Guys this guys haana kurohwa ne mad rugs in real life his very humble his real life n music it’s to different things he’s a big artist in zim all he wants is to go look For his grandmothers grave both of them n fix things he will go far 🔥🙏🏾❤️🔥❤️🔥❤️🔥
Zviri zvemuMbare chete,respect inopihwa muchinda uyu inoshamisa nanhasi handiinzwisise. There is no artist that commands such respect in Mbare more than Mr Mbare himself and i mean all stakeholders. Its jus overwhelming.
Haaa musazodherera madrugs guys. Kinnah vakachiller zvayo vachipindura ma1 word answer ,kana une dzungu sa oller unodzikama .sando dzako Kinnah. God bless u bro
I remember kinnah achisumukira Terry Africa pa chair akati garayi mukuru in studio zvakandibata guys this one love ma1
Kana uchibvumirana neni siya like uyu munhu ari humble zvekudaro❤❤
That's very true, mkomana dzungu haana zvake.
Kinnah is a very humble star who has no airs about being famous. Wish him bigger things in his career.
Kwaaniko iwe mbanje idzo
Kinnah says JEHOVHA,MWARI,MUSIKI 47 times on this interview
😂PEOPLE BE STONED. WHAT A BORING INTERVIEW. SAY NO TO DRUGS
Elder vanenge vakadya eazy havo vasina kana pressure..big up Mr Mbare 🔥💣
Very talented humble man may God keep on bless your career ....the free style was 🔥🔥🔥🔥
Guys this guys haana kurohwa ne mad rugs in real life his very humble his real life n music it’s to different things he’s a big artist in zim all he wants is to go look For his grandmothers grave both of them n fix things he will go far 🔥🙏🏾❤️🔥❤️🔥❤️🔥
Zviri zvemuMbare chete,respect inopihwa muchinda uyu inoshamisa nanhasi handiinzwisise. There is no artist that commands such respect in Mbare more than Mr Mbare himself and i mean all stakeholders. Its jus overwhelming.
Hooo sure heree 😂 😂didnt know vanomu bigger mu Mbare nhai??
@@trishybillion haa bigtime wangu.from mahwindi,mamoms emusika nemabhero,all schools in Mbare,Matapi police.ma1 wangu i was shocked.ndakatombozviramba pekutanga
Tjoooo I'm also shocked
@@gee9961 i think it now makes sense why they called him Mr Mbare. I used to wonder.
@@arnoldbilliat9294 yeah you can say that again
*"Haaaaa tinganyebe zvedu"* statement raMr Mbare. Chibaba icho
More to life my brother, fire cant cool. Rambai muchikundiswa kubika zvidyo zvenzeve, inhaka yehupenyu. Tinosviko ikweyo👍
Kinnah is a very humble man much respect to him
This young man is down to earth, ari humble zvekudaro.
This is a good interview , the guy chose his words wisely , don't exhaust your information.
Saka kana asingapinfuri zvavhinzwa avingei?
Kinnah haana voice rekutaura ane rekuimba
Will always support you Mr Mbare
Kinnah, hwindi, sauro, squanda, calaz naBiggie. Ndatopedza soo
One Dancehall Artist anoimba mic irimuhomwe .
Olah auya achimhanya😂 ndobva awana mukomana akabatwa zvake asina pressure
I can see u don't knw kinnah at all... Kinnah he is so cool
from cape town SA icho chibaba icho mr mbare luv still pon uno
Kinnah Mr Mbare .dziri so chilled and very Humble .
Thank u for inviting kinnha wangu
😂😂simba riri pakuimba shuwa ...kutaura nekuimba zvakasiyana🎉
😀😀😀😀🤣 zvakatosiyana fyah
Very humble ♥️
Mr Mbare the humble man, love you to the bone.
Dj Ollah unazotiwunzirawo the likes of dj Fantan, Ras Caleb, Freeman and also some Zimdancehall producers and even some promoters pachirongwa.
Sirrrrrrrr kinnah freestyle ma1 ayo... Kutaura nekuimba zvakasiyana
Adi kinnah Baba blessed hauite hauite more love irieman
Humble and talented... May God raise helpers that will lift his career...
