He (mupurisa) plants and propagates questionable accusations. Where does he get the evidence to accuse the defendant of using the dead accident victim. Ignorant and pompous.
Vese vano complainer Safari Suit Dude. Akaenda kumberi by public demand. Tinotomuda akadaro. Imi vanenge vatoziva nyaya before coming to the dare. He is doing well. Povo ukaita soft munojairirwa kana kutozorova headman. That one ndomudira character yake. He is bold plus ane wisdom. Ndiro jinda ramambo chairo rinogadzirisa nyika. Musadheerera.💪💪💪💝💝💝💝💝💝 Rese team rina Headman kumberi iro is the best. Mudare rechivanhu not magistrate court. He is very eloquent. Mudare hamusi mekuita mahumbwe. I like it when he says" Mati tese panapa tauya kuzotamba here pano"😂😂😂
@@tichamatahe.5624 ndizvo zvaanoudza vanhu izvozvo iye, but zviri wrong. Justice should be the same, zvekuti dare rechivanhu is just about jurisdiction.
Hongu ndakatsika munhu akafa ndikataurirana nevemhuri yacho back then in 2001 zvikanzi nyaya yapera - anodaro muchinda uyo but hapana ada kubata that statement. Munhu anoripwa kaviri here. He is right pakuti ngatifambe titange taona kuti ingozi iyi yava kumuka here because arikuti zvese zvayidiwa ndakaita kare.
@@tariromafirakurewa9498 ndosaka arikuti ngatifambe ka titange taona kuti ndiye here ava kumuka sezvo iye ari kuti zvese zvaidiwa nemhuri ndakaita. Unoziva sei kuti bvuri harina kuzorora musati mafamba?
Pamuzinda pedu, nhaka yedu, gadzirai nyika Mukanya. Chandinoziva gakava hariperi munhu wese ane side rake uye kutaura hakupere, i like the balance between Headman (calm) and his assessors (vocal).
Mukoma ari correct asi. Why’re you stopping him from talking. What he is saying makes sense. The family members are trying to shy away from nyaya yavo yeumwe akatsikawo munhu. Please Headman and your aides please give vasungwa time to explain. It’s not fair at all. You need to be partial
Baba awa ngawakwane...wangati ndinoripa kana ngozi yacho yabuda kwake kuda kti ngozi itange yashungurudza potse iye anenge asisiko wana wokura wachitambudzwa nengozi yake akajaidzwa uyu
Dare raChigodora has become so chaotic,they're failing to control the audience. The audience is interjecting and disrupting court proceedings. Vana Magirazi kungoti order order zvisina basa vanhu vachiramba vachiita noise. They even threaten people with $5 spot fines for interruption of court proceedings yet it's never enforced. Basa ndere kudzvinyirira the accused chete.
Ini ndobva hurungwe, but head man chigodora ndovapa sando asi mupurisa ane dimbu suit uyo dzikama wakutotonga headman zvidzore my brother toveka Hana iwe
Iro burisa raChigodora rine kagwishu kebhachi iro is full of primitive interrogational tactics. He needs to humble himself through giving suspects or accused persons time to explain. Gone are the days when muscular features conquor! We are now living in a new world where humans have RIGHTS, in this case the right to speak and be heard. Nhyka..
You are right he is so hash and rough always give pple time to explain there side of the story it's not like vari kudherera dare but vanenge vane side ravo ravakabatwa naro so give pple time to share there side.
@@Mels-rb9hul concur with you but that "kagwishu man" is too much. He needs to also understand kuty is dealing with adults regardless of their criminal acts.
Kkkkkk kuenda kudare nyaya iyoyi hamusikuona here kupfuka kwemhunu all the ppl not agreeing wth you apa mukuti hamusati maiwona aaah mashura ajatrofa aye
It's a proper court but those guys vanobata Headman vanovanza hasha especially uyo ane ka Half jacket uyo no anoziva zvaanoita but you them to calm down
Kungovhura dare nekumhanya. Headman was totally wrong. Zvechisoja hazvidi muchigarisananevana, munobatwa kwiyo usiku muchifamba. Dzorai emotions munozonyara. Remember, there are law enforcers and people thar draft the constitution that watches. Muchaingwa ne petition makatemba
Nyaya yakatsanangurwa kare vakabvuma mhosva yavo,vachiti it was a mistake, now vakuuya vachit handiripe kana munhu wacho asati amuka,kureva kuti vakaponda vachiziva zvavaiita,dare riri right pakutonga kwaro coz vanga vachingouya nepavawana vanhu vogadzirisana chte
He (the defendant) is logical. Ngozi ngaibudikire ireve muripo kwete kuti iyenderwe pamberi nematare. The court deteriorates if the audience just gang up and voice things with mob psychology to influence proceedings.
