Mark Ngwazi - Hunzukwende VIP launch uyu hatina zera naye inzwa mashoko #

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 4. 09. 2024
  • #trending

Komentáře • 160

  • @owenchitanda-di7ge
    @owenchitanda-di7ge Před 2 měsíci +5

    Ndiri munhu anoteerera music kubva Kuma 60s uyu ane kwaakananga kwakajeka . Let's support him to the fullest nekuti akaramwa kuimba ,vamwe vakuru pavanenge vatsipa mugundu tinosara tisisina vaimbi. Plz let's catch them young.

  • @itaityson3613
    @itaityson3613 Před 2 měsíci +3

    Zvamanje mnje arikupedza mark ngwaz

  • @jacobnyamuda5661
    @jacobnyamuda5661 Před 2 měsíci +1

    well done Mark, keep it up

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 Před 2 měsíci +3

    Chibaba-chesungura,your top fun,Gogodera paAmerica

  • @fensontevera9781
    @fensontevera9781 Před 2 měsíci +2

    Njanja munogona....musanzwa vanhu vamwe vanoda kutaura zvinodzikisira

  • @Matenga
    @Matenga Před měsícem +1

    Okay pane boys rekukwenya ma guitar tilotekinyo tekenye vahombe ava

  • @masimbaMujeyi
    @masimbaMujeyi Před 2 měsíci +3

    Mutambi akarova, nanhasi tichingori paMutsetse

  • @ItaiNematove
    @ItaiNematove Před 2 měsíci +2

    Well done bro and your team

  • @eliasgunguwo-fu5lu
    @eliasgunguwo-fu5lu Před 2 měsíci +4

    Chakabata basa welldone bro

  • @AndreFaffie
    @AndreFaffie Před 2 měsíci +1

    Great song. Great Message. Humourous. Instruments are okay especially the Rhythm Guitar but there is room for improvement in the general live performance of Njanja Express.
    Sound Engineer should also improve.
    I believe there is need for a top-notch chanter who is at Joe Kasamba or Shiga Shiga level to spice it up during live performances.

  • @nassirismail1313
    @nassirismail1313 Před 2 měsíci +1

    Lets not Compare Music the young man did good according to his level
    Ngatiteeerere zvaridzwa

  • @simbarasheimbayago7370
    @simbarasheimbayago7370 Před 2 měsíci +1

    Ndima inemakata iyi chinin'ina changuuuu singing zvangu...

  • @user-sz9nt5ri7u
    @user-sz9nt5ri7u Před měsícem

    Nice one bro

  • @ProsperousMpofu
    @ProsperousMpofu Před 2 měsíci +2

    Njanja munogona guys handina godo nemi music industry inoda kusimudzirana veduwee good job

  • @Matenga
    @Matenga Před 2 měsíci +1

    Akagona kunevamwe vanhu vanezvipo zvekusvoora enda unoridza iwewe

  • @mussabriansabao3876
    @mussabriansabao3876 Před 2 měsíci +1

    continue doing good young man hapana chinonetsa

  • @nyashandebele218
    @nyashandebele218 Před 2 měsíci +1

    Ikozvino ndaaneruzivo munhu anorunga tumunyu tunonaka jumagitare uko ndi Donald Gogo aripa lead

  • @markmauto110
    @markmauto110 Před 2 měsíci +3

    kana azogara ngaaende kuma notes kwababa shero uko kkkk zvakadhakwa izvi.

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci +2

      Poor sound, nxaaaa😔 vanhu vanondipa hasha kuisa mupfana uyu pa level ra Macheso

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      ​@@marlonrusvava9875exactly bro, surely, takavaudza last album kuti ngaamboite 10 albums dzonakidza musati mataura zva Baba Shero, last album rake was decent, as expected kupera kwake kwatotanga, ungade kutemba nyambo kusungura, hazvibude. Hatidi kuhwa futi vanotaura zva Mark musame sentence na Macheso. Uyu akutokundwa na Tindo chaiye ...

