Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Thanks apostle shoko ngarifambe tiriko mu cape Town
Amen 🙏 good preaching according to Bible
Chiwenga the brilliant, volume up
Thank you Lord for this true word
True gospel
❤❤ Amen kandai mamwe mukoma
Mukuru vhangeri nunofamba naro henyu amen
Mdara uyo
True word of God
❤bhukuuuu
Rambai muchitumira.
Ivhangeri chaiyo fambai naro meso azarurwe
Poto🎉
Powerful
Amen amen
Thank you if you can upload the Gehazi weakness
Unfortunately I couldn't find it. Does the sermon have a second title?
@@bayeromedia286 Gehazi shortcoming
Pavangueri munofamba naro
Great thanks for uploading this sermon , could you please upload the one titled Zvavanotoura \ A Message to Zimbabwe
Pa soundcloud iripo
Done hama yangu.
Iiiii mashura musinawo kutuka vanhu
Moses akatotadzawo nokuti qkachibata kkkkk wisdom makes u understand this word of God
Kasi hauna kudzwa kuti Moses akatoti urayayi kwete kushoropidza chte uyu akatotumwa norudo ndosaka achirwa nemashoko otherwise if it was Moses's tym paifiwa😊😊😊
Haaa but Aaron 😅😅😅 pakuzoti akakuburitsai mu Egypt 😂😂😂
Hakuna apostle anotuka nekushoropodza zvimwe zvitendero sezvaunoita iwe pane kune kudzidzisa vanhu shoko ramwari unoita busy kushora hauna kutumwa namwari iwe!
2 Timothy 3:16 "rebuke" (Tuka).
Hama irishoko nderazvokwadi APA aparidza chokwadi chaMwari tikasanzwa shoko iri tinenge tatoomesa Moyo Tora shoko rakanaka urege kuona zvakaipa chete APA paneshoko benyu rinoraramisa
Mashoko enyu ndeemunhu asina chaanoziva zvamuchose Jesu chaiye aitotuka wani nekutorova chaiko
Read acts 8 and acts 13... musangitayrq zvamusingqzive. Apostle paul akatuka wani
Matthew 23 yese!!! Ndirini iwe mudikani ndaingoterera ndakanyarara kuitira mangwana unezenge wakushaya pekupinda wava a believer

Matthew 23 yese!!!
Ndirini iwe mudikani ndaingoterera ndakanyarara kuitira mangwana unezenge wakushaya pekupinda wava a believer
Iiiii mashura musinawo kutuka vanhu