Shamva zvakare! Handichakuda iwe mukadzi

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 2. 06. 2024
  • Shamva zvakare! Handichakuda iwe mukadzi

Komentáře • 82

  • @PoliteMuzenda-de8lv
    @PoliteMuzenda-de8lv Před měsícem +32

    Shamva ndeye chihure, kwachigodora varoyi,kwaMutasa mabhinya

    • @user-zj1jd8cw5z
      @user-zj1jd8cw5z Před měsícem +1

      Kkkkk kunegoridhe iwe chihure chega chega

    • @t.m1222
      @t.m1222 Před měsícem +2

      Kkkk kwaMakoni kuchuru kkk hapana kusina zveko kkk

    • @user-zz8hv7wc5h
      @user-zz8hv7wc5h Před měsícem

      Kwenyu ndekweei

    • @t.m1222
      @t.m1222 Před měsícem +2

      @@user-zz8hv7wc5h kwedu ngekwe * kuseri kwechuru* 😡😡😡😡

    • @Dadirainyambo
      @Dadirainyambo Před měsícem +1

      Kkkkk😂😂

  • @juliusmatenda3007
    @juliusmatenda3007 Před měsícem +4

    Iwe mukadzi no stress. Yu will definitely get somebody asiri benzi. Mafootballers mbanje dzega dzega .

  • @user-fo7db6uc9h
    @user-fo7db6uc9h Před měsícem +4

    Shamva iri muzimbabwe here❤❤❤❤ haaa inofanira kuita nyika yayo yoga sakwaIshamel kupurazi

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Před 27 dny

      Hakuna hako kusina chihure kkkkk asi vemedia ndidzo dzega dzavanongoburitsa kunotongwa nyaya hobho

  • @barnabasndira6953
    @barnabasndira6953 Před měsícem +6

    These footballers at 40 years they will be wallowing in deep poverty because of such behavior of changing women.Pane nguva yekupisa nenguva yekutonhora pakunotonhora make sure une majuzi.Its embarrassing for his character to be dragged in women issues worse in traditional courts 😂😂

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Před měsícem +6

    Ndozvinoitwa my ccta kwete kuzvimbisa munhu dumbu nekuuraya sa mai Sasha fr the why tichapera kuuraiswa nevarume ava

  • @user-rp1kl9he1e
    @user-rp1kl9he1e Před měsícem +4

    Akambotamba bhora murume uyo ZPC Kariba Nicholas Alifandika

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před 27 dny +1

    Truly murume uyu akahura akasvotwa kubatirwa chihure

  • @b1nice923
    @b1nice923 Před měsícem +4

    Zvekupa mareason pakurambana idrama iro. Kana munhu asisade haachade

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 Před měsícem +6

    Rambanai shuwa hamuenderane

  • @user-bu3vf1bx3g
    @user-bu3vf1bx3g Před 6 dny

    1:53 😊 1:56

  • @TheAzory
    @TheAzory Před měsícem +4

    It's so unfortunate how and why people are divorcing these days... after some days muchaona mface akuona kuti ndakaita mistake, why can't they talk and resolve these petty issues...

    • @ltm454
      @ltm454 Před měsícem

      You right but nguva zhinji mumba hamude mabhuru maviri, I think ndiro dambudziko ratava naro kuti murume anoti handiudzirwe mukadzi achitiwo handiudzirwe

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa Před měsícem +1

      Saka wavo munyama here kurambwa ka2. Vane vanaka mai ava.

    • @ltm454
      @ltm454 Před měsícem

      Kurambwa nemurume or nemukadzi mazuva ano zvatova common and mweya watopinda munyika watoipa wekuti we no longer value marriage like zvaiita vabereki vedu. So unotoita divorcee revarume kana vakadzi jahwi

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 Před měsícem +1

      ava vanhu havana kuroorana saka haisi divorce

    • @godfreekazuru9588
      @godfreekazuru9588 Před 28 dny

      Haa wakanyanya iwe unoziva. Murume uyo kusagona hake kutaura asi dzimwe type hadzigarikike nadzo. Kudzikama pavanhu mumba ari bhuru kkkkk​@@fadzaitaderera3929

  • @Hungwe
    @Hungwe Před 29 dny +3

    Marriage hayidi masimuka tiyenzane

  • @elphuselvisnyangombe383

    Chief Bushu aoa matonga zvakanaka uyezve zviri smart

  • @marconkiwane4248
    @marconkiwane4248 Před měsícem +2

    Mai manyama ndi inbox ei 😅

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +1

    Kutambisa mkadzi Apana nereason yekuramba munhu

  • @misparmushonga8164
    @misparmushonga8164 Před měsícem +1

    Mukasekerera benzi richigeza ropedzesera raakudya sipo

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Před měsícem +4

    Baba vangu Tembo vane basa hombesa mudunhu ravo 🙌🏾

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Před měsícem

    Mkadzi akanaka zvake uyo ...murume uyochete zvowanika

  • @tinevimboteta1223
    @tinevimboteta1223 Před měsícem +2

    Camera yakatarisa kwayo vanhu kwavo sure. Asi makatenga certificate here nhy Cde.