    • @viviannwankwo338
      @viviannwankwo338 Před měsícem

      Kunoitei haatambe nechigure

  • @ClepatonChikwasha
    @ClepatonChikwasha Před 2 měsíci +4

    kurai baba musaita nharo ne legand muchiri vana siyanai na baba shero bamunini

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      Ndipo paakafira, Macheso akaeredza vakawanda, asi tinomutenda ndizvo zvinoramba zvichipa Baba Shero simba, this year the gulf in class will be exposed once again ... Besides kuti album ra Mark iri should be compared nesame album number ya Macheso, rechi 3 or 4 ndopaunoona kuti hapana kana nyaya, Mark will never reach that level nekuti akatopeaker kudhara, ava kutodzika pa 4th album chete, Baba Shero vachiri kukwira manera...

  • @Musichouse1174
    @Musichouse1174 Před 2 měsíci +1

    Gore rino mukombe watotora mhofela

  • @fobsgogoma1377
    @fobsgogoma1377 Před 2 měsíci +1

    Kkkkkkk dzungu ndorinowandisa pamufana uyu hazvina kana direction

  • @forwardmavindidze7646
    @forwardmavindidze7646 Před 2 měsíci +2

    Uuuuummm ndima iyi inemakata,baba shero muchina muhombe. Dzikama mfana kavhachi sekemu CID

    • @viviannwankwo338
      @viviannwankwo338 Před měsícem

      Anoziva kupfeka udza macheso aende kunodzidziswa kupfeka😅😅

  • @PayetMusiringofa-oh1nh
    @PayetMusiringofa-oh1nh Před 2 měsíci +2

    🔥🔥🔥Forward ❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥

  • @moyowity
    @moyowity Před 2 měsíci +3

    Tiripo pamutsetse pazere vazhinji

  • @proudchinyama1343
    @proudchinyama1343 Před 2 měsíci +1

    Aaaah ngoma kubasa zve❤

  • @tafarancube
    @tafarancube Před 2 měsíci +1

    Kohukwende yacho ndeipi apaa uye zvinorevei 😊

    • @viviannwankwo338
      @viviannwankwo338 Před měsícem

      Imhosva yake kuti une musoro damba wakoma using anzwe shona irisimple ndosaka uri rombe nenyaya yegodo

  • @despitekepakahwa7516
    @despitekepakahwa7516 Před 2 měsíci +2

    Well done 😊😊

  • @Cleophas-e7u
    @Cleophas-e7u Před 2 měsíci +3

    Haa aka kaband kadiki zvako inharo zvadzo

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci +1

      Kkk tell them again they must know that there is a big Band ku OKM

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      Asi ikozvino zvazojeka aita mudikisa mufana uyu, Baba Shero is not comparable, tamirira August, tipedzise gore munyasha ...

    • @yowane
      @yowane Před 2 měsíci

      You are the problem because mark is mark why comparing him with somebody

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      @@yowane he invited the comparisons with his antics making implications that he is better than Macheso, not even humble in any way, so we start to take notice and be critical, you must back the arrogance with excellency, if not, then stay humble and grounded. So if being Mark is being arrogant criticism comes with that territory, Tindo is humble so you don't hear the criticism he genuinely appreciates his seniors, dzungu ra Mark ndiro richaita kuti agarwe bumper, he meddled too much in Machesos territory, as a strategy of courting attention, so the attention is here, he has to back it up with stellar albums and perfomances... Otherwise it will be the beginning of the end ...

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      @@yowane we actually wanted to appreciate him as Mark since everyone is unique, and we must celebrate each artist on their own terms, ASI Mark dzungu rakawandisa, so you reap what you sow ... Ngaadzikame aite focus ne growth and development, I have watched all his interviews, because I really wanted to understand the hype, also listened to his tracks he was coming up zvakanaka the last 2 albums were actually good, but nothing to suggest the new dawn of an era, but good variety in the sungura genre , he is as good as others who are on the scene Simon mutambi, Romeo gasa among others , but in every field of performance there kings and pawns, bishops and knights, that is how life is, we have to focus on ourselves but it does not change the fact that others may perform better than others in the same field, some will have more fans, more revenue, more recognition, ASI sezvakataura Macheso the King himself, chikuru kufema nekuraramisa mhuri ...

