Chief Mutasa so far he is the best for me ,havana hasha kuvanhu vanonatsopa munhu nguva yekutsanangura nyaya both sides,i think chikoro chakakosha kumadzimambo,,Mambo Mutasa his very intelligent big up Chief Mutasa 👍
Exactly what happened when l was young. My friend was staying with her step mother and father. Her mother had died. So one day my friend was send to the shops by her step mom. She lost the money on the way $2 yepepa yeblue iya. Step mother vakamurova akanzi nhasi haudye. Baba vacho vachiuya vachinzwa nyaya yemari akarohwa futi. Akazomuka akafa. Akabva anoitwa post mortem. Zvikanzi afa nekupondwa. Baba namai vakasairirana mhosva. Step mother akaenda kujeri Baba vakasara. 30 years on Baba is a benzi rinodya mubin.
I am sure she is Headwoman (Muzvare) Mupotedzi who presides over Mupotedzi area under Chief Mutasa, and that Nyamunokora family is under her. She is of the Mutasa chieftancy, that articulate woman.
Mambo Mutasa to the world Nyaya yekwa Nyamunokora iyi yanetsa and munhu haarowe jow afukunurwa kepiri akatofukunurwa 3 weeks back And baba kuramba hawo asi chokwadi anacho ndo wakauraya mwana
Huum ndarwadziwa hangu nenyaya ,iyii ,ndatochema , its painful 😢thank you chief Mutasa na ba taps, uye mupurisa uyuu anogona kutaura nyaya zvairi keep it up
Kamurovero rudzii kemwana kuti mombe dzadya . Sometimes ma parents dont know how to control their temper. Munodzitengerei mombe dzacho kana musingade kutsvaga vafudzi. Fudzai mombe dzacho mega vana baba. Im so hurt and disgusted by this story. My father's friend had a broken leg from the same issue with his father.
Chief chirungu itai chishoma kuvabereki, magonero amunoita kutonga is super asi vana sekuru nanambuya musataure navo chirungu nekuti havana chavanonzwa
Chief uyu atodzima nemushonga munhu akauraya aripo asi akungonetsana namai asi baba nyakuuraya aripo babatai baba aende kujeri takamumirira kuno makasauya naye tichauya tega kunokutora nemi chief nekukuti murikufanira kutosungu baba moenda kumapurisa motangira ipapo
Nyaya iyi yakakura uye yapindirwa nevanhu vanoda mari. Nyaya yaparurwa Luna sabhuku namambo ,vaviri ava vakatadza sei kupa advice kuna mai yemwana akauraiwa nababa cake kuti vaende ku postmortem.Vamwe vanhu kuruzevha havazivi kuti kune izvwi rinonzi postmortem. Madzimai aakutopuhwa mhosva yekuti pane zvavakaita zvakanaka nezvavakaita zvakaipa Asus iye mambo danho rakeraakatora kiri kupi mhuri iyi direction yekubatsira ndeipi pane kupa madzimai aya mhosva asi nyaya iri pachena kuti mhosva yakaparwa nababa vemwana. Panoda mainvestgations ekuongorora iye mambo pachezvake nababa vemwana uyu. Something is wrong here. Mambo Mutasa is not coming out clear.
Mmm asi chiiko na chief nhai asi vakatengwao hr na baba mhondi iyo vari kuda umbowoo hwerudziko. Inga melody akaona zvichiitika ataura. Zvese wani iih zvimwe zvacho soka. Baba avo muroi chete damit. Mapurisa aitengwa ne baba. Avo aah joel fight for your battle. Baba vakajaidzwa avoo
Quite a number of history books do agree on the fact that the British colonial settlers were charmed by the Mutasa chieftaincy, becoz they found it modelled the same way as the British mornachy that has the principal mornach on top, and the princes and princesses who preside over small geographical jurisdictions under one king/chief. In Zimbambwe, the Mutasa chieftaincy is ranked number 1 among the chiefdoms that have headwomen in their power matrices.
Chief Mutasa so far he is the best for me ,havana hasha kuvanhu vanonatsopa munhu nguva yekutsanangura nyaya both sides,i think chikoro chakakosha kumadzimambo,,Mambo Mutasa his very intelligent big up Chief Mutasa 👍
Hamunyepi zvenyu chikoro chodiwa pakutonga apa
True
Kwete zve mumwe headman so arikudya mari na tasvu😂
Indeed. He strikes me as a great chief.