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Před měsícem

      Space yacho mukuru, tingori ne camera imwe chete

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Před měsícem

      Saka tinozama kumira patinotora 2 sides with one camera, vanoziva ma camera wanobva watoziva kuti sei ma videos akubuda akadai

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Před měsícem +1

      Patichaita 2 camera uchabva waona mutsauko

  • @JosaahNenji
    @JosaahNenji Před 29 dny +1

    😮

  • @user-vo6wr3zn9f
    @user-vo6wr3zn9f Před měsícem +3

    Anyepa mambo mhindura muriwo yekupi robbery 😢

    • @NyashaMashumba-hu9rj
      @NyashaMashumba-hu9rj Před 29 dny

      Vamukaurisa Chetek Dai Vatican mombe 3

    • @nomorekafuriza5585
      @nomorekafuriza5585 Před 27 dny

      Ndochivanhu chizere ichocho haugare gore rese nemwana wevanhu uchiita zvaunoda naye kutsotsonya pawadira

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před měsícem +1

    Shamva yazviita zvekare. Chibanda, dzosai katete kedu kesviro kaye kechidiki. Kanouya rini?

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Před měsícem

    Mhindura muriwo kkkkkkk kovata nemukadzi here

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před 15 dny

    Mhinduramuriwo imombe yeyi

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera Před 29 dny

    Shamva chihure ma one especially ku Gold Mine

  • @irvinemurombedzi9628
    @irvinemurombedzi9628 Před měsícem

    Bharanzi uyu aka bhaiza big time. Mukadzi wese would have behaved the way this lady did. Blaz akanga avakuda bedzi kudzokerana newe kutanga. zvicharambana futi. Ngaatange amboroona wozoramba.

  • @MeloBandalongwe
    @MeloBandalongwe Před 27 dny

    Zvimabishu zvemuwadzanai izvi

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa Před měsícem

    Nicholas Alifandika akambotamba bhora mwana uyu,ndafara kuona kuti achirikurarama

  • @machisalogisticsmachisalogisti

    mari yegupuro haibve kune munhu chief chivanhu chenyu chakadakwa

  • @user-dz1ty1wl7g
    @user-dz1ty1wl7g Před 28 dny

    Kukava dacha huriyambutsa .Katsambara mafuta kemurume waikadii nhai , mkadzi akanakisa kudaro

  • @Memorycchimoogo
    @Memorycchimoogo Před 29 dny

    Mambo uyu nyaya dzacho anodzigona

  • @Dadirainyambo
    @Dadirainyambo Před měsícem

    Kwashe bushu vanhu vanorambana mmmmm kushandisa mwana wemumwe munhu ndosa muchiroiwa

  • @Memorycchimoogo
    @Memorycchimoogo Před 29 dny

    Mambo muri simbi chaiyo

  • @tinashemlambo6079
    @tinashemlambo6079 Před 29 dny

    Tsano Tiko chihure too much winnie kafera ndiye akakupedzai

  • @user-gq5wt6es6v
    @user-gq5wt6es6v Před měsícem

    Shamva yanetsa hokoyoi namai Sasha

  • @user-ro8dx9jq8v
    @user-ro8dx9jq8v Před 27 dny

    Inini l have always wanted to be the first wife never trust that these man will leave their first wives for good pechi2 ndoeenda ndaona guva refirst wife

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před měsícem +1

    Kķkkķkk hasha dzinorambisa

  • @pessysachakaza9479
    @pessysachakaza9479 Před měsícem

    Kanga kasingachanakirwi nemukadzi ako kamuchinda ako

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 Před měsícem

    Huranai mufe 😂😂😂

  • @user-sm4oe1od6y
    @user-sm4oe1od6y Před 29 dny

    Chief munogona

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Před měsícem

    Dunnhu rachifi bushu rakazara chibvambi ini handiuyewo unozadzwa chiphambie

  • @user-md7xb5pe5v
    @user-md7xb5pe5v Před 29 dny

    Zvikonzero zvisina musoro😂😂😂😂😂😂

  • @kingatinspirationchannelde4416

    Ndipei number ndemukadzi

  • @lindamagadu9685
    @lindamagadu9685 Před 29 dny

    Ndripo ndri kuona hangu

  • @AishaMunemo
    @AishaMunemo Před 28 dny

    Rambiwa uti joine ku manje baby

  • @nyaraylshonhiwa5521
    @nyaraylshonhiwa5521 Před 28 dny

    Ziromo

  • @jerrieychitsinde7871
    @jerrieychitsinde7871 Před měsícem

    Negomo vanetsa mudare rabushu...😂😂😂😂ndevapi ivavo

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 Před měsícem

    Varume vakarambana nevakadzi havaite vanozodzokera

  • @user-rb8kq6yt8x
    @user-rb8kq6yt8x Před měsícem +2

    Mai ava vaifanira kupiwa mari ye time wasted Havana kutaura sei

    • @EthieNyama
      @EthieNyama Před 29 dny

      Kushamva kurana kwega kwegaa kkkkkkkkk hakuna Mari inopiwa munhu tozovhura hombe kkkkkkkkk

  • @it3788
    @it3788 Před měsícem

    Hendei shamva.shambala they need councellingvesemawhambi 😮😮😮

  • @user-vl9qi6oc2w
    @user-vl9qi6oc2w Před měsícem

    Nicholas Alufandika zvechi mufakose zvawajaira uno gadziriswa namambo Bushu

  • @user-ye3qc4ny6u
    @user-ye3qc4ny6u Před měsícem +3

    Mkadzi akanaka kudai ukutambiswa hit my inbox Mai imi Shamva uripapi ndouya ndikutora