  • @ediemutombe1868
    @ediemutombe1868 Před 2 měsíci +1

    Kuimba kunonetsa especially live haaaa unomama😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @youtubechannelfive
    @youtubechannelfive Před 2 měsíci +1

    Father 10 years🔥🔥🔥

  • @bonychivon
    @bonychivon Před 2 měsíci +1

    Haa zvii izvozvi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n Před 2 měsíci +5

    Zviiko izvi

  • @tamukabiza7236
    @tamukabiza7236 Před 2 měsíci

    ehe sando dzako Mkoma wangu. ....this is good ndasparkwa naimari ngani. rova

  • @desmondpardie7035
    @desmondpardie7035 Před 2 měsíci +1

    Well done Mark and the team

  • @user-ti6ku5xj4h
    @user-ti6ku5xj4h Před 2 měsíci +4

    Hii akoma uyu munhu anogonesaa the problem ma Zimbabweans tinozoona kukosha kwemunhu asisipo dzidziso dzake dzihombesa ndatenda zvank 🎉🎉🎉

  • @ErickDjemba
    @ErickDjemba Před 2 měsíci +1

    Well done Njanja team

  • @KedwellMukandidzi
    @KedwellMukandidzi Před 2 měsíci +1

    Well done

  • @VivianSithole-m3x
    @VivianSithole-m3x Před 2 měsíci +1

    Good work ngwadzi

  • @bryntawaz6980
    @bryntawaz6980 Před 2 měsíci

    Welldone Ngwazi

  • @InnocentRwezuro-ku2yg
    @InnocentRwezuro-ku2yg Před 2 měsíci +1

    Well talented

  • @DanmoreChindamba-xs1ez
    @DanmoreChindamba-xs1ez Před 2 měsíci +1

    Uyo Mudiki zvake manotes arikutora Ababa shero apa zero chaiyo plus munhu usazvipa mbiri unopiwa nevanhu kwete wega kukopa kwega

  • @MrBC-san
    @MrBC-san Před 2 měsíci +1

    Discord basi

    • @AndreFaffie
      @AndreFaffie Před 2 měsíci

      But much better than Macheso's Vocals😂😂😂

  • @rophasboka
    @rophasboka Před 2 měsíci +1

    Mashoko ake akawandisa mmmmmm. Ngayite mashoma. Arikiyimba novel here??

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n Před 2 měsíci +2

    Ko madancers ayo haanawo zvimwe zvekutamba hre sames style since 2020

  • @tatendag9921
    @tatendag9921 Před 2 měsíci +1

    Njuga dzakarema

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci +1

      Pakaipa ... Biggest mistake kuda kuzviisa mu league maBaba Shero, zvakauraya vakawanda ... Dzorema njuga idzi

  • @JerryMagwaya
    @JerryMagwaya Před 2 měsíci

    ❤❤❤❤Zvine chiremera Njanji boys not Njanja🎉🎉🎉🎉😂

  • @FaraiMusariyarwa
    @FaraiMusariyarwa Před 2 měsíci

    Famba man of the moment

  • @arnoldkandaba9470
    @arnoldkandaba9470 Před 2 měsíci +1

    Uyu ndaene kuno imbira kumapurazi

  • @regretsunge4660
    @regretsunge4660 Před 2 měsíci

    Charwadza irimberi, but Donald Gogo is dominating this album

  • @gotwerajohn5058
    @gotwerajohn5058 Před 2 měsíci

    Ndokuimba kwacho

  • @bonychivon
    @bonychivon Před 2 měsíci

    Boys rekutamba racho ndere mutoriro iro

  • @anoldhluyo2864
    @anoldhluyo2864 Před 2 měsíci

    Well done Mark!!!!!

  • @changetvzim3715
    @changetvzim3715 Před 2 měsíci

    Excellent well done Mark

  • @moreensamuel
    @moreensamuel Před 2 měsíci

    achirimudiki uyu mm

  • @manext7873
    @manext7873 Před 2 měsíci +1

    sound engineering dzinonetsa..sound quality inobva yadhakwisa zvinhu manje...

