i luv this music, can u please upload more of this music... zvinoita kuti tirambire panzira dzokutenda nekuti vamweni nyika dzatiri dzizere mabasa echikara makukutu. ndakomborerwa hangu... moita muchi uploader nemazita asinga zonetsi kutsvaga
zvakarongeka ,reminds me of my hey days pa chitope mufundisi was Chiunze.maisiri .machongwe and by then murinda aiva munyori .mbuya claris ,and many more
This song reminds me of my late mother..vaigara vachiiridza vaive neCD racho iri parepeat...Thank you so much...may your soul continue to Rest..
My deepest condolences
Amen ❤❤❤❤
Thanks for uploading this song Ndabva ndafunga mai vangu vakashaika 21 years ago😭😭 vaipinda church yekwa Mugodhi
Nevangu vaka shaika 1990 ndiri grade 2 vaipinda mugodhi. But vakazo vigwa pachi vanhu bcoz vakazo noshaikira kuchipatara 😢😢
Haaa idzi dzangoma dzoMweya idzi, Jehovha vakuitirei zvakanaka nokuimba kukuru.
Amen
Ummm mwari ngatibatsire tisvitswe apo muhushe hwamwari ndatenda hangu.👏👏👏
Mwari mupenyu, ukateerera anotaura newe
Ndonzwa kupinzwa denga, thanks ❤❤
I cant stop playing and re-playing this song.
J Jimmy amen 👏
J Jimmy Ndoanonzi marimba edenga. Amen
Me too
Kuimba kunokomborera🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Evn in 2023.....Amen God bless you 🙏
Amai mandisvitsa mu Mweya. Ishe Vedu Vakuitirei zvakanaka.
Amen 🙌
very powerful gospel music
Amen Amen ndaitirwa zvakanaka ini .👌👌👌👌👌
ngariende ra tenzi akomana ,, keep onn uploading,, love the song ey
Hwai dzaMwari dzine chipo. Mwari vavakomborere.
Ndaikumbira vauye mozambique vana vamwari zvose ndinovagamuchira nzira yokuna mwari iripavari rply +258845832536 contact
This takes me back to.my old days as gcu in bethsaida so touching and uplifting
EVERY TIME I LISTEN I SEE HEAVEN OPEN
Touching song.rambai muchitipa dzenyasha.
Amen
Thanks, guz love that song
Areruyaaaa
Great
Akomana, apa unoti akauya toenda. Mazvita amen vedu.
Aiwa kna tazogara hedu mugodhi songs anokomborera 20 years ndirimo ndimo mandakaberekerwa mwari varambe vakadana vanonzwa
Amen Amen postora yababa
thank you thank you sis Vy tapinda mumweya may God bless you
kuimba kwakanaka kunounza kutaura nababa amen amen ndokumborerwa
Eish 😢😢
Amen ndakomborerwa hangu ini
Ndadzikinurwa Amen
Ameen baba ameen ndokti postora
Ndinonzwa kusimudzirwa zvakanyanya ndobva ndafunga ndichikura tiri pa chitope
amen amen ndinopamhazve amen
Muchanyuri Juniour-Rambai muchishingaira chokwadi pabasa ramwari.Hwedza Chitope Mugodhi AFC Ngariende shoko!!!
Vane chipo.
Amen.
Aya ndoomarimbaka aya
Amen Amen 🙏
amen.kuimba kunoburutsa nyasha
This is very holy spirit filled👏🏿
i luv this music, can u please upload more of this music... zvinoita kuti tirambire panzira dzokutenda nekuti vamweni nyika dzatiri dzizere mabasa echikara makukutu. ndakomborerwa hangu... moita muchi uploader nemazita asinga zonetsi kutsvaga
Wilson Isheanesu Murambiwa
Ok baba mukomborerwe nengoma dzekudenga idzo
Wilson Isheanesu Murambiwa
Ok baba mukomborerwe nengoma dzekudenga idzo
amen baba, kana pane mharidzo ndokumbirawo link yacho
amen ndorangarira muchidai paChitope 2012
Ndakomborerwa! amen, amen!
Kukomborerwa uku Amen
the songs is quite good may yu post many more
PRUDENCE CHIPARA thanks
amen amen ishe ngaakudzwe
zvakarongeka ,reminds me of my hey days pa chitope mufundisi was Chiunze.maisiri .machongwe and by then murinda aiva munyori .mbuya claris ,and many more
Rugare Mapostori. Who is still here?
amen mwari akanaka
Amen, ndatenda hangu.
i wanna come home ZIMBABWE
Hama munashe munondikomborera,ngazviitwe nguva dzose
pliz titsvagoreiwo mharidzo dza bishop T Mugodhi
aaaa handina mharidzo ndine ma audio nziyo
kuimba kwengirozi chaiko
mandifungidza ndiri pamurewha yooooooooo
lol hahahahahah ahhhh amai vanoyimba ava akomana ,ndobva ndabatwa ne mweya mutsvene shuwa
Hallo kuda be blessed
Mweya mutvene gara nevapostori vako nguva dzose!
Totenda mwari ndonzwa kuva panzvimbo namwari ...
You have done it
mandigonera pliz post other ndanzwa mutumwa achitaura mandiri
Halelujah
inonzi chiii
KUIMBA KWENYU KUNOKOMBORERA TENZI NGAAKUCHENGETEI
Nokuimba uku sisi ruth
Tinokutendai varanda vashe nekuimba kunokutipa kumira panashe rambai muchitiimbira zvinotizvitsa pamweya
Lynette Lynette matsveru amen ichokwadi
Mandifungisa pamusha ndokti positora
Ndinotenda mwarii
Ndopinda denga ini hangu iii
Inonzi ano ani song iyi
amen
PRAISE HIS NAME
nyc song
Tinokudza kuimba kunotiburutsira nyasha
ko mharidzo dzabishop pachitope
AMEN
vatumwa vekudenga vanemi hama
Elvis Marume thanks hama
kurumbidza musiki vanotichengeta
Ummm ndokumbirawo ma contacts a amai avo vaiimba kani...ummmm ndanakirwa mhani ndevepiko amai avo
I love you Guys
Blessed
Ndinotenda
Ndangoona ndodzoka pano
kune group rewhatsupp hre ndoridawo
pano ririkutodiwawo group re watsap kana makazoriwana mhai
Titumire dzakawanda
kkkkk thanks, God bless us
Any other songs by this group????
J Jimmy ok
J Jimmy
Hasisina nziyo dzegroup iri
paiva pachurch hwedza
Shuwa
ok
Kandai Chitenderano baba, paChitope apo
Which part of Zimbabwe is this please?
pahwedza chitope mkuru
Amen!
ko group reWhatsApp ririko hre
Mr White ehe ririko
Ndipinzei kumagroup pliz 0846766607 thanx in advance
Amen
Amen
Amen