YAH KUIMBA KWAKASIYANA NEKUTAURA SHUWA MMMMMM..... freestyle 💥💥💥
And a mad man called Silent Killer😢 thought akapedzera this legend not knowing that Kinnah is just a humble guy who just respect fools to avoid noise❤
Kwana
I didn't know kuti kinnah he's humble like this u know
Ollah atambura neinterview. The guy just giving 1 word answers 😂
Some in the comment sexion vakuti atadza interview really hnzi ma drugs
Very dumb interview, generic answers
Silent killer akamupedza muto
Keep it up kinnah ❤❤❤
I like the humbleness of this guy .you are differ from other artists
Very Humble and cool
Mr Mbare really believes in God and i respect him for that he is very humble no drama in his life
Very humble guy keep it up mr mbare
Kinnah vakabatwa nezvinhu...😂
Thot ndini ndega ndazviona😂😂
Nice one Kinnah!
Hello Ollah
This Guy is very humble ❤
Imbanje idzo
Haaa musazodherera madrugs guys. Kinnah vakachiller zvayo vachipindura ma1 word answer ,kana une dzungu sa oller unodzikama .sando dzako Kinnah. God bless u bro
Kinnqh he’s very humble Mr Mbare
I luv Kinnah guys ahana dzungu... Mr Mbare🔥
Softaz master 😊😊😊
Freestyle 🔥
He looks more humble than I thought
He is very humble
Siyanai navo mr mbare,mr Eazy
More love Kinnah
Vangananiko isu isu ha kinnah akatonhora
Hwindi and kinnah music yenyu and social life
🔥🔥🔥
❤
Olla ma1 ndiwe unaro boyz redu iri
Mr kinnah haaaa vakanyorova havo baba avo
Mr Mbare
pa volume apa matikwadza mukoma Ollah
Straight outta Machando paKD
Mr mbare
Mr mbare♦️
Mr mbare manga makuitana sey pastage nakufukafa kufakana mufenda hodhokodho😂
Kana chingori chipo yakataurwa ka26😂😂
Makaipa KINNAH
Ko calaz kainyepa wani kt Sauro hana kumboita mugundura kinnah akusasa chokwadi calaz kanonyepa boyz
Kinnah anofana kunge arova mutoriro chete, hakuna maAnswer akadaro
😂😂😂
Ma answer emutoriro
Manga magona kuunza mr mbare bt volume yenyu hameno zvairikuita
Haasi kupindura mibvun zo zvakanaka
The interview was so boring
Chibaba icho kinnah
free style ma one iyooo
Chibaba kinna
Nhasi kinnah vanga varikutopindura zvavo vega...bt pane imwe interview yavakaita na chamvary vainyatsotaura
I like the guy
Kkkk panga pasina kunzwanana apa
Mr mbare itsotsi arikuvhara vhara haasi kuda kunyatso kutaura
Sound engineer 😢
Haaa ndazogaya , wakomana wanorohwa nemaDrugs awa ah k😅😅😂
Kkk haaa vakabatwa
Kinnah chibaba
Vanenge vakarohwa nechamba
Answers are too short
Munhu akatyora uyu hamhanyi mhanyi
Tinganyepe zvedu asi nhasi ollah wakuvara nekubvunza
Kkkkkk kasoft kacho manje
kkkkk Kinnah dzange dzakarohwa nema drugs idzi
MaSound engineer please
haaa ndinganyebe zvangu kkkk
Ma drugs kinnah kkkkkkkkkkk ayas kkkkkkkkk
Aita cy
Madrugs papi ipapa nhaiwe
Maziso ako nenzeve ndodzakarohwa nemadrugs this shows that kinnah haumuzive
Kinner mudhara
Ma1 ayo
Dry mouth
chibaba ichi
Dj Ola imbounzai bigman winky d
Haaaa 😂😂😂😂 winky D anokuitwa interview naKVG naTEMPLEMAN chete
Hauye uku uye😂😂😂
@@ngoniegotore1492 😂😂😂
@@wendyndomene1299 asi kunyepa here nhai Wendy
Kkkkk haaa Kinnah so
Mubrother tales happy to see your
kinnah joma iyo 😂😂😂😂
Are you ready Fi zimdancehall time
Chifreestyle chinyama mapombi
Kkkk Mr mbare tovada
Vakomana ava pavakatanga mangoma zvisati zvadirwa jecha nanaPanganayi Gava, vayinyatsochimhanya zvinonakidza. AnaPassion pavakangowona kuti MaGhetto-youths ave kuyita mari nemangoma ndivo pinde poronge -poronge ndobva zvadhakwa.
Chobata ngoma icho
Kinnah Mr Mbare
Pore pore pachirqaaa