There is this young man called Matsito jnr, he must teach them especially the one on the bass guitar. Otherwise, they are coming alright, they will reach his level. Nice song.
Bt sando kumfana Isaac Gonora pamadrums apo mukupanzwawo sei mfana ane chipo uyo vana Obert Gomba chaivo at that age vanga vasati vaakutomboziva kusimudza chaunga like that
Esau rinenge richitoda
Sungura is in safe hands
Cheso boys great work like father like son 🎸 there's a bright future in the next generation 🥁🎵🎸
Zveee boe vakomana hapana chekuwedzera apa
Uyo dancer ane cap magetsi chaiwo maiwe middle one
There is this young man called Matsito jnr, he must teach them especially the one on the bass guitar. Otherwise, they are coming alright, they will reach his level. Nice song.
Thank🇿🇼🇿🇼
Ngaite zvake kaa anodzidzisa vanhu varikumberi kwake kuti zviite sei
Vanopisa kuita moto chaiwo
Bt sando kumfana Isaac Gonora pamadrums apo mukupanzwawo sei mfana ane chipo uyo vana Obert Gomba chaivo at that age vanga vasati vaakutomboziva kusimudza chaunga like that
Uyo we bass haanyatso tevedzera ma line amudhara wake but kana achirova zvake anogonesa
Listen zvikuridzwa wakubikirira mubikirwa dzorema waya dzaAlick...but ukateerera havasikuteera Nemo chaimo zvorema zvoda muridzi
Ukatoziva kuti uyo anonzi Esau not alick hauiite problem