Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Ozenwa wapedza maSports apa 😅😅😅 iwe ungauyewo nemukadzi kumaricho anonyengwa kkk anakirwa naOzenwa zvekudaro isa lyk panapa
Kkkkk haa 😂😂team iri ma1 dai paina jedza zve mamuisepi
Ozemwa, Jati naDhimba pane basa, Dhafu, Senzeni nechikwaka chese keep it up 👍. You are good guys muri kufadza ma-fans enyu zvakanyanya "*NB**👍👍❤️
Ma1 can't wait isa lyk kna usiri kurwadziwa neNaiza boom
Jati ndimazhambe sure kkkk,,he is always crying 😂,give that guy a bottle of water every episode
That girl wearing purple dress she's innocent I love her so much atema that guy nebadza😍😍😍❤
Black
Anonzi blackie l like her too ..she is dark and lovely..apa anogona fut
Blacky I love her too
Uyu haanyotsogone hake sevamwe
I lov blacky shame
Hajatuwero unogonabasa keep it up naiza boom😍
asingarwadziwe naDhafu isa like
Shez also beuriful
Like dhafu
Dhafu kuseri
hanzi iwewe musikana iwewe kotama kikikiki.....Jatiwero hupenyu hwese anenge achingochema
Kkk haaa imi vanhu ndoda kumbokuonai physically
Best male Actor goes to Jati the crying baby he makes my day..he's hilarious🔥🔥🔥
kkkkkkk nungo jati kani
True cry baby
Jati ane mabasa
Kkkkkk
Anopedza masports
Ndafano seka hngu semhu anoziva hunhu hwamatemai😂😂😂😂😂😂
Gomba rinobenda ngatinyatsokotamei hanty😂😂😂
munogona guyz rambai makadaro
Jati jati 🤣🤣🤣🤣🤣aramba kulambastirwa mukadzi.naiza boom ndombosiya basa kuda kuseka nemi asi pandodzingwa basa monditsvagira🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dhimba anonyenga vanhu vakuru always 🤦♂️🤦♂️
Haaaa dhimba nemamhoms kwakuseri
Kkkkk
Gg
jatiwero achatema dhafu nebadza kkkk. waiting
Couldn't stop laughing,😂😂, this was the best...magona guys
Mumunda macho munonakidza amumbosvotwe Nebasa🤣😂😂😂 Guys u r the best🤣😂
Kkkkkk dhimba wakutopfimba pabasa 🤣🤣🤣🤣
jati is another level .....ngeyiiiiiiii JATI hhhhhhhh100%
team iyi kaaa sarenda zvakaoma kkkkkk ndaseka nhasi yoo makapenga
Jatiwero 😂😂😂😂 unondispaka kuzhamba kudaro. aaaaa kkkkkkk kungengerwa mkadz haaa mapopota wena...
Kkkkk ko shamhu iyo bhoo hre
Kkkkkkkkkk twukumbo twunenge twehurekure here amana😂🤣
Jat arwadziwa gyz kkkkkk team rinorova basa...................... Dhimba soooo
Hanzi ndafunga watotanga kupfimba futika😅vanoti Dhafu ndo akanyanya mu Zim Isa like usarwadziwa
Jati ndimazhambe shuwa 😀😀😀 ,ko slay queen Netsai vakugona kusakura
Kkk Dhimba kkk hanzi ndangofunga kuti inzenza yangouya kuno ndangoona nestatement
Jatiwero do you like crying pese pese jati anenge achingo chema 🤣
Kkk jati anongochemedzwa
Vanhu ndovanomugumbura saka semunhu anehasha dzakawandisa anotoona kuti better kuchema shungu dzipere cz akada kurova vanhu angavakuvadza 😅😅😅😅😅
@@ashiamufaranechisi8398 you right 😂🤣😂😂🤣🤣😂
Jatiwero machemai
I am ndebele from Bulawayo pamberi nebasa mkoma Jati💪💪💪😭😭😭😭😭🤣🤣🤣
Its tukumbo tunenge twehurekure for me🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣omg
