Zvaburana yoweee Hondo Yega yega

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 24. 08. 2024
  • Hudba

Komentáře • 51

  • @King78-s70
    @King78-s70 Před měsícem +4

    Maida kuti aende naani, vasina kuenda ndovatengesi vakasimbisa gambakwe zvisizvo, kwakumuregerera, kwakumusiya oga muhondo

  • @paulmapiki9362
    @paulmapiki9362 Před měsícem +3

    Ko mhoswa ndeyeyi kana akaenda ari hwani, ko wakadiowo wakaendawo wega kuzambia kwacho nhaimi comrade, saka apa mhoswa yagambakwe ndeyi nhai comrade

  • @user-bd3uk1tm2i
    @user-bd3uk1tm2i Před měsícem +1

    Saka hondo iripapi ipapa..waakusemesao iwewe

  • @user-ii6zd7ep3p
    @user-ii6zd7ep3p Před měsícem +2

    Dambudziko renyu munonyanya kutenderera data mukuru wangu

  • @ishmaeltanyaradzwamanyerer8619

    Hapana ka 1chandanzwa chine msoro chawataura

  • @jenatrychihotaa6910
    @jenatrychihotaa6910 Před měsícem +3

    UKutaura chokwadi mutengesi uyo saka akanyararidza ne CIO waitaura chokwadi mwana waamai Gambakwe akataura pa platform pake kuti abishop takavapa 60 dollars

  • @NyashaMadamombe-c4p
    @NyashaMadamombe-c4p Před měsícem +3

    Iwe uri kuiteyi chekusunungura vana ve Zimbabwe?!!

  • @reginaphiri3487
    @reginaphiri3487 Před měsícem +1

    Bishop ngavazive zvekunamata

  • @jenatrychihotaa6910
    @jenatrychihotaa6910 Před měsícem +2

    Mukoma munoona and muneruzivo zvichabuda chete asi I think Gambakwe anevanhu vaakabhadharira vandotiziva

  • @user-ld7ip7hv8x
    @user-ld7ip7hv8x Před měsícem +1

    He was given money that guy.

  • @NyashaMadamombe-c4p
    @NyashaMadamombe-c4p Před měsícem +3

    Why imi ma self styled journalists muchi attack each other?!! We all have one enemy!!

  • @idah9855
    @idah9855 Před měsícem +2

    I agree with u Bro !

  • @user-di2ht8dw5g
    @user-di2ht8dw5g Před měsícem +2

    Haaa true

  • @EniahMukandi
    @EniahMukandi Před měsícem +1

    Hapana zvauri kutaurawo iwe .unomuvengerei gambakwe makutsvaga ma likes nagambakwe usina gambakwe hapana chaunotaura chingatiteterere .kuraiwo

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames Před měsícem +4

    Nyamakanga is fake and biggest lier in Zimbabwe, musa tsvage nyaya nekunyomba gambakwe imi murikuite zvinobatika

  • @tauraichikukwa2846
    @tauraichikukwa2846 Před měsícem +1

    Tozivasei kuti iwewe ndiwe wechokwadi uye tiratidzewo zvaurikuitira nyika zvinokupa musiyano na Ģambakwe kunze kwekungoshoropodza vanhu varikuita zvinooneka.haa uridako.

  • @user-gq6im1kc7u
    @user-gq6im1kc7u Před měsícem +1

    Wish we could all be brave like Gampakwe. All we do is criticize .at least he took a step to lead us but we failed him by not joining the protest. If we dont stand up zanu will rule for another 44 yrs

  • @tauraichikukwa2846
    @tauraichikukwa2846 Před měsícem +1

    Hapana kwatirikuenda senyika.hapana chatichaita chinobudirira. Kuma opposition parties hakuna unity.pama social media varikùshoropodzana nekuda kutsvaga ma views. Sure mungashore gambakwe arikumira mira achitoenda kunzvimbo dzacho.imi hapana kwatakaona muchienda kungoshora vamwe chete nekuda ma views. Haa Zim haina chakanaka chichabuda mairi tinevanhu vanehunhu hunenge uhu😢😢😢iwewe wacho tozivasei kuti iwewe ndiwe wechokwadi chaiye

  • @gilbertdzuda7447
    @gilbertdzuda7447 Před měsícem +5

    I do not understand you when you say - lets do away especially with GAMBAKWE - if you can check how brave that guy has been in trying to inform the nation of Zimbabwe --- When GAMBAKWE went to Zambia he informed everyone who wanted to be there & in his capacity GAMBAKWE went as a journalist not as a person who was protesting - I don't think GAMBAKWE was supposed to gather as much journalist to come to cover the event - he went and in an effort to cover the event - something happened which did not allowed him to do so - which I think does not warrant any accusations - besides GAMBAKWE -- how many of our Zimbabwean journalist made an effort to inform the nation about what was happening at Mulungushi ???

    • @djlenonbhemavalleysounds1853
      @djlenonbhemavalleysounds1853  Před měsícem

      😂😂ok

    • @Ma1chaiwo
      @Ma1chaiwo Před měsícem +1

      Gilbert please learn from today that Gambangwe is Zanu even oppha muchinguri she had to stand with him of which that is less to happen on a Zanu pf level

    • @gilbertdzuda7447
      @gilbertdzuda7447 Před měsícem +1

      I follow you the same way I follow GAMBAKWE - for you to claim that someone is ZANU pf - you need to explain how

    • @djlenonbhemavalleysounds1853
      @djlenonbhemavalleysounds1853  Před měsícem

      @@gilbertdzuda7447 I just said read between the lines

  • @masimbanakarapa1571
    @masimbanakarapa1571 Před měsícem +1

    Kana uchiti hausi against anyone iwe uchiti let's get rid of These guys ukutii mavakutinyangadza manje tsvagai mafolowers ,vakanaka kwete kutiitisa

  • @user-di2ht8dw5g
    @user-di2ht8dw5g Před měsícem +2

    Gambakwe muCIO

    • @TrymoreJames
      @TrymoreJames Před měsícem

      @@user-di2ht8dw5g Imi musiri MA CIO murikutiitirei?

  • @clifordgumbo7289
    @clifordgumbo7289 Před měsícem +1

    Kungoda kuti vanhu vakuteerera hako complicating the whole processes. Kana hove ine nzara inodya unoda kuti adii. Merry go round ndiyo yaurikuita. Misleading people

  • @user-ld7ip7hv8x
    @user-ld7ip7hv8x Před měsícem +1

    He has babble standards

  • @SantaPictor
    @SantaPictor Před měsícem +2

    Gabangwe Nyamakanga vakafanana nashabangu vatengesi

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 Před měsícem +2

    True vatengesi chaivo

  • @famousdrags7402
    @famousdrags7402 Před měsícem +1

    Your point?

  • @chriszanovuyondebele1985
    @chriszanovuyondebele1985 Před měsícem +2

    I don't agree with u. That guy is doing his best it may be different from others but he's doing something. United we stand n divided is disintegration

  • @fmziya
    @fmziya Před měsícem +1

    Uri fake iwe.

  • @TrymoreJames
    @TrymoreJames Před měsícem +2

    Gambakwe is much better than you ,because gambakwe doesn't have time to talk about small boys.