Mwari vakuitirei nyasha Amai ndangofunga ndakakutarisai kuti murikutibatsira nemiwo murikuzvibatsira mhamha to release your personal stresses and our stresses through preaching the word of God 🎉🎉🎉God is in it
Umm vedu Mai vakatiparadzanisa tichikura now is trying kuti tibatane takura but hazviite iiii even pafamily group pakanzi contribution ekuvachengeta umwe neumwe anotaura zvake 😂😢😂😅vaidiwq vanopopita kuti hamude kuvachengeta😂

I would like you to be my marriage counsel also on my bridal shower
Evangelist i love your teachings had missed you ❤️
Tabatsirika apo mama chokwadi chaicho vana mai ka .i wish someone must watch this
Rich sermons.Mai Gwatidzo vanondigonera ini ❤
thank you Evangelist
Mandibatsirq
Mandibatsira sure pakutsamwa
Thank you mom. Tadzidza
Mmmm, ndabvuma amai, ndatendeuka.
Amen🔥🔥🔥🔥
Amen
Amen iyoyo
Amen powerful
Umwe mwana watogara naye akati kufriend take thats why my mom hate you cz you are a bully 😢😢😢😢vana vanotora zvazviri
Umm vedu Mai vakatiparadzanisa tichikura now is trying kuti tibatane takura but hazviite iiii even pafamily group pakanzi contribution ekuvachengeta umwe neumwe anotaura zvake 😂😢😂😅vaidiwq vanopopita kuti hamude kuvachengeta😂
Show me where in the bible that it say a woman can preach woman should be silent