Mhiko haasi ma terms and conditions. Even when your praying pane mhiko like fasting, stoping having sex. Don't just bash mhiko yet in life mhiko are part of us
Nyaya iyi inemativi ese mai wemusikana wabvunzwa kt makamboita zvechivanhu wakati kwete asi mukadzi wen'anga arikt aienda navo kumatare handisi kureverera n'anga asi amai vane zvawari kuvanzao
Asi mudzimu unonzi usaudza vanhu , ukangonzwa chete zvichinzi une mudzimu run as fast as u , unopihwa kana kurombeswa usinga zivi , that man must get life imprisonment vanhu vangani vaakuvadza, Mwari poresai mwana uyu🙏.
Mbuya vanonyepa avo , sick inopengesa here kana wapiwa mushonga and sick inozvimbisa nhengo kana wapiwa mushonga at the same time mazuva ese musikana airara nemurume wani nhengo yaisa zvimba , vasade kuvhara nyaya yavo kana vaisa kuwedzera simba ravo nemwana uyo ngava reurure kwazvo
Soko (Thando) your understanding of our traditions and social dynamics is so amazing. The questions you ask during interviews are so comprehensive and supported with consice backgrounds that probe the depth of the matter at hand. I salute you and may l kindly challenge you to consider writing a book both in Ndebele and Shona detailing how far we have come in our cultural dynamics through the generations
Pakaipa apa pane nyaya munhu haanga wonekwe asi hama. Baba ava namai vaka pengesa mwana uyu. Ava variku miririra murume wavo. Vaka mupengesa ne mushonga yavo. Thelma ngaaende ku Hospital aya de anorapwa wopiwa ma Antibiotics. Pamwe baba ivavo vakakupa sickness vairara naye. Vakavigirei nyaya iyi. Nyatso wongo rorai apa . Why secret?
Dai makafonera Mai vake varikwamutare ikoko since maizivana Navo indava makazongoita Kut Mwana anwe Gateee voti ndozovaudza vabvako why.makatadza ipapo not
She was of age. Ovee 18 years. Ko vmwe m30year old vanidanana nevarume vevanhu. Uyu ari nani haana kutora murume wemunhu veduwee. Marriage haina formula
Now apa pava kuda way South Africans solve cases like these. Vanhu ava vari kutojairira. Munoitisa mwana zvehunganga sei ari ega pasina mai. Why vakaona kuti achapenga ipapo ndobva apenga but all the time was ok. Vari kushandisa mwana uyu. Vanoziva zvavari kuita action needs to be taken
😢its so sad but from explanation yambuya n'anga avo mwana uyu vakamurombesa n Havana kufunga kuti ndozvichaitika, panoitwa mhiko yei pakurapa munhu, Zim is nolonger safe ngatingwarirei people
Hie Soko and Chihera ❤ love you so much keep going good work gore rino rakuita kunge rotopera iro richangotanga nekuda kwe kuwanda kwe Nyaya dziri kuitika munyika yedu murikuita henyu
Very correct mwana akapinda ega mumatare akatanga kushandirwa next achiri kubikwa momubura morasa futi mushonga wekumurungisa panongobuda mbodza. It's like kutorera doctor munhu during operation asati asona dumbu, munhu wenyu anofa zuva iroro because matumbu anowira pasi
Vanhu ngatidzidzei kt ukawona muporofita kana n'anga yakupa mhiko gara wasiya unenge watorombeswa
Haurevi nhema 😢
Wagona. Mhiko mmm . Bodo
Mhiko haasi ma terms and conditions. Even when your praying pane mhiko like fasting, stoping having sex. Don't just bash mhiko yet in life mhiko are part of us
Chokwadi chemahara
Endai naye kunana sekuru Tasvu naKanengo zvinopera izvo
Nyaya iyi inemativi ese mai wemusikana wabvunzwa kt makamboita zvechivanhu wakati kwete asi mukadzi wen'anga arikt aienda navo kumatare handisi kureverera n'anga asi amai vane zvawari kuvanzao
True. Amai pane zvavanoziva why not demand kuti mwana asunungurwe. Sei vasina kuita police report yakanzi nachief vaite, Thelma aiziva kuti ane sick here sei sister yake anga asingazvizive. Zvakaoma
2 beautiful young girls with a clear understanding of our African culture...with clear compassion for others...I love love...keep it up ladies
Asi mudzimu unonzi usaudza vanhu , ukangonzwa chete zvichinzi une mudzimu run as fast as u , unopihwa kana kurombeswa usinga zivi , that man must get life imprisonment vanhu vangani vaakuvadza, Mwari poresai mwana uyu🙏.
