Mukwasha kuurairwa nana tezvara, hurombwa, hushereketwa-Chief Chireya's traditional court

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024
  • Mukwasha kuurairwa nana tezvara, hurombwa, hushereketwa-Chief Chireya's traditional court

Komentáře • 16

  • @rodneymike8940
    @rodneymike8940 Před měsícem +1

    Pamapurisa ose amambo haaa uyo ane blue anondipedza😂. Mazigirazi here awo

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Před měsícem

      Kuda kuita pachimodern kuti zvityise.Chitori chibharanzi.Sunglasses are not allowed in a proper court of law except corrective lenses.Chinyika changu Chinonyadzisa nekuda kubatira chirungu pamusoro.Its just like wearing a had under roof for men!!!😂😂😂😂😂

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 Před 2 měsíci +2

    Zvaari mashura

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 Před 2 měsíci +2

    Camera inoenda pamunhu ari kutaura. Most of your videos ma voices anoita seari kubva mubako. Camera pamunhu unless akumbira kusaburitswa. Hazvina kusiyana nekuterera radio Zimbabwe

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Před 2 měsíci

      Ndaishandisa camera imwe chete

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 Před měsícem

      @@manasschibanda The camera should follow the people then edit later before uploading

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM
    @KAYS-GREEN-WORLD-FARM Před 2 měsíci +2

    Vanhu vakushinha

  • @ssam1430
    @ssam1430 Před 2 měsíci +1

    after watching this i realized why takasara muma development senyika, we spend a tremendous amount of energy on nyaya dzehuroyi, a tremendous amount, kuchando vakapisa varoyi vese 400-600 years ago, vakavhimwa vakapiswa vese, now they only focus on development and creation of wealth isu tiri busy kupumana when things go side ways muhuoenyu

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Před měsícem

    These chiefs benefit from n'anga nemaporofita.Vane vanhu vavo uyezve nyaya inenge yatenderera pa media uyewo n'anga dzine ma spies avo varikutotora information! Corruption iripo nokuti you are not given a choice!!!

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 Před 2 měsíci

    Koiye mukwasha kumusha kwake hakuna varoyi

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Před 2 měsíci

    Vaendesei kwaTasvu vakaure

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 Před 2 měsíci

    Mdara avo vanoda kurohwa zvakaipisisa vanotaura zvavakabata vajaira kuroya vanhu

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Před 2 měsíci

    Dzidza raita vabereki vakabata apa kkkk kutya kuenda kun'anga