Video není dostupné.
Omlouváme se.

Chabodo na Matutsa vave kushandisa Mushonga " part 4

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 05. 2023

Komentáře • 930

  • @Karanganda
    @Karanganda  Před rokem +33

    czcams.com/video/plgXxSOdjes/video.html imwewo nyaya yakada kufanana neyaana Chabodo na Matutsa yaitikazve ku Arda Transal .Click the Link

    • @christerbelchemhere6904
      @christerbelchemhere6904 Před rokem +2

      Thanks neinfo baba Taps

    • @Ishmael4513
      @Ishmael4513 Před rokem +9

      Baba Taps ndipeiwo number dzenyu ndoda kubatsira Matutsa

    • @luciatafadzwaharipo4754
      @luciatafadzwaharipo4754 Před rokem +1

      Itai vanhu vabatsire Matutsa pliz nguva isati yapera angafe nestress yadai kumupedza

    • @damview3628
      @damview3628 Před rokem +5

      Baba Taps can you attend to my request musati matanga dzimwe nhau. Nyaya idzi dzamuno unza tinodzidza, kunakidzwa and tino siririswa. Now chiitai kuti vanhu vanoda kubatsira paite mukana. Vanhu vakabatsirika then basa renyu rine chirevo.

    • @christinahmuchena3947
      @christinahmuchena3947 Před rokem

      Thanks for info

  • @mrschipsy6700
    @mrschipsy6700 Před rokem +37

    Matutsa has regret written all over his face. He is very remorseful of whatever he did, and is even making effort pasession yega yega yepadare... i think he is very sorry for whatever he did

  • @luciatafadzwaharipo4754
    @luciatafadzwaharipo4754 Před rokem +41

    Open Matutsa fund mumubatsire pliz apfidza varume kutsva kwendebvu munodzimurana 😂😂

  • @damview3628
    @damview3628 Před rokem +75

    Baba Taps can you make arrangements Matusa ndimupe piece work abatsirike. If i got it right anovaka is that so.

  • @milcachingonzo9414
    @milcachingonzo9414 Před rokem +65

    No one is perfect headman....appreciate Matutsa's effort

  • @rumbidzaiprimrosechigodo2417

    This is really sad inga arikuzamawo wani, tipeiwo contact yaMatutsa please baTaps tivape basa

    • @ngonimuchada9631
      @ngonimuchada9631 Před rokem +2

      True, all those who feel his pain and remorse. Just share his number, vanoda vabatsire.

  • @abigailkanjanda8371
    @abigailkanjanda8371 Před rokem +86

    Chando charova Sei chapfekedza chief bike gorovhosi 😂

  • @kudzaiczenda1884
    @kudzaiczenda1884 Před rokem +26

    Headman matongero enyu ndeehutsinye musaite kunge muri mwari hapana munhu asingatadze nxa 😢

    • @florencenavhaya6465
      @florencenavhaya6465 Před rokem +1

      Hapana utsinye.aimbozviitireyi

    • @kudzaiczenda1884
      @kudzaiczenda1884 Před rokem +4

      @@florencenavhaya6465 Asika asingatadze ndiyani pasi pano ko kuzotonga kunge zvinonzi ivo vakarurama ndokudii & Havana kubata chibharo vakawirirana coz mukadzi uyo haapenge asi kuti haana kudzidza chete dai aive benzi haaigona kutsanangura the way yaanoita hakuna benzi rine memory iri sharp like yekapfambi ikaka.

    • @drmaxxonlineschool
      @drmaxxonlineschool Před rokem +2

      Kana vasina hutsinye ngavangosiye nyaya kupolice.

    • @maureenTawonezvi-jy2ih
      @maureenTawonezvi-jy2ih Před rokem

      Hapana hutsinye apa

  • @florencechirombo1536
    @florencechirombo1536 Před rokem +16

    Headman zvivai kuti upenyu hwakaoma. Matutsa ari kutsvaga mari nepaogona napo. Kuwana $20 paruzevha is not a joke. Please appreciate his effort.

