Dare RaJacob Parushanga

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 19

  • @allenmoyo1323
    @allenmoyo1323 Před 23 dny +1

    I love these kind of teachings straight to the point very clear and easy to grasp

  • @RichardZakora
    @RichardZakora Před měsícem +1

    Mmmmmmmmm

  • @user-mp1ye5zr2s
    @user-mp1ye5zr2s Před 5 měsíci +1

    Vanhu vemasowe vanonyepa zvinonzwisa ngoni . Mazita ose ari kutaurwa anobva mu bhaibheri asi vanoti zvose zvatinoita toudzwa nemweya mutsvena . . Abram Isaac and Jacob vanosangana papi na baba Johann because the names are from bible and ivo havariverengi saka mazita aya vakamawanepi . Vanoziva ndibatsirwiwo ndozvibvunza always

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 5 měsíci

      Baba...kuziwa mazita nekuwerenga bhaibheri zvakafanana ere....

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 5 měsíci

      Kuwerenga bible akuna mhaka asi kumasowe atiparidzi tichitarisa bible chate zvoda kunzwisisa

    • @user-mp1ye5zr2s
      @user-mp1ye5zr2s Před 5 měsíci

      @@johanemasove mashoko ose anotaurika kumasowe zvose zviri mu bible saka vakuru vanoverengera kumba asi mave kumasowe moti mweya wati zvakati sei muchinyengedza vanhu ?

    • @PatienceMabika-bf4hz
      @PatienceMabika-bf4hz Před 5 měsíci

      Mazita iwaya akanyorwa nani? Bible rakanyora nani?? Vakanyora vacho watif vakangoisawo mazita avo

    • @ngoniendlovu7099
      @ngoniendlovu7099 Před 3 měsíci

      @@user-mp1ye5zr2s Nhau yekunamata yakadzama iyi, you need to be well educated on this matter, muuye kumasowe tizokudzidzisai

  • @mso90
    @mso90 Před 5 měsíci +1

    Abraham murungu isaka murungu namwari wenyu sei achidamuitemunamato wabhuramu murungu dai wataura zvemudzimu ndozvevanhu vatema

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 5 měsíci

      Abraham arurerwa ingrozi not Abraham nyama....ndatenda

  • @generalchina7042
    @generalchina7042 Před 5 měsíci +2

    Tinotenda baba DVD asi vanhu pakuenda kudenga vakadzi vano enzanisiwa ne ngirozi dzavo kwete nematunhu ndokusaka zvakanzi namatirayi zuva rekufa kwenyu kuti mufe makaenzana ne mumiririri wenyu saka nguva yekufa kana yakwana wakazvinamata maporofita anotokuudza kuti ngirozi yenyu iri kuti fambayi mativi mana ikoko ndiko kwamunosvika muchi sangana ne murevhuri wenyu achikuudzayi kuti endayi mundotora mombe mbiri muende nadzo kwawaka roorera next week woenda kumwe wasvika woudzwa kuti pane munhu wamakambo torera mukadzi musati ma namata mukanzi ripai mukati ndicharipa asi hamuna kuzoripa saka endai munobudisa mombe yacho pamunodzoka pasangano pamuno namata mapedza zvose kuripa maendesa mombe kwava tezvara maporofita anosimuka oti vana baba chiendaimuno imba hossana kwakadziva DVD mushure me hossana kunogona kungozofa zvenyu anytime asi munenge mayenzaniswa ne ngirozi yenyu baba unoenda kudenga saka nhau yekuti vanofa vasina kutsika matunhu matatu mazwi ehuchenjeri chete hadzisi tsananguro asi ndinowirirana nemi baba pakuti vanofa vasingazivi dare ra mambo jakope havaendi kudenga ichokwadi nekuti tsika yose inoenderana vanhu kudenga inorapanurwa kubva mudare ra mambo jakope mutemo zvitsividzo muko zvose zvinorapanurwa kubva mudare saka kana isinga zivi zvareva kuti hauna chanwari chauno ziva saka unoenda kundo dii kudenga saka dare ra mambo jakope harifundwi kumatunhu matatu rinofundwa kubva mudare pasangano maunonamata imomo ndokusaka kwakanzi huyayi padare tienzane zvamakafunda ne zvandakafunda zvinoenzanuswa ne dare ndosaka zvakanzi chinamato chave dare nhawu yekunaya yakasiyiwa mudare kwete kuma tunhu matatu chete ngirozi dzenzira nzirikwese baba hadzisi kumatunhu matatu chete

    • @generalchina7042
      @generalchina7042 Před 5 měsíci +1

      Takanzi barika rakatarwa asi ikoko kumatunhu matatu vazhinji vanana barika saka rondofundisiwa kuita mabarika here nekuti vacho vanemabarika ndivo vanenge vari padare vachifundisa

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 5 měsíci

      Tinotenda muranda washe

    • @johanemasove
      @johanemasove  Před 5 měsíci

      True

  • @generalchina7042
    @generalchina7042 Před 5 měsíci +1

    Asi kumatunhu matatu Ngati endayi tindo funda richiwonawo pazvakaitikira

  • @alberttsamwisi9295
    @alberttsamwisi9295 Před 5 měsíci +1

    Kupenga uko