MARONDERA - EZEKIEL CHIBVONGODZE AKABAYA MUKADZI WAKE NEBANGA MICHAEL NEMWANA KUSVIKA PAKUFA 😭😭😭😭😭😭😭

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 8. 09. 2024
  • Zvakangooma Hama dzangu kubaya mudzimai wako NEMWANA wako sure 😭😭 ko kana usisade musiye ayende

Komentáře • 141

  • @tapiwanashegivenchibvongod7009
    @tapiwanashegivenchibvongod7009 Před měsícem +16

    Inin ndakamirira vana Chibvongodze tinokumbira ruregerero kunyika ye Zimbabwe

  • @RosemaryDzamara
    @RosemaryDzamara Před měsícem +14

    Ngavaripe, akadii kumudzosa kana akaona kuti ihure

  • @abelnyoka2180
    @abelnyoka2180 Před měsícem +8

    Mai avo handivachenesi ini zvangu, ndaona sekuti pamaproblem emwana wavo nemukwasha vanogona vaiplayer part.

    • @priscambodza9658
      @priscambodza9658 Před měsícem

      Iwe uriwe wamitisa mwana wevanhu Ari kuchikoro here munhu kana marriage yanetsa ngatisiyanei tiri vapenyu zviriko not kuurayana

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +4

    Kuuraya hakuna justification zvako,chero dai akahura wakadii kumudzosera and claim yo money than killing... Yatove ngozi mumusha... And nemiwo vabereki mukadeedzwa kunogadzirisa nyaya endai,and kana mwana akat ndakundikana marriage dont force to stay in abusive marriage 😢

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Před měsícem +9

    Haaa vakomanaka mhepo dziya dzaakusimuka. Hapana zvamakaita here imi pama elections paya. Zvinorwadza but ngozi yerombe igandanzara

  • @baxterthetraveler
    @baxterthetraveler Před měsícem +4

    Kuuraya haisi solution but vana havarevererwi because dzavanobata musipo hamudzizivi. Vabereki dzidzai kuchengeta nekuregerera vana munodzinga mwana kuti usasvike pamba nekuti amitiswa don’t force marriages. Mwana haaraswe nekuti amitiswa.

  • @truutruu7494
    @truutruu7494 Před měsícem +5

    Ini ndakarwadziwa nemwana hangu Dai asina kuuraya mwana

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 Před měsícem +5

    Musaendesa vakadzi kuchikoro, siyairai vabereki vacho.
    Mkadzi ngaaperere paakasiirwa nevabereki vake

  • @user-br8vw5hx1v
    @user-br8vw5hx1v Před měsícem +7

    Handizivi hangu zvakaitika but tisareverere munhu kanaakaita chakaipa neakabaya musareveree

  • @munyasons80
    @munyasons80 Před měsícem +2

    Zvakaitwa zvekuuraya is very wrong,as Africans we dont tolerate such but at the same time don't defend Mishy from infidelity.
    My deepest condolences to both families.

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Před měsícem +4

    Vanhu rambanai veduwee muri vapenyu maona hamusi kuwirirana

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 Před měsícem +13

    Varume siyanai nekuendesa madzimai kuchikoro vadzidza vanopanduka ava siyanai nenyaya iyoyo

    • @AthenaForexGroup
      @AthenaForexGroup Před měsícem

      True

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 Před měsícem

      Taramba kushandisana,akabhadhara kuda kushandisa munhu kwaaida kuita

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 Před měsícem

      Vakadzi kuda kuzviita vakapenga

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Před měsícem +1

      Munhu siya munhu akadaro chero kuvarume zviri kuiitika izvi kwese zvozoguma zvadai siyanai vanhu muri vapenyu musahurirana chete

