Akafira zamu
Vložit
- čas přidán 7. 09. 2024
- Mwana mukomana akafira kubata zamu remwana musikana . . . Munyaya inosiririsa yakaitika kuGokwe, mwana mukomana weForm 3 akazviuraya mushure mekunge abata zamu rekamwana kasikana keForm 1 keko. Mambo Chireya vanorondedzera nyaya iyi . . .
Sei Mambo muchidawo mombe
Shame rest in peace mwanakomana
Mwana sikana atoo nebvuri rengozi raabereka kumusana uyo.
Ngavaripiswe mombe vakatadza zvisingaiti ..vakauraisa mwana
Hapana kutadza kwavakaita. The girl was abused. Itori jeri iroro.
Nhau iyi inoda kizeyiwa zvine ungwaru mkati ,kana dai akaenda kijeri haaimbotongerwa life in prison never kana death sentence ,sàka vise vatadza Jehovha pindirai
@@amaiyeukai2310 Noo hakuna zvakadaro ..ave nengozi apa ndiyani
@@kudakwashetumani955 haaa kumba kwavo ndiko kune ngozi. Munhu anozvisungirira?. It happened close to home almost 20 years ago. Upto now the girl is traumatised while the boys who did that are happy with their wives and children
Mambo ava vanoshandisa simba pachidiwa PFUNGWA vanoda mombe ndivo vane mwana akafa here ngavasapedze nhamo yavo nevanhu Kuti vanzi Mambo vanhu SHITY DEMETY
Mombe yamambo what for.... Hauzi hudyire hre and that girl wekubatwa zamu she'll never have peace ✌️
Yamambo ndeyei mombe iyi help me I dnt understand this
Kana ini ndodawo kuziva kuti Mambo vanopihwa mombe seiko neVakanganisi hanti kuCourt Magastrite haabhadhagwi seiko Ivo mambo vachipihwa mombe kuti zvidii
Nhai
Vudyire kukara
Mambo apo manyepa kuti munofamba muzvikoro kwaZumba makambosvika here imi vanhu havatokuziviyi, uye matongero enyu ndeehudyire dyire
Zvekuripa mombe zvava kuenderana nemagariro avo netsika yavo ,hazvingachinji nesocial media
Mambo avo vaneudyire sei iye akabata zamu reumwe akakanganisa
Nhy tenzi 🙆♀️
Mombe yaMambo
Kkkkkk
Ah shem
Ndiko kubatirirana zvisina musoro manje uku. Mombe yamambo yechii chacho? Chaari kupirwa mombe ndecheyi apa? Izvi zvinofanirwa kuchinjwa izvi.
Hanzi ndovadzidzisa kuti musanyanyisa kuda bonde. Saka mambo mukuti vana vade bonde zvoshoma here apo and the way you brush off issue yekubatwa zamu as if it's nothing while you jumped to focus on gaining from the issue ko mombe yetatu ndeyeiko nhai mambo.
Mambo vano nakirwa nekudzwinyirira madzimai.
This isn't fair. Mambo anoda mombe yei? Mambo mbavha uyu plus vemukomana havaisafanira kuwana mombe. Musikana akaitwa inonzi ABUSE. itori jeri irori