Muchi round episode 4 (full interview with Lukkoh chimwana cha sauro)
Vložit
- čas přidán 17. 03. 2021
- #lukkohchimwana #souljahlove #muchiroundepisode4 #zimdancehallsongs #lukkohzimdancehall #lukkohchinofanyama #lukkohchimwanainterview #lukkohverdtile #lukkohfreestyle
Muchi round episode 4 (full interview with Lukkoh chimwana vha sauro) - Zábava
Vose mafans aSauro more likes paChimwana chaSauro Namibia approves @ Lukko chibabaaaa
Anakidzwa neFree style 😅 Isa like pano🔥🔥🔥..
Ndikuyemura hangu respect ine mfana wedu. We will listen and support you Lukko
Chimuti china Lukkoo thz days #chinofa inyama
Amen mumwe munhu,l love u Lukko
😭😭😭😭 Sauro chaiye veduwe ndarwadziwa ini, God bless you my broo Lukkoh mwana was auro for sure
Thnks dj sparks rudo rwamunarwo tinofara narwo rwekusimudza chinhu kuve zvive zvinhu
🔨🔨🔨🔨 lukko makuwani tinemi mugame no wanna name tinemi kusvik amen munhu wamwari 🙏🙏🙏🍔🍔🍟🍟🍟
Mweya waChibaba wakatsvaga pekugara ndobva wawanikwa uripo. Keep the humility mwanangu, unosvika kure. Usapinzwe zvemakwikwi, Chibaba was just Chibaba, kwete zvemakwikwi. Unogona hako. Unebasa rekutinyaradza hako. @DJ Sparks mamira-mira spa 👏👏👏
Lukko chibaba chendu 👊👊👊👊❤❤
Talented, let's support him guys 🔥
Take it step by step brother so far so good
Haaa anozvigonera mwana.Dai tabvisirwa godo maZimba tamusimudzira hedu.Amhanya race yake.
This guy is talented ,,,,,, this is real chimwana chasauro
Lukko chibababababababababa baaaaaaaaaaa
God bless Lukkoh
Lukkoh chimwana to the fullest
Bright and talented, keep it up mfana wami. Ndiwe uchange wakubvira very soon!!!!
Mapfupa amuka🙏🙏🙏🙏❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯
kuita Soul Jah Love chaiye voice, pakuimba nepakutaura. 👏👏👏
The kid is talented ,may the Lord continue to giude and protect him.
True
kana uchibva kwaMutare isa lyk for Lukko Sauro wamukira kwaMutare
Yesssss mutare
Thanks Mafana when l first heard the song l thought sauro amuka eish
This is pure souljah love keep it up mi bredda
Wow wow wow Chimwana chaChiBaba Baba watinyaradza many thanks and best wishes.
Sauros talent at it's best 😍
Isu ma fans a sauro taka mira naye ano enda mberi iye aka nyanya kare akungoda rudo rwedu
Thanx lukko wamutsa mapfupa ababa dodo
Chakaip chimfana icho🔥🔥🔥🔥🔥
Ko ana Supa Yut ,Passion Java ,@Stewart Nyamayaro varipiko haa they should be linked nemupfana uyu
Amen mwe munhu keep the fire burning Lukkoh
zvino shamisa ,I've never seen anything like this. Kugona so eeeeh I wish soul knew you can do this I wonder kuti aiti chi ? keep it up ,ukutinyaradza.
Talented lukko chimwana chacho 😃💥💪
Hokoyo nemwana wekumusha kumakomoyo hoyyoooo
Big up yutty NUH loose HOPE👊👊👊💓🇿🇼🇿🇼🎤🎧🎶🗣️
💥💥💥🙏
Freestyle ma1 iyo🔥🔥🔥
Lukkkoh ndiwe uri kurira mupfanha wangu . Ndiri kuterere music y'ako ndiri pasi pasi kwenyika . Ndiri kiAfghanstain . Wakadziya wangu sauro mapfupa ake amuka
Lukkoh moyo wangu pangoma
At least he gave honest responces!
haa Lukko endorse that guy. Big up to you Lukko
Big up Lukkoh chimwana chasauro
team notifications stay blessed
chimwana kuseri ...ndiSauro chaiye
Lukkoh wa heater kunge gyser !!!!!!!!!!!!!!!