Odzemwa, Dhimba, Dhafu, Jatiwero naSenzeni vano pedza ma sports👍😂😂😂👍👍😂😂👍👍
Hahahahahaha big up Jati hatinonoke kuchema
Dhundakaa 🤣🤣🤣hanzi iiiiiiwee mhomhs chiii kkk ayas
Aaaaaah Dimba ne ma sugar mami lol 😂
haaa dhafu anogona ummm kkkkkk ndaseka zvangu......😂😂😂😂😂😂😂
Haaa Jatiwero ndimazhambe chaiye🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
jatuwero anopenga chete kkkkkkkkkkkkkkk best male actor
Kkkkk dhafu chogona hanzi kuita mazhambe.....jatuwero chogona kupopota
Haaaaaa Jatiwero anopedza maSports hahahahahaha shaya dzakurwadza nekuseka lol
Ozemwa ozemwa and dhafu kkkkk mukugona mese ne crew
jatwero akutochema kkkkkkkkk i think jatwero anotochema chero achimama hahaha
Ndimba haatonyenge ma moms here kumaraini ake😂😂
Kkkkkk Dhimba apa kakaita kadiki
Kwete ngoita mazhambe kkkkkBlakie ndokufariraDhimba uchazvitema nekusakura uchinyenga
Jatiwerooooo kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk kuchema chete 🙌🙌🙌🙌
kkkkk basa racho munopedza here muchingotukana 🤣🤣🤣🤣
Hahahaha maihweeeee ndaseka kkkkkkk haaa bongozozo shuwa
Kkkkkkkkkk Jatiwero kuchema havatane kkkkkk,,,Dhimba muvakadzi vechikuru,,,,Ozemwa sooo usadaro Dhafu wapedza masports😂😂😂😂😂😂😂😂
Waiting naiza boom ndochaiko
Kkkkkkkkk haaaaa guys makapenga zvenyu mese asi jatiwero asi igotwe kani kungoxhema pese pese
Dhimba nemasugar mummy 🤣🤣🤣🤣
Netsai you are my favourite those in favour leave ur likes
😂😂😂😂 Mukanya vanogona kuchema haikona kkkkk ngazvivafite 😂😂😂
😂😂😂😂👍team iyi yakapenga, iyatshaya kakhulu i team leyi kkkkk
Kkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 makanyanya guys haaa ndaseka zvangu
JATIWERO a crybaby haiwaa anochema zvake,,,,,
Anozonyanya kuchema kwacho hazvidi pese pese
Dhimba pese pawasvika unongonyenga🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Jatwero mavovo dear kkkkk usazodero shingawo mhani,🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️kkkkk hanzi watiunzira muyedzo kkkkkk ndaseka zvangu ini
Ndaimbosaiza Dhafu bt haa in Zimbabwe so far ave number 1
Ozemwa stop it l like it 🤣😅😅😅
Black kotama wabvira kare kkkk
Dhafu hahahahaha hanzi wanyangira yaona 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kikikiki Dhimba kwana unonyadziswa @pfambi yemumarayini🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Thumbs up guys , welldone. Dhimba bhoo here
Jatiwero never disappoint 🤣🤣🤣drama hariperi dzisina kuchema😂😂Jatiwero all the way💗
😂🤣🤣🤣😂
I love field work. Mandigonera guys. Jati... the excellent crying actor. Unobvisa stress yese. I'm just smiling. Sando dzeko Dhafu. NB weldone....excellent skit🤣
Jatwero 😂😂😂haaa unondinakidza
Dhafu you are the best unogona shaa
Kkkk nyaya yemunda na ozemwa hakuna mamwe hr ft toda kufara asi jatiwero arwadziwa😁😁
Jati vakafitwa nekuita mudhara wekuruzevha chaiye. Gud actor Jati😂😂😂 nekuchema
Ozemwa chino gona wena 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk kkkkkk kkkkkk kwaa chakanga chandidarika ichii aaah KO Jedxa aripiko apa kkkkkk