    • @tafadzwatashaya6602
      @tafadzwatashaya6602 Před měsícem

      Hanti angamumisa chikoro here majaira kudzvinyirira

  • @starveskuyeri8589
    @starveskuyeri8589 Před měsícem +14

    Haaa pane pandanzwa pasina kundiitira mushe pekuti vahukama kusanganisira baba namai vamitchel vakaramwa mwana kumurume akazoita humhondi ,ndoona sekuti mushakabvu akazoshaya kwekuturika matambudziko ake aisangana nawo mumba make nekuti ndanzwa sekuti akanzi asasvike kudzimba dzavo or kutaura navo , asi mukugara tisazodaro ndati

    • @NineTemba
      @NineTemba Před 26 dny

      Nyaya iyi yekupa munhu mkadzi ngairegwe kani magumo acho haasi right 😢

  • @user-yn6wv1yh2y
    @user-yn6wv1yh2y Před měsícem +1

    Zvinorwadza izvi...😢😢😢...apa mhondi irikutoganza mukai murwise hamungafe zvakadai

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 Před měsícem +3

    Ko ivo vacho vadaidzwa kutonga nyaya ngavauye vatiudze kuti inyaya dzei dzasvika pakuti auraye mukadzi nemwana

  • @almaprayer5392
    @almaprayer5392 Před měsícem +3

    Nemiwo musazoti dzidzisa mwana wedu nekuti wamumitisa ko anotumwa here kuvhura makumbo

  • @New-ho3wh
    @New-ho3wh Před měsícem +2

    Iyi nyaya inorwadza ndarwadziwa

  • @rekayitsokodayi3438
    @rekayitsokodayi3438 Před měsícem +7

    There is no justification for murder.angadai akadzosera mwana vevanhu kumba kwavo dai enge asasamudi. REST IN IN PEACE

    • @icywayentertainment3927
      @icywayentertainment3927 Před měsícem +2

      Aingopiwa Mari dzake dzese not kuuraya manje vacharipa hazvo ngozi yemungozva ikandanzara

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz Před měsícem

      Sure kwete kumutongera rufu sezvinonzi ndiye akamubara..manje mwari vakati mira hako upinde jeri haumbofe nepoison yawamwa iyoyo

  • @felistasmurapa7183
    @felistasmurapa7183 Před měsícem +5

    Shame may she rest in peace 🕊️🕊️🕊️

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 Před měsícem +2

    Ipai murume wacho asenge coffin rake oga anoda ruramiso

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai Před měsícem +2

    Ummmm nyaya inorwadza iyi dai mweya wavo wazorora murugare

  • @ruthgarwe
    @ruthgarwe Před měsícem +1

    😢eish zvakaoma 😢

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před měsícem +1

    Don't worry amai vemunhu vanhu vanojairira kungoti munhu ihure iye asiri,Mitchy kana wakumuka ibva wataura kuti chihure zvawaindipomera wakachiona kupi wobva wavaripisa.

    • @AthenaForexGroup
      @AthenaForexGroup Před měsícem

      Zvorwadza asi usataure kwausina kuswera,vari two vaizivana.Unless if waigara navo

  • @hamiltonharirari5776
    @hamiltonharirari5776 Před měsícem +2

    Kuuraya ma1 kunyanya pamwana apa mmmm chero ukatadzirwa sey kana ukangotsiva ne kuuraya chete ndiwe unosara ne mhosva

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Před měsícem +1

    Sad 😢RIP MISHY

  • @ProgressMutandwa
    @ProgressMutandwa Před měsícem

    Eish zvakaoma ini ndosaka ndichizvidzidzisa nemari yangu 😢😢😢coz zvekudzidziswa nevarume uuuum zvauraisa vakawanda

  • @nyashagumise1755
    @nyashagumise1755 Před měsícem +1

    So heartbreaking 😢

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Před měsícem +1

    Pane umwe ati Amen anenhengo yenyama muromo.