  • @dianah_masvikeni
    @dianah_masvikeni Před rokem +16

    huh 20 usd kumusha kutori kudhara 900 inobvepi😭😭😭ini ndinoto shanda asi 900 handiizivi colour yayo😊

  • @johnmafunda-us2zv
    @johnmafunda-us2zv Před rokem +26

    Vanhu we kwachigodora please help matutsa uyo, mutengereiwo zvaanotengesa awane Mari yekuunza kudare

  • @wallaschikwengo3378
    @wallaschikwengo3378 Před rokem +23

    Asi kana munhu auyawo nemari shoma ngainyorwe pasi.

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Před rokem +93

    My heart bled 🩸 when he said ndauya nemari and the money is only $20 😢no mhani I want to help Matutsa. I mean it

  • @devotedgombakomba1903
    @devotedgombakomba1903 Před rokem +26

    This is more criminal than anything,Headman must take this issue to court otherwise its going to get out of hand

  • @petronellanyashasahumani1839

    Mambo mutongo venyu it's too much,madii kudzikisa anoivapi iye ainewo mhuri,noone perfect anhu oye,mavaomesera,Matutsa adzikira chaizvo,varume itai nyaya yacho iende zvavo kumapurisa zvopera hazvo nokt Mari yacho iii ma1

  • @mahwe-nt2de
    @mahwe-nt2de Před rokem +11

    This case might coz depression on the accused kutozoona munhu azvisungirira, ,,matutsa akapara mhosva asi he is a soft hearted man pressure ikanyanya anogona kuzozvisungirira uyu munhu

  • @mahwe-nt2de
    @mahwe-nt2de Před rokem +24

    Matutsa is a humble man,,,,l like the way he is being honestly regretting his actions he is truly showing that he is sorry by all means he is bringing some money l feel sorry for the guy ,,,😯😯😯

  • @esnathkamushinda7309
    @esnathkamushinda7309 Před rokem +10

    Matutsa anokwanisa ngaandipewo phone number yake ndombotryawo nepandiinapo

  • @Nkomazi
    @Nkomazi Před rokem +41

    For me it's the gloves aHeadman 🤣🤣🤣
    Motorbike gloves padare 🤣

  • @honestrufu5354
    @honestrufu5354 Před rokem +8

    Matutsa anovaka handiti ndimupe basa hangu abatsirike

    • @samanthakane9986
      @samanthakane9986 Před rokem

      Ozokukwirira mukadzi idzoke pano ne Tsitsi dzako to update us🤣

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 Před rokem

      @Samantha wangu ndakaisa password anonamira

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 Před rokem

      @Samantha wangu ndakaisa password anonamira, remember vakawirirana akabhadhara nemavegetables. Besides ane murume anodya botawo

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 Před rokem

      @Samantha wangu ndakaisa password anonamira, remember vakawirirana akabhadhara nemavegetables. Besides ane murume anodya botawo

  • @tatendazoromera5930
    @tatendazoromera5930 Před rokem +8

    Dare harifaniri kuva light panyaya dzakaita seidzi, well done mambo.

    • @danielmhari9179
      @danielmhari9179 Před rokem

      Mambo iyi nyaya aikonewa matongero ake akutonga nedemo kumapirisa kwaitange nani coz haasi rape case iyi

    • @tatendazoromera5930
      @tatendazoromera5930 Před rokem

      @@danielmhari9179 haangatadzi kutonga ne demo, haungarari nemurwere wepfungwa unprotected sex iwe uri muchirongwa. Worse mukadzi wemunhu. Noo! ☹️

  • @collengorogodi5736
    @collengorogodi5736 Před rokem +18

    Headman please musaomesera munhu nyika yedu yakaoma dai matambirawo zvinenge zvauya nemunhu

