Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Africa forward never backwards powerful testimony 🙏
This is a powerful testimony indeed, Mwari waPauro mkuru
Mmmmm Mwari waPauro uyu mukuru
Powerful
Danidzira upururudze iwe ugere pazion nekuti mutsvene waIsreal mukuru pakati penyu👏👏
Tinotenda matenga akaita nyasha kutuma Pauro kuparidza ivhangeri
Watuma Paul mwazha
Muporofita Isaya 122 Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu. 3 Saka muchachera mvura nomufaro pamatsime oruponeso. 4 Zvino nezuva iro muchati, Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa. 5 Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka-naka; izvi ngazvizikanwe panyika yose.
Watuma Pauro weAfrica Azorodze wanotenda
Mupfana Anonyepesa uyu😅😅😅 zvidhoma unozviketa iwewe kkkkkkk..... Ko Munda zvamakaupuwa Musati moenda KwaMwazha wadii kutenda KuMwari wekwawaimbopinda........😅😅😅 Mwari waSekuru vaNyasha ngaakunzwire Tsitsi muchinda iwewe😢😢😢
This is unnecessary criticism 😢
Africa forward never backwards powerful testimony 🙏
This is a powerful testimony indeed, Mwari waPauro mkuru
Mmmmm Mwari waPauro uyu mukuru
Powerful
Danidzira upururudze iwe ugere pazion nekuti mutsvene waIsreal mukuru pakati penyu👏👏
Tinotenda matenga akaita nyasha kutuma Pauro kuparidza ivhangeri
Watuma Paul mwazha
Muporofita Isaya 12
2 Tarirai, Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye, handingatyi; nokuti Jehovha, iye Jehovha, ndiye simba rangu norwiyo rwangu; iye wava ruponeso rwangu.
3 Saka muchachera mvura nomufaro pamatsime oruponeso.
4 Zvino nezuva iro muchati, Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa.
5 Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka-naka; izvi ngazvizikanwe panyika yose.