  • @felistassihlangu820
    @felistassihlangu820 Před měsícem

    zvinorwadza apa mazvikokera ngozi vans Chibvongodze

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo Před měsícem +2

    Saka munhu akabvisa mari Shoma kuvabereki vemkadzi anoitirwa chihure here

    • @JudithZimundi
      @JudithZimundi Před měsícem +3

      There is no justification for killing 2 souls, l hope he will meet the consequences of his actions. Anga tadza kuhurirwa munhu ane hunhu hwakaipa kudai

    • @almaprayer5392
      @almaprayer5392 Před měsícem

      Ask

  • @Evelyntsitsi
    @Evelyntsitsi Před měsícem +1

    It's so painful

  • @molinamurinye7993
    @molinamurinye7993 Před měsícem

    Baba vadzvova avo izungairwa chairo nxaaaa😮

  • @ChivaraidzoDzadza
    @ChivaraidzoDzadza Před měsícem

    Saka mwana Hamish achemerwep nhai😢 zvinorwadza

  • @lindamagadu9685
    @lindamagadu9685 Před měsícem +1

    Mwari variko vanotonga vega shame akarwadzisa murume uyu

  • @TywynKika
    @TywynKika Před měsícem

    Crimes of passion ndoo zvazvinoita mukaita semakapenga mwana afa auraya Ava ne ropa mumaoko iyi yanyaya yaMwari ndoo vachatonga Imi mai Mishi nyararai

  • @tsitsidzumbunu7968
    @tsitsidzumbunu7968 Před měsícem

    Zvinorwadza 😢😢

  • @gracendidzano1498
    @gracendidzano1498 Před měsícem

    This is sad zvinorwadza

  • @user-cz1qc6jt1f
    @user-cz1qc6jt1f Před měsícem +1

    Ndomusha hr wachibvongodzr

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před měsícem +1

      Ehe ndipo pamusha but ayo maban efodya

    • @jephiaschinganga7565
      @jephiaschinganga7565 Před měsícem +1

      @@nomsanyika151 ooh OK haa ndimi magona shuwa ini ndaitoshaya kty zvimbori zviyii

  • @RosemaryMatandu
    @RosemaryMatandu Před měsícem

    Zvarwadza ko mwana akatadzei chokwadi mhondi chaiyo

  • @DioutiMatebura
    @DioutiMatebura Před měsícem

    Kana watadzirwa nemukadzi musiye aènde chete anotanga zvimwe iwe woitawo zvimwe kwete kuuraya munhu murume akatadza apo zvomene

  • @georgevharazipi
    @georgevharazipi Před měsícem

    pana angazivewo kuti mitchel aipinda church ipi na mitchie wacho

  • @user-ce7em7oq9k
    @user-ce7em7oq9k Před měsícem

    Kana mukadzi ahura dzorera kumba kwavo not kubaya ini ukabaya yangu hanzvadzi newe unofa

  • @LeslieChipendo
    @LeslieChipendo Před měsícem

    Iye akazoti mkadzi anoendeswa kuchikoro ndiani.. basa remukadxi juzvara vana hzvo wakunzi andivhurire munhu gumbo asina kudzidxa

  • @FelistasJojo-yr3fe
    @FelistasJojo-yr3fe Před měsícem

    Gyz kana taroorwa ngatidzidzeio kugadzikan imio varume kana mahurirea plz musauraya vànhu siyai vaende kana iriyo nyaya yacho I'm not sure

  • @ChipoSongelani-yr9bc
    @ChipoSongelani-yr9bc Před měsícem

    Mafire akaita Mitchell ndomafiro achaita dzinza rese

  • @pgambizah4962
    @pgambizah4962 Před měsícem

    Batai sekuru mukotsa anhuwee nyaya ichirikupisa kudai

  • @almaprayer5392
    @almaprayer5392 Před měsícem +1

    Munhu hapupurirwe ko ayihura mayivepo here

    • @mancuencube5409
      @mancuencube5409 Před měsícem

      Saka kuhura kunowurayirwa mnhu here,unodzosera ka kwawamutora

    • @petronellachiyangwa6766
      @petronellachiyangwa6766 Před měsícem +1

      Chero aihura dai akamuramba uribenzi remunhu munyori

    • @AthenaForexGroup
      @AthenaForexGroup Před měsícem

      ​@@mancuencube5409 pataurwa izvozvo ndepapi nhai?