Muri kugona girls pasina Chibaba Neshamba.keep this up
N'anga idzi takakuudzai kare siyanai nadzo hamudi
Vane mhoswa mai ava nemurume wavo . Thelma can’t defend herself now variku munyepera.
Sokostina MaNcube special you're taking us to another level 🎤
Imi hakuna mushonga wesiki unobikwa ndimi makakuvadza mwana imi munonyepesa imi
Mkadzi we n'anga kunyepa haunyari, kusapota huroyi hwemurume
Mushonga wese une mhiko wakaipa
Wagona
Ngavatarise mwana kuti anayo sick yacho zveshuwa here
Mukadzi wafake sangoma wakangwarira paduri sehuku. Kupupura kwausina kuswera murume wako achirasira mabasa ake erima pamwana wevanhu. Dai ariwako wakasengedzwa wainzwa sei. Fokofu mhani naiwo mutemo wenyika unoti kudiiko panyaya dzakadai
Iyi mai mukadzi wenyanga inonyepa
Yakangwarisa tomuch
Sure varikunyepa ava mai ava
Ngavaende kwa sekuru Tasvu
Vakarombesa mwana uyu mhani
Thando at your age you the greatest advicer thank you so much l learnt a lot from u keep the good job going taking us to another level
Anopora mwana uyu,let's give sekuru time vamubatsire.
DREWMAS TEAM YOU ARE PACESETTERS, Thanks for fusing two big languages
Siyabonga ❤
Mbuya vanonyepa avo , sick inopengesa here kana wapiwa mushonga and sick inozvimbisa nhengo kana wapiwa mushonga at the same time mazuva ese musikana airara nemurume wani nhengo yaisa zvimba , vasade kuvhara nyaya yavo kana vaisa kuwedzera simba ravo nemwana uyo ngava reurure kwazvo
Pane imwe inopengesa asi...bamdk vangu dec yakapera vachipenga tichitoti kuroiwa yakatozobatwa kukaranda vakubaiwa every fri..
Vanonyepa mai ava vakaroya mwana ava. Siki zvimwe ndimi makatomuzadza imi nemurume wenyu
Inyanga yerudzii inotora munhu muroad yoti ukuda kubatsira munhu
Amai avo vane Rasta vanonyepa zvakaipa vava kutotanga kukonanisa mai nemwana nagogo.
Endai naye kwasekuru Tasvu
Soko (Thando) your understanding of our traditions and social dynamics is so amazing. The questions you ask during interviews are so comprehensive and supported with consice backgrounds that probe the depth of the matter at hand. I salute you and may l kindly challenge you to consider writing a book both in Ndebele and Shona detailing how far we have come in our cultural dynamics through the generations
Thank you Farai ,,, would really appreciate your help on this one 0771101804👏
Ppppp0p⁰00
She is from Midlands where there is a mix..... This is very common
Vanonyepa amai ava.munhu kana achibatsirwa oudzwa zvekuita nearikumubatsira.vauyawo kuzobatsirwa vanopinda papi pakumuudza kt usaendezve kumukomana wako nekuti mhepo dzirikubviswa pauri dzinodzoka fti..nyvarikunyeba panezvakaitwa nemurume wavo zvavarikuvanza
Iwe musikana usapupura nhema
Zvakangooma
Mawana uyu akakanganisa,Kana ukanotora mushonga wen'anga usazosiire panzira zvamunenge mawirirana Kana ukatokanganwa dzokera unobvunza nekuti zvinenjodzi
Sekuru ngavapedze nyaya yavo, simple
Vana vadiki vasingatye n'anga
So heart breaking varume ava varipi ngavasungwe vakashandisa munhu asingazivi. Mwari vatibatsire chokwadi vanhu regai kungova desparate kubatsirwa matambudziko enyu navanhu vamusingazivi
Izvi zvinoda mudaidze baba vemwana kana hama yababa yeropa,kuti abatsirwe urwere rwaava narwo.