I js love blaz wesuit isina maoko. He is very intelligent. Ukaita soft vanhu vanodheerera. Gadzirisai dunhu Soko
I dofo iro
true, dare rechivanhu haridi kuva soft.
is tht the defination of intelligence. iro idofo iro. vaChigodora itai muchimudzora
Dai zvaitwa muma courts kuvhundutsirwa seizvo unoti zvaibuda. Here
We suit isina maoko Chirandu kkkkk
Endai kwaMutasa kunotongwa dzemunda nedzevakadzi ,kwaChigodora kunotongwa real Stuff affecting pple lives ,,,,,,,,,Bigup Chigodora
Wapedza hako kazen kwete zvevamwe zvekungoti nweeee nweeee vasingaziye zvinoshungurudza vanhu
Dare reChivanhu hazvirevi kuti abuse vanhu, iri dare rakazara udofo and abuse
Mutasa anopedza masports, Chigodora i noise chete
Chigodora too much noise esp his assistants
He (mupurisa) plants and propagates questionable accusations. Where does he get the evidence to accuse the defendant of using the dead accident victim. Ignorant and pompous.
Vese vano complainer Safari Suit Dude. Akaenda kumberi by public demand. Tinotomuda akadaro. Imi vanenge vatoziva nyaya before coming to the dare. He is doing well. Povo ukaita soft munojairirwa kana kutozorova headman. That one ndomudira character yake. He is bold plus ane wisdom. Ndiro jinda ramambo chairo rinogadzirisa nyika. Musadheerera.💪💪💪💝💝💝💝💝💝 Rese team rina Headman kumberi iro is the best. Mudare rechivanhu not magistrate court. He is very eloquent. Mudare hamusi mekuita mahumbwe. I like it when he says" Mati tese panapa tauya kuzotamba here pano"😂😂😂
Idofo muchinda uyo. Anouya kudare angonzwa side one remumhangari. Mutongi ari fair anoteererawo the other side ozoenzanisa.
Ndotomufarira uyo ndozvinotoda dare
@@TheChekas Vanhu vapedze gore vachiteerera imwe info isina basa munhu ngaataure nyaya yavingwa kudare.
@@TheChekas Handikushoori mumwe wangu. Matare echivanhu haashandi zvese zvamungava muchifunga mukuru.
@@tichamatahe.5624 ndizvo zvaanoudza vanhu izvozvo iye, but zviri wrong. Justice should be the same, zvekuti dare rechivanhu is just about jurisdiction.
Kuita zvake nharo achito bvuma kuti akadhuma munhu akafa but haadi kuripa,zvakaoma, Zibenzi
Headman Chigodoro much Respect
Mwari ngaakuchengetei
Kkkkk mazuva ano nguva yekuita makuhwa hakuna kungomuka takananga ku dare ra vaChigodora 🏃🏃
Straight wenaa
Tatogara pamatombo tiripaphone dzedu
😂😅😂
Tirikudzidza kubudikidza nenyaya dzemunoisa pano👏
Dare ra Chief Mutasa ndorinopedza, Chigodora kana zvina Mambo Mutasa siyanai nazvo vari well organized & straightforward
Chigodora and the team munogona zvenyu, koguva pachipikiri ngozi wat wat zvakazoperasei
❤❤❤.chiģodora village court.our daily bread
😂😂😂😂
Order!! Allen AKA Magirazi kkkkkk i love you team Chigodora.
Hongu ndakatsika munhu akafa ndikataurirana nevemhuri yacho back then in 2001 zvikanzi nyaya yapera - anodaro muchinda uyo but hapana ada kubata that statement. Munhu anoripwa kaviri here. He is right pakuti ngatifambe titange taona kuti ingozi iyi yava kumuka here because arikuti zvese zvayidiwa ndakaita kare.
Haaa bvuri harisati razorora munhu achiti kunetsa big time.