    • @dadiraimukandi5556
      @dadiraimukandi5556 Před rokem

      🤣🤣 plus mukadzi uyo uri kuda zvaMatutsa Sabhuku ndivo vari kutomurambidza havo zverudo izvi zvonetsa ngavamurege aende kumunhu aanoda vakahwanana vanhu ava panonetsa apa

    • @lordsharemusengi3109
      @lordsharemusengi3109 Před rokem

      Hazvina kuitirwa hama yako chete haunganzwisise

    • @beautymatowe1300
      @beautymatowe1300 Před rokem

      Ndokuti anhu afunde kuti vasaraper anhu

  • @isaacmtetwa8174
    @isaacmtetwa8174 Před rokem +27

    Matutsa is trying very hard to pay, headman must understand kuti nyika yakaoma iyi mari hakuna, tambirai zvavauya nazvo

  • @eginetruzengwe1450
    @eginetruzengwe1450 Před rokem +11

    Nyaya dai yangoiswa hayo kumapurisa

  • @zaydenmarimo8224
    @zaydenmarimo8224 Před rokem +12

    Mambo kwanayi imi matutsa akuzama

  • @kudakwashenobertmakwiyana2051

    Matutsa has lost a lot of weight, he is depressed. I am afraid the way the keep making things difficult for him that may result in a case of su*cide. Inga he is remorseful wani, why are they making life too difficult for him, they fined him and while he is still struggling to pay vakuenda nesame case kumapurisa, ko munhu anotongwa kanganiko for mhosva imwe chete. Headman ngavapaone ipapo munhu anofa uyo

    • @webstermugadza5709
      @webstermugadza5709 Před rokem +2

      tuma headman utwo i basa chaairo

    • @josephmusara9163
      @josephmusara9163 Před rokem +4

      Taura hako Kuda...mutongi uyu haaa ngaasadaro. Dai akaendesa nyaya kuMapurisa from the onset.

    • @blessingkumona-tz3tb
      @blessingkumona-tz3tb Před rokem +1

      Yeah shuwa he is complicating things unnecessarily he admitted his wrong. He is very stressed I wish him the best. We are all sinners and in need of forgiveness and pardon

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 Před rokem +3

      I want to help Matutsa he looks so depressed. This is not good at all. Baba Taps I want to talk na Matutsa please. Mhosva aka para Uye ari remorseful asi mabatirwo ai kuitwa nyaya Uye kushishidzirwa ayiwa it’s too much

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Před rokem +1

      I can feel the pain the guy is depressed

  • @josephmusara9163
    @josephmusara9163 Před rokem +10

    There is no need for people to continue coming kudare apa. The offender ndiye anouya nemari yaawana and kana yaungana Headman ngaadane avo vana nyakutadzirwa vouya (1 person) kuzotora mari. Kwete zvekuti 6 people always kudare kwete coz nyaya yakatongwa kare.

  • @investzimglobalconsultancy9543

    Lets remember to be respectful to Persons With Disabilities, call a Person with Mental Disabilities Benzi is not a good thing

  • @missmadas203
    @missmadas203 Před rokem +16

    Saka ma gloves ndeei Sabhuku That indecisive behaviour says it all that the lady is mentally challenged. Matongero aSabhuku uyu handifunge kuti MENTAL HEALTH ACT anombouziva zvake. This is how vulnerable the mentally ill are munyika yedu. It's pathetic. These men are criminals that should be behind bars by now, given all the evidence and confessions. Sabhuku is interested in nothing but MARI CHETE

    • @pameladitima1341
      @pameladitima1341 Před rokem +1

      Mmmm zvakusiririsa no one is perfect in this world kungoti ava vakabatwa chete .kutonga ndekwa mwari this man matutsa need help agumirwa arikuzama asi zvakaoma mari haana veduwee

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Před rokem +30

    Matutsa is not in good health. I feel for him and his family. Mhosva akapara hake but the manner the court case is being handled is very wrong.😢😢😢😢