Mkadzi atanga kutsanangura uyu asi nditeacher kani, she's excellent in explaining
very eloquent and nyaya yacho unonyatsoinzwa nekuva nepicture ndatoona movie vachitsanangura
She is top drawer material. Very intelligent and articulate.
Exactly what happened when l was young. My friend was staying with her step mother and father. Her mother had died. So one day my friend was send to the shops by her step mom. She lost the money on the way $2 yepepa yeblue iya. Step mother vakamurova akanzi nhasi haudye. Baba vacho vachiuya vachinzwa nyaya yemari akarohwa futi. Akazomuka akafa. Akabva anoitwa post mortem. Zvikanzi afa nekupondwa. Baba namai vakasairirana mhosva. Step mother akaenda kujeri Baba vakasara. 30 years on Baba is a benzi rinodya mubin.
😢😢😢
Handirwadziwe kuisa lyk Kuna chief Mutasa vanotonga havo
The woman who explained first is very articulate
I am sure she is Headwoman (Muzvare) Mupotedzi who presides over Mupotedzi area under Chief Mutasa, and that Nyamunokora family is under her. She is of the Mutasa chieftancy, that articulate woman.
Wisdom is in her, she is such a blessed woman
Yes ndaigara navo vekwaNyamunokora ava@@gmaunga
She explain like she did work in court semutukiri sure
@@gmaunga😊
Na Headman Chigodora aiwa muri rudadiso. Ndisingakanganwe ba Taps , welldone
Chief mutasa you deserve to be the leader of all chiefs in zim
Mambo Mutasa to the world
Nyaya yekwa Nyamunokora iyi yanetsa and munhu haarowe jow afukunurwa kepiri akatofukunurwa 3 weeks back
And baba kuramba hawo asi chokwadi anacho ndo wakauraya mwana
Sure
Baba Tracy vakaponda Joe
This woman can explain in detail
Thank you Mambo Mutasa asi baba avo ngavavharirwe cozy mai nemukunda hava rugare
Panopinda vatatu mukati kana 4 kana nyaya ikatongwa mushe
Um proud of you Ba Taps and Karanganda with ur well done job may god protect you and Chief Mutasa
chief batsiraipo mbuya nemwanasikana uyu mofambawo nawo kumapurisa kuti vadairwewo nemapurisa
My intelligent mambo wedu, basa pamberi shumba
Good and clear sound always
Huum ndarwadziwa hangu nenyaya ,iyii ,ndatochema , its painful 😢thank you chief Mutasa na ba taps, uye mupurisa uyuu anogona kutaura nyaya zvairi keep it up
Mambo Mutasa, mapurisa ndiwo akatadza basa, coz Mai avo havaigona kuita order post mortem coz nyaya yange yave mumaoko evemutemo. Regai kuita tsika yekupomera vanhu mhosva pane zvaifanirwa kuitwa nevemutemo, period.
Apa vakutoshungurudza mai ava insteady yekudealer nababa
I was looking for this comment 👏🏼
Iiiiiii zvisina humbowo zvinonetsa Vana Mai mazuwaano varikuronga dhende especially nevana sikana
Ava mambo vanoratidza Kuti kana chikoro chirimo
Baba va Tracy muri muroyi,bvumai nyaya hapana azingazivi humhondi hwenyu,makauraya mwana
Kamurovero rudzii kemwana kuti mombe dzadya . Sometimes ma parents dont know how to control their temper. Munodzitengerei mombe dzacho kana musingade kutsvaga vafudzi. Fudzai mombe dzacho mega vana baba. Im so hurt and disgusted by this story. My father's friend had a broken leg from the same issue with his father.
It's heart breaking for sure 😢.
Me too ndarwadziwa kuita kurova kunge varikurova chikomba chawakidzwa mumba
Kumwe kuromba uku rakarema zibaba iri
Baba muroi satani mbavha gororo zisekuru repaconner
Ndozvari mukadzi vanorova kwete zvekutamba
Zumuroyi zisekuru repa corner zimuroyi
Maoko kuna shumba , haa shumba basa munobata henyu. ,, ndofunga ndimi number one
Chief chirungu itai chishoma kuvabereki, magonero amunoita kutonga is super asi vana sekuru nanambuya musataure navo chirungu nekuti havana chavanonzwa
Vanasekuru nanambuya veChiManyika vanonzwa chirungu kwazvo
Ana wasu vanodzwa
haa iwe anawasu wakafunda shaa plus chirungu chinobatsira kuti vavhurike shona tese toiziva
Thiz machembere are very good in english way better than us vakadzidza Standardka ava
Vanozwa chirungu avo chiri tii usanetseke hako😂
Tongai iyo chief yekuti why baba vakarara nemwanasikana wavo musame blanket hanty icho chimina here 😢
Ndiri kutoda kunzwa kuti wari kuzvionawo sei baba nemwana sikana musame blanket
Vaivapo here 💥💥💥
Professional Naration by this lady.