Then mozofambazve nedambudziko rembereko zvinopera nokuti haangapiwi fodya pasina vanonzi baba vemwana,saka muchiona zvichitonyanya.baba veropa ngavapiwe fodya vaite zvinoitwa zvinopera
Poor Chief, failed to summon the culprit to his court and quirred accordingly
Mai avo ngavatenge me mwana kwa sekuru tasvu nga,nga iyo yodaidzwa votaura zvavakaita mwana munoona chokwadi Chichi buds pachena Vasa nonoke ne mwana
And mawonero angu obvious akatorepwa nganga yacho ngaisungwe
After magate mwana openga akadii kupenga musati mamupa magate enyu
Murume iyeye anoda kupisiwa ndokudini ikoko kukanganisa life yemwana. 😢
Neshamba urikugona kurara vasikana ava well done shumba💪💪💪👋👋👋
Heh? What are you saying
Sekuru Tasvu ngavatenge vanhu avo varikupedzerwa nguva sekuru vachadaidza nga,nga iyo ifumurwe havairapa mwana Mai vake vasipo
Pakaipa apa pane nyaya munhu haanga wonekwe asi hama. Baba ava namai vaka pengesa mwana uyu. Ava variku miririra murume wavo. Vaka mupengesa ne mushonga yavo. Thelma ngaaende ku Hospital aya de anorapwa wopiwa ma Antibiotics. Pamwe baba ivavo vakakupa sickness vairara naye. Vakavigirei nyaya iyi. Nyatso wongo rorai apa . Why secret?
😢😢after God fear a human being
Mai vacho vachapedzisira vasisataure as well
True because vakuda kungwarisa kumhanyira kuma pepanhau ivo kunagodobori vakaenda vega
Sekuru tasvu hero basa
Mwana aidonha Aine 3months anga atomira hre kana kugara ne 3months imimai imikaaa haaaa kwanai anhu imi mhani Mai varikunyeba ava vatonyeba kuti pakauya mwana anonzi akatanga kudonha Aine 3months mwana ane 3months anodonha how ???? Havasi kusvibiswa asi ndoovakazviita kusvibisa chii chacho dzosai pfungwa dzemwana
Sekuru vanogona vaka raper futi hakuna munhu anopengeswa neSick
Good voices girls
excellent girls munogona kubvunza mibvunzo zvakanaka ende zvinoita kuti tinzwisise nyaya.
Vanoda kumamiswa vese sekuru nemukadzi wavo
Soko is a star, kudos to drewmas..
Dai makafonera Mai vake varikwamutare ikoko since maizivana Navo indava makazongoita Kut Mwana anwe Gateee voti ndozovaudza vabvako why.makatadza ipapo not
22 years , 4years in marriage zvakaoma
Akatononoka kupinda mumarriage macho
She was of age. Ovee 18 years. Ko vmwe m30year old vanidanana nevarume vevanhu. Uyu ari nani haana kutora murume wemunhu veduwee. Marriage haina formula
Ha ini hangu I don't think mukadzi we n'anga uyu kuti arikunyepa. Mwana uyu simply broke mhiko nekusaziva zvikabva zvatosimudza mhepo dziye.
Ndowonawo sekudarowo ini
Varume mazvinzwa here kuti mukati matiri munevamwe vedu vakashinha nemwana wevanhu.Nyika inematambudziko zvinomowedzera veduwee nekusiya chikwambo pamwana wemunhu .Kwamuri ikoko penyu pakupererai ,kana vakawanda vamakaita zvimwechetezvo mafumuka iyi nyaya haipere mushe🤞
Plz mai avo kufamba namaivake hazvirevi kt uitezvaunoda maivacho vasipo
Mukadzi wen'anga akangwarisa. Ava kutora advantage yekuti muridzi wenyaya haachataura
Exactly
Mukadzi uyu nemurume wake vanoda kuenderwa kwasekuru Tasvu...vakuita mudzerere nehupenyu hwemwana wevanhu vari kutiza nyaya dzavo matsotsi evanhu nxaaaa
Sekuru vanoda kumamiswa ivavo ngavatsunhure mwana
Shame akushandiswa
Makarombesa mwana ibvayi apo
Vari kurombesa vanhu chihwande mbwaa idzi
Mukadzi nemurume vanozivana pahutsotsi hwavo apa akutopesanisa mbuya nemuzukuru futi ngavarege kudzokerako futi ngavatsvage kumwe ava vakatomutorera pfungwa ndivo
Hazviite kuti uudze mai vako kuti murume wangu andi zadza sick kana Uchida kuzodzokerana naye
Pamwe vakarara naye maprofit iwaya sei kuzvimba kuzasi
Ko Mukadzi Wasekuru anotadza kupawo vaenzi peku gara iyewo otaurawo vagere pasi vose haya😮
Ngavabate sekuru tasvu
this pure witchcraft at its highest level
Now apa pava kuda way South Africans solve cases like these. Vanhu ava vari kutojairira. Munoitisa mwana zvehunganga sei ari ega pasina mai. Why vakaona kuti achapenga ipapo ndobva apenga but all the time was ok. Vari kushandisa mwana uyu. Vanoziva zvavari kuita action needs to be taken
Hasi mwana mai vacho vanga asipo but she is not young she is old enough to make her decision
Vanasekuru wepaai pemuti ava ma1
😢its so sad but from explanation yambuya n'anga avo mwana uyu vakamurombesa n Havana kufunga kuti ndozvichaitika, panoitwa mhiko yei pakurapa munhu, Zim is nolonger safe ngatingwarirei people
I salute you team you're taking us to another place, Thando, Chihera and Shumba munogona
Shem so sorry fmly😢
Siyabonga ❤
Amai mun'anga munonyepa mukusaidhira murume wenyu hamunzwewo moyo wekubereka here
Aaaaaaa pane nyaya zvavanga varikurapa zvacho vachiti vakazvionq pamwana zvakawandisa .sick,zvikwambo,kushaya mbereko,jeko nekurapwa kunzi unoda kupenga uuuummmm.😢 zvimwe vaifanirwa kuzivisa hama Vasari vatanga kupa mwana mishonga .