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Před rokem +1

      Very true👏👏👏
      Mambo havasi kuonawo effort yaari kuisa here. Hongu akapara hake mhosva asi ndazoona mumwe munhu afunga kuzviuraya ipapa

    • @maedzamakoni8461
      @maedzamakoni8461 Před rokem

      Mambo wakunyanya kudzvinyiririra Matitss

    • @priscakurira1709
      @priscakurira1709 Před rokem

      Akabatirei mkadzi vemunhu vaanoziva haaa ngaakohwe zvaakarima kubatirwa mkadzi is a no joke zvinorwadza

    • @rangamazikana3413
      @rangamazikana3413 Před rokem

      ​@@priscakurira1709 😅

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před rokem +14

    Haaa. Murume apera uyu. Handizvo zvaainge akaita mazuva okutanga.

    • @rosez347
      @rosez347 Před rokem

      Chero muridzi wemukadzi adzikira nemukadzi wacho adzikira futi aisada zvipere namathusa atoita stress arikuda mathusa too bad

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Před rokem

      @@rosez347 kkkkkkk

  • @Spo7017
    @Spo7017 Před rokem +22

    Thanks baTaps nekudzifambira kusvika kumapena. Mambo zivai kut hupenyu hwakaoma ,mari haisi kuwanikwa ,arikuzama wani kutsvaga mari. Ngachive chidzidzo kuvarume vasingagoni kuvhara mazip avo ,kusiya mudzimai kumba

  • @moreblessing7653
    @moreblessing7653 Před rokem +15

    😢😢😢😢😢 zvave kuchemedza izvi kungendiye ega atanga kutadza iiiiiii zvakaoma

  • @rosemarynyakatsapa6540
    @rosemarynyakatsapa6540 Před rokem +8

    Isvai waenda hako kunozvisungisa Matutsa wee, upike jere zvipere, unoshanda 20 yrs uchiripa bonde, ehe vakatadza asi ummm mutongo wacho Headman makuzvinyanya

  • @trach4757
    @trach4757 Před rokem +4

    This man did not refuse nyaya yaakapara. Dare ngariite mushe, this man is trying his best. Zim yakaoma, where do they expect him to get that amount...
    Chero mateacher nemasoja havawani more than $150.00 pamwedzi.. let alone this man asingashandi.

    • @samanthakane9986
      @samanthakane9986 Před rokem

      You must have missed the first episode because he did in fact deny he ever slept with mukadzi wemunhu

  • @selinamkandatsama8362
    @selinamkandatsama8362 Před rokem +2

    Ini i feel fr matutsa, hangu mhepo dzakamusimukira bt he is so humble kt akatadza and arikuzama kuti aripe

  • @augustinekanyandura3082
    @augustinekanyandura3082 Před rokem +5

    Mmmmm Dare rechirungu ririnani rinoita zvinhu richishandisa dzidzo

  • @lindamutyambizi955
    @lindamutyambizi955 Před rokem +19

    Nyaya iyi ine makuva mukati. This gentleman is stressed mari hapana zvinhu zvakaoma, of course vakakanganisa asi pakaipa

    • @kudakwashenobertmakwiyana2051
      @kudakwashenobertmakwiyana2051 Před rokem +10

      I am afraid he may end up doing the unthinkable, coz the stress for him is too much

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 Před rokem +13

      I wish I have that man's ( ane sky blue shirt) phone number ndaimutumira zvangu £mari bhadhara. He is so streesed he lost weight depression chaiyo. He has changed a lot since I first saw him nenyaya iyi. Hope hapana anopindwa nemweya vekuzviuraya. May God help him through all this

    • @preveladgepreveladge1194
      @preveladgepreveladge1194 Před rokem

      @@tektekchihera8466baba taps vanouya taura navo

    • @Spo7017
      @Spo7017 Před rokem +1

      @@tektekchihera8466 piwai nababa Taps

    • @RaviroPshairo
      @RaviroPshairo Před rokem +1

      Iiiii haaa vazomunyanyirowo imhosva hayooo ASI iiiii vanyanyisa zvinhu zvakaoma veduwee

