Dan hanzi ndatindivara nekushushwa naNyari😂😂😂tete nemuroora match made in heaven.Dan anosara ari tsono kuonda .Apa sisi havagone kuverenga vamochiona naNyari
Balance me here guyz, if munhu akanzi ndipoo mari or nditengerewo something obva ati aah mazuvano handina boyfriend, Zvino linker papi izvi?....kas awana boyfriend akafanana neapinda basa here
Like comment so tht we give u wat u want we a family
Like the script…parts really played well
Hesi Gire, uribho here gigi 😊
Mkoma Dan never disappoints lets gather here for him we want 1000 likes for him today
Danny makes everything he is involved in seem so real😂
I love kuwirirana kwaTete naMukoma chero makhoti varikutaura zvinobhowa ivo vanenge vachingoseka havo namukoma vavo...and she is a natural❤👏
I like that too they're so sweet
@@sandrabeulah I know right!
Danny unemoyo murefu veduwe kkkk Kwai nanyarie hatidye kunge mabhinya chete 🤣🤣🤣
Kkkk,hanzi natete ndomuka ndakafa,😂😂😂😂😂 big up mai Tata namkoma Danny
😂😂😂😂😂😂hanzi zvirikutsvedza kkkkk tete imika 😂😂😂😂, ummm nyarie kuzotorera tete nhaimi nhaimi 😅😅😅, i love the way mukoma dan did to her sister
Haaa Dan is a Free Soul ndovanonzi varume vanogona family management love your Sister and love your wife as well no taking sides Keep it up Chibaba
Ah,isnt this an act??how do you know??
Tete ndovafarira zvekuti she's so sweet but ngavachindogeza please 😂😂😂
Tete is a gem. Natural talent
Nyari your acting skills are brilliant ❤
Guys you are too much,you always brighten my day,with love from me
Askana tete awo kana pressure zvawo kt muroora haasi kuwada pamba pake😂😂
But Dan you are managing these protagonist well we'll. Asian Tete makavawanepi. Havakendenge.
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi naNyarie its only kuti hatingodye kunge mabhinya chete 4:27
🤣🤣🤣🤣🤣haaaa nyarie kaah 🙌🙌🙌🙌🙌🙌hanzi kunhuwa kunge mbudzi yanaiwa kkkkkkk
Ummmmm nyari please kunhuwa kunge mbudzi hr amana kkkkkkk apa wanyanya
Kunhuhwa kunga mbudzi yanaiwa😂😂 nyari kaaa
Haa shamwari ya Nyarie bho zvekuti kugona kunyeya nemakuhwa shem keep it up guys ❤
Dan makadyiswa, ini mkadzi wangu anotaura na sisi vangu soo ndisipo kwete ndiripo
Danny is a good conflict manager!!!
Teteka munebasa zvino naNyari mosimudzana
Motobehaver Makoti agara haasi kutokudai ipapo
Asii Tete kah mukuvhuura hombe Mai Tata 😂😂😂
Tete ndo number1
Tete sando dzenyu Nyarie haadi munhu akanyarara rambai makadzwanya
Yeah mkoma Dani is best keep on
Kkk wane pamuromo kkk hanz kungodyira nhamo😂😂😂hazvigutse izvo😂😂
😂😂😂😂ziso ramakhoti iiii ma1 kkkkkk, complain after duty kkkkkkkkkkk hazvina salt😂😂😂😂😂😂😂
Keep it up team ♥️♥️♥️🌟🌟🌟mukoma Dan watching yuh from Hwange,
Kurisei Mupumalanga,kuma numbers,DRC
@@graciousmangei7740 bho zvekut siyancenga ukutshisa kuphela
Nyari hamudye kunge chii? Ndatadza kunzwa zvakanaka 😂😂😂😂
Haaa tete havagaye zvavo Nyarie ziso rako bhoo hre 😂😂😂😂😂
Tete ayas😅😅😅😅😂 vanogona chaizvo..so natural
Kkkk tete vachoo vakanakirazvavo kuti havabatikane
Nice one but 6 minutes dzese muchingodya hre guys
Ngazviende mberi ❤❤❤
Mkoma d yinemi rambai musi taura deep zezuru munotipasa manyemwe tete vapiwa pasta kokubika sadza nhai
Ndiri mukorekore haisi zezuru iyi
Tete ndo vaneyese manje ❤❤❤kkk
Nyax keep it up sis
Kkkk hakuedze uku
Nyarie respect tete ingawani munhu boo wani
Kuwirirana newe kupedza nguva coz hauna boyfriend hooo so varume ma bank nhai😢😢😢
Keep grinding tiripo
Tetes kuseri 😂😂😂😂😂
To us who like before watch lets gather here
Keep pushing sir!
Thank Dan keep fire burning
Muchajaira zvenyu😅😅😅
But Spaghetti yacho yazoita dry maningi
Muchadzipwa tete medzai..Nyarie
Kukorobhesa TV 8:27 😂😂
Hanzvadzi yaDan made me Laugh , kikikiki
Likes for everyone watching ❤
Tete vane talent Hava worry ne rubbish ya nyarie 😂
2:24 Apa zvishoma kkkkkkkk
My cousin br Danny...i wish if i can put a 1000likes
Kkkkk share the link kkkk
Thank you Dan keep on going❤❤❤
tafadzwa matongo first pazvose nekuona
Thank you Danny❤❤❤
Tete vanotaurisawo ukuwo makoti iRadio chaiyo
Danny kudya
Thanks Mkoma Dan!!
umm mukoma Danny spaggetii 2 much mozoita big stomach kiki
Makhoty 😂
👀raNyarie
Murikugona guys❤❤😂😂
Dan to the world
Apaa zvishomaaaaa 😅😅😅😅 tete kaaa
Love u guys thanks nekuti varayidza❤❤❤
Dan hanzi ndatindivara nekushushwa naNyari😂😂😂tete nemuroora match made in heaven.Dan anosara ari tsono kuonda .Apa sisi havagone kuverenga vamochiona naNyari
Hoyoo 😂😂
Ko lee naSosora hw far
Muroora vese naTete vava kuda kichinja magear ekunetsana, tichsonerera kumberi uko
Ichoooo😊
❤❤❤❤❤❤❤
Nice drama but 10mns mucgitiratidza one thing no
Oky oky
❤❤❤
Iyo ndakairamba iyo nyarie arikuitwa zvekusvotwa natete musi unonzi danny aita small house unoona wopakurirwa tsima nenyama vakadzi ibasa
❤❤
Balance me here guyz, if munhu akanzi ndipoo mari or nditengerewo something obva ati aah mazuvano handina boyfriend, Zvino linker papi izvi?....kas awana boyfriend akafanana neapinda basa here
Kkkkkk usadaro kkkkk
Danny Chibaba
😂😂😂😂🎉🎉🎉
Nice one there keep it up
Dan Dan Grego
😂
Ma gudada
Kkkkk hanzi hatidye kunge mabhinya
Farira tete iwe Nyari
Luv you guys❤❤
Hanzi waidzima rambi wondibira nyama apa gulez BP yakwira
chinomedzekedza hre chikafu chacho wakadzvondorwa neziso kudaro nemuroora😂😂
Hanzi motoita upfu hwenyu hwekuti kaba oachirarirwa porridge mobuka sadza ķkk
Tete wacho zvambonzi hazvina sauti apa hanzi zviri kunaka kungoti chete zviri kutsvedza