Makore aape munhu rudo ndimba kaaa hanzi ndangoti ipfambi yemumaraini kkkk
Fire fire Jati n dhafu u a the best
Sorry mwanangu iwe tokuziva nekupfimba 😂😂😂😂
😁😂😅ako kamunoti Ozemwa kane power pazvnhu zvako aaaaah🙆😂😂😂😂😂
dhimba ahubve kuvanhu vakuru kkkkkkkkwauri
Ah kkkkk nhasi mandikhiwadza mbabvu dhimba wekunyenga wanga wanyangira yakaona
Ayiwa Dhafu unopedza masports😂🤣🤣🤣😅😅
Nhai Jati murume haacheme nhaiwe..kkk apa vanongopa ma crying scenes to u varambire next time
Kkkkkk black na dhafu munonyadzisa chikoro chenyu machionaka😂😂😂😂😂
Kkkkk vakadzi pindai pa stanza gomba risabhenda kkkk haaa ini zvangu ini,Kwensikwensis hamenowo ikoko
Saka achafa ari rombe ndiyani foromani na jati arikuda kutonotsvaga mamwe maricho🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dimba kamuBen 10 kanoda masugar-mummy.Team rogona iri weduwee 🔥🔥🔥. Dhafu, naJati vari kumberi .
Haa yo song is massive ..👍 to the singer
Guys keep it up minogona.Jati anogona zvake kuchema
Ozemwa typ yemurume asinganzwe anoda zvinhu achiita seakadzikamaLove you guys murikurova basa
Kukotama wakavhura makumbo bhoo hr Ozemwa 😁😁
Naiza boom musatidaro veduwee totyoka mbabvu kkkkkkkk
Haah munogona team rangu bhoo zvekuti
Apa Jati akutochema kt mukadzi ari kunyengwa kkkkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkk dhimba ari soft iri bho mnje
Kkkkkk mkadzi akaenda kumaricho anonyengwa asi foromani musadero
sorry mwanangu ndafunga kty urikuto pfima futy that lady ane raw natural talent
Kkk hanzi ndafunga iwe ndiwe wekupfimbakaaa 😂
Kkkkkkkkkk zvanzi uyo anetwukumbo sehurekure
Uchavigwa negonzo...uchafa urirombe..kkkkk😂😂😂
kkkk. hanzi dai murimi ndikauya ndikadambura zitsoka ranga richitaurwa..... naForomani pavazopa ma lessons e stance rinofana kutorwa nevakadzi
Apa kakafita pachibvira🔥🔥🔥🔥
Jatiwero cn cry mhani 😂😂😂😂😂
Ozenwa wapedza maSports apa 😅😅😅 iwe ungauyewo nemukadzi kumaricho anonyengwa kkk anakirwa naOzenwa zvekudaro isa lyk panapa
Kkkkk haa 😂😂team iri ma1 dai paina jedza zve mamuisepi
Ozemwa, Jati naDhimba pane basa, Dhafu, Senzeni nechikwaka chese keep it up 👍. You are good guys muri kufadza ma-fans enyu zvakanyanya "*NB**👍👍❤️
Ma1 can't wait isa lyk kna usiri kurwadziwa neNaiza boom
Jati ndimazhambe sure kkkk,,he is always crying 😂,give that guy a bottle of water every episode
That girl wearing purple dress she's innocent I love her so much atema that guy nebadza😍😍😍❤
Black
Anonzi blackie l like her too ..she is dark and lovely..apa anogona fut
Blacky I love her too
Uyu haanyotsogone hake sevamwe
I lov blacky shame
Hajatuwero unogonabasa keep it up naiza boom😍
asingarwadziwe naDhafu isa like
Shez also beuriful
Like dhafu
Dhafu kuseri
hanzi iwewe musikana iwewe kotama kikikiki.....Jatiwero hupenyu hwese anenge achingochema
Kkk haaa imi vanhu ndoda kumbokuonai physically
Best male Actor goes to Jati the crying baby he makes my day..he's hilarious🔥🔥🔥