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +26

    Does Chabodo know that it's a crime to sleep with someone while infected and knowingly

    • @tatendamutepfa1125
      @tatendamutepfa1125 Před rokem

      It's no longer a crime in Zimbabwe

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 Před rokem +1

      @@tatendamutepfa1125 so you can go around infecting people willingly without any consequences. Wow

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Před rokem

      @@tatendamutepfa1125 a man's disease that's why

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 Před rokem +1

      ​@@juliaherbet2063 Munhu wese anekodzero yekutanga waziva status before bonde nemunhu, isarudzo yako mumhu.

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 Před rokem +1

      Asi Mambo vasadaro. Vangani muZim varikubata 200US varikumusha.

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Před rokem +14

    I feel for matutsa 😢

  • @tracykwenda3003
    @tracykwenda3003 Před rokem +8

    Matutsa naChabodo vakaramba vachinetsa Ruru, batai Ruru murove nxtime anotiza chivi

  • @mitchellmashaire734
    @mitchellmashaire734 Před rokem +10

    Kubva part 3 ndikatarisa matutsa misodzi yangu inobva yabuda kumunzwira pain akatadza hake asi sekuona kwangu he learned a lesson kare hachazvipamhi

    • @Spo7017
      @Spo7017 Před rokem +1

      Kkkk even wake mukadzi anenge achatadza kuita rudo naye 🤣🤣

    • @Tinto4490
      @Tinto4490 Před rokem +1

      True Ari kuona kutadza kwake kushaya Mari ndaimupa hangu

    • @sharonkwadiwa4459
      @sharonkwadiwa4459 Před rokem +1

      ngavharirwe imhondi aikwirirei mukadzi uyo murwere and waitomuzadza chirwere varume awa ngawaripe uye wasungwe

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před rokem +5

    Iwe baba iwewe rega nhema mhani mishonga yekupiko sies mhani woda kumamiswa .unoroiwa une chiii iweww siyana nevarume ava

    • @lesliemuketiwa6852
      @lesliemuketiwa6852 Před rokem

      Nhay zvako iwe , anogara ane tunyaya tusina basa. Ngaaite mushe

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Před rokem +3

    Heardman karume kasingaziwe kutonga kanoba mari dzevanhu..nyika onayi zvekuita nekarume akaa

    • @tawanda7257
      @tawanda7257 Před rokem

      KaMaase naai ako zvakanoti zvigrovhosi zvemudhudhudhu

    • @emilybuluma8649
      @emilybuluma8649 Před rokem

      @@tawanda7257 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣karume kanondipa hasha ikaka

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Před rokem +9

    Headman Chigodora hamudaidze munhu kuti benzi please gadzirisai mumuromo menyu uye hapana zve munhu anorohwa

  • @tinomutenda7658
    @tinomutenda7658 Před rokem +20

    Matutsa dzaonda dzodemba kuti chandakaimerera hangu

  • @tatendakadiki5828
    @tatendakadiki5828 Před rokem +8

    Mambo vane rudo nemari mukazogara

    • @admirebhasera4434
      @admirebhasera4434 Před rokem

      Mukuda kuti avaendese kujera here nhai zviri nane ade Mari achi sevha hupenyu hwemhuri dzavo ko vakaenda kujeri vana vanoita sei ?

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Před rokem +1

    Chabodo sentenced to 20 years, Matutsa sentenced to 17years. Pakaipa. Evil begets long prison sentences. Well done judicial services . Mambo Chigodora kosimbiswa

  • @isaacpinielo
    @isaacpinielo Před rokem +4

    Can someone give me contacts of the secretary. I have a very important message for her.

  • @vimbimack8136
    @vimbimack8136 Před rokem +7

    This is to send a msg to all sex offenders. They disrespect murume waRutendo. Why a people feeling sorry for them. Chabodo knowingly he is HIV positive. Kusiri kuuraya ndekupi? Changamire rambai makatsika.