Zvinorwadza chaizvo
Mwana uyu atoo zombie atorasika memory
Iri kumbobva kupi zviri kuenda kupi nayi
Mshonga wakayipa
Deedzai sekuru kakakaka vauye kuzotonhodza mhepo yasimudzirwa mwana uyu. Musateerere zvekunyepa zvekuti akanzi aizopenga izvo.
Hakuna munhu anobatirwa dare pasina weropa rake . Pane chpkwadi chiri kutsikirirwa apa
Apa panoda sekuru Tasvu
Uuuuu mhiko finish tizai please 😢😢😢
Muendesei kwasekuru tasvu
Hie Soko and Chihera ❤ love you so much keep going good work gore rino rakuita kunge rotopera iro richangotanga nekuda kwe kuwanda kwe Nyaya dziri kuitika munyika yedu murikuita henyu
Siyabonga ❤
Chief idofo remunhu vanofanirwa kutorawo actionmhani
Ko mai maitendera kusiya skin tyt yemwana sey manje yatove dangerous ×10 zvimwe pepukai kusati kwachenA
Hurombwa hwanywnya munyika yedu. Amai ava vanosivana nemurume wavo. And chakavapa kushandira mwana uyu vabereki vake vasipo chii.
Mushonga wesick unofukurwa here,, business racho ravaida kuti ayite asingarari nemurume wake nderei. Vanhu musadaro mufunge.
Kungoti muporofita akuporofita muroad nazvo nazvo zvimwe zvinoda kufunga unoenda ndiwe kunotsvaga rubatsiro kwete kungoudzwa kuti une zvakari mmmm zvimwe tinozviparira tega masatanists ndiwo atozara Dai abatsirwa aitewo zvakanaka
Zvinhu zvacho azvinzwisisiki
Vaigomushandira sei Mai vake vasipo ipapo vakakonewa vanoziva zvavakaita mwana
Vanhu ava vakamuitira chitsotsi something is wrong vanoda kudzoserwa zvinhu zvavo
Deyi kuriku sly media tototi enda kwasekuru Shumba sekuru Tasvu sekuru Kanengo sekuru Achapola sekuru Bunzamukombe sekuru Chamunorwa sekuru Nyangatayani gogo Zhou
Chidzidzo, musangoti munhu vese vese vavasangana naye votozvitengesa.
Vakashabdisa mwana
Nothing is adding up panyaya iyi Mwari pindirai.
Drewmas ipayi samuronda basa kana mbuya vaya vakabatsira mukomana wekufambiwa nenyoka
Vanhu vanoroya veduwee...this is exactly situation yesister yangu and it's on and off hondo yacho yakaoma
We can help you shyllet please inbox
Shunba take us to another level
Ndimi makatotorera mwana uyo njere chete hakuna imwe siki kuchipatara imi
Mmmmh vanhu vave kutsvaga kwekurasirira zvinhu zvavo but why yave nguva yekuguma hre
Makamukonzeresa maifanera kuendanaye sehama kundobviswa mhepo idzodzo kwete kurasa mmmmmmm azviitwi
Very correct mwana akapinda ega mumatare akatanga kushandirwa next achiri kubikwa momubura morasa futi mushonga wekumurungisa panongobuda mbodza. It's like kutorera doctor munhu during operation asati asona dumbu, munhu wenyu anofa zuva iroro because matumbu anowira pasi
Waiting
Umfazi lo ole Rasta kalulanga ngoba uvikela indoda yakhe mababotshwe laba bantu finish
But varume Ava vakazvitireiko zvavakaita it's like kurasirira zvinhu zvavo
Kuchekereswa
@@salomechipfuwa5550 shuwa akaenda kunobatsirwa asati arasika kwacho .... Abvako kunobatsirwa ndokuzorasika njere .....hamuoniwo Kut hazvinzwisisike
Ko munhu anorombeserwei asingadi, it's scary now