Chitunha Ndechani Pabarika Pachivanhu Chedu | Issues Pane Nyaya

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 06. 2024

Komentáře • 10

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa Před měsícem +2

    Paita tsika dze chivanhu , feminism, Western induced Christianity zviri kukwesherana . Problem vanhu vatema tinohakira tsika dzisiri dzedu . Chivanhu chiri very clear on what must be done kana murume afa pa barika!

  • @chipodumba5641
    @chipodumba5641 Před měsícem +3

    Regai nditi maonero angu chivanhu ne tsikanrzvitarisirapasi.Barikarikafambiswa nenzura dzedu dzechivsnhu chaidzo hazvizosvika pakurwidzana chitunha,Pachivanhu chedu zvinhu zvese pabatika zvinotangira kumukuru,kungava kugivewa kwechikafu kana pfuma yauya Na baba.Apa zcaive pachena Kuti chitunha chinochengetwa chichibva Mumba ya maiguru Inga ka kudenga chaiko kune hukuri Wani.

  • @gideonmanyusamcips3310
    @gideonmanyusamcips3310 Před měsícem +2

    Mai avo ngavasanyepera kuzungaira. Vari kuramba reality solely because she doesn't believe in barika. Which defeats the whole purpose ye nhau iri mudariro. Ndiyani asingazivi kuti kune barika? Zvakangofanana nevanhu vanoti hakuna huroyi, it doesn't change the fact yekuti huriko. She must separate her feelings from chivanhu chedu. Humwari hwavari kuda kupinza apa hwakauya nevarungu , same people vari kubvumidza same $3x marriage asi vachiita criminalize barika. How can she say hakuna amaiguru kana amainini? Saka vara rekuti vahosi kana kuti nyachide rakabva kupi? Feminism yake yakamukanganisa mafungire ake..

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii Před 2 dny

    Rejoice sando 🎉

  • @DeliciousDodza
    @DeliciousDodza Před 28 dny +1

    Kana munhu Uchida barika usati waroora mwana wevanhu be honest and say I believe in barika. That way you are giving mwana wevanhu a chance to also make a decision if you are the right man for her. Dont say I want to be with you only then maroorana and when you have wasted her years ndakuda kuroora mumwe mukadzi it's unfair. Mukadzi uya atove vahosi, chitsotsi ichocho. Kana munhu ave kuda barika iwe usingazvide zviri nani ipere marriage yacho coz hapana munhu anomboda vanhu vaviri equally. There is always someone who is always short Changed. This breed jealousy and resentment. Ndosaka varume vachizourayiwa nevakadzi. Varume jealousy yamunonzwa mukadzi akadanana neumwe murume, yakafanana neinonzwa mukadzi. Chiripo apa ndechekuti varume munoshandisa chisimba chamunowana musociety kumbunyikidza vakadzi nezvebarika.

  • @heatherheather6127
    @heatherheather6127 Před měsícem +1

    Mai ava vakaoma musoro and murume can marry 2 wives.

  • @faraitakaendesa5356
    @faraitakaendesa5356 Před měsícem +1

    Samaitaaaaaa kkkkkkk

  • @heatherheather6127
    @heatherheather6127 Před měsícem +1

    Mukadzi iwe watinyadzisa you’re a bully

  • @NaomivictoriaMangazi
    @NaomivictoriaMangazi Před měsícem

    Amai vane nharo dzemangamanga

  • @Mussoni1
    @Mussoni1 Před měsícem

    Ndumiso you are lying ratio yako, sex ratio is approximately 101 males to 100 females do your research well usati wanyepera vanhu