Tinotombovharwa kudyiwa Bota munhu otiza Asina kubhadhara:BishuDiaries
Vložit
- čas přidán 8. 10. 2023
- On thus Episode we feature a young lady surviving through Prostitution
Watch Full video for more details
with hope thqt well wishers can interact and.change her life to deviate from the Bishu trade - Hudba
Imi taneta nemahure Aya ini ndiri single mother ndoshanda housegirl ndobhadhara rent everymonth ndikuvaka matanga ehuku nditange kuita ma projects zvikundiremerq asi ndikuitq mbichana mbichana now ndava stuck pa roofing asi handingqnohuraka nxaaa agara mahure aya
Saka urikungoiita nungo dzekushanda mumba ukwane iwe bishu
Pahasha mutsvagirei basa remumba mukadzi uyo she's nice and beautiful asiye chipfambi pliz
Ndoodonzvo reprogramme let's help her
Anono kecha baba vemumba
You are stil young my sister siya chihure unofa urimudiki ita kana house girl uwane start
Zvekufa ndezva Mwari izvo ndiwe unogona kutotanga
Say that again
Uuumm wadii ktsvaga bsa my Sstr... Chero remumba
Basa remumba vamwe tirikutorarama kwazvo kuendesa vana ku University chonetsa vamwe vanoda zvinhu zviri nyore asi pakupedzisira vanozochema.
Tsvaka basa zero rako iroro kuita life yechihure
U$15 per day; U$105 per week....no rent no expenses to pay for the job....hmmmm...basa rine mari iri.....U£420 per month (I'm told Bank workers even get below this).
Kkkkk kupiko anonyepa Epworth hanzi ma pondo iwe kkk
kkkk....@@user-zj1jd8cw5z
Uyu anoita kana 25$ she is cute
Hello pa hasha😊
Hello
Vanhu ngavadzidze kushanda nemaoko avo
manje vakutoshanda nechinhu vanhu vacho
Aka kahure chaiko
Matsvagiro auri kuita Mari akadhakwa hama tsvaga zvimwe zvekuita vana vazodzidzewo kubva kwauri
She's beautiful, but she's for the streets now. ZveMarriage haaa ipapo hoo.
Problem iripo vakdzi hobho vakarambwa vanotora burden yekusafa ne vana instead of dragging baba ku court vatore responsibility
Ndipe number dzasister avo ndoda kuvabatsira
Wakazvarwa uchingori bishu ndiwe wakatoramba murume
Hairstyle yasisi variku advertise ma herbs bho here
Uyu haana chaanoda chaanoziva kunze kwechihure, 1 pauchasangana nemabhinya uchachitisa chihure, zera diki kutadza kushanda kana mudzimba or kutengesa, face yakapiwa pasina, ugoona kunaka munhu
😂😂😂😂😂😂😂
Ndipoo number dzake munhu uyuu
Cc please stop b4 it's too late
Uyu Munhu mumba haachatopindi aingohura ari paMrume uyu
Taneta nadzo nyaya dzema bishu idzi
Zera rako kushaya mumwe murume ibvaapo
Hazvina kana kumbokufita
Mahure murikuitiswa ne boys iri muchifunga kuti pahasha anokupai help😂
Ndoomafungiro ako hatingakushore
Iwe havasi kuitiswa. Vachatowana mamwe ma customer futi 😊 kana kutowana imqe form ye help isinei nechihure
nxamwari yako haisi bhooo bt
Vanozowanavo rubatsiro here kuonekwa nenyika yose haisi nyore torai mifananidzo muchibatsira
Batsira ka iwewe
@@S-ig5kd asi ndiko kubasa kwenyu 😂😂
Wakanaka iwe siyana nazvo uroorwe
Akugwara uyu
Ahasi serious uyu achiri kutoda zvechibhishu hake
Tsvagayi mwari vasikana
Munhu mkadzi shanda hauna kuremara usimbe chete ityai mwari
Mwana ngaanake,titsvagire BSA remumba utishandirwe uko
What is required for you daughter is to return to your Creator. Repent and believe in Jesus as your personal Savior. Jesus is waiting for people such as you. The Word of God says its His desire to see us prosper and be in good health
Genuine, peace giving prosperity comes from Jesus
Sex work dzenyu idzi one day umwe achachekwa pamberi nazvo izvi...Ko inga face boe wani ko kunosvagawo basa guys muchaganama nawo mjolo uyu
Hazvibatsire izvo iwee tsvaga basa unofa vakamira
Pahasha tv ndipe number
Dzaani
Mukadzi uyo