Pane zvononhadharwa Kuti munhu awigwe but zvekupenyu hwake munhu anozvirwisira ega and nharo dzaari kuita family yakafirwa ngaingotumira mweya wacho kwaari nemhuri yake tione Kuti haaripe achimhanya here.
Kuzvara kwomumwe ndekwakewo weduwee Dai ariye akatsikirwa Mwana aidii
@@tariromafirakurewa9498 ndosaka arikuti ngatifambe ka titange taona kuti ndiye here ava kumuka sezvo iye ari kuti zvese zvaidiwa nemhuri ndakaita. Unoziva sei kuti bvuri harina kuzorora musati mafamba?
Tsvagai part 1 yenyaya muzive kurikubva nyaya. Vanhu avo vakauya vega vachida kuripa. Havana kusheedzwa na Chigodora.
@@blessy74 Vanhu avo vakauya ihama dzemunhu akatsika not nyakutsika. Pabatisise ipapo. So, in short hama idzo dzakaita dzungu. It was not necessary.
Vakanotsvaka vamwe ndewapi uye sei vakanovstsvaka pari tricky ngozi Haina kuchipa
Pamuzinda pedu, nhaka yedu, gadzirai nyika Mukanya. Chandinoziva gakava hariperi munhu wese ane side rake uye kutaura hakupere, i like the balance between Headman (calm) and his assessors (vocal).
Correct 💯
Chigodora the man himself he's a good leader
Anogona kuyananisa asi bhurisa aripe chance accused
chigodora has my vote
Makuzomukuvadzisa😂😂😂😂
Uyo ane magirazi wekwa Zviuya is my former Biology teacher.
Anopenga murume uyu chanoramba chii ipapa 😮
Mukoma ari correct asi. Why’re you stopping him from talking. What he is saying makes sense. The family members are trying to shy away from nyaya yavo yeumwe akatsikawo munhu.
Please Headman and your aides please give vasungwa time to explain. It’s not fair at all. You need to be partial
Hama yangu kufa kwemunhu hakungonzi zvapera aiwa. Munhu anoda kucheneswa nekuripirwa kufa kweakaita kwete kuita kunge pakatsikwa imbwa. Avo mukoma varikuita chirungu ndoosaka varikuda kuedza kukanganwa mhosva yakaparika. Isu hatisi varungu, tirivanhu vatema chivanhu chiriko muhupenyu hwedu. So avo varikuda havo kuripirana nevekwakafiwa vari right chaizvo.
Haaa Mukanya muri kugadzira nyika vamwe venyu vana Chief Svosve tirikufara nazvo😊
mzukuru wa chief svosve aripano.🤝🤝
Chero machinda amambo akava rafu sei, headman is calm hawo vanozopa judgement yawo zvine mutsigo zvisina kudzvanyirira, dai headman vaiitawo zvoita machinda awo haaa zvaisafamba
Hanzi kunge munhu wakaba parufu kusagone kunyarara😂😂😂😂😂 waiyepo hre
😂😂😂😂😂😂 chandidakadzawo
Kkk unenge wanetsa noruzha kkkk ndatapirirwa zvangu headman kuita kunge vakaita degree rezvituko kkkk
Karanganda huchi baba😂😂😂😂❤😊
Mkoma wekutsika munhu uyo anoda kutanga amamiswa zvaarikutaura hazvina chirodzo ba ngozi inogona kubudza after 30 yrs iye anenge afa yosara ichitambudza vana iye akaramba kuripa achiti anoda kutanga awona vanhu vachibudirwa ngengozi ibenzi baba ava
anogona kutofira vanhu pakatotangwa imwe nyaya kutosiya zvakadaro zvitorinane
Head Man and team welldone
Honestly speaking vanhu wekwazviuya hawana right yekuisa vanhu kwachief mutasa bcz ndiwo vakauraya munhu wekwachigodora and wanoda kuripa ndiwo vanofanira kutofambira vanhu wevakatadzira kwete kt akatadzirwa afambire munhu akamutadzira izvo hazviiti
Wese ari kt nyaya kwamutasa hazviiti bcz munhu akatsikwa ndewe kwachigodora and akatsikirwa kwachigodora nyangwe dai akatsikirwa kwa mutasa hakuna ngozi inoripirwa kunxt door kwamutasa kwatowe kunxt door bcz akafa uyu ndewekwachigodora
Baba awa ngawakwane...wangati ndinoripa kana ngozi yacho yabuda kwake kuda kti ngozi itange yashungurudza potse iye anenge asisiko wana wokura wachitambudzwa nengozi yake akajaidzwa uyu
Chigodora and team to the world
Kudare kwakuzara uku hey. Chigodora is becoming popular he must be promoted
Pasina gucci hapana dare inonzi village court ndosaka isinga deale ne criminal dnt look for perfection kuvanhu vanoswera vachifudza mombe nemagadern nakiszwai nenyaya chete
