Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Ko makaendepi kedha naBhutisi we're missing you guys???
Hanzi ari pabhodho resadza uyo ndiyani......akokwa nani😂😂😂😂
We are back again in 2023 kkkkkkkk aaah chaoanyanya ichi
good one guys keep it up
these guys are great
''TiRiripa finaz...ngativaroverei kepasi..kkkkk
Kkkkkkkk team raigonha zvaro ,surrend
ka set up kepanhamo manje,mahats and jackets kkk
sando dzenyu boys....big up Khedha
hahaha saka manje pamadhiri apa ndikutodawo..hahahaha
I miss these guys wooooooo
They were too good together mhani
Kkkkkk was looking for this
haaa khedha is jus funny hahahah, hona face yacho
Kkkkkkkkk nhamo haikokwi munhu kkkkkkk so hilarious
money can makeyu smile even at funeral kkkkkkk zvakaoma
Keep the fire burning guys
Takesure Chimbodza anokupedzerai
haaaa nc
🤣🤣🤣..cheers panhamo
2022 June I am here
Well done, more points to you guys doing this in your original language,
Ximex vanhu " 🤣🤣🤣
zim talent
Mazviita futi ......nice nice
originality ndokupai 100% munoketa
bhutisi dude u are always high kkkkkkkkkk
Kkkkkkkkk ayaz...kazoroverwa kepasii
cheers
I hope you are getting some money.. these are really good clips
😂😂😂
Kepasi kkkkkkiest ini ndaseka zvangu
smile ya bhutisi ndoinondiuraya manje
Kkkkkk smile haa ndofa nekuseka
t orai mari boiz hahaha
nice gyz
ngatikaroverei pasi!!!!
Kkkkkk ichi chakandivhuna mbabvu
Havy guz
kkkkk
ngatikarovrei kepasi plus smairi
Ximex vanhu 😂
Haana kana cent raari kuwana kkkk
Boyz iri rinondiita bhooo
Ha ha haaa
you guyz makuseri
Chibababa
haaiwa kuseri
Ava ndoanonzi maBorn gud guyz mokodzera kurarama muGuta
Ndofarira kuti nziyo inenge ichirira inoenderana nenyaya inenge iripo. zvimwe ndezvimwe munogona Po Box. bhora mnberi mashasha
+warsu ko sha song ya killa T iyo inonzii
song ya Killa T ipi?
kkkkkk haaa makaipa
Haa team rakanyanya
What's the name of the song at the end?
Tatenda Mandizvidza Zvandairota from Killer T
+Charles Munyaradzi Chonyera wakapenga wangu,,,, thanx
kupihwa mari nani
ndakudawo zvese zvandarota
#ngatikarovereKepasi
Kepasi kkk
kumberi ukooo
ndiTakey hahahaha
makapenga boiz
mazvivharisa bois
chakaipa
Kikikikikiki hanzi akokwa nani pano
Makaipa team
next of kin lol
makaipa gals
Nicer
Boys kungoona maface enyu ndotokuvara nekuseka
Ummm guys hahaha
munogona guys
Innocent Jamesye
rega tikarovere pasi
vaizvifunga sei izvi
kkkk
Kkk akokwanani kunhamo