vaiyepo ere.?
Office kkkk end of 2023
Ya bag ipopo udyire fut sabhuku batai munhu 😂😂😂😂😂😂😂😂 chigodora village akomaaa ka laaaa yaa
Penga chigodora
Haaa iyi sugar dre kkkk
Headman of the year 🎉🎉🎉
Kana Rasta vasina mukadzi itai plan baTaps😂😂😂😂😂😂 , marebero akaita bhutsu yawo iyo 😅😅😅ummmmm ndanyarara hangu
Ndazvibata kkkkkkkk
Zvinhu zvaka oma kunze uku hama
Karanganda huchi baba 🎉🎉 ngazviende mberi 2024 mutipe zvimwe zvinenge zvichinakidxa
Ndanzwa kuti kwakaurairwa mai vangu. Manzwawo kuti chii?
Kwaheadman hakuna benzi unonyura
Mudhara uyu zikutsotsi
Chigodora and team work God bless you ndoda kumbokutorai 4holiday munogona
Headman munondi tongera zvakanaka nevadare venyu Mwari vakuitire zvakanaka
Ndanzwa kufara headman magona kutonga God will bless you amen y
VaChigodora neSkeem yenyu haa munondinakira munotonga zvinodadisa
Mdhara inhubu uyu, kumupurisa waheadman akaramba kuti haazive rasta
asi munhu angarambidzwa kuita maphoto copies here. dzimwe mind set hadzina kana musoro as much as munhu aine mhosva toll gate toll gate lawyer pache zvangu tone down umwe mutauro hedhimeni
mudhara Gwara vanoda kushandisa chisimba
Ndarwadziwa mukoma vari padhuze Na Headmen chigodora pavati kwakaurairwa maivangu eish Zvakaoma
Kkkkkkkkk kwaaaa yapera nyaya gwara ndaseka happy new year aaaa hh
But how is it an issue to to photocopy a document that is being used in court.
Karanganda 🎉🎉 baba Taps happy new year in advance
Wonderful judgement baba avo vakangwarisa avo vaneutsinye😊
Chimuti kunaHeardman Chigodora
Ndokwedu vsnogona havo headman chigodora wedzerwai njere MA stand hobho
Thanks Hedman ❤
Ginda boss😂😂😂
Magiraz is very clever anodzeya nyaya ozotaura anyatsoona hake averenga mapepa akabudisachokwadi
Zvidhina zvinorwadza kurova nekupisa munhu ongosvika tuta iiiipaoneiwo hamawooyee
Number 1 my headman
Magirazi to the world masecretary manyama , Headmen mune army shuwa
Thank yu headman haa basa munobata rambai makadaro
for security reasons I think you shouldn’t publish people’s id numbers pagadzirisei ipapo mogona kubvisa sound or kungopadzima
True!
😂😂😂Hakuna dare rinondikomborera sera Headman Chigodora 😅😅😅😅pano panonaka
Headman Chigodora munotigonera ne Team renyu rambai makadaro Soko 🐒 🐒
man of the year
Imhoswa here on wch chapter kuphotocoper masumorn