Carol Mujokoro - Champion

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 7. 09. 2024
  • Ndibatsirei ndibatsireiwo Mwari baba,
    ndinoda kuva champion pazvinhu zvese.
    Ko champion munhu akaita seiko?
    Oh ndiye anoshanda nesimba
    Oh ndiye asingaramwe
    Oh ndiye anotsungirira
    Mumakere mandinonamata ndinoda kuva champion pazvinhu zvese.
    Kumagitare kwandinoridza ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Kucompany kwandinoshanda ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Mumapurazi mandinorima ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Mumigodhi mandinoshanda ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Nekunhabvu kwandinotamba ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Mumapurazi mandinorima ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Mumigodhi mandinoshanda ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Muchipatara mandinoshanda ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Nekunhabvu kwandinotamba ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Kumapurisa kwandinoshanda ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Nekunhabvu kwandinotamba ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Kumagitare kwandinoridza ndinoda kuva champion pabasa rangu
    Champion anotungamidza Mwari panguva dzose chose chaanobata chinobudirira

Komentáře • 50