BINDURA......MADZIBABA VOTIZA NEZVIPFEKO ZVEMUDZIMAI ZVEMUKATI
Vložit
- čas přidán 13. 09. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Hezvo pwere iyo yatove nemurume.
Zvakaoma hazvo
Munhu mukuru iwe 26
@@wendytarusenga8694 kkkkkkk heya
Vasungiseyi Madzibaba avo
Andrew ndipe Zita ramadzibaba timbonomuona kuti arikuda kuitasei ambopinda mumaoko edu
Toita sei nanamadzibaba nhaimi 😮😮 tiri safe here😢
Veduweee dzidzai kuzvishandira kwete kushandirwa. Vasikana shandisai mabvi enyu verengai bible munamate moga . Kunyanya murupamwe ne murume batanai pakunamata pliz. Koshesai nguwo dzenyu vasikana koshesai miviri yenyu vasikana .
Sure vana vamazuvano vacharombeswa ende havana matyira shem
Hemeni chaiyo
Muscana kutanga nekugona sekuru Andrew
Madzibaba ava ringori Zita havasi madzibaba itori mbavha
Ini nhumbi dze mukati hadzirare kana panze what more kuzonosiya kuna madzi baba ngatityei adzimai ngatityei😮ah
Vakadzi vapera shuwa kudyiwa nana madzibaba
Havasi madzibaba ava itoriwo n,anga zvayo neshamba
Waiting 😂
Apa mukadzi vacho nganale
Madzibaba kana makanditarisa dzoserai madhuwe emunhu munoda kuadya hre kana mukuda kuromba
Waiting ❤
Mumwe achanzi pfekenura hembe ugare pasowe wakashama ungaendese pant here
zvimwe zvacho kudzungaira regai Evangelist Marufu wakazoti rega kudzungaira shamwari
It's better to go to the chief.
❤❤❤ madzibaba manyama
First time in history motinyadzisa nehunhu hwenyu
Vangu vashata
Zbotyisa izvi
Kodzero dzevanhu murikurwira henyu Shumba ndatenda rambai makadaro
Maswera sei
Kabudura ne stin tyt
Pane avatipira kune vanhu vakaipa moyo. Vaizopisa sey muridzi asipo,ngavasungwe ngavapisirwe chicabin icho
Uuuhhmm ko makasiirei zvinhu ikoko
Waiting ahhhh
Vane mukadzi hre
Madzibaba avo ngavasungwe akuna zvakadaro kumasowe
Nhumbi dzemukati kwete zvinhu zvemukati
Ngabuditse kabudura 😅
Hakuna nhamo inoda zvipfeko zvemukadzi kuti ipere kutowedzera matambudziko kwamakaitwa mave kuda mumwe mupeofita zvekare akabatsirei chamakagona hapana zvemwe tangai mafunga musati maita chokwadi kuita zvivindi zvekupa munhurume chipfeko chako ummmm
Shumba makadiiko
Muteuro Wei vna vacheche gogo avo vataura shuwa Kare zvose izvi zvaisavepo ndosaka vanhu vava kuparadzana nehama nekuda kwanamadzibaba heee unoroyiwa nana nhingi
Madzibaba Ava ndavagadza hu Shiri yehondo 🦅
Kupusa hakuna madzibaba vanoshadira but kukutsotsa
Vakasadzosa mabhurugwa edu vachafamba vakamapfeka vakupenga
Vanhuwe ngatiungane vanhu vazhinji toenda ko .Group communities help in such matters Tirikuzvida zvinhu izvozvo its not easy kuti munhu ugare usingaziwe kuti zvipfeko zviripi.
Down with such people vanomhura Mwari wechokwadi.
Ngaaburitse zvinhu otherwise tomupa instant Justice if necessary
Zvirikutopfekwa nemukadzi wake sezvo kuine bhero
Muridzi wembatya akapusa
Pamwe vakatengesa vakatenga hupfu
Zvinoere zvinoda kufumurwa 😂
Asi Hana yenyu hairove here kupa mumwe munhu mabiringwa enyu.