Zibaba iri Zimuroyi rakauraya mwana rinotooneka kuti rakaromba thank u Melody
Ba Taps you’re the best. Mambo is wisdom personified, so much to learn and so much to digest
Mambo Mutasa, chiitai kuti mapurisa ange aripo padare pega pega. Mhondi dzawanda kudarika vanhu. Welldone Melody sazita wangu
Mambo Mutasa munogona👏Asi baba ava ava mmmm 😢nhai Mwari muriko here kumusoro uko?💔Zvinoyeza izvi.
Chief Mutasa is knowledgeable Denhe roruzivo chairo. Be blessed chief.
It's like a movie coming to life. Scary and sad at the same time. Thumps up to Mambo Mutasa for separating criminal and traditional matters
The reporter of The Republic Of Zimbabwe 🇿🇼 I salute you Mama
Vabereki fudzai mombe dzenyu mega pne kurova mwana...mkadzitengerei
Thank you keep on burning🔥🔥🔥❤❤
Excellent Talented Narration at its BEST
mambo taurayi chivanhu kwete chirungu
Dont worry wamanyika wanonzwa..
ko maPapers akafambirwa nambuya ayo akanyorwa neshona here ??
Uku kunechembere dzakafundaa
Ana wasu vakaenda ku sekuru wangu
Baba Taps wayiepo ere iwe wekwako woshora,,,,, kuti dheshe 😂😂😂😂 one love basa sebasa bro
Ehezve ...ndokugona ka uku 😊Thanks ba Taps
Chief uyu atodzima nemushonga munhu akauraya aripo asi akungonetsana namai asi baba nyakuuraya aripo babatai baba aende kujeri takamumirira kuno makasauya naye tichauya tega kunokutora nemi chief nekukuti murikufanira kutosungu baba moenda kumapurisa motangira ipapo
Very true
Nhai hako iwe
I felt pain about this story 😭vamwe vabereki vanotoponda kana vachiranga hmmm God and ancestors should punish Baba avo zimuroyi
Well done chief 👏 ❤❤
❤❤❤ Mambo Mutasa huchi kana tazogara mmmm.
Thank you karanganda avo chief ndi kule vangu
Good job karanganda ❤
Well presented
Well done madam Chimbadzwa.magonesa kutsanangudza
Wow what a father
Nyaya iyi yakakura uye yapindirwa nevanhu vanoda mari. Nyaya yaparurwa Luna sabhuku namambo ,vaviri ava vakatadza sei kupa advice kuna mai yemwana akauraiwa nababa cake kuti vaende ku postmortem.Vamwe vanhu kuruzevha havazivi kuti kune izvwi rinonzi postmortem. Madzimai aakutopuhwa mhosva yekuti pane zvavakaita zvakanaka nezvavakaita zvakaipa Asus iye mambo danho rakeraakatora kiri kupi mhuri iyi direction yekubatsira ndeipi pane kupa madzimai aya mhosva asi nyaya iri pachena kuti mhosva yakaparwa nababa vemwana. Panoda mainvestgations ekuongorora iye mambo pachezvake nababa vemwana uyu. Something is wrong here. Mambo Mutasa is not coming out clear.