kkkkkkk nungo jati kani
True cry baby
Jati ane mabasa
Kkkkkk
Anopedza masports
Ndafano seka hngu semhu anoziva hunhu hwamatemai😂😂😂😂😂😂
Gomba rinobenda ngatinyatsokotamei hanty😂😂😂
munogona guyz rambai makadaro
Jati jati 🤣🤣🤣🤣🤣aramba kulambastirwa mukadzi.naiza boom ndombosiya basa kuda kuseka nemi asi pandodzingwa basa monditsvagira🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dhimba anonyenga vanhu vakuru always 🤦♂️🤦♂️
Haaaa dhimba nemamhoms kwakuseri
Kkkkk
Gg
jatiwero achatema dhafu nebadza kkkk. waiting
Couldn't stop laughing,😂😂, this was the best...magona guys
Mumunda macho munonakidza amumbosvotwe Nebasa🤣😂😂😂 Guys u r the best🤣😂
Kkkkkk dhimba wakutopfimba pabasa 🤣🤣🤣🤣
jati is another level .....ngeyiiiiiiii JATI hhhhhhhh100%
team iyi kaaa sarenda zvakaoma kkkkkk ndaseka nhasi yoo makapenga
Jatiwero 😂😂😂😂 unondispaka kuzhamba kudaro. aaaaa kkkkkkk kungengerwa mkadz haaa mapopota wena...
Kkkkk ko shamhu iyo bhoo hre
Kkkkkkkkkk twukumbo twunenge twehurekure here amana😂🤣
Jat arwadziwa gyz kkkkkk team rinorova basa...................... Dhimba soooo
Hanzi ndafunga watotanga kupfimba futika😅vanoti Dhafu ndo akanyanya mu Zim Isa like usarwadziwa
Jati ndimazhambe shuwa 😀😀😀 ,ko slay queen Netsai vakugona kusakura
Kkk Dhimba kkk hanzi ndangofunga kuti inzenza yangouya kuno ndangoona nestatement
Jatiwero do you like crying pese pese jati anenge achingo chema 🤣
Kkk jati anongochemedzwa
Vanhu ndovanomugumbura saka semunhu anehasha dzakawandisa anotoona kuti better kuchema shungu dzipere cz akada kurova vanhu angavakuvadza 😅😅😅😅😅
@@ashiamufaranechisi8398 you right 😂🤣😂😂🤣🤣😂
Jatiwero machemai
I am ndebele from Bulawayo pamberi nebasa mkoma Jati💪💪💪😭😭😭😭😭🤣🤣🤣
Its tukumbo tunenge twehurekure for me🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣omg
Odzemwa, Dhimba, Dhafu, Jatiwero naSenzeni vano pedza ma sports👍😂😂😂👍👍😂😂👍👍
Hahahahahaha big up Jati hatinonoke kuchema
Dhundakaa 🤣🤣🤣hanzi iiiiiiwee mhomhs chiii kkk ayas
Aaaaaah Dimba ne ma sugar mami lol 😂
haaa dhafu anogona ummm kkkkkk ndaseka zvangu......😂😂😂😂😂😂😂
Haaa Jatiwero ndimazhambe chaiye🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
jatuwero anopenga chete kkkkkkkkkkkkkkk best male actor
Kkkkk dhafu chogona hanzi kuita mazhambe.....jatuwero chogona kupopota
Haaaaaa Jatiwero anopedza maSports hahahahahaha shaya dzakurwadza nekuseka lol
Ozemwa ozemwa and dhafu kkkkk mukugona mese ne crew
jatwero akutochema kkkkkkkkk
i think jatwero anotochema chero achimama hahaha
Ndimba haatonyenge ma moms here kumaraini ake😂😂
Kkkkkk Dhimba apa kakaita kadiki
Kwete ngoita mazhambe kkkkk
Blakie ndokufarira
Dhimba uchazvitema nekusakura uchinyenga
Jatiwerooooo kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk kuchema chete 🙌🙌🙌🙌
kkkkk basa racho munopedza here muchingotukana 🤣🤣🤣🤣
Hahahaha maihweeeee ndaseka kkkkkkk haaa bongozozo shuwa
