Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mufana anogona zvekuti❤
❤😂 🍺🔥🔥🔥🔥🙌🥳 exclusive I miss home Dai zvisina kuwona ,home is the best 🙏
Mupei basa uyo ndini ndadaro.
They have to stop doing this.....pese pese vanenge vachingoti toenda naye kuchitungwiza.They did that kwaChivi kuHuruyadzo vanhu vakatamba ivava.Hatina kuzovaona isu.Musatamba nemahutsi
Saka akazopida basa here Anymore
Zvinokudzwa well come bro
Haaa kariba magetsi baba dhabuka chairo akazoomesera mukomana haaa kariba usazodaro wangu.❤❤
Anogonzi atambe nevavo iye achivakunda why
Jonas akatanga kupinza vanhu basa riini mupanduki uyo
Rhythm iyoooo🔥🔥🔥
Sense of belonging is there 💚🎤
Ava baba ngavarege kushandisisa munhu so... Mufesi anogona uyu
Pana kariba vakamuomesera
The interview was hard but this guy deserves a Job in Orchestra.............................
The hardest interview ever
Power
Majusu une kakuganza nedzungu so. Kuzviita deputy Macheso
😂😂😂
Haunyepi
Akapiwa shamhu inemunyu
Mupeyibasa uyoo
Pa 5.40 kkk wapanzwa sei mudhara
Mabasa hakuna shuwa kuZim
Kedha uyo wave rekutamba dololo
Ko amai vakudedzera Kuti kudiiko muchaungq umo😂😂😂😂
Mupeyi basa uyo anopedza masports
What an interview.
Muzosozvinyanya pinzai munhu basa
Boe zvkt mfana uyoo ❤❤
Zvemuface uyo macomment ese ataurwa, haa wire dzirikurira idzo bhoo here amana
Riba riba
Anogonesa that guy
Givhutooo😂
basa muZimba ma1
Zvekumama izvo
Kana usina zita rachi nyasarandi kwaMacheso hauwani basa. 😂😂😂😂
Anotamba kudarika majuice
800% true kusvika hameno
Jonasie wakundwa
Anopedza
Kkkkkkkkk haatoseki akuda zvebasa
Hanakana chakagona
Majuce anotokundwa
Ngaasiyane nekuteedzera Kariba ...Kariba is the best in Africa
Musadaro time
Jonasi haatambe chinhu ivhavhu chete
Hamusati mamuona zvenyu anotamba heavy. Kungoti uko ndi chanter chete but can dance@@tendaimichaelsakarombe6100
It tiitirei mushed munhu wese aperformer kwaMacheso anotopinda Basa here because kawanda muchidaro
Zvakutobhowa they're doing it to get our attention. Every day apinzwa basa hee apinzwa basa vakutosvika 20 vanhu vavasasa kudaro
Do you Maikoro akapinzwa basa ..akazotanga kuuya pastage after 7months....so uyo anotanga Ave necombination nevamwe ozouya pastage
Hapana apo kwakatozara uko
Sry
Hakuna interview yakadaro that guy anototamba kudarika vamwe vatirikuona pastage apo
Majusu haadi anomukunda mberi kwake he feel offended kuda kumira pana Macheso wega
Chibaba ❤❤❤❤❤❤ anogona
Chali Chembe mutambiro wake hauite Macheso ngaatsvage replacement. Chali Chembe aite zvemagitare
He is the long serving band member, so he won't be replaced
Maikoro na Poto haaaa makaoma
pa 5.40m hapeno zvataugwa nevamwe sis
Hanzi anokurovai kumu e e kkkkkkk
😂😂😂😂 haya
😂😂😂😂
Hakuna intaview yakadaro mukoma a ngaapinde basa hake
Muchapedzisira Mati ridza madhawu shit man
Is that an interview?
Kkkkkk guys teerai ma comments ese eshona mobaya pakanzi translate😅😅😅😅
🤣🤣🤣 ndakatombosekawo
Shona inonetsa