Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Ko imbondipaiwo sando dzangu guys kkkkk Dan
Uyu anoda kunzi Leenaldo❤❤❤ the guy is a dribbling wizard😂😂😂
"Zva padhuze but not now." Kkkkkkk
Dinnie is also really good, well-done guys
Hanzi dakutenga ma minutes 😂😂😂😂 aaaah
Lee atiza hanzi ndikunotenga mamnts
Major ❤❤❤ Chidoko makuenda mberi baba ngavatyaire tiende 🎉 that's a good 1 , Driving school with efficiency. M a testimony
Guys you’re rising above the normal 😂😂🎉
Thanx tonde
Dan akafanana naComic pastor 😂
ini zvangu zvadanny handingazvigone angouya pedyo kudai chatochaya hukama hwagulezi nabamunini hunosimba chete kana vachinetsana UK yauya 🔥
Vakomana vapera here nhai Nyari mwanangu
Nyarie unoziva zvinhu zvako😊
You bring laughter to us guys ❤❤❤😂😂😂😂😂😂
Mkoma Dan kutoita serious musadero munokuvadza mbabvu dzangu
Dannie chibaba mhani! But ndikuda kudeedza Tinashe Mugabe timboita DNA test Dannie naMarvelous Nakamba nekuti haaa maTwins chaiwo
Nyarie my favorite
Dunie ibenzi
''Ndakamirira Lee''''Anogara pano here'' kkkkkkkk
Nyarie zvanzi umbomira kani usafose relationship😂😂😂😂
Lee replaces John Banda 😂😂😂
Ndakumirira mhamha vauye 😅😂😂😂
Major driving school tiri kuuyako nice guys munogona ❤❤
Kkkkkk Lee ma1 hanzi nyaya yekubvisa nhumbu andina kumuudza
Ndakamirira lee😂😂
Lol lol lol lol hmmmm unenge wamuda mukomana
Nhai Dannie kubva wadaro here kkkkkkk
Haaaa Lee mwari ave newe 😂
Lee dzoka😂😂
This guy ane ratsa he was my class mate form 1 to 4 😂😂 luwis
Iiiiiii Nyari usanyengerera love zvekudaro hona zvavari kukuita unowana mumwe anokuda wakanaka inga wani😂
Vapfanha vainyengererwa soo nababy ndovainge vane nissan sunny kumba kwavo manje.. vamwe vese maipera kurambwa mababy achitorwa nemunhu one
1000th like🔥🔥🔥🔥
Lee ma 1
Lee akupinza busy Nyarie😂😂😂😂😂😂😂😂
My favorite people love you guys ❤❤❤
Well done Nyarie you rockkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣 kana apasa ndopatodzokerana ....😅
Guyz LEE anogona haaa 😂😂😂😂😂
Dannie ari muchiki😂😂😂
Kkk thnx
NYARI IS BEST
Ndiri team nyarie
Mr Dinnie muri kugona
Danie usadaro chimoko changu please,
You guys are the best
CHazokuudza kana ndafunga kkkk
Kkkkkkk lee chibaba
00:29 kunotsvaga airtime😂😂😂
Wangu kah 😂
Leah vavqtorova pasi kare😂😂
Lee anonyapa😂😂😂
Haaa lee chibaba 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Zvapadhuze
Hoyoo🔥🔥🔥leee ma1 😂😂😂
Nyarii ane ma1
😂😂😂😂😂lee ma1
Bamunini lee vapinda
Nyarie dress rako unorida
Ndozvinoreva kuti nderangu😍
Bamunini motopasa😂
Ko vema minutes havana kuzobudikira kkkkkk
Nyarie Nyarie sorry kani kkkkkk
Kkkkkkkkkkk 😂❤❤
Lee hausi bhoo
😂 namata mwari wako
😅😅😅😅
Chicouple ichi manyama
Leigh indururani
major iri legit for real.
Hembe dza lee ndodzida mnj 😂😂😂
Plz fix the placement of your microphones 😊
😂😂😂😂😂
😂😂😭😭
Lee
😂😂😂😂
Lee kkkk
Kkkkk
Type yaDani uuhm pakaipa
kkkkkkkk
Gudo robvondorana nemaporofita feya feya pamasowe part 1 czcams.com/video/FVR2y2cocos/video.html
Lee ka
Chimbotipa number dzeEcocash we need to appreciate
Thank you so much0777857936
Lee is emotionally & psychologically abusive 😂😂😂😂😂. Abva atiza hake

''Ndakamirira Lee''
''Anogara pano here'' kkkkkkkk

Thank you so much
0777857936
Lee is emotionally & psychologically abusive 😂😂😂😂😂. Abva atiza hake
😂😂😂😂😂