    • @samanthakane9986
      @samanthakane9986 Před rokem +3

      Ma Zimbabweans always feel sorry for men. I’ve noticed even in cases where the men need to be punished. Had these two been women we would be hearing a different story vachinzi mahure ngavarohwe etc.

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 Před rokem +16

    But Headman must know that to disclose someone's health status is a serious offence

  • @respectmdududu1241
    @respectmdududu1241 Před rokem +1

    Matusa vakumuita chibhora Chavo,akabhadhara kwasabhuku now headman vakuti bhadhara futy,vanoda kuitirwa hundururani saChabodo because ukavateerera vanokuita zvavanoda

  • @irenej5701
    @irenej5701 Před rokem +16

    Baba Taps look after Matusa i wont be surpisedif he takes his own life. he looks Soooo stressed

    • @angelinemapfunde2462
      @angelinemapfunde2462 Před rokem

      Ndakazvifungawo right from day 1 ,l still remember achiti ndakazodaro nekuti Mai vekwangu varibkuramba

    • @moleenmureyani6620
      @moleenmureyani6620 Před rokem +1

      Ndozvazvinoita ukatadza kuvhara zip

    • @yeumakwindi1528
      @yeumakwindi1528 Před rokem

      Very true achazviuraya uyu zvikaramba zvakadai

  • @omvautobodyrightoffrebuldc8731

    Veduwe 3deconds ye pleasure yakuparira Matutsa akunzwisa tsitsi

  • @chriszitaguru.the1big-name

    Chabodo and Matutsa representing our Manicaland Province with a Distinction

  • @user-kn1ze1ft8n
    @user-kn1ze1ft8n Před rokem +1

    Iwe urikutonga nyaya yachibodo iyi gore rauchaitawo mhosva haupabudi iwe kuomesera vangu zvakadai hauna moyo apa urimurumewo

  • @allan_tk
    @allan_tk Před rokem +4

    Haisi mari here 20 dollars usadaro headman ska akauya ne 150 inoenda kutransport futi here

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 Před rokem +3

    Matutsa’s only regret is he got caught and he might have possibly infected himself. He’s not sorry akanyenga mukadzi wemunhu. Hurai mufe.
    Iye mukadzi uyu you can tell anepfungwa dze pwere unoda kuenda kumba kwa Matutsa kundoitei?

  • @jessymazuru8461
    @jessymazuru8461 Před rokem +4

    Matutsa akundirwadza manje...pamwe pese apa ndandiri right,but ndakutanga kupindwa nechando,this mambo akunyanya kumuomesera ,plus akupera muviri😢akundisiririsa manje

    • @kudzielsey6300
      @kudzielsey6300 Před rokem

      Kurara nemunhu ari mentally disabled zvavakaita izvi, its rape,,,, so rape is rape, dare ra headman ritori nani than nyaya iyi ikazoenda kupolice, inenge itor srs kudarika izvozvo

  • @charitymakurmo3419
    @charitymakurmo3419 Před rokem +2

    it's better kuenda ku Court than those greedy headman nxaa wish to help Matutsa n gupito family

  • @phoebemavhiza-kf4cj
    @phoebemavhiza-kf4cj Před rokem +1

    Ndoda number dzachigodora ndimudze chokwadi akuonererwa nekubuda patv baba taps musasaendako

  • @ruvimbomadhawu1660
    @ruvimbomadhawu1660 Před rokem +5

    Matutsa ndiye anemabhikiti mahombe here itombuyawo kwangu😂😂

  • @margarethmaroso3150
    @margarethmaroso3150 Před rokem +4

    Matutsa dai awana help mufunge because Uuuu zvazomuomera

  • @barbaramungofa5900
    @barbaramungofa5900 Před rokem

    Mambo vanobvisirei muripo wedzimwe mhosva zvisinei neyacho yaakachajwa. Vaakuzvinyanya sevakatengwa ah

  • @tanakalorraine3749
    @tanakalorraine3749 Před rokem +1

    Iwe headman Uri muroyi pfutseki unorwadzisa hupenyu hwakawoma kuzim why cant you take him to the police kujaira kudya zvema rema dayi uri Mwari amheno

  • @claratayisi885
    @claratayisi885 Před rokem +5

    Matutsa wadzidza lesson chokwadi ka zvakaoma

  • @drmaxxonlineschool
    @drmaxxonlineschool Před rokem +4

    Where is Chabodo???