Kkkkkkkkkk Jatiwero kuchema havatane kkkkkk,,,Dhimba muvakadzi vechikuru,,,,Ozemwa sooo usadaro Dhafu wapedza masports😂😂😂😂😂😂😂😂
Waiting naiza boom ndochaiko
Kkkkkkkkk haaaaa guys makapenga zvenyu mese asi jatiwero asi igotwe kani kungoxhema pese pese
Dhimba nemasugar mummy 🤣🤣🤣🤣
Netsai you are my favourite those in favour leave ur likes
😂😂😂😂 Mukanya vanogona kuchema haikona kkkkk ngazvivafite 😂😂😂
😂😂😂😂👍team iyi yakapenga, iyatshaya kakhulu i team leyi kkkkk
Kkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 makanyanya guys haaa ndaseka zvangu
JATIWERO a crybaby haiwaa anochema zvake,,,,,
Anozonyanya kuchema kwacho hazvidi pese pese
Dhimba pese pawasvika unongonyenga🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Jatwero mavovo dear kkkkk usazodero shingawo mhani,🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️🤸♀️kkkkk hanzi watiunzira muyedzo kkkkkk ndaseka zvangu ini
Ndaimbosaiza Dhafu bt haa in Zimbabwe so far ave number 1
Ozemwa stop it l like it 🤣😅😅😅
Black kotama wabvira kare kkkk
Dhafu hahahahaha hanzi wanyangira yaona 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kikikiki Dhimba kwana unonyadziswa @pfambi yemumarayini🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Thumbs up guys , welldone. Dhimba bhoo here
Jatiwero never disappoint 🤣🤣🤣drama hariperi dzisina kuchema😂😂Jatiwero all the way💗
😂🤣🤣🤣😂
I love field work. Mandigonera guys. Jati... the excellent crying actor. Unobvisa stress yese. I'm just smiling. Sando dzeko Dhafu. NB weldone....excellent skit🤣
Jatwero 😂😂😂haaa unondinakidza
Dhafu you are the best unogona shaa
Kkkk nyaya yemunda na ozemwa hakuna mamwe hr ft toda kufara asi jatiwero arwadziwa😁😁
Jati vakafitwa nekuita mudhara wekuruzevha chaiye. Gud actor Jati😂😂😂 nekuchema
Ozemwa chino gona wena 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk kkkkkk kkkkkk kwaa chakanga chandidarika ichii aaah KO Jedxa aripiko apa kkkkkk
Makore aape munhu rudo ndimba kaaa hanzi ndangoti ipfambi yemumaraini kkkk
Fire fire Jati n dhafu u a the best
Sorry mwanangu iwe tokuziva nekupfimba 😂😂😂😂
😁😂😅ako kamunoti Ozemwa kane power pazvnhu zvako aaaaah🙆😂😂😂😂😂
dhimba ahubve kuvanhu vakuru kkkkkkkkwauri
Ah kkkkk nhasi mandikhiwadza mbabvu dhimba wekunyenga wanga wanyangira yakaona
Ayiwa Dhafu unopedza masports😂🤣🤣🤣😅😅
Nhai Jati murume haacheme nhaiwe..kkk apa vanongopa ma crying scenes to u varambire next time
Kkkkkk black na dhafu munonyadzisa chikoro chenyu machionaka😂😂😂😂😂
Kkkkk vakadzi pindai pa stanza gomba risabhenda kkkk haaa ini zvangu ini,Kwensikwensis hamenowo ikoko
Saka achafa ari rombe ndiyani foromani na jati arikuda kutonotsvaga mamwe maricho🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dimba kamuBen 10 kanoda masugar-mummy.
Team rogona iri weduwee 🔥🔥🔥. Dhafu, naJati vari kumberi .
Haa yo song is massive ..👍 to the singer
Guys keep it up minogona.Jati anogona zvake kuchema
Ozemwa typ yemurume asinganzwe anoda zvinhu achiita seakadzikama
Love you guys murikurova basa