Haamen 🙏🏽 mumwe munhu 😃💥💪
Umm Sauro chaiye izwi rake
Une respect lukko
Mukubvira mudhara Lukkoh
Shinga kunamata mwana wamwari
thanks mkoma sparks but panumber idzo gadzirisai pascreen dzakawandisa na4 wekupedzisira May God Bless you ne love yamuinayo
Lukkoooo ramba wakadaro 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥.
amen lukko
Uyo anonzi mbida.. Haasi chaiye. Lukkoh pamberi
You talented bro
Pamusoroi ijust was listerning to your interview ..hmmm looks like he is not aware of what he is in , as in zvakamugara think its best he collaborates na Super Yut and Conquering Family.Dj Spadks you can initiate that .It will be great coz izvi zvokunda mapfupa A Sauro Amuka ..hanzi handizive hameno chaunga mozvionaosei..Gwendeza Luv ever Windhoek for real ,pain ,kushamisa # kugarwa
ooh wow even freestyle ndchifunga achafoira maone munhu uyu
Kkkkk Jahman ava ma1 guyz arikubvira uyo 🔥🔥🔥🔥
Hameni munhu wamwari💃💃💃💃💃
Rova ngoma pfana wamgu wakagarwa nasauro kana uchida kuimba kuenda mberi ramba urichimwana chasauro sauro ndiye akupinza mugame
Sparks good boy ita basa
Pajozi tamutambira lukkoh tinaye
Luko mukurira jealous down zvamhanjemanje manyararidza wakawanda
Anogonesa
Akasiya chete akutonhora mukomana we dhugu uyo
akanyanya mphanha uyo ummm ndabvuma zvangu
Hoyooooooo
💯
wakanyanya
Nhaimi !!!!!!!## soul jah love uyu ...class dismiss akaipa.uyu
Supper chimwana
🔥🔥🔥🔥😘😘😘
Lukkoh 🔥🔥🔥🔥
Num dzamaisa pascreen dzakawandisa na 4 wekupedzisira
💥🔥💥🔥
👍💪🕺🌹💃💃💃💥✴️
Sparks haundirove🤣🤣🤣🤣
Lukkooooo
Haaaa lukko ngasasiye ku follower skiri ra sauro akasiya akubva apera
Siyai mwana aimbe plz veshanje
Makaisa 4 kwekupedzesera panumber yamanager... Bho here nhai varidzi vePage?
DJ sparks ndir kuda kumbo kuvonai na Freeman hkd
Matarisire asparks kk akatarisa mkomana anonyatsoongorora kkk
Hatina basa nevanosasa mwana dhodho
Hensoman ft Lukkoh Chimwana-Vaudze official song
czcams.com/video/x6ER_5Xi_BQ/video.html
Anogona
Lukkkkkkkkooooooo
Ahoy
Lukko Chimwana
I'm the only one who noticed that he wrote chimwana vha Sauro instead of chimwana cha Sauro
Thegreatcager
Pa# apo Dj mazodziwanza pamaEditer dzazowandisa
Ahh payefa munhu uyu anobvira
Talented if supported anosvika kure
Lukkoh wakapenga pfanawangu
Ko zvauri kunzi uri mwana wasauro ichikwadi hr
Chakaipa
yamn pamberi naye arikutinyaradza sure
Luko ngatore ma manager aiva achibaba
Ko waanaye akaipei
Unogona hako Lukko dodo ramba wakadaro naSauro tinoenda kure
Anogona but #dzawandisa