Very true
You can say that again😢
Ndatosvika❤ karanganda
The best man anotonga nyaya zvairi
Hiiiiii ndachema zvangu baba imi muneshuwa yere kuuraya mwana
Zvakaoma nhasi mudare mune wemumaraini but ba tracy munoroya chete kuuraya mwana wenyu
Ndewe muraini shuwa zvakaoma hazvo
Imi zvakaoma kani taimboona vatisingazivi nhasi zvauya kwedu zvinorwadza
Baba chibvumai mhosva mwana wenyu wamakauraya akunzwirei tsitsi sungwai zvipere manje mukaoma kamusoroka mwana achakupedzai musha nedzinza rese
Baba vakaromba ava Shem kana chavabvunzwa
Eh nhai kutovhiringa pfungwa dzevanhu,Ivo chavabvunzwa dololo
@@Machuma-ic5yx zvakaoma hazvo vanhu vane zvinhu zvavo veduwe
Apa havana nechinhu mufunge mukadzi anorarama nekurima maveggie achitengesa kwaMutare
@@alicybakeki9803 zvinorwadza hazvo veduwe kuraya mwana wapedza wakutonga vamwe vakachena ndo vanobvunzwa iye kana chaabvunzwa huyai hwacho life yakaoma iyi dear
Mhondi yababa ummmmm veduweeee zvakaoma
Mmm asi chiiko na chief nhai asi vakatengwao hr na baba mhondi iyo vari kuda umbowoo hwerudziko. Inga melody akaona zvichiitika ataura. Zvese wani iih zvimwe zvacho soka. Baba avo muroi chete damit. Mapurisa aitengwa ne baba. Avo aah joel fight for your battle. Baba vakajaidzwa avoo
That's why jowero asiri kuzorora ari kuda justice
Baba taps ndinokutendai Rambai muchifamba na mambo wedu
Tawepo paKaranganda hedu
, baba mujeri Kuna ishmaeri felony namhondi dzake
Ba Taps tokumbirawo at least one video a day .
True pliz
Karanganda🎉🎉🎉🎉
Haha uyu baba awa hutsinye here madhara varoi
Mambo Mtasa you are star
Karangaaaaaanda weeeee
Haaaaa secretary sando dzake no time to wast beez beez 👊👊👊👊👊👊👊
My crush😊❤️ Chief manyama
Good chief.
Quite a number of history books do agree on the fact that the British colonial settlers were charmed by the Mutasa chieftaincy, becoz they found it modelled the same way as the British mornachy that has the principal mornach on top, and the princes and princesses who preside over small geographical jurisdictions under one king/chief. In Zimbambwe, the Mutasa chieftaincy is ranked number 1 among the chiefdoms that have headwomen in their power matrices.
Mambo very very intelligent
Good one bataps
Makadiko Shumba and team 👏👏👏
Mambo mutasa no1 even chigodora bt since chigodora akazoitirwa song haaaa zvakudhakwa futi
Clear sound
Number 1
Chief Mutasa doesnt disappoint👏👏👏
Uuuum baba vakashinga zvawo nhy mwri kwedu bbaba vakaripa mwana wawo kumadzisekuru nekwa mambo havana kuzotora kunguva kwakufa
Hoo ukauraurwa mwana nemurume unotoripwa ndoda kuziva
This is very clear baba vanenyaya dzavo
Community leader mai avo,
The father is a murderer. He needs to be locked up.
Ichatabgwa sei nhai Chief pamwe body yakatobviswa hamusisina sezvo zvirikunzi guva rakadhirika
Chief mutasa wanotonga ndapakutenda hangu 100%
Chief Mutasa ndrikufamba nemi haaa ini ndrikudzidza hangu ndatenda zvinhu zvenyu is very transparent
🌟 🌟 🌟
Uuuuu baba avo ndezvemishonga kuuraya kwavakaita mwanakomana wavo aai mukati vari kupinda
Uum yaah ndatya nazvo ini. Chiiko nhai baba avo hurombwa chete hakuna chakadaro. Apo kuzonyepera kudzungaira zvavo .
Thnx karanganda tiri kuona nekudzidza zvakawanda kubva kumatunhu akasiyana siyana
Ndatenda zvangu bro ba taps .🙏👏
Ichoooo Mtasa chibaba
Ndizvo chaizvo chief isu sekuru vedu vakafukunyurwa mapurisa aripo zvichinzi vamwiswa mudoro zvikawanikwa kuchipatara zvirizvo nduru nechiropa zvaora.
This guy is very intelligent
Mambo Mutasa the intelligent one .❤❤
Uuuuum so sad story😢😢😢😢😢😢
Rambai makadaro karanganda baba Taps muchiri pakurira nyaya dzekwa Mambo Mutasa 🙏🙏🙏
How many times they call name JOWERO?😮
Nyamunokora ana baba vangu
Ko sekuru vegudo remagirazi 🤣🤣🤣🤣ne vamwe vaya vema. Laptop Zviro zvacho sooka
Kkk imbavha Iya Kkkk nhema dzega dzega
Kkkkkkkkk haaaa makwikwi
😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂
Can't find part 2😢
Mambo Mutasa u are the best
Ndaivepo
The chief is very intelligent.
Mambo Mutasa ndiye mambo verugare
Baba ava ngavasungwe. Pane moswa yeropa apa. Mbuya ava vatambura shuwa. Very heartbreaking story.