Huyai Munzwe Zvakaitika Patakaona Zvipoko Tiri Kumakuva Ekumbudzi

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Komentáře • 16

  • @tre642
    @tre642 Před 2 měsíci +3

    I think your brother akaura munhu kumakuva. Killing his family dzimwe nguva ingozi . Chipoko hachingo tera vanhu for no reason pane nyaya.

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před 2 měsíci +3

    1# Confession tangai kuita ukama wakasimba na Mwari muchinamata zvinopera izvo

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz Před 20 dny

    Mmm ende zvakaoma

  • @ArmandovumaUnoque
    @ArmandovumaUnoque Před 2 měsíci +1

    🎉❤❤❤❤❤😂

  • @PaulaNdaba-gt5vt
    @PaulaNdaba-gt5vt Před 2 měsíci

    Morning mkoma Nashy thank you very much nebasa ramuri kuita tikudzidza zvkawandisa

  • @MarthashavaMarthashava
    @MarthashavaMarthashava Před měsícem

    Koangadi kungomusiya pakusungisa munhu

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 2 měsíci

    Mukoma wenyu nemumusha menyu mune ngozi. Kumakuva ndiko kumusha kwezvipoko. Fambai munzwe kuti mai venyu vakafa sei, uye kuti dombo riri kuendepi? Mukoma anoziva zvaakaita

  • @RejoiceMasomera
    @RejoiceMasomera Před 2 měsíci

    Zvinopera ukanamata itruma chete .

  • @CarolineMapurisa-hk9gy
    @CarolineMapurisa-hk9gy Před měsícem

    I still want to understand conf #1....i dont understand zvakaitika kumakuva....

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Před 2 měsíci +1

    Last confession haaa paka vhurwa zvihombe apa 😅😅😅

  • @GodieGodfrey-yf3zm
    @GodieGodfrey-yf3zm Před 2 měsíci

    Vekudanana nemupurisa dai wakamuramba zvakanaka dai wakamutiza hako pamwe akauraiwa so

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Před 2 měsíci

    Yaaah ma1

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Před 2 měsíci

    Mukoma venyu vakaromba avo vakaromba namai

  • @user-sc3yy6yk4q
    @user-sc3yy6yk4q Před 2 měsíci

    Hello mukoma Nashy

  • @user-wp2pt7mi8y
    @user-wp2pt7mi8y Před 2 měsíci

    #1 bhudhi vakauraya munhu chete #2 eeee cc makanyanya asi zviriko