Zviuuya family ,uyo achamuka adamburwa zimhino uuumm ndaseka😂😂 zvangu
😂😂😂
Hapana shamhu hre murove zikumhino iro
This is the only traditional court that doesn’t give the accused time to respond. Nxaaa
This guy wasn't allowed to speak throughout. People are shutting him up. The headman wasn't fair
I love Chigodora
Uyu murume imbwa yemunhu anoda kuripa yabuda Ngozi iye achiziva Kuti akauraya munhu. Ibenzi remunhu
VACHIGODORA NYAYA MUNOTONGA ASI KANA MAVATI NGAVAFAMBE HATIZOWONI KUDZOKA KWAVO VACHIPUPURA UYE YECHIPIKIRI ICHIRIMUMHEPO HAVATI VADZOKA KWASekuru tasvu
Haaa uyo akutotanga kupengeswa nengozi kkkk,ngaaripe ngoxi
Oooorder,ooooooooooorder mudare😂😂😂😂
😂😂😂ndaifunga ndini ndega ndinopanzwa ipapo.i mean ooooder oooooder mudare
@@ropamakoni2618 🤣🤣🤣🤣🤣,Dayi paive ne option ye voice comment ndanyatso teedzera,magirazi ari very serious nenyaya ye order kkkk
@@liniagumbo9339 🤣
Aaaaaah 😮😮😮😮😮😮,uyo akupenga chete shua
Chigodora huchi murume uyu❤
Dare raChigodora has become so chaotic,they're failing to control the audience. The audience is interjecting and disrupting court proceedings. Vana Magirazi kungoti order order zvisina basa vanhu vachiramba vachiita noise. They even threaten people with $5 spot fines for interruption of court proceedings yet it's never enforced. Basa ndere kudzvinyirira the accused chete.
Hakusi kudzvanyirira but zviripamutemo imbonzwa mamwe matare that's why vachidzimiswa even Fon chaiyo,mumwe akaripiswa kwaBushu $5 iyoyo nenyaya yekutaura mudare Saka zviripamutemo wedare rechivanhu
Bhangu iwe wakamamirwa naChigodora asi
Ini ndobva hurungwe, but head man chigodora ndovapa sando asi mupurisa ane dimbu suit uyo dzikama wakutotonga headman zvidzore my brother toveka Hana iwe
Gucci usadzora tsvimbo nyika ngaigadzirwe we need you in CCC.... leadership 👏
Ngatiitei cent cent tigadzirire headman of the year shade irinane cz panogadziriswa nyika padare apa
Zvakarongeka matova nema suits ebasa headman always in blue ,mumwe short suit ,Allen ane yakewo suit totenda everyday munenge murimuma suits mamwe achienda ku dry clean mamwe muchipfeka totenda
Nyakuuraya uyu akauraya munhu uyu achiziva akatochekeresa uyu
Asi kune mhepo ino vhuvuta kwa Chigodora haaa nooo ibesa ir
Zvinhu zvacho sooo pakaipq aiwa ndaiyepo😊
Hello headman watching from Greece
Mukanya gadzirai nyika 😅😅😅😅😅😅😅 anonzi chigodora zita rake
Wanhu wakuita zvakaipa munyika umu kunyanya waye wekuromba tumadhara tuye ngatubvumburudze musati headman ngawa respect ku respecter muroi no wano kudzwa wakachena kwete kushungurudza mhuri
Baba ava vakatsika munhu apa rough apa kanacent havana muhomwe vanin'ina ndovakatobata
Chigodora hoyeeeeeeee
Chigodhora Chibaba uyo vese varikunyunyuta hamudi chokwadii
Tavepo tavepo iwe woshora🎉🎉🎉🎉
Ummm padare pavekuzara APA big up mambo Chigodora
Ngozi dzinozomboripwa dzisati dzamuka sei
😂😂😂chigodora court is my daily bread
headman Chigodora ngaavakise shade kani.mazariro anoita panhu apa shuwa vakangouya pamusha nezvidhinha 20 nehustwa mabundle 5.shuwa vari kundiudza kuti vangatadze kuvaka shade yakanaka here.votonga vanhu vasingatsve nezuva.izvozvi Gucci uye akavhara face nebook.dzimwe hasha dzinoita ma assesor amambo ayo ihasha dzekutsva nezuva...dare iri idare guru fani .rekuti community iyi yaifanira kutovanga nzvimbo inotongerwa nyaya
Murume uyu anoda kurohwa first baba ava vanopenga so ucharipa waona chipoko only 😂😂😂😂😂
Iro burisa raChigodora rine kagwishu kebhachi iro is full of primitive interrogational tactics. He needs to humble himself through giving suspects or accused persons time to explain. Gone are the days when muscular features conquor! We are now living in a new world where humans have RIGHTS, in this case the right to speak and be heard. Nhyka..
