Very good drama and also depicted how sad the situation in Zim is. Got touched pakudya, people vachiita a stampede for vetkoeks and jolly jus. This is how people are suffering in Zim. I wish our leaders could see this voziva kuti vanhu vari kurarama sei
Big up Naiza hauzorore and you always deliver you make us happy even tiine zvinotonetsa but kungoona zvamunotipakurira haaaa tombotokangamwa nhamo hoyo Solo 😅😅
Thanks For Watching! 😁
Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
Don’t Forget To Turn One Post Notification
Shona
Solo
Kana uri fanse ra solo isai ma like veduwe solo azondi sekesa zvangu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Naiza usacheuke shamwari... your casting and directing skills are invaluable... hapana anotevera kana 1🎉🎉 ramba wakadzvanya
That's very true
Hoyoooooo Solo's fans let's gather here this guy will never disappoint us 😊😊
Shinda never disappoint at laughing.he is a good character.😅😅😅😅❤
Paida's fans lets gather here.Paida never disappoint ❤
raifanira kunzi muchato wemasaskam 😅😅😅🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂
Senzeni and Chapepa they are good together 😂😂😂😂😂😂😂
Kabasikoro😂😂😂
MC manyama Dhafu to the fullest ❤
Chinguri ndakanakirwa nhasi ndanakirwa dhafu😂😂😂😂
I'm here for solo hanzi vese vanoremekedzwa nevasingaremekedzwe hatichadye cake.😂😂😂😂😂
😄😄😄😄🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Naiza is very creative ❤❤❤❤❤
I love you solo and everyone else please continue 😘😘😘😘💌
Very good drama and also depicted how sad the situation in Zim is. Got touched pakudya, people vachiita a stampede for vetkoeks and jolly jus. This is how people are suffering in Zim. I wish our leaders could see this voziva kuti vanhu vari kurarama sei
😂😂😂😂😂 ndachema zvancu nekuseka keep it up Naiza boom
high table setup kept me rolling 😂😂😂😂😂
Dhafu never disappoimts.
It is true that Paida never disappoint us ❤
Yes it's true
🤣🤣🤣🤣 haaa M C dhafu kumberi🥰🥰🥰
No one else amhanyisa vanhu ndiBlack😂😂😂😂😂😂😂😂😂
The best movie.so far aa comedy chaiyo tanakidzwa😅😅😅mai vemunhu kuuya neguchu hre guys😅😅
Dhafu fanse like here ....let's gather together ...hanzi kudya semukuwacha😂😂😂😂😂😅😅😅😅
Mufundisi has potential...❤❤❤ keep it up🎉
Welldone our director,I salute you zvangu🎉🎉🎉🎉
Hanzi mazindebvu anenge munhu akaruma chikiti.😂😂😂😅
Jonga is so handsome 😂😂
True
Sure jonga akandinakira veduwe
Same to you,, also beautiful.
😂😂😂😂 Zvakaoma zveshuwa
Hezvooo Jonga uchatitorere vanhu vedu
Haaa Naiza we need aPart3 of this haaa makanyaya team😂😂😂
Big up Naiza hauzorore and you always deliver you make us happy even tiine zvinotonetsa but kungoona zvamunotipakurira haaaa tombotokangamwa nhamo hoyo Solo 😅😅
Naiza please keep solo and dafu for me
This is high level humour😂if you agree with me isa like lol
❤❤
mafatcook nejolie juice pamuchato hre🤣this made my day oooh
Zvimwe zvese ndirikuzviona bt pazvipo ayewa surrender 😂😂 makanyanya guys🔥🔥
😂😂😂😂😂😂
MC's mic manyama, the best mic ever.
Excellent 👌 Naiza Boom you are the best ❤❤❤
Solo never disappoints
Well done Naiza Boom ,, keep on working hard guys 🙏🙏🙏🙏
Naiza haa aya ma1 aya, keep doing great we appreciate from chinhoi
Mukono wechemba hanzi 😂😂😂aaah nhasi ndaseka you guys never disappoint zvipo ma1 😂😂😂
😅😅Zvakaoma dhafu mabasa chaiwo
Chipo chaSvinurai ma1
Black’s fans let’s gather she the best ❤
Hands up for maMC manyama dhafu ❤❤❤❤ naiza boom huchi
The ballons on Blackie's head though😂😂
😂😂😂😂andipedza aah
Musanyanya dialogue imi veNaiza boom motaurisa muchidzokorora same thing
11.16 the sync yekubata shaya blackie and jonga is out of this world 😂😂😂
Excellent casting and directing! ❤❤❤
Hoyoo🎉
Mhururu nemuridzo atete nemukono wavo wechemba😂😂😂😂😂
😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌 Chapepa wangu veduwe waramba kiss haya
Naiza wabaya apa! This was entertaining from start to finish!
Shindaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa hoyooo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 wakanyanya ndabvuma hangu
It’s Paida’s pulling socks and heels for me 😂😂🤣😂😂
Haa Chapepa you nailed it my guy zvese na jonga matifadza guys
Dhafu fans let's all gather here
Black ambowachiswa this aifanirwa kutombochema😂😂😂😂😂😂😂😂
NB Films is the best ❤❤❤❤❤
naiza is very creative, keep it up guys
Naiza boom I surrender you makaipa guys keep it up cheers to us who comment before watching the video
Chapepa❤
😂😂😂😂😂 well done guys keep it up you make my night big up
Well done guys mese you are best actors
Keep it up
Naiza boom ummmm ndabvuma makaipa
Kkkkk haaah zvemasports chaizvo director pakunyora u are the best...aihwa level rako ndaritadza
Ahhhh this wedding is giving zimbabwe 😢😢😢
Solo funs haaa hanzi handitoziviwo kuty hunhu rudzii urwu solo kkkk
the wedding is giving Zimbabwe vibez😂
Character inonzi Elsan ine ma 1 😤🔥 aiwa pasi ndozvigarir tikuda kuiona muma upcoming projects enyu🔥🔥🔥 huchiii
Ichi chakanyanya big up to dhafu
Solo's fans please leave a comment 😂😂
Its Shinda's laugh 4 me😅😅😅😅😅very contagious
uyo Pastor uyo Chbaba mubatei mushe
Coke kana fanta unodei plus mafetikuku akamedurwa medurwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndachema zvangu
Haaaaa ndachema zvangu😂😂😂😂😂
Dai muchiisa maSub title seichi chaienda kure...so funny
Kkkkkk ndowona sekuti hatozvigone 😂😂😂
I can't wait to see Shinda laughing ❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂
Hanzi wapedzerwa nekakeke kako! 😂😂😂
pp
kuseka kwashinda aah kkkkkk. veduwe kaa
Hai Hai Hai ichi chainakiza ka 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢Yoita 2 hiiiiiiiiiiiii issum noe bom
Nhai mwari wangu Naiza boom munotiitei nhaimi ndakunzwa mbabvu kudzimba nekuseka kķkkkkkkķkk
Ko mapressents nhai veduwe
😂😂😂😂😂 so why do people waste money on expensive weddings rather low key weddings like this😂😂😂 ndaseka hangu sando dzenyu cast⛏️⛏️⛏️⛏️
😂😂the food is exceptional
Team Naiza rambai makadaro ndaona ku Purazi kunenge kune ma actors manyama atorei akwane kwane mu Naiza boom team for good munogona mhani imi mese
😂😂😂 kumhanyira kunodya😂😂zviriko here izvo
😂shindaaaa ma1 pakuseka and I like it😊
Vazviita futii❤❤❤😊hoyo Naiza😊
When it's koko kana kuti fanta for me 😂😂😂😂, you're the best guys
Anditi ndizvoo soloo kana muliryt muliryt anditi ndizvoeee😂😂
That was so thought full of u Paida lots of love to everyone ❤
😂😂😂😂 camera men manyama😅😅😅❤❤❤❤ mboni yako pfee mune yamagirazi kuita kut mboni yako neyake dzitarisane😂😂🎉🎉🎉
😂😂😂 solo mhani😅😅😅😅 unondityora mbabvu😂😂😂😂hanzi handitoziviwo😂😂😂
Vakomana nevasikana ava they are very serious in their business well done
Guys shinda can laugh amana......the laughter is just contagious 😂😂😂
Kozvi5 liters zvirimberi kwevachiti ndezvei amana kaaaa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Jolly juice madrinks manyama 😁😁😁😁
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haleluyaa,,haleluyaaa mfundisi vandipedzera nehaleluyaa ine mufaro😅
When I grow up I want to be a cameraman 😂😂😂😂😂😂Dhimba to the world
Mazindebvu anenge munhu akaruma kiti minho inenge chidya cheshato maziso anenge what what for me😂😂😂😂😂
😂😂😂NB never disappoint 🤣
Naiza wakanyanya keep it up big bro
Senzeni na chapepa fans together
Best Mc for ever Dhafu keep it up
Poto isina ridhi,inotaura zvakawanda😂😂😂😂😂😂😂ayas
Makolokoto NE muchato wa jonga na bleck asi yacha yableck unozoigonaere
NB films you the best guys keep it up
Dimba camera man kkk😅😅😅😅
Can't wait coz mahwani ayoooo
Wawooo
Mvana yemukomboni yaenda mbiri😂😂😂😂😂
Cake racho kunge sadza remapfunde matsvuku aye iii😂😂😂😂
The presents killed me🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Black akatsiga mabaloon
Naiza boom never disappoints, keep on with the good work
Excellent M.C Dhafu
Haashayi zvekutaura apinda busy Blackie