  • @TariroMafaki
    @TariroMafaki Před 2 měsíci

    Hot 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @user-uh1wc6hg7k
    @user-uh1wc6hg7k Před 2 měsíci

    keep trying one day unosvika

  • @samsontendwa7343
    @samsontendwa7343 Před 2 měsíci

    Wire dzirikutiza

  • @progressmuzengeza3619
    @progressmuzengeza3619 Před 2 měsíci

    Ndokuti MhofeMother Muzee

  • @jeffirymapenda9086
    @jeffirymapenda9086 Před 2 měsíci

    Kkkkk I think kuti zvigure here izvi mark ngwazi.dzokera kunjanja unotsvaga n'anga ikubatsire mfanami.sekuru kanengo vakakugadzira nhema mfanami

  • @gabzmanjah7157
    @gabzmanjah7157 Před 2 měsíci

    Back vocalist ma1 uyooo

  • @user-rd8ke6dv5g
    @user-rd8ke6dv5g Před 2 měsíci +2

    Chii chinenge ngozi mmmmm mfesi idofo uyu😂

  • @ErickDjemba
    @ErickDjemba Před 2 měsíci

    But gadzirisai sound quality bvunza Sulu kuti anozviita cy pa live

    • @yowane
      @yowane Před 2 měsíci

      Une point

  • @manujimu7254
    @manujimu7254 Před 2 měsíci

    😂😂😂vapfanha garai pasi, takaridza maLP, nema cassette isu

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 Před 2 měsíci +1

    MUKOMA NGWAZI MUNONYANYA KUYIMBA ZVEPA FACEBOOK ZVEKUNGONAKIDZA ZVIVANA ZVIDIKI COZ IZVO ZVINODA KURIDZA KUZIMDAHALL

  • @JorumSibanda
    @JorumSibanda Před 2 měsíci

    Nyambo dziya dakuinda dzichi pera chii ichochi

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      Dzapera muto nyambo dziya, ungaita ma album 5 uchiita nyambo, uno overtakwa nevamwe , Tindo Ngwazi atova mberi...

  • @ShepherdKaitano
    @ShepherdKaitano Před 2 měsíci

    Ayewa unogona uri. Panumber 2 pana ba sheron

  • @georgechitsa2427
    @georgechitsa2427 Před 2 měsíci

    Zvayendwa

  • @BioNet-e5v
    @BioNet-e5v Před 2 měsíci

    Ndo zvatanga takamirira here izvi

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 Před 2 měsíci

    Tito lokilo kk

  • @johnmusarira
    @johnmusarira Před 2 měsíci +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂yatsunya yarwa

  • @tonderaipkunaka4788
    @tonderaipkunaka4788 Před 2 měsíci

    🔥

  • @andrewkai277
    @andrewkai277 Před 2 měsíci +3

    Haa, The standard is very low,

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      True ... Very low, we expected more after last album ... Manje dzichiri nyambo ...

  • @kevinmhishi7937
    @kevinmhishi7937 Před 2 měsíci +1

    Discord

  • @tshrenkenturedee87
    @tshrenkenturedee87 Před 2 měsíci

    Kkkkkkk hanzi naDehwa ndima iyi ine makata inoda michina mihombe

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci

      Akanga azviona hake mushakabvu

    • @tshrenkenturedee87
      @tshrenkenturedee87 Před 2 měsíci

      Pride plus dzungu ndozvakawanda,hanzi ndichaisa 10 songs paalbum nyowani akataura ari paalbum launch yaSimon Mutambi.Zvino 10 songs dzacho dziripi,idzo 6 dzacho dzese dzakadhakwa kudai kkkkk
      Ndanakirwa neumwe hanzi ndolatest yacho here iyi kkkkkkk
      Haaa dzichiri pwere idzi pasungura,ngavambozvipa nguva yavo kudzidza kwete kuda kuvhaira kunge vanogona kukunda vese

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      ​@tshrenkenturedee87 hahahahaha, pakaipa, mufana aida kuvhundutsira, mmmmm im dissapointed, hanz ndine bag rema song akawandisa anopisa, madhaka akadai, aita mwananisa , at this age macheso was something else, acharemegwa nelegend ratokura, takataura kuti uyu size yake vana Macheso ... Kwete dzungu ravanoda kuita nemafans ake vatoziva vakagara vakavenga Macheso