Traditional courts are different and kazhinji vanenge vachitoziva nyaya behind. Vanhu vane kakudheerera ma Traditional courts. Ma PP anodiiko?
You are right he is so hash and rough always give pple time to explain there side of the story it's not like vari kudherera dare but vanenge vane side ravo ravakabatwa naro so give pple time to share there side.
@@Mels-rb9hul concur with you but that "kagwishu man" is too much. He needs to also understand kuty is dealing with adults regardless of their criminal acts.
taura hako shamwari iro chindaeume rine speed nedzungu...kuri kunana Zaka unoroyiwa dzungu rakawandisa apo
Rinobhowa iro amheno akariudza kuti rinogona. To me he is useless and ndiye anotobhaiza padare apo. Ngaadzikame and respect elders even vari vasungwa
❤❤❤BabaTaps huchi Karanganda TV 🎉🎉🎉
Arikuvhunza zvakanaka Wani chokutanganga kufamba musavhiringidza munhu heyiiiiiii
Kufambirei ivo vachiziva kuti vakauraya vanhu vacho vatoripo
Noo unozivei Ngozi mumadzinza dzirimo dzakawanda munogona Kuti ndewakatsikwa nanhingi pamofamba mononzi hongu iyi iripo but iyi ndoirikutopisa ndaksona Kwa Chief Mutasa vainetsana sefamily pasare nenyaya yengozi dzaizikanwa chaidzo dzaiva 2 but vakazoshamisika muzukuru akafira mumusha achinzi akatemwa nedombo negudo akunzi akatemwa nasekuru vake vachimubatsira kutanda makudo family yaisatoziva Kuti ndofiro dzakaita muzukuru ndokutoudzwa ipapo namukotsanjera n'anga iya inembiri yekuita nezvengozi akati idzi mbiri imbodzisiyai iyi yomuzukuru ndoirikutopisa chaiko iyi ndobva adanwa ndokubuda muzukuru uya achitaura zvaanoda kuripiwa nazvo ndozvaifanira kuitwa apo Ngozi inofambirwa yodanwa yotaura yoga mafambisirwe ezvinhu maripirwe Ake
@@user-on4uw7xv1gfamily iyo ikuda kuripwa vane dzungu sterek unoripa sei usati wafambaa
Kkkkkk kuenda kudare nyaya iyoyi hamusikuona here kupfuka kwemhunu all the ppl not agreeing wth you apa mukuti hamusati maiwona aaah mashura ajatrofa aye
Hanzi kunge munhu akaba parufu 😂my lovely headman
Dare is becoming more and more like a kangaroo court. No order, prejudgement.
hamuzivi dare rechoshona baba zvimwe zvacho ukava too soft kune vanhu vakaoma moyo zvekuti pakasashanda hasha hazviperi mushe
Takamirira mamwe kandaikaa pa mhepo mkoma baba taps
Haaàaa icho chinekasutu kagwishu chinobhohwa ndokutonga kwacho hr kwekumbunyikidza munhu ....akubhohwa murume uyu
It's a proper court but those guys vanobata Headman vanovanza hasha especially uyo ane ka Half jacket uyo no anoziva zvaanoita but you them to calm down
Pliz dare regai musungwa ataure mudare pliz musashumgurudze musungwa aaaa mukukonewa ipapo
Pamwe Chigodora is wrong especially kusapa vanhu mukana wekutaura, n it's like anoterera makuwa court isati yatongwa
Gadzirisai shade please umbrella ☂️ haiitibaa
Chigodora number one
Chigodora nevadare vako muri bully asi mune mari yamunopihwa na Tasvu. Hamusi kupa vanhu mukana we kutsana gıra nyaya dzavo . Muri biased. Mukaramba muchidaro tichaisvitsa kuhurumende nyaya dzenyu dzamurikuita. 300 dollars munofunga inonhongwa. Itai mushe.