Taura hako zvakafanana nekuchekwa nyora kana sari namadzibaba
😂 Kabudura
Vanoda mboma vanhu ivava😮
Makashota mukadz nomurume maiindepi nezvipfeko zvemukati makadzungaira royiwai hamunzwisise
Vanonzi madzibaba aniko
❤❤❤❤❤❤❤ you Shumba
Shisan indlu yakhe
Leyi Inzima yiiiii
Madzibaba ava kutopfeka zvake kukweva or kudana vakadzi
Vanhu vangu vaparara nekushaya zivo.
Tinenge richimbori dambudziko rei rinonzi huya nezvipfeko zvemukat muchat muteuro izvo achikuitirai janha
Hakuna munamato wadaro ngwarai vanhu vano urai chinamato n'anga gadzibve kumaso
Aphiwa ngapise zvinu izvozvo
Mbavha
Mmmmmmm newe wakashinga munamato rudzii ungadiwa mapants,wotadza kutya kuendesa zvipfeko zvemukati. Madzibaba akuda kurombera sowe. Vanamai, vakadzi vechidiki dzikamai mmmmm haaaa pant hariite kupa murume asiri wako
Uchinyanyawo kudzungaira iwe ungakatanurire hanzu dzako dzemukati madzibaba otovapa hako kuti vaite zvavanoda nadzo ukapusa zvekuti and I think apa wadzidza kuti unofunga kaviri kana katatu ozoita. Kana kuti kawona usingagutsikani chete tanga wabvunza vamwe sezvawakuita ipapo kuti ndozvandanzi ndiite ndoita sei nhai veduwee. Next time tanga wabvuza ozoita now wazvinonokera zvikatoendwa kare chitomirira maafter effects acho
Hazviko , vese vakapa zvipfeko mapenzi makaitwa vakadzi vezvikwambo
Munhu kunaka oda kushandirwa chiii chaizvo mutsai mhani kunze uko
Saka nyaya yacho yatoperera ipapa here
Asi wo nesu vakadzi chipfeko chemukati chinopiwa muprofita kusara nacho iiiiiiij
kurinanika chaiko pawashing line rinorema whatmore kuenda naro kwamadzibaba
Vane mubobobo Madzibaba
Makabvuma kuitiswa mose nmuru wacho zvinhu zvaunotongoona wega kt hazviiti ndizvo zvomoita how come to you so????
Zanu pf ne mapostori vauraya nyika
Asi unono siya zvipfeko zvemukati kwamadzibaba sei
Zvipfeko zvemukati aizviitei muroyi madzibaba uyu
Apa munonzwa nyaya dzeve mubobobo kuti vanoshandisa zvipfeko zvechikadzi iwe wotobvisa bhurukwa rako kupa munhu wausingazive pakaitwa pfungwa shoma zvakamboitika kupi izvozvo
Kupa umwe murume zvinhu zvemkat iwe Uri mkadzi wenunhu hazvikoshesi nei madzimai dzadziko racho roda zvipfeko zvemukat ngatichanfamuke madzimai
Vanhu ngavadzidzewo munamato werudziiko unoda ma panties zvimwe unongoona kuti hakuna munamato wakadaro aaaaaa
Tiri desperate shuwa vanhukadzi
Guys don't forget kuti madzibaba vanoshandisa mishonga kupusisa vanhu saka tinga blema mai avo vakato pusiswawo
😂😂😂😂😂 vanhu vanoshuta mafirimu kunze uko
Madzibaba Ivavo ngavafumurwe , Zvipfeko zvomukati zvinopedza Dambudziko here ,Mweya rudzii iwowo ,Nemiwo Madzimai Wy muchiitiswa kudaro
Musapa anyone zvipfeko zvemukati plz imi vakadzi apa makaresva chose
RIP Ruth
?????
Hakuna nhamo inoda zvipfeko zvemukadzi kuti ipere kutowedzera matambudziko kwamakaitwa mave kuda mumwe mupeofita zvekare akabatsirei chamakagona hapana zvemwe tangai mafunga musati maita chokwadi kuita zvivindi zvekupa munhurume chipfeko chako ummmm