  • @panashemuchabarwa2294
    @panashemuchabarwa2294 Před 2 měsíci +1

    Wese acharwadziwa or kutaura negative Kuna Ngwazi putsekei wenyu

  • @user-ux8nl7wb4r
    @user-ux8nl7wb4r Před 2 měsíci

    Ndiyo here latest

  • @methusellahchidembo6738
    @methusellahchidembo6738 Před 2 měsíci

    Ko gogo doni aripi

  • @user-eu9ss6vr5m
    @user-eu9ss6vr5m Před 2 měsíci

    Macheso chibaba kana mazvogara

  • @user-mv3mn8ei7x
    @user-mv3mn8ei7x Před 2 měsíci

    Kkkkkk Ngwazi wakamiramira but chirega kuzviisa zera rababa Shero kubva nhasi uri mwana mudiki,Macheso idhara kubvira kudhara,apa hauna ma instruments futi,sound yakadhakwa iyi,ma dances ako zero

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci

      Ma engineer ake akadhakwa ngaamboinda ku OKM vanohwa good sound quality

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      Shuwa shuwa, hatichade kuzvhihwa futi, ngazvigare zvagumira ipo pano. Ngaatambe nevana va Macheso, ndiro zera rake ...

  • @AmonSibanda-sv3mn
    @AmonSibanda-sv3mn Před 2 měsíci

    Wakagona zvkt mdhara ahasvk

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Před 2 měsíci

    David kudai akapotsa Goliath nedombo kumbare kwayirohwa munhu

  • @jeffirymapenda9086
    @jeffirymapenda9086 Před 2 měsíci

    Kkkk wakarasiswa Nakagawa mfanami

  • @TypePipo
    @TypePipo Před 2 měsíci

    Idofo

  • @levaigondo6394
    @levaigondo6394 Před 2 měsíci +9

    The young man has still long time to go, to reach the level of the likes of Macheso and the late Tongai Moyo. His voice and instruments sound disjointed.

    • @user-ji1sj6zg7k
      @user-ji1sj6zg7k Před 2 měsíci

      Iwewe unogonei dako

    • @MunyaDj221
      @MunyaDj221 Před 2 měsíci

      Isawo dzawakaridza tidzizwe

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci +2

      I wonder vanomuisa pa level rema legends vanenge vachifungei chaizvo. Ma live shows eku OKM⚡⚡⚡⚡

    • @MajorChanetsa-sy8cy
      @MajorChanetsa-sy8cy Před 2 měsíci +1

      This young man must join the likes of kapfupi and the late kamudota must stop singing and start jumpingcastle

    • @user-ji1sj6zg7k
      @user-ji1sj6zg7k Před 2 měsíci

      Mhutter yako​@@MajorChanetsa-sy8cy

  • @nassirismail1313
    @nassirismail1313 Před 2 měsíci

    Gd music mark but haaaa Noise yawanda check nana Dt Bio music isaite noise anogona kutibatsira tinakirwe

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci

    I have a strong comment but I don't trust my English 🙆.. But pple we should stop comparing this Band with OKM

  • @user-ku1ii3pv7e
    @user-ku1ii3pv7e Před 2 měsíci +1

    This tym macheso asasimba zvinodhakwa

    • @marlonrusvava9875
      @marlonrusvava9875 Před 2 měsíci

      Mukawana time muite mushe amana. Ndochii ichochi?? Chesology haumuzive iwe

    • @manujimu7254
      @manujimu7254 Před 2 měsíci

      @@user-ku1ii3pv7e kudhakiswa nei, itai mushe

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      Last album ra Ngwazi was better than this, aya madhaka aya ... Very dissapointing.

  • @etngwiroz7321
    @etngwiroz7321 Před 2 měsíci +1

    Sungura is actually now an annoying genre absolutely nothing new sounds the same boring noise

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n Před 2 měsíci +1

    Kuimba kunonetsa varume kkkkkkkkkkkk

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 Před 2 měsíci

      Kkkkkk buritsa tone yko music

    • @KedwellMukandidzi
      @KedwellMukandidzi Před 2 měsíci

      Well done

    • @shiningstartomoro6772
      @shiningstartomoro6772 Před 2 měsíci

      😂😂😂😂😂😂😂 pakaipa wena, Mark azondisetsa gore rino, nehype yaaita yese iya taiti mufana azouya manje zvaakutopera ne 2 good albums chete, not even great, taiti zvimwe pa album iri level richatowedzera kuti titange kumu consider pama dhara ...

  • @user-nk4og5vn7y
    @user-nk4og5vn7y Před 2 měsíci

    Sound not that good ndopaunoona kuti jah muhombe

  • @EnockMadzura
    @EnockMadzura Před 2 měsíci

    Well done