I appreciate you mbuya vaPiyasoni. Your short videos are family-friendly. May you maintain in that space.
Ndagara ndakamuka hamundioni ipapa heyi. Mooooooooooood😢
😂😂😂mhinduro dzacho kwaaaa
Murukai ipapo. l love this lady
😂😂😂😂😂😂Hanzi naPeter tazvijaira 😅
Mushenen,ene 😂😂😂😂wesolar
Pardon my manners 😂
Ndinerudo gwurimukati 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 brilliant idea pachivakwa chomunhu😂😂😂murukai ipapo
Amazing play, as usual mbuya 🤣🤣 kalaugh kambuya my guy
Kudzi keep going mnhu asina noise pasoshoro media
😂😂😂😂😂mbuya Pp
Regai Slimie akata mbuya vapiyasoni vanondiitira aisanyepa haaaa 😂😂😂😂😂
Murukai ipapo Masvingo yoweeee3
Mbuya varamba kumhura Mari yerent😂😂😂
😂😂😂Mbuya Pee Pee mune drama
Combination manyama ko inga manga maitirwa zvakanaka kkkkkkkkkk
Chivakwa chemunhu😂😂
Masvingo woyeeeeee vanhu ngavamuruke havo nonsense mbuya munogonesa mhan I love u srnge paya pamunotarisa mnhu nepamato pemagogorosi munondipedzera kkkk
Mbuya vaPiyasoni imheni chaiyo , you never know when she will strike you to 🤦🤦🤦
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Mbuya vane ma underlying conditions 😂😂😂😂
Rudo rurimukati
Good combination wonderful 😂
Rudo gwuri mukati
Ndine rudo rwuri mukati'
Kkkkkk
Kkkkk this lady is amazing
Underlying conditions 😂😂
Marata angu
Kkkkkkkk
kkkkkkkkk Peter Peter hanzi tazvijaira kkkkkk
My favourite combo
Kkkkkk Mbuya vaPiya to the fullest
😂😂😂😂mbuya .kani
Gegegegegegege pachivakwa chemunhu 😂😂😂
❤
Kkkkk Mbuya kuseri manje
guyo nhasi kungwara kwese kwapera mbuya vawawa unosvava
Kkkkkk zvatoipa ipapa
😂😂😂😂 hanzi tazvijaira na Peter kkkkk
Iiiii mbuya musadaro 😂😂😂😂
Mbuya vano actor manje 😂😂😂
Kkkkkkkk kakanyanya guys
Mbuya piyasoni munondigonera ❤❤
Mbuya ma1😂😂😂
😂😂😂😂 ndakagara ndakamuka mondimutsa runganiko😅😅😅😅
Hahahahhaha😂😂
WeZhira😂😂
😂😂😂 atleast i brilliant idea
😂😂😂❤
Yowe mamood swings Aya akapenga.🤣🤣🤣
Time mmmmm
😂😂😂 mbuya Vapiyasoni
Kkkkkk😂❤
Murukayi ipapo. 😂😂😂😂
Kkkkkkkk mbuya vaPiyasoni
🤣🤣 mbuya zvatoshata hr kkkk
Ndokumbirawo musimuke ipapo
Kuita kukuchidzira bp yenyu 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂🎉 mbuya vapiya ma statement chete
Hazvipere mushe
Ko zvatoipa😂😂😂
Reply ya mbuya Piyason at the end kunge vharazipi 😂😂
Yaa munoti gonera mbuya Va Piyasoni. Sando dzenyu.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuda kuisa masola panorojewa
Mjri gwaivhi, pachikaranga Ambuya imwi.
Bro said tazvijaira😂😂😂😂😂
Mbuya ndovada zvangu kkkkkkk change in mood yacho haaaaa chipo chiripo apo
Kkkkk kana ini ndine rudo rwuri mukati
Nhai mbuya kkk
Yoooooh Mbuya, just learn to weigh practically permanent things over.............
😂😂😂😂
Mbuya varamba kumhura Mari yerent😂😂😂
😂😂😂😂
Mood back to factory settings 😂😂😂