Chief Chikwaka from Goromonzi: Exclusive Interview

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 5. 09. 2024

Komentáře • 10

  • @roselynrukainga531
    @roselynrukainga531 Před rokem +1

    Makatikoshera Nzou, God bless you always

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 Před 5 lety +2

    Magona mambo Chikwaka kubatsira madzimai edu idzidzo yakanaka kana vamwe varume havapa zive

  • @jamesmarekera8347
    @jamesmarekera8347 Před 2 lety

    Kikikiki ko nyaya ka ishe

  • @siniyasiniya3815
    @siniyasiniya3815 Před 5 lety

    Matemai Bungu Bho hre #SeniortarrytouchpaJoza kwaUruru ndokwangu

  • @morganmunzara1533
    @morganmunzara1533 Před 2 lety +1

    Please can you give up zvehumambo. You are not a chief .A fake chief

  • @morganmunzara1533
    @morganmunzara1533 Před 2 lety

    Murambiwa hauere Nzou, hausi matemavi, hausi mukore kore, haunyare kusvibisa dzinza ra Chikwaka.You speak like a serpent, Goromonzi ndeya Musonza vano enda kuChizire.Tsvimbo wakatenga kuMbare 25 cents.

    • @recallchannel3258
      @recallchannel3258 Před 2 lety +1

      Hazvina kana Basa Mwari ndiye akasika nyika . Nyika haisi yevanhu . Chikwaka or nyoni or mhofu hazvina kana Basa . Kutanga kusvika munyika kunokupa right yekuva mambo here? . Munhu ngaatonge zvichienderana neVote or kugona kwake . Kana achigona Basa ngaagare ikoko

    • @roselynrukainga531
      @roselynrukainga531 Před rokem +1

      Urimbwa yemunhu iwewe wy kuita ma feelings asina basa. Svikiro renyu kudhara kuye kuye. Bungu achatonga agotonga muchingoukura demeti

    • @roselynrukainga531
      @roselynrukainga531 Před rokem +1

      Who is Musonza kuno kwachikwaka???kunoku kunoti Bungu kusvika Wati eke tsvagai mabasa imi

  • @tafirenyikazvenyika9924

    Thief chikwakwa #girlfriend rutendo