Finally Tindo wazadzikisa chisuwo changu, music inofanira kuvawo nemavideo kuitira zvinyatsooneka kuti it's not a overnight thing. You are a future legend in the making 🙌👏🙏❤💪💙
This guy is even more talented than anyone who you may think of.He isn't a talker but a doer.The boys were born to entertain for sure and they mean buisness.
A song that can transport one to a very distant place where peace exists. Unfortunately that place dosen't exist under the sun. That place exists in our minds only. This is music. Relative to Shona culture and sound.
Apa wakaimba zvako well done boy
For me Tindo more than brother although both but Tindo for me
By soul I am Zimbabwean,by warm body South African. I don't understand language but that rhythm speaks volumes jerrrr wonderful some more please
Ndezvemhuri izvi. Well done young man
Finally Tindo wazadzikisa chisuwo changu, music inofanira kuvawo nemavideo kuitira zvinyatsooneka kuti it's not a overnight thing. You are a future legend in the making 🙌👏🙏❤💪💙
These ngwazi guys where are getting these wonderful words to sing to the people
Team rogona iri
Haaaa Tindo anorema
Well done boys,kwete zvaana Zim dancehall
Umsebenzi omuhle siyabonga Ngwazi
Excellent! Inini ndofarira Tindo Ngwazi you the best keep it up .
This is a masterpiece
That is more than enough home boy well done 👍👍👍❤️
Tindo you are the future legend wakaipisa hama
BraKachongwe, ummm ndatenda hangu
Tindo keep on good job. Be Humble in Music Siya vanhu vakupase manyemwe kwete kuzvirova dundundu unosvika kure. Une future
Only the sky is the limit ❤❤❤❤ ramba wadzwanya mwana Baba🙏🙏
UUUUUUM mhuri inezvipo iyi ndatenda hangu
U a gud Ngwazi never stop keep forwading
Yes nice video magonesa mkoma Tindo asi mazozvirova ne rekeni kkkk mdara arikutambira pamuti uyo kkkkkkkndaseka zvangu ngazviende mberiii
Chokwadi chemahara naked truth keep up man
Number 3
Iyi isimbi. Respect 🙏 🫡 chibaba
Koppo Antante
Tindo wakanyanya ngazvipfurire mberi
Tindo yu are the of best mashoko anowaka aya
Unogona
Nice song msebezi muhle god bles you🙏
Ndafara ndakuonai ndaishaiwa Kuti tindo wacho ndoupi unogona wangu wakaroorwa here ndiuye zvangu ini vamaposa ungavadi i
Ndezverudzi keep it up
This guy is even more talented than anyone who you may think of.He isn't a talker but a doer.The boys were born to entertain for sure and they mean buisness.
0:19 0:19 0:19 0:19
0:24 0:25 0:25
l cant count how many times l play this song in a .....chakanyanya ichi
Wakanyanya
Nice young keep pushing tosvika chete
Sungura in safe hands keep it up tindo
A song that can transport one to a very distant place where peace exists. Unfortunately that place dosen't exist under the sun. That place exists in our minds only. This is music. Relative to Shona culture and sound.
I love Zim music man. Genuine, African. Listening and watching from zambia
welcome Cyprus baba tendai ❤❤❤❤
Ndodawo kumbosangana newe Tindo
Strong words, pakatsika remberi ndopanotsika reshure.
Following the footsteps of Mark.
Weldone Tindo. I like your word selection. Rome was not built in a day. Don't give up even in these trying times.
Brothers both blessed with beautiful voices,,,,, golden ones keep it up the ngwazis
The future is very brighter. Ramba uchikakata Tindo
uyu Tindo anogona uyu, yes yes!!
Well done bro mashoko makukutu
Uri kushanda nesimba young man , well-done
Yesaaah tiripo pano tafambira nyaya dzacho
Ngoma ndro vakuru vngu
Thanks mukoma tindo ngazviende mberi
Extraordinary talent...... you are a legend already. Keep it up!
My favorite one Hauna dzungu Mfanaa Tindo
Your words are deep man .
More fire mfanamie Tindo
Makanyanya 🔥🔥🔥🔥🔥
Mashoko nedzidziso zvakarongeka.Tinotenda mukoma. Tangai kushanda muchihadzira rupawo rwenyu (Brand ) mumimhanzi.
Good music from Tindo keep it up youngerman
Ma1 aya... Vakaipa vakomana ava
Chandiszisa Tenancy musi wauchaporofitwa mkwasha aripo,mukadzi wechikwambo saka achiroya ,ur future iz bright in sungura industry usatya❤
Bhora mberi Tindo unoziva zvaunoita music yako yakarongeka..mashoko wakanyanya
Good music keep it up
Tindo you are the best I love your music.
Xaka ipa
Mhuri iyi yakadziya Well done Guys message yenyu yakapenga
Uuuuh the whole day listening to u bro nice one pullo
Hes mkoma tindo ndokumbirao zxita resong renyu inonzi poto ngairohwe
TANDARAI MAKAPFEKA
mnogona baba kip it up
Deep words my bro
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Tindo ane voice ratinoti rakapfuma kudarika remukoma wake but vese vanogona havo
Kasungura kakabatana aka uumm, gitare racho uumm, ka rythm kacho kamndandi, video yacho yakabikwa, uumm kuzoti mashoko acho ehee, zvinodakadza, rambai makadzvanya!!, I see you overtaking!
Thanks home boy we are proud of you
Work was done here✔
Taaaaafumurwa kaare Bowaz
Famba tindo
Song iyi 2020 Pacovid.. Tiripa 2pg Dz Harare... Guys.... 😘😘😘😘
vahungwe tellus pfudza handidi newe kunyanya ikaka panyakatondo foya tindo unenge wazvifungasei nguvai
❤❤❤
Ini ndenge ndatoti ndechimwe chimbetu aaah unogona hama
Guy u are rocking
Enjoyable ,keep moving Mdara Tindo
message kuvanhuu izvii kuvaridzii ...
Anogona uyu
Baba namai Cecili makatizvarira mabasa
best of all
Well done bra .. keep the fire burning📢
Tindo anorema guys ndabvuma
Wakanyanya wangu
Famba murume
Estou muito feliz gostei da música
Thank you nice song
Thnks mkm tindo tkmirira Imi
That's music brother Tindo
Tese tikada kungoimba saMacheso zvobuda here
Kupenga kotangira pakufunga kti Sungura yakatanga na Macheso
@@tauraichiambe4326 vana vekuzvarwa paputika condom monetsa
This is a very nice song
very informative keep up
the good work
Bhoo ere kaDance ako tindo kkkkkkk
Tindoooo
boe zvekutii
Kunge Franco kutamba kudaro
Pure talent,
Mashoko makukutu chaiwo well done dea 💓
True