  • @Memorifoodwithlove123

    Iwe gopito nyarara wakarambawobmukadzi wani haiwawo.
    AZamba you are too nice.

  • @PatienceMutambara-ru6uq
    @PatienceMutambara-ru6uq Před rokem +2

    Zvinonzwisa tsitsi ,Matutsa aonda mujolo wakaoma 🤣

  • @BeavenMukwenhe
    @BeavenMukwenhe Před rokem +5

    aGopito arume anovhiye mbudzi padare. He's too off the limits

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508 Před rokem +4

    Iyeye Ruru wacho hunzenza hwake aparira vanhu shame

    • @brendamahamba7416
      @brendamahamba7416 Před rokem

      Mboro haina benzi chiro chagara chinonaka Ruru usateerere mboro kunge Fon call ikangorutsa chete unopuwa ma shallots onion's aunobikisa 2 days chete

  • @nyashapmusimanga1096
    @nyashapmusimanga1096 Před rokem

    Haaa mushonga kudiiiko imi baba imi munogwarawo njere ...vanokushandirai ndovanokunyeperai

  • @memory4297
    @memory4297 Před rokem

    Pliz people of God tongai nyaya muchiziva kti there is no one prfect , ko iye mudzimai aidarireiwo aizvidawo,kna vasina marie vasiyei the final mutongi ndimwari vanoranga vega

  • @lindawakatama1457
    @lindawakatama1457 Před rokem +3

    Haaaaa Rutendo anorwara for sure zvinosiririsa

  • @faraimagwa
    @faraimagwa Před rokem +9

    It's the Headman for me 😂😂😂

  • @simbarashemasocha1279

    HAA YELLOW BONE LADY AVO PASIDE PAHEADMAN , VAKAWANIKWA HERE ,,,,,,,asking for a friend

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 Před rokem

    Sungisai Chabodo ndiye nhinhi, uyu Matusa ari kuedza zvinhu zvakaoma izvi , itai go fund ya Matusa zvave kunzwisa tsitsi izvi cz hapana asingatadze.

  • @evanschuma
    @evanschuma Před rokem +19

    The yellow bone admin Jah Lady is 🔥🔥🔥.

  • @angiemajekwana8475
    @angiemajekwana8475 Před rokem +6

    Ndakataura at first kuti nyaya iri pamukadzi uyo

  • @angelinaballerina5203

    Mambo tongayi varume ava vakajairira murume uyo kurara nemukadzi wake mumba make. Ngaazviuraye Matutsa haana basa uyo nxii. Mvana dzizere uko akatadza kunotsvetsva ikoko.

  • @samanthamuzvuzvu3364
    @samanthamuzvuzvu3364 Před rokem

    Headman muzukuru wasatan mune utsinye Matutsa ari kuzama wani munoda kumuuraya nebp bvaapo Mwari wariko

  • @beautymatowe1300
    @beautymatowe1300 Před rokem +3

    Pamberi naHeadman kugadzirisa mabenzi hapana anozvipamha futi munharaunda 😅😅😅

  • @user-bd8jx5iu1z
    @user-bd8jx5iu1z Před rokem +3

    Maita chef ngaadzime mkadzi uyu ihure rechipedzi ❤❤ thanks chief

  • @user-vx1oe6ee8w
    @user-vx1oe6ee8w Před rokem +1

    Haa it's a lesson kuvarume vasingagoni kuvhara zip 😮😮😮😊

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 Před rokem

    Unorwara fungwa but panepaanozviitisa knowing pple will be on her side. Unopota achida mboma uyo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před rokem +3

    Mukoma Chenge musasvora mari inenge yauya arikuzamawo murume uyu plz mukoma .musaomesera varume ava nekuda kwe hure iri ririkuziya zvaririkuita.vakutororerwa mwana nevarume vatatu not fair at all.even ku police havasungwi varume ava constitution court.