    • @AthenaForexGroup
      @AthenaForexGroup Před měsícem

      ​@@petronellachiyangwa6766haasi benzi iwewe ndiwe utori benzi manje bcos angoti tisareverere zvatisingazive chete.Iwewe wakutomhanya bani.😊

    • @tambuzivengwa3869
      @tambuzivengwa3869 Před měsícem

      Ko mwana akahura futi here zvaakamuuraya.... Mhondi imhondi

  • @ChesaniKabwela
    @ChesaniKabwela Před měsícem

    Chingorooronai mese vane made gree

  • @user-hb4cl2lm4o
    @user-hb4cl2lm4o Před měsícem

    Rest in peace 💔

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 Před měsícem

    Zvinorwadza yooo

  • @RumbiGosho
    @RumbiGosho Před měsícem +1

    Go well muzukuru

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před měsícem

    Sad rest ini peace

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před měsícem +2

    I think mukuwasha aiita zvemadrugs chete mukozodo netumbwa cz face yake umm yaioneka kuti haasi munhu anofunga boe brain dzakazara mutoriro.

    • @patiencechimwanda1204
      @patiencechimwanda1204 Před měsícem

      Wapedza varume vemadrugs havagarike navo

    • @gamutapambwa9630
      @gamutapambwa9630 Před měsícem

      True coz munhu kwaye Haa ate banga kubaya mwana akarara shuwa Haa

    • @tatendamanyika1731
      @tatendamanyika1731 Před měsícem

      Kana men can be evil chero vari sober vanehutsinye wekuti vanouraya munhu vakadya

  • @noahchahwenga2213
    @noahchahwenga2213 Před měsícem

    Mai avo vanoti aisava hure maifamba naye here imi

  • @DhamaJokonya-ok5wp
    @DhamaJokonya-ok5wp Před měsícem

    Bhai varume takanzwawo Kuti murume akati akachengeteswa mwana asiri wake izvi zvainge zvabva ku DNA here

  • @RumbiGosho
    @RumbiGosho Před měsícem +1

    😢😢😢😢

  • @ShamisoKamkusa
    @ShamisoKamkusa Před měsícem

    Zvinorwadza veduwe

  • @LeahChataika
    @LeahChataika Před měsícem

    So sad

  • @everistomakwena6823
    @everistomakwena6823 Před měsícem

    Mahure anoshupa kungoti akafa chete asi asi kuhura aine murume ndokuita seyi tit for tat

  • @Maylv2
    @Maylv2 Před měsícem

    Dai akambochekwa rurimi murume uyo

  • @GavaMarengenya
    @GavaMarengenya Před měsícem +2

    Zvehu hure musa commenta mhai maisafamba naye. Again zvekuripisa azviitwi nemi ndezvana Baba.
    Again imi vana mai makamanikidza mwana kugara ivo vachinetsana. Mental issues are real please.
    Rest In Peace Mishim

  • @user-cz1qc6jt1f
    @user-cz1qc6jt1f Před měsícem

    Zvorwadza

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Před měsícem

    Camera men wakutibudisirawo ma bhani efodya akomana hakusaa kukatuna ere

  • @CalistoMudambo
    @CalistoMudambo Před měsícem

    Vakadzi kuganza too much but i am sorry kuhama dzemufi

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii Před měsícem

    Rip

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8u Před měsícem

    Musatomborara dzokai munorwa

  • @noahchahwenga2213
    @noahchahwenga2213 Před měsícem

    Vakomana pain yekuitiswa hamusi kuiziva hanty

  • @DuduzileNcube-c7i
    @DuduzileNcube-c7i Před 29 dny

    Shame

  • @user-fq1xu4cy2k
    @user-fq1xu4cy2k Před měsícem +1

    Kutaurisa hakuna zvakunoshanda munotaurisa vanhu awandosaka mwana akazourayisa mwana

    • @rekayitsokodayi3438
      @rekayitsokodayi3438 Před měsícem +1

      How do you define kutaurisa.makambourairwa munhu here kwenyu

    • @JudithZimundi
      @JudithZimundi Před měsícem +1

      Saka vanhu vonyarara ivo varwadziwa? Upenyu hwatorwa uhwu hapana mubereki paangambonyarara vaurairwa mwana wavo zvesw nemuzukuru. Sama manga muchida kuti vasekerere here nhaimi? Musataurw zvinorwadza imi, there is no justification for what this murderer did.

    • @Angylngumashupa-gt3yz
      @Angylngumashupa-gt3yz Před měsícem

      Uchazonzwa kurwadza kwazvo kana zvaitwa mumhuri menyu

  • @AaronMatiza-i6o
    @AaronMatiza-i6o Před měsícem

    Ummmmmmm vakadzi vema degree ava roorai mega huye munhu ngaayendeswe kuchikoro nababa vake,,,,kuitira kuti kana ohura shungu dzive shoma😢

  • @mavisnyengerai4001
    @mavisnyengerai4001 Před měsícem +1

    Dzimba idzi dzinotogara vanhu chokwadi nhamo iri muZim yakaoma😂

  • @maxwellguvava1709
    @maxwellguvava1709 Před měsícem

    Mbuya idzodzo ndodzaifurira mwana, kutaurisa too much

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před měsícem +3

      Yowe varikurwadziwa nemwana wavo Rega vaburitse shungu dzavo iye kana anga asisade mukadzi akadii kumudzosera Saka akagonei manje kuparira dzinza ngozi ko mwana wake waakauraya aiva nemhosva yei.

    • @rekayitsokodayi3438
      @rekayitsokodayi3438 Před měsícem +2

      What's definition yekutaurisa.akadii kumudzosera kumba kwavo kana ataurisa.there is no justification for murder

    • @user-jr2wb9ek2r
      @user-jr2wb9ek2r Před měsícem +1

      Saka wakataurisa unofanira kuurayiwa here

    • @maxwellguvava1709
      @maxwellguvava1709 Před měsícem

      I condemn the killing of any person but some people take decision which are very painful. All the same elders should solve marital problems looking at both sides.

  • @truutruu7494
    @truutruu7494 Před měsícem

    Haiwawo zvichamutsa munhu here

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 Před měsícem

      Uri muroyi iwe

    • @truutruu7494
      @truutruu7494 Před měsícem +1

      @@talithadube6468 kkkkkkkkkkkkkk regai zvife mai vaifurira mwana kuti aseme murume iye murume aibhsdhara fees kuti zviite sei manje zvakavharana saka vachaita sei

    • @truutruu7494
      @truutruu7494 Před měsícem

      @@talithadube6468 mwana ndiye akutorwadza apa

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 Před měsícem +1

      Kungoti haisi hanzvadzi yenyu yabaiwa,ndosaka muchitaura kudaro

    • @user-hl8cr5ri7m
      @user-hl8cr5ri7m Před měsícem

      ​@@talithadube6468 Aaah aitangirei musindo wasingagoni anekodzero yekuenda muvhu

  • @malaikajachah2972
    @malaikajachah2972 Před měsícem +1

    Ko mwana wakauraya akahura fut here murume uyu imhondi huru

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara Před měsícem

    Muroyi uyu,uye ingozi iyi

  • @apostletbbenhanan9204
    @apostletbbenhanan9204 Před měsícem

    Munoti haasi hure maugara naye here?? Rest in peace sisi

  • @TerrenceMatamisa-dg1vl
    @TerrenceMatamisa-dg1vl Před měsícem

    Rest in peace

  • @EverChakuzira
    @EverChakuzira Před měsícem

    Vakadzi musahura please chihure chinourayisa musahura muri pavarume ini ukandihurira ndokuuraya sitirety nebanga inindotogura musoro 😮

    • @LovelyLo-q9r
      @LovelyLo-q9r Před měsícem

      Then woyenda kujeri for your whole life, mumusha waunza ngozi. chawagona hapana.

  • @user-ri2nj8zh5v
    @user-ri2nj8zh5v Před měsícem

    This is pathetic