My Headman..😊
Gadzirai nyika mukanya❤
Murume anopenga uyo,ngozi inogona kubuda after 70 years verse vapera kufa zvozonetsa vazukuru
Ngozi kubva pa accident here nhai
imagine
@@TheChekas mudhara uya wekunzi hauna kuuya kurufu rwangu ngei mamukanganwa ere.
@@Olcool inga ndiyo argument yemumhangarirwi wani, kuti ngaibude sengozi ozobhadhara, not just kungoti munhu afa neaccident.
@@TheChekas ngozi kuzobuda munozogona kuzviona pafa vanhu 4 kana 5. Mozodii? Ipapo mese munenge mava marombe yakudzingisai mabasa futi
Dare rachigodora haripi munhu nguwa yekutsanangura mutasa anopanguwa ochizotaura
Kkkkkkk ...haaa chigodora kwakuseri
Mudhara uyu anoda kuti patange pafa munhu kwa Zviuya then ozotanga kuripa. ibenzi iri.
Ipaiwo munhu nguva yekutsanangura hama dzangu. Ingatongeka sei nyaya isina ma sides
Kuna Headman mari dzemiripo dziri kubviswa hamukwanise kungovakawo here kana ka shed ke Huswa zvako vanhu vasafe ne Zuva
Just my contribution
Kwai kunge munhu wakabe parufu kkkkkkk
Vanodzvinyirira chigodora sometimes
Apa itoripo Ngozi wangu nharo dzako idzi ingozi 😂😂😂😂
That advisor with a khaki suit needs to be removed from this court otherwise we will stop watching this show
Asi sekuziva kwangu ngozi munoripa mafamba otherwise munoripa katwo makaita fast track isina basa
Ndakazorora ndichiona zvangu Nhau paDare raHeadman chigodora
Ndaona my former classmate paDC apo
Kwa chigodora ndozvvo vanhuvqnowanakwekuswera noumbqvhaukucos headman keeps them busyyygood for him
Kungovhura dare nekumhanya. Headman was totally wrong. Zvechisoja hazvidi muchigarisananevana, munobatwa kwiyo usiku muchifamba. Dzorai emotions munozonyara. Remember, there are law enforcers and people thar draft the constitution that watches. Muchaingwa ne petition makatemba
Baba Taps magona kupa title name kuti tizive MHURI KUTI NDEYEKWANI I THINK ZVAKAKOSHA
Arikuramba kuripa coz anoshandisa mufi akamuripira haachina simba Gucci for justice
Iro rinekabhachi kambishu anotozviita kunge dare nderake chinondibhowa havapi munhu nguwa izvozvo iye akati vayende mberi ndiyani musazvinyirira vanhu imi ipayi vanhu nguwa vachigodora fambai nebasa munogona asi mukutongwa nematofo ngavasvage mabsa awo
Chigodora to the fullest asingade Rega kuona end of story
Chief chigodora noise yanyanya mudare renyu yedzai kudzokera pekare idare here kana kuti pamakuhwa
Mambo basa muri kugona asi ipaiwo mumhangarirwi mukana wekutaura
Vanhu vari kuteerera vawandisa vakukupedzerai nguva muchigoti nyararai
BaTaps dayi zvayibvira mayitipawo part 2 kuyitira kuti tizive maperero akazoyita nyaya yacho.
Kkkkkkk ripa kana ngozi yabuda
Padare hapanyengererwe munhu zve itai basa va chigodora
Give that Zviuya man a chance to explain himself.
Chance ipi iye akuda kumirira kutanga aona family yakufa then izoripa
Nyaya yakatsanangurwa kare vakabvuma mhosva yavo,vachiti it was a mistake, now vakuuya vachit handiripe kana munhu wacho asati amuka,kureva kuti vakaponda vachiziva zvavaiita,dare riri right pakutonga kwaro coz vanga vachingouya nepavawana vanhu vogadzirisana chte
True