  • @attiechiripasi7879
    @attiechiripasi7879 Před rokem +3

    Im ready to help Matutsa nepandiinapo zvangu ...hmmm zvave kusiririsa😢

  • @aldrinvushe9916
    @aldrinvushe9916 Před rokem

    Munzvimbo machief ava mungori nema drama always kubva ndaka follower Karanganda kungosangana nezvinyaya nyaya munzvimbo iyi

  • @phoebemavhiza-kf4cj
    @phoebemavhiza-kf4cj Před rokem

    Baba taps tokumbirawo muratidze chigodora mamessage zvinorwadza zvaari kuita izvi varume ava vakazvisungirira iwe uchasungwawo

  • @sekaimashaira1655
    @sekaimashaira1655 Před rokem +3

    Makunyepa matutsa nachabodo Havana mushonga

  • @user-bj9im5gl4p
    @user-bj9im5gl4p Před rokem +5

    I can foresee Matutsa achizviuraya bcz mari haana kwekuiwana

  • @princechiyangwa7505
    @princechiyangwa7505 Před rokem

    kwashe Chigodora kune basa guru. ishe anotonga uyo.

  • @victoriatanda3230
    @victoriatanda3230 Před rokem +2

    Headman vanenge vakatora advantage ngavavasunguse zvipere aah

  • @tintoshava-hr4pq
    @tintoshava-hr4pq Před rokem +5

    Thanks bba taps ko how far nyaya yegudo😂😮

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 Před rokem

      😂😂😂😂 takato mirirawo gudo ro

    • @sedwinbungari4343
      @sedwinbungari4343 Před rokem +3

      Haaa iya iya yegudo ndeye kupenga sekuru vaya vaiita drama

    • @sarahmutingwende2078
      @sarahmutingwende2078 Před rokem +2

      😂😂😂sekuru varikutsvaka mbiri,manje zvaramba 😅😅

    • @parmellahmaluwa154
      @parmellahmaluwa154 Před rokem

      Kna ini ndakatoimirira

    • @sedwinbungari4343
      @sedwinbungari4343 Před rokem +1

      @@sarahmutingwende2078 zvekunyepa zvacho vakazvinyanya kani haa mauchiriro avaiita muchi bag muya hanzi ndaisa chibage chiri kutodyiwa imomu😂😂😂

  • @talentmhizha1829
    @talentmhizha1829 Před rokem +4

    Matutsa aonda zvekutadaro pakaipa😂😂😂

  • @elinahmaziwofa3905
    @elinahmaziwofa3905 Před rokem +2

    Varume havadzidzi shuwa aaaa. Mabasa ekunakirwa. Nakirwai.

  • @priscachiriga7564
    @priscachiriga7564 Před rokem

    Uyu une baravara anopenga I feel sorry for matutsa muripo waHeadman wakanyanya mukadzi uyu Rutendo anomhanya haregi futi ivo vekwaGopito vanouya musha wese kuitirei

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Před rokem +3

    970us imari yakawanda Zimbabwe yakaoma kudaro

  • @tafarapaul
    @tafarapaul Před rokem +3

    Nyaya iyi inosekesa asi pacharipiwa apa mhani😂😂😂

    • @rosez347
      @rosez347 Před rokem

      Ndaiti ndini ndega 😂😂😂😂cant stop laughing each time I open it even iri serious 🤣🤣

  • @mzee5533
    @mzee5533 Před rokem +1

    Baba #Taps Tipeivo number dzasecretary wamambo uyo lol