Alu Arikuita Kutsomwa, Mutoriro Ma1 Too Much Energy, Murudo Murudo Takaenda @ 2nd Ave Mbare Zimbabwe
Vložit
- čas přidán 27. 05. 2023
- Ghetto Crown King Copyright ©™ . For More Info Contact: Mad Minox Whatsapp +263 77 963 8319 or +16472375250. Email: mbareghettocrownking@gmail.com
Support Ghetto Crown King CZcams Channel By Donating Via Paypal Link : www.paypal.com/donate/?cmd=_s...
Featuring Kuda, Parkerson, Gweja, Junior D, Arnold, Usher Peanut, Billy Boy, Nito, Hughes, Mangurenje, Nduna, Wedzera, Ajita, Hwezha, Bricks, Magribhi, Chodza, King Roddie, Chihota, Murehwa, Jah Courage, Nyado, London Boy, Tinashe "Gaffa" Mad Mighty, Mad Mado, Chimimba, Boom Tyre, Alphonso, Blah Sheckom & Zimdancehall Music, Zim Comedy, Zimbabwe Entertainment - Zábava
Ndoda kuona collabo ya snake under grass and Alu, but this is painful
This guy sounds like Boomtah aka Dululu
magribhi kuita srs kunge dzikuona zvinhu zvisvinu
So this is what our country is al about now, very sad kuona ma youths achifa future so
Not only our country Iwe. Ndikutoona video iyi ndakagara pa Las Vegas. Ahh wangu, ukutochema izvi. Zviri Nani izvi. Ma youths atori normal aya. Zvandikutaura hausati wakambozviona iwe 😂
Haaa zvaendwa future hapachina apa
Vana vapera nemtoriro
Snake over grass 🤣
Talent gone to waste! Chaipisa mubhora ichi! 😏
Aaaah tasuwa Mado
Paasumudzwa maoko ndadzwa kunhuwa hapwa
ka neh ako kanopedza😂😂
Zvinhu zvekudaro hazvidi kudaro veduwe😮
Snake underglass jersey raenda
😂😂😂 ma1 ayaa
Ko dzapukuta bhodhoro kunge dzikupukuta vhombi idzoo😂
Kutsomwa tsomutsomu
Dobba don
😭😭Alu haaa maguys
What is his real name?
Kimton ane zita nyowani 😂
Kkkk mado anenge